Kwete zveharare kumatsotsi vanongobata zvinhu zvakafanana vese haaa manje this guy anofamba nenyaya in oder with no show off i love you mukotsanjera sekuru the best svikiro ever
Ngozi iyi yandirwadza😢... This man was clearly loved by his wife and children. Akafa zvinorwadza shuwa.. So sad. Ndabatikana zvisingaite 😢😢. May his soul eventually find peace.. Musauraye vanhu veduwoye. Kutambudza mweya wemunhu to this extent.
Dhara rangu sekuru mukotsanjera and all thanks to Mambo mutasa vakakutenderayi kuchenedza Bindu Ravo ..... ❤❤❤❤❤ Kweshayi vanhu sekuru vanhu togara tichichema nzara kusanaya kwemvura hurombe zvese tobuda sei pakadayi ....😢😢Sundayi vanhu sekuru once again thank u Mambo mutasa
@ChishongoMadhuve Enda pano pa youtube wotsvaga ma videos a Sekuru Makoni anonzi "Tsika Dzevatema"! Vanotsanangura nemazvo tsika ne history yedu!! Unodzidza zvinhu zvakawanda chaizvo!!
Vanoti pano pachanakidza. Darikaio muchisiya like 🎉🎉🎉 sando kuna sekuru vedu vanopedza zvese. Much thnks kuna baba taps tiri kudzidza zvakawandisa thru his *platform**❤❤❤❤❤❤❤
Nyika yaka takura kurema,. Well done Doctor Mukotsa muri kuti onesa chisa onekwa pasi rino and we are also learning a lot of things here. Thank you baba Taps
Waiting for the rest of the recording. Love Sekuru MK's new secretary navaya vaimbofamba navho pakutanga. So professional🫶. Tatenda vadzoka favourite yedu❤. People do abominable evils in our land. No wonder the country is so cursed. Kumasowe kunedzakawanda. Regious fanatics hiding murderers.
Nyaya inochemedza iyi misodzi yangu yabuda sure😢😢but marange ka so far mukotsanjera arikugadzirisa ngozi dzeteam marange postori but varikugona zvavo misha irikuchena.
Vanoti Sekuru Mukotsanjera ndi Bae anopdza maSports 99.9 zvisina kupokana isai ❤ nema Likes
%99.99😊
Hoyoo pama hoyoooo
Hoyo❤
Tanga takusuwayi karanganda featuring mukotsanjera thanks karanganda
Tawepo pasofa kuti dheshe sofa rese
Im happy to see Mukosenjera my favorite Sekuru
Ndiniwo wena ❤❤❤❤
Me too
Mukotsanjera to the world👏👏👏 ndaisa maoko "tsoka" ndakupai maruva enyu muchiri vapenyu🌹🌹🌹🌹
Doctor Mukotsanjera vanovhura hombe always vanorova kese vanochenesa musha be blessed sekuru komborerwayi raramayi nekusingaperi
True vanobva vadzidzisa ipapo ipapo havabvuraudze dare munhu wese wemumusha anopihwa mukanwa wekutaura
Kwete zveharare kumatsotsi vanongobata zvinhu zvakafanana vese haaa manje this guy anofamba nenyaya in oder with no show off i love you mukotsanjera sekuru the best svikiro ever
😂😂😂
Kkkkk
Ende munepamuromo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkk ana Tsikamutanda veHarare😂
Ngozi iyi yandirwadza😢... This man was clearly loved by his wife and children. Akafa zvinorwadza shuwa.. So sad. Ndabatikana zvisingaite 😢😢. May his soul eventually find peace.. Musauraye vanhu veduwoye. Kutambudza mweya wemunhu to this extent.
vanoti baba Taps vambotumira vamwe vakomana kwa Headman please like
Headman vane channel yavo wani
Havasi ku poster mazuvano vakapedzisira kare unless kwakavhurwa iwe @@ClemenceChadzinya
Headman hvachadi social media izvozv naTINHI Media ane account ykanz headman chigodora uya hvas kuwirirana
@@norestchiranda6282 haaa ngavasatidaro vawudzei tavasuwa isu
@@norestchiranda6282 Oooh ok
Dhara rangu sekuru mukotsanjera and all thanks to Mambo mutasa vakakutenderayi kuchenedza Bindu Ravo ..... ❤❤❤❤❤ Kweshayi vanhu sekuru vanhu togara tichichema nzara kusanaya kwemvura hurombe zvese tobuda sei pakadayi ....😢😢Sundayi vanhu sekuru once again thank u Mambo mutasa
Sofa rese ndariti dheshe ndini ndatanga mukoka ndipeiwo ma likes
😂😂😂😂😂ndini ndatanga vanga varova kanhi shumba yengozi vanondiitira Sekuru Mukonzanjera
Pp
I like this preaching,yah I'm learning a lot,thank you so much sekuru Mukotsanjera
Sermon yake ine kudzidzisa. I like those moments. and anotaura chokwadi.
@ChishongoMadhuve Enda pano pa youtube wotsvaga ma videos a Sekuru Makoni anonzi "Tsika Dzevatema"! Vanotsanangura nemazvo tsika ne history yedu!! Unodzidza zvinhu zvakawanda chaizvo!!
Happy to see sekuru mukotsa🔥🔥🔥🔥karanganda TV kuseri🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Y is it like am addicted to this tv ❤❤❤❤❤
Sekuru mkotsanjera to the World, watching you from England 🇬🇧
Yes yes yes yes ndanga ndakusuwa Tsoka n'anga isina pride asi achiziva zvaanoita
Sekuru Mukotsanjera.chiororo iri isvikiro rechokwadi bhechu hamupawini apa❤❤❤
I am addicted to Nigerian movies but whenever i see karanganda notification yhooow booom here i am💃💃💃💃sekuru vanodika Mkotsanjera❤
Ko sei kusaenda kwa Ruka aripe ndiye akauraya. Ko uyu akadyiswa mukusaziva ndiye akunzi ngaaripe ngozi muridzi wenyaya aripo.
Vanoti pano pachanakidza. Darikaio muchisiya like 🎉🎉🎉 sando kuna sekuru vedu vanopedza zvese. Much thnks kuna baba taps tiri kudzidza zvakawandisa thru his *platform**❤❤❤❤❤❤❤
Mukotsanjera is bae aiwa fambai Tsoka
Touching episode
Zvakaoma muupenyu veduwe ndanzwa misodzi yangu kuuya
Pese panoitwa nasekuru Mukotsanjere zvinhu zvawo vane order keep it up sekuru🎉🎉🎉🎉
Hamunyepi
Nyika yaka takura kurema,. Well done Doctor Mukotsa muri kuti onesa chisa onekwa pasi rino and we are also learning a lot of things here.
Thank you baba Taps
I'm happy to see another episode of sekuru mukotsanjera my favourite 😊
Doctor Mukotsanjera ❤ love u a lot, pose pamunotsika munosiya mhodzi yerudo. Basa munogona henyu.
Vaiyepo ereeee Karanganda tv💐
🔨 🔨🔨🔨Sando dzenyu Sekuru Doctor Mukotsanjera. Chiremba vemazvirokwazvo.
Thanks baba Taps,ndange ndasuwa kuwona hubby wangu
Haaa yandirwadza episode iyi couldn't help crying 😢
Ndarwadziwa kani😭😭😭
Neniwo mmm kuburitsa misodzi
Happy to see my crush❤❤❤❤😂😂😂😂 Dr Mukotsanjera
😂😂😂😂😂❤❤
😂😂😂😂😂
nyaya iyi iri so touching, kana mukotsanjera achema nguva yanga ichitsanangura mudzimu
Pandaona panzi Mukotsanj....ndabva ndatotiza pane macamera kundogara seri kwemba,mubasa redu remudzimba iri,kana ndanyura ndanyura❤❤
Kkkkk hamunyepi ndokwandiri wo
@@EdmoreMasekesa-y2c kkkkkk
Kkkkkkkk ini ndinoswera ndega so kutonyatsodekara chaiko
Kkkkkk tese
A very emotional episode....veduwe tisaurayana
Please share Part II, thank you Karanganda. You brought us closer home
Sekuru Mukotsanjera to the world 🌍 makatikoshera sekuru. Ndikawana mari ndoda kukudeedzaiwo kwedu Chipinge
Maakuda kuuraisa sekuru wedu
Chipinge ine nharo kunana Mugovera
Kkkkkkkkkk aaaaaaa
Haaa thanks baba Taps ini dai ndawanawo marí ndadeedza sekuru Mukotsanjera vandibatsirewo sekuru vangu vakaurairwa marí yavo yepension
kuurayira munhu zvigayo nezvimashop zvedollar, dzimwe pfungwa dzacho so.. apa few years wakuita semunhu ari kutanda botso
Ebhero kukoche masinhi emunyin'ina, Ebhero Ebhero Ebhero, wadeedzwa kangani Ebhero. Shuwa kudenga unofane kuenda ngemakumbo.
Aiwa ndizvo tezvara tsoka simboti chikasa wasingadyi zvakafa zvega ,murikubata bsa tezvara wangu toenda simboti chikasa🙏🙏🙏
Sekuru Mukotsanjera to the world 🌍 ndikawana mari ndoda kukudaidzaiwo keedu kumusha Murewa
Yeah izvi zvakaitika uku zvakaoma hazvo, thank Doc mabatsira mhuri iyi, maruva enyu ayo🎉🎉🎉🎉🎉
Musaone kunonoka ndanga ndichiuya😂😂😂😂
Zvamamanje sekuru vari kubvira ndinotosiya malectures ndichiteerera namai vangu vanototeverera sekuru
Ndachema shame.Kutangidza chema munhu akafa zvakaoma vanhu musadero
Haaa zvinorwadza mhani.
Chief Mutàsa ngavango Pointer Mukotsa as Chiremba wedare❤❤❤
Very emotional 😭. Gadzirisai nyika chiremba 👏🏾
Karanganda ❤bhora mberi namukotsanjera Tsoka gorongoza Mambo Mutasa pedzai mabhinya achabuda hawo wese vakahwanda mumibhanana
Regai ndigonyatsoidzokera iyi ndagarisika zvangu haidi ndiripabasaba ❤❤❤❤sekuru kotsa to the world ❤❤❤❤
Seni ndaiona ndiri pabasa ndikati aewa mira chakuona.
Asi rimwe zi smile randoita ndikaona tsoka richiri rega here ,,kkkkk ndasekerera veduwe
😢😢😢 ndachema nhasi 😢😢😢 .
Deni ndaona mari mukotsanjera ndaiti musvikewo pamba pedu😢😢😢
Khule Mukotsanjere varikuitsvaka n'anga ikurombesa vanhu nekudya vamwe, ..... kwanzi ndomuziva imwe yacho yakafa... hokoyo Ndunge your days are numbered
Ndachema nhasi 😭😭😭😭😭😭😭😭zvakaoma kune mhondi Kunze uku
Neni ndabatikana
Ndarwadziwa veduwee
Wow I'm happy to see Sekuru
Ba Taps u r the best........
Nhewa Simboti
Chiruka Machira
Tangwena Musena
Muchena Chirebvu
Nyakuzvibatira
Nyamudyira pakapfipfira
Muteyi. Mutema rege
Vane tunzara tunenge tupanga
Tangwena akapinda mubuke nembwa dzake
Gumi rembada imwe yakaputika
Vari Nyanga Vari Tsoka
Vasingarware mhezi
Vangoita dzekupiwa ngevamwe
Fambai basa baba vangu Tsoka iwe. Mukotsanjere to the world
Asi notification ndiyo inonoka here kwangu nhaimi patove nevanhu more than 200 guys 😂😂😂😂😂
Tinenge tatogara takatarisa nzira like now tangogarira pano for part 2 kkkkkk
Chero neni ndaridza tsamwa hako 😂😂😂 zvoita sekuti tava kuona chimunya vamwe vaona kare
@@A_JM585 😂😂😂😂idiko
@@Madzimai-v1h zvinobhowa Kani kkkkkkkkkkk
Vanhu vanogara vakavhura ziso
Kupinda mumba nekutosvikirwa, kahosho kanorova basa ako. zvisina kana nharo. Mukotsanjera ndisekuru wavo vese vana maGumbo ne team.
Haaaaa veduwee musauraya vanhu kani honai maakutichemedza manje haaaa mabhinya ese ngaapere
Been waiting for tsoka for so long thanks ba Taps
Mukangotaura zvekuti Mukotsanjera chete ndofara😂😂
Ava Sekury bhoo zvekuti, vakasiyana nedzimwe n'anga ava havana husvinu hwekupa munhu chinhu chakashata. Vanoita nyaya pajekerere havavandi muzvidzimba vachitemeratemera vanhu nyora dzinozonetsazve mangwana
Waiting for the rest of the recording. Love Sekuru MK's new secretary navaya vaimbofamba navho pakutanga. So professional🫶. Tatenda vadzoka favourite yedu❤. People do abominable evils in our land. No wonder the country is so cursed. Kumasowe kunedzakawanda. Regious fanatics hiding murderers.
Nyaya inochemedza iyi misodzi yangu yabuda sure😢😢but marange ka so far mukotsanjera arikugadzirisa ngozi dzeteam marange postori but varikugona zvavo misha irikuchena.
Bataps pliz kamuface kaye kekusheedzera kt ,kaaaraaaanganda !!!!!!waiyepo hr ,asi wakakadzinga basa kkkkk
Tsoka muri chibaba chezvibaba i salute you ndakakurira muchipositori but ndirikudzidza zvakawanda
Sando kunesu vatomirira part2...
Karanganda wooooooyeeeee
Handidi chinondi disturber kana ndichiona Sekuru Mukotsanjera❤❤❤❤
Sekuru munondigonera vamwe vese Havana bsa Viva sekuru mukotsanjera viva💪
Nyaya iyi yandirwadza i can't stop crying veduwe kucheka munhu ari mupenyu😢😢😢😢 sure
September ndiri kutoda va Mukotsanjera ku Bikita kwangu uko zvechipostori ndichambomira ndozodzokera ndambopedza chikaranga
Bishop Goro ndomuziva uyu takapinda tese nana bishop Nyajono nana Bishop Gohwa kwamutasa uko yooooo
Kungoona notification inoti Mukotsanjera mati mumhanya herr kkkkk ,chero ndiri kubasa ndotomboita plan ndione zvishoma mbichana 😅😅😅
😂😂😂
Vamwe tichadzingwa mabasa pamsaka paMukosanjera 😂😂
That’s very true
Ndaseka
Tateguru Mukotsa vanomborova happy to c you
Mudunhu rekwa Mtasa makazara mabhinya asi chii nhayi ndisaka kwakawanda mapositori
😢eish ndiri kungoyerera misodzi veduweee zvinorwadza izvi
So touching this episode I can't control my tears
Welcome back Tsokaaa hombeeee, it's been a while without seeing you. Mhuri dziri kutambura ndoshaya kuti muripi
Zvakaoma hazvo, thanks Karanganda ❤
This one of my painful 😢episode to watch zvakaoma kani ndabuda misodzi shame zvinorwadza
This is historical l give u a thumbs up but it is very sad there are evil this teaches us a good lesson
Ndikaenda pa RUclips ndikasaona chibaba chezvi baba ndarwadziwa moyo ......❤❤
KwaMambo Mutasa handina kuiona wani nyaya iyi or haina kuburitswa pamedia.
But village rinoda nyaya yoo😅
Addicted to our hero in tradition,thank you Sekuru Mukotsanjera the only one
Kungoona Karanganda Sekuru Mukotsanjera chete mhanyiro yacho kana ndiri kubasa ndononokerwa .... i am a Mukotsanjera addict
Thanks bataps kuuyisa best kule mukotsanjere
Hey saka vsnhu vese vakadyiswa nyama yemunhu here wedu wee zvizorekwa kudya muma party nemabiko umu
Zvandiri kungochemawo nhy vanhu chiii nhy weduwee kudya munhu shuwa aaaa
Dzifambirei nyaya Tsoka ndimi mega ,hatigoni nemi 👏👏👏
Mukotsanjera chibabababa Che Ngozi == Sando nezvipikiri zvenyu❤
Tiri dherente😅 love you sekuru Mukotsanjera
Thanks baTaps ndanga ndasuwa matarr amu Mukotsanjera ...
My favorite sekuru mukotsanjere
baTaps i luv u😂😂musatidaro kani mkoma baTaps tinofa ngenzara yesoko😅
Sekuru Mukotsanjera vanondiitira havo hes humble
Hapana kana kuwedzera apa murume uyu Anonzi mukotanjere arikunyatso Shanda zvakanaka achisiya ayananisa mhuri kwete kungobvisa zvinyoka zvekunyepera wanhu zvikuitwa nanamadzibaba E 59:47
Ndatomirira hangu continuation apa.... A lot of suspense😢😢😢
True
Haaa zvaizvezvi sekuru Mukotsanjera ndokudai munondigonera❤
Sekuru Mukotsanjera kune mhuri yapera yakaponda vanhu 2008 nguva ye ma elections...gore ne gore munhu anopondwa nebanga
Ndakanzwa ku confession kuya
@@nyashabuwerimwe-sw6qu ehe imi zvakaoma kwasara one mwana arikuti anofa next year
Vaiponderei vanhu ...aaah
Ngavapere hanty vaiponda vachit vkangwara
❤❤❤ my luvly kule Mukotsanjera chibaba ichi ,, simbi yebasa
Addicted to this channel haai
Sekuru thank u munopedza masports henyu vanhu vatambura kunze uku
Mutare 😢😢😢 yakaipa mmmm kwaHonde andirorweko
Nhai imi baba avo varikupa humbovo hanti vakadya vasingazivi here. Why varikuti ndiye aripe.ndiudzeivo ndinzwise.ko akauraya vacho haana mhosva hre
Welcome Mr Mukotsa naba Taps 🎉🎉🎉🎉🎉🎉hoyooo