Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
When pple go kumatare best is to have important dates of events😅, names of places n pple on paper to avoid confusion like 2002 and 2022. Its easy to make such mistakes.
mambo mamboti wani kana munhu ainechekubvunza or kutaura unekodzero yacho but taakuona muchirambidza vanhu vacho kutaura sei ??
Good show mambo
Blaz dzine gown rered idzo dzinozvinzwa 😂😂
Aizveee 2002 😂😂😂. 2022 you mean 😂😂😂
Kana vanhu vasati vasvinura havaone kuti kuitira matare muzvikoro hazvina kufanira.Mambo vaifanira kuva nomuznnda
Kkkkkkkkk but kamface aka hakana kurongeka mumusoro 2002 na 2022 patori ne musiyana mukuru angadai ati last yr
2002/Pamsoroi Changamire
Pachivanhu chedu,mwana wemukadzi mwana wanguvo.
Ummmm handizvo mkuru
ukaona dare richizara kudai rinenge rine mutongi anogona
Kuendesa vana kuchikoro kwakanaka chokwadi munhu akutoti 2002 kukaka nharo aaaa😂
Kwamarange vanongonyengana havadziidze ava. Apo vasingageze futi
Dare iri always have background noise
Why always selling the stand after that u want back
Paul achadyiwa nejusagona kutaura
Kamuface aka now n again kanobva kawana mukana wekukuza Zanu pf haayas.
Regai tidzifambire nyaya dzacho .