SHAMVA........... AKABAIWA NEBANGA MUBHAWA AKAFA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 ноя 2024

Комментарии • 103

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Год назад +4

    Iwo mapurisa ngachenjere kuzoterwa nengozi yekuvhikirira nyaya yakaitwa vasipo nekuda mari

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 Год назад +3

    Haa Zimbabwe yaipa bt VaMugabe vachipo zvazvisina kunyanya kudai ikozvinonzva worse 😢😢😢 zvakaoma..Mitemo yacho ikushandepi chaiko

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +2

    Madzibaba vaye vekutadza chiporofita kuhwedza zuro vaive kwa Headmen chigodora kutoda kubira vanhu mari nekuti torai tsamba dzechiporofita so zviri kuitika munyika yedu Mr Neshamba zvakaoma dzifambirei musanete

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 Год назад +3

    Drewmas media Taking us to another level Murisei mkoma Andrew and crew

  • @Chisha88
    @Chisha88 Год назад +3

    Nhai ndiyani akaimba nziyo iyo ndimbo mustaga

  • @tendayi2147
    @tendayi2147 Год назад +3

    Where is Chihera and Soko ndagarisa ndisina kuvaona

  • @gozos1552
    @gozos1552 Год назад +5

    Aaah pamuchadzidza kuti hurumende iripo yakadhakwa hamuivhotere movhotera mkomana

  • @tektekchihera8466
    @tektekchihera8466 Год назад +4

    Mutsai mufi arwise kune wakamuuraya ne mapurisa acho warikuvhara nyaya vese wapfukirwe Fambai kun'anga muke ngozi kune vese zvinogoneka izvo. Mutsai mufi arwise

  • @Chisha88
    @Chisha88 Год назад +4

    My favourite song

    • @kavinkasimbe3424
      @kavinkasimbe3424 Год назад

      Usandione kunonoka ndanga ndichiuya 😂😂😂

  • @dorcassithole4952
    @dorcassithole4952 Год назад +2

    Nyaya dzeShamva dzakawandisa dai ifodya here kana kumapurazi hameno .Chihure ,barika,kuurayana haa

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Год назад +9

    Veduve, Zimbabwe we need ambulances in every town. Even though this person was severely attacked but still he needed to taken to the hospital. In cases like this every second is vital

    • @gozos1552
      @gozos1552 Год назад +4

      Mari yema ambulance tinotenga mazimota emachief nedzemusangano

    • @josephmusara9163
      @josephmusara9163 Год назад +2

      Dai vakaenda naye pekutanga paakati abaiwa

    • @josephmusara9163
      @josephmusara9163 Год назад +1

      Plus vanhu ngavasiyane nezvekurwisana izvi hazvina pundutso

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Год назад

      @@josephmusara9163 vanhu tiri mhuka just like any animals they do fight and scratch that is normal but don't use weapons like knives, guns or anything that causes harm to someone. If you see someone is tying to fight you, Walk away go home and avoid all this. If anyone of them had done that they all be here today

    • @zvikomhofu830
      @zvikomhofu830 Год назад

      @@josephmusara9163 7

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +1

    Mr Neshamba makadii zvenyu ririsei basa vemutemo havachaita basa nemazvo veduwe zvinorwadza

  • @leslymatura3526
    @leslymatura3526 Год назад +2

    Helo bro Andrew (usandiona kunonoka ndange ndichiuya )

  • @josephmusara9163
    @josephmusara9163 Год назад +7

    Sorry for the loss.
    Ko imi sekuru pamakasvika muzukuru achiti abaiwa nanaKudzi naJB makaregerei achiti anoda kuenda kundonzwisisa kuti abayirwei muchitadza kumutsiura? Honai kwazvakazosvika manje.

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Год назад +2

    Drewmas media taking us to another level ❤

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara Год назад +3

    Dai makabatisa mufi banga nereza nemutsvairo motaura zvamunoda.vanopera vose.

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 Год назад +1

    Drewmas media taking us to another level ..Yooo ma1

  • @chapazuze6550
    @chapazuze6550 Год назад +2

    Fambirai hama yenyu irwise yega izvo zvokuti hamuna kuona docet hazvina basa ngozi ngaimuke

  • @davidzopamberi7092
    @davidzopamberi7092 Год назад +1

    Ngozi kuna JB na Tanaka

  • @reginamapangah4708
    @reginamapangah4708 Год назад +1

    Nyika yedu yongoda Mwari shuwa

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 Год назад +4

    Kudai musina kupa mapurisa BANGA makabatisa mufi BANGA IRORO maizowona zvaizoitika

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +2

    asi ngozi hakusisina here vanhu vakunyanya

  • @eliaschapendeka8636
    @eliaschapendeka8636 Год назад +1

    Pliz pple let's respect human life zvinhu izvi zvanyanya mazimbabweans just a few wks ago we lost our son zanda in mhondoro in the same manner

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw Год назад +3

    Vakabhadharwa mapurisa iwaya

  • @kubeshangovender4244
    @kubeshangovender4244 Год назад +1

    Akomana chii munyika yedu❤❤❤

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 Год назад +1

    Mapurisa huori asi ngavasire mwari munhu haisi huku acharwa zvake hurumende chaiyo hatina tavekutomirira musiki

  • @josephmusara9163
    @josephmusara9163 Год назад +1

    Chirega mapurisa aite ma investigations avo. Iwe ukaziva zvizhinji unogona kukanganisa kuferefeta kwavo. Zve Docket unozohwa nhau kuCourt mwana wamai vangu

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb
    @KudzasheChidhuza-pm5sb Год назад +2

    Zim kwakungourayana chii nhai veduwe zvinorwadza izvi

  • @CollinGwature
    @CollinGwature Год назад

    Hey ndabatikana .. kudzi upiiko nhai Kamjoza

  • @ChipoMadubeko
    @ChipoMadubeko Год назад +1

    Mapurisa emuno marabhishi

  • @beautymagwagwa8373
    @beautymagwagwa8373 Год назад +3

    Dai paiswa mutemo wokuti auraya ngaafe hondo yacho yaiita shoma asi mapurisa acho kungofudza CCC

  • @naumemashayamombe2013
    @naumemashayamombe2013 Год назад +2

    Zororai murugare baba Beloved

  • @SRJ419
    @SRJ419 Год назад +1

    Vanhu ngavapengeswe

  • @patricianyamhanza
    @patricianyamhanza Год назад +1

    Dremas media taking us to another level

  • @ChiedzaNgundu
    @ChiedzaNgundu Год назад +1

    Huhori chete vanhu vezanu mapurisa musadaro vakapihwa mari nemhondi idzi

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 Год назад +1

    Ngawaende kwa bushu

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq Год назад

    Usandione kunonoka ndange ndichiuya❤

  • @juniornetty1031
    @juniornetty1031 Год назад +3

    May his soul rest in peace 😢😢😢

  • @MaureenChimunya
    @MaureenChimunya Год назад +1

    Vemutemo vapi nhy mukoma Andrew.Zim tedu haina mutemo

  • @alphahavadi4711
    @alphahavadi4711 Год назад +1

    Nhasi rarimwe zuva zvakaoma drewmas vanhu tapindwa nei ngozi hachachiwi

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Год назад +1

    Mufi ngamuke arwise ega kana akataura manyepo zvichamudzokera chete kana akapa mapurisa mari kuti asavharirwe ngozi ichangouya kumba kwenyu JB.ende type yawakauraya yemarudzi iyo ngozi yacho hauigone.

  • @ChiedzaNgundu
    @ChiedzaNgundu Год назад +2

    Shumba ko vasikana varikupi soko nachihera

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda7673 Год назад +1

    Usandione kunonoka ndangabdichuya , sahwira woye gara muberere.

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 Год назад +1

    Mapanga is not a problem of the west of Zimbabwe. But....

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara Год назад +1

    Vakatumwa .pengesai vanhu ava

  • @medusahtaruvinga5971
    @medusahtaruvinga5971 Год назад +1

    Guys ndipeiwo kasong ako

  • @noleenchitewere8906
    @noleenchitewere8906 Год назад

    Ummm ndarwadziwa nhaimi vavakidzani Rest in peace bamukuru va Brian

  • @GovathManuel-l8r
    @GovathManuel-l8r Год назад +1

    Zvinozosiririsa kana munhu afa, other wise nyaya dzemu jolo dzekudanana nevakadzi vevanhu dzinourauyisa munhu hangourayiwi pasina nyaya

    • @MaureenChimunya
      @MaureenChimunya Год назад +2

      Munomhanya nekuti haisi hama yenyu.mujolo mune umboo uzere musazodero

  • @norahmudiwi3028
    @norahmudiwi3028 Год назад +2

    So painful and the government has nothing to do with these thugs

  • @MargretMuzanenhamo
    @MargretMuzanenhamo Год назад

    Ndinoti nematambudziko wee zvinorwadza chose wakagona chikomana mapurisa Itai Basa nemazvo musareverere mhondi Kunze UKo nekuti mhondi idzi munyika yezimbabwe Itai chivanhu zvopedzerana ikoko nemhondi idzi

  • @lawrencemhondiwa1233
    @lawrencemhondiwa1233 Год назад

    Tsvagai n, anga dzinomutsa mufi arwe ega kana vakauraya vachipera nemhuri dzavo ngavapere munhu haaurayiwe sehuku kudaro

  • @MarianMarian-mk4vg
    @MarianMarian-mk4vg Год назад +1

    Shame may his soul rest in peace.zvakaoma veduwee.

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Год назад +2

    It's not advisable kusorovha nyaya nevanhu vemabhemba. After the first altercation mukomana aifanirwa kutiza nehupenyu hwake instead he regrouped nehama yake to go and fight. Zvirinani kuve coward urimupenyu

  • @MemoryMusonza
    @MemoryMusonza Год назад +1

    Izvi zvinorwadza ende vanhu havasisina matyira

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias8383 Год назад +1

    Corruption ndoyanyanya

  • @giftndawana
    @giftndawana Год назад

    Yhoo zvinopisa tsitsi

  • @primrosenyamhandu
    @primrosenyamhandu Год назад +1

    😢😢 shame may his soul rest in peace

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Год назад +1

    So sad rest in peace

  • @gracehavazvidi7962
    @gracehavazvidi7962 Год назад

    ❤❤

  • @alcatelthree
    @alcatelthree Год назад +1

    Government 😢yedu yadhakwa

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 Год назад +1

    Sorry ndanonoka ndanga ndichiuya.
    Aah nematambudziko

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 Год назад +2

    Sorry mukoma Andrew, ndanga ndabuda..ndanonoka kuisa liker❤

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +1

    Zvikopo kopo zvema ambulance zviye hazvisati zvakushanda here asi

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +1

    I blame ED.

  • @Charity-e5p
    @Charity-e5p Год назад +1

  • @tambudzaimatibiri8520
    @tambudzaimatibiri8520 Год назад +2

    💔💔💔😢

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +1

    MHSRIP 😢

  • @LovenessChamakani
    @LovenessChamakani Год назад +1

    R.I.P 😢

  • @CollettaJongwe
    @CollettaJongwe Год назад +1

    dreawmas media taking us to another level

  • @violet3356
    @violet3356 Год назад +1

    Acharwa oga mirai muone

  • @BrendaNcube-z3q
    @BrendaNcube-z3q Год назад +2

    Khule muri cy ndakanda like kare

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 Год назад +2

    Tavapo

  • @tapfumaneyimanyukire9348
    @tapfumaneyimanyukire9348 Год назад

    Were is chihera and soko?

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb
    @KudzasheChidhuza-pm5sb Год назад +1

    Kunyangwe vakasasunga mhondi idzi mutsai mufi anorwa ega vanouya vachitaura vega

    • @maigwenzi7477
      @maigwenzi7477 Год назад +1

      KuZimbabwe kwakutyisa hakusisiri safe vanhu havatya kuuraya vanhu

    • @BridgetMasukwedza
      @BridgetMasukwedza Год назад

      Ndokumbirawo zvekuita coz pain yacho haisikuita ndine vana vadiki mudiki ane 2yrs ndirikuda kt vanzweo pain kna muine wamunozivawo 😭😭💔💔

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +1

    Saka mhondi haina kusungwa here veduwe

  • @faithfaith1748
    @faithfaith1748 Год назад +1

    Shame

  • @MiriamNdongwe-tf5je
    @MiriamNdongwe-tf5je Год назад

    Nyika isina maamburenzi hospital dzacho hamuna zvirimo munangagwa you have fail us as a nation vote wise

  • @abigailsaunyama5060
    @abigailsaunyama5060 Год назад +2

    Ambulance irikudiwa I assist mukomana akatemwa ne machete airasa ropa zvokti akapona ndayamura to hospital.please stop buying zvimota zvemusangano , ambulance 🚑 inodiwa mm

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Год назад +1

    Mapurisa arikubhadharwa negold ayo. Or vanenge vachiti vauraya opposition supporter

  • @eliaschapendeka8636
    @eliaschapendeka8636 Год назад +2

    Pliz pple let's respect human life zvinhu izvi zvanyanya mazimbabweans just a few wks ago we lost our son zanda in mhondoro in the same manner