Varume avo varikutora wrong side. Cheating is a very sensitive issue inoda kutongwa na sabhuku wechikadzi anoziva how we think and react and not murume cos majority men ndozvavanoita saka vachiona sezviri funny vachi supporter zvebarika. kana waona umwe mukadzi achimbundira murume wako the first thing chinofunga mukadzi wacho is fighting to defend marriage. Zvekuti ko kana murume achida mukadzi wechi two ya drama ko unotaurazve ne existing wife kana asina kuzvi approver morambana.
The Chief must let vadare handle the questioning and exhaust the case before intervening, he must only jump in nyaya yatotambwa kare zvinomupa respect otherwise why need vadare if he wants to do everything himself?
Hapana mwana anoti baba Kuna baba vasiri vake Mai avo ihure rinodanana ne murume we munhu ibishu remukadzi dai makari rova hure iro makadambura. Kokoko
The people in this dare are premitive and foolish. Vari kutodzvanyirira Mai avo. Ndiani anoda kutorerwa murume. It shows kuti kune vanhu mu Zimbabwe vanoda education uye Jesus Christ. Nzvimbo iyi yakaoma
Ko sei muchiripisa varume.Uyo ngaaripe kudanana nemurume wemunhu.Mukadzi one pamunhu same nemurume one pamunhu.Tsvaga wako wega akafirwawo.Kahure!Apa hure ngariripe kuparadza musha weumwe.Children are the biggest victims apa muchingoti varume vanobvumirwa kuita nonsense.Stupid judgement!!!
Chief ndewekumama uyu
Sly media chidare Ichi taneta nacho .chief anoti kutaura zvinyadzi .oti kutadza kutonga fut
Nxaa kadare aka hakana BSA sure kukudziridza chihure uku
Chief ava ngavainde vanodzidziswa kutonga nyaya na Haedman Chigodora havagoni kutonga nyaya hachisi chipo chavo😊
Headman wangu Chengetai Chigodora manyamaka 😂😂😂
Chief ava plz havaite vanotoparadza baba benzi utsinye yooo toindepi Zimbabwe 🇿🇼 yakaoma kurarama Totoda nyasha 😭😭😭😭😭😭imi Chief ka
Varume avo varikutora wrong side. Cheating is a very sensitive issue inoda kutongwa na sabhuku wechikadzi anoziva how we think and react and not murume cos majority men ndozvavanoita saka vachiona sezviri funny vachi supporter zvebarika. kana waona umwe mukadzi achimbundira murume wako the first thing chinofunga mukadzi wacho is fighting to defend marriage. Zvekuti ko kana murume achida mukadzi wechi two ya drama ko unotaurazve ne existing wife kana asina kuzvi approver morambana.
true matongero avo vanorerekera side
Nhy zvako unotoona kuti imhombwe dzese idzodzi varume ivava nxaa ndabhowekana nematongero akaora kudaro
Chibisai imi roora vakadzi mugotonga varume
Unfair ruling,madzvanyirira mukadzi arikutorerwa murume wake,ummmmmmmmm so sad
Issue iri pakurwa. Pubic fighting is not allowed and i think chief is right here.
Chief imi apana zvozivikanwa
The Chief must let vadare handle the questioning and exhaust the case before intervening, he must only jump in nyaya yatotambwa kare zvinomupa respect otherwise why need vadare if he wants to do everything himself?
Hapana mwana anoti baba Kuna baba vasiri vake Mai avo ihure rinodanana ne murume we munhu ibishu remukadzi dai makari rova hure iro makadambura. Kokoko
Iro baba ridema rakagara apo ririkuti mwana anobvumirwa kuti baba kumunhu wese ibenzi itsotsi ndoona kuti naivowo vanevana mumaraini imomo
Chihure chakaipa sure mai iyo kutodadirira sure vachihura paraini.Itirai kure.Magonesa matongero enyu kana hure rauya richiti rinobhadharwa ranyara😅😅😅
Kababa kane shirt yewhite hakazive zvakari nxaaaa how do you feel uchinzwa mwana wako achiti baba kune vamwe baba
Sekai, haah,kutsvuka mahara😂,usaputsa misha yevanhu iwe😢
Chief imbondipai tsvimbo yehuchief ndimboita basa mudunhu menyu hindava muchiramba muchidzimbira mai avo other wise kutoshungurudzwa nemurume akadhakwa ndimai avo varikuzvikonzeresa
😂😂😂😂from 2008 to 2023 kkkk pane 4yrs aaah imi woye
Dare irorakadhakwa. They are supporting cheating that's very bad. That woman is correct she needs to defend her marriage
Amhugone kutonga mambo imimii sei muchi supporter chifambi.
Chief ava haiwa havanzwisise , hodofo here .
Chief makoni iloss hapana chinoziikanwa.
Former bestie arikuhura nemurume wabestie. Itsotsi mai avo.
Mambo vagona kutonga. You can't just claim livestock kumunhu nekuti marwa😂😂😂
Nhai mambo wangu, dai ari Mai akambundira shamwari yemurume dai muri kuti mai chii?
Mambo hamuna kutonga nyaya zvakanaka nhas..ndomaitirwo azvo here kana murume Ada barika
Uuuum ngaanowakikwa kure uyo asiyane nemba yamai avo. Kuchiva magariro amai avo, nyangwe vachiita havo zvebarika asi apa harishandi nekuti chasara apo kuzonzwa nyaya dzerufu. Murume wacho ngaasadaro mhani asi chiiko kudaro so?
Uyu Makoni hu chief akahupiwa sei nhai coz haa matongero avo ndedofo rekuoedzesera
I feel sorry kumukadxi wekufirwa uyo hupenyu hwakuzoomesa panezvawanga huri
Mai ava vekufirwa ava vanonyepera kuzungaira mwana ndewe murume wemukadzi uyu ,panoda ma DNA, ende vano todanana nemurume wamai ava zviri kutoonekwa
Ndinoona sekunge Mai vekufirwa vatadza kutaura pakuti 2008 instead of 2018
Mambo avaka uuuuu ini havandigonere zvachose
Chief hawagone kutonga nyaya
Ndosaka nfisingateerere chidare chamambo uyu havhigone kutongwa chibaba ichi
Chief ava idhunamutuna chairo anoda kudya chevapfupi nekureba I loss chayo ende havatongi zviri fair
Dare iri nderekunyepa
Saka maida kuti mukadzi azosungisa murume wavo kuti anodanana nomukadzi womunhu zvinoita heree
Kudos nyati that's fair assement.
Varume chengetai tsvimbo dzenyu kwete kudzvonyora dzvonyora twunhu twenyu muchida kushungurudza vakadzi venyu zvinorwadza zvinoitwa nevarume
Dayi mai vehat tsvuku vakatorega zvavo kuda kuripiwa ikozvino vofuga ravo vega nechihure chavo nyaya shandu mambo ototora mbudzi mbiri saka chamaita chii apa maripa yedare nekuoma kweupenyu kudayi
Tikudawo ana mambokadzi vanotonga nyaya dzakadai idzi, hapana kujeka apa
Mai vehat tsvuku avo vanenhema zvavo,shirikadzi yakangwara haitori murume wemuridzi mhani
Murume imboko.Chihure chinosemesa!
DNA mambo. Vanodanana
Saskamu ramambo hapana zvinozivikanwa endai kumanotes kuna chief Bushu and Nyamaropa
Haavimi murume kana achida mukadzi wepiri anomphundirana pamberi pangu munenge munokurudzira chifambi imi ,
Still kana nhumbu iri yabamudiki kupatisa nokunyepera dare imhosva hombe
Mambo madini mbudzi inofanirwa kubhadharwa nomunhu wasungisiwa nyaya maitadza
He is right i think....haana kurohwa vakarwa...
Mambo Vati kurwa hakubvumirwe so ngava ripiswe vese
MaChief enyu dhemeti mbavha dze vanhu
Hure ihure mhen zvimadara imi hamutaure facts of the issue munoda kutaura zvinofadza chief
Hiiiii kana kusanyara kwacho zvinonyadza izvi haana nyadzi mukadzi kana nhumba yenzou 😅😅😅😅
Kkkk nhai henyu nzou inotakura mimba 12 minths chaidzo ivo yavo mimba yakaita makore mangani 😂😂😂😂
Matare okwaMambo anotsigira mombwe
Vese vakasvirwa kangani?
Chirikadzi iyo yakauraya murume ichidaweumwe iye wake achirimupenyu aisadaaroore wepri ngatisarwadzisanakudaro vakadzi
Iweee makoni gona nyaya mhani kana munhu achida mikadzi uyuu kumuita wechipiri ungazviite pamberi pemukadzi wako here
Imi varume immigration hamugone basa anode kuroora antenna Kure muroyi ngaaroyere Kure hindava Michigan makuva
Mambo hamugone kutonga chimboteverai vana bushu nana nyamaropa
Waste chief hapana zvinoziyikanwa kungopamba zvinhu zvevanhu
Taurai henyu chief haagoni ngawaunze VaMugabe zvipere
Apo matadza kutonga nekuti chokwadi chiripo mai ava vane chipfambi kumbundirana nemurume wemunhu
Zvimadhara Izvi zvakudawo pfambi iyo nxii
Daidzai vaMugabe.
Hapengere kure pamurume wangu unofira mahara hha
.'.‘"”chirikadzi iyi inohura ivo bamunini havana mukadzi here
Mutongi manyama
Ndatsveruka hangu
Amai wanonyepa awa
Mai ine white kutambisa muromo kusada kumharwa nenhunzii hre
Zvinoratidza kuti vane hasha dzakawandisa. Hazvishamisi kuti vachibva mudare imomo vacharwisa mai avo futi.
Zvinokuvadzisa vana izvi.
dare iri rakadhakwa chief uyu nevamwe vaanotonga navo vakadhakwa havagoni kutonga vanongodyira vanhu zvinhu
Mambo ava🚮🚮🚮
Mai vane mhosva avo murume akafa kare
Haapengi here uyo mukadzi makore afa murume nemakore ane mwana hazvifambirani kkkkkk
Mambo vakagadzwa nani ava haaa
Qeenyve
mai zidofo chairo 11yrs vane nhumbu
Zvakaoma
Kabenzi kanonyepa aka
Vakadzi varimudzimba vakunetsa saka mrume mkore uno igumbeze repanhamo
Vanoziva sei kuti ari kuda kuroora iye asina kutaura ihure chairo iro
Vakadzi ava vachadzoka mudare manje manje chete
uyu mkadzi uyu haana moyo kwawo shuwa arikuda mrume weumwe apa akapusa haatozi makore emwana kkkkkk zidofi ramai
Mambo dofo
The people in this dare are premitive and foolish. Vari kutodzvanyirira Mai avo. Ndiani anoda kutorerwa murume. It shows kuti kune vanhu mu Zimbabwe vanoda education uye Jesus Christ. Nzvimbo iyi yakaoma
Kuuraya murume wako uchida wemuvakidzani
Murume wemuvakidzani ndiye akada mukadzi uyo achisiya wake mkadzi mumba
@@rubyboshanhengu7604 akatoitirwa zvima action nepfambi iyo
Ko sei muchiripisa varume.Uyo ngaaripe kudanana nemurume wemunhu.Mukadzi one pamunhu same nemurume one pamunhu.Tsvaga wako wega akafirwawo.Kahure!Apa hure ngariripe kuparadza musha weumwe.Children are the biggest victims apa muchingoti varume vanobvumirwa kuita nonsense.Stupid judgement!!!
Hure ngarirohwe
Mambo dofo hamugone kutonga siyai kutonga
Mbudzi dzei apa nonsense
Mambo Makoni sando dzenyu
Saka chama gadzirisa chii apa?Munongo ita basa reku torera vanhu zvipfuyo zvavo chete.Rubbish
😂
11yrs unenhumbu hre
Kkkkkkkkkkkkkkk bvunzawo kazeni
Atiwani murungu boss wake kwaaishanda😂😂