Mabvuku: Vagari Veku Mabvuku votaura nezve kupondwa kwemwana aive ne 4years na Stepmother

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 янв 2025

Комментарии • 163

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 16 дней назад +13

    😢😢😢😢😢 mwana anoda mai nababa vake asi varume take for granted kuchinja vakadzi they always say mai havawanikwi vamwe asi mukadzi ndichinja but they fail to realise kuti if you can't change mai vako then you mustn't take away maiwo vevana vako

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 13 дней назад +7

    Ma neighbors the moment pavayiwona ma signs e abuse even vayimbomupa chikafu vacho should have taken action ipapo mwana akabvisva ipapo chero kutsvaga no dzagogo vakaita kuti vazomutora this could have been avoided.
    A young soul was lost.
    Vanhu dzidzai kuita report any sort of child abuse to avoid deaths

  • @VioletMadzimure
    @VioletMadzimure 16 дней назад +14

    Ndakarwadziwa hangu nenyaya yemwana uya Mai vakauraya mwana ngavafire mujeri

  • @memoryfletcher8846
    @memoryfletcher8846 15 дней назад +11

    I don’t know how this lady in purple is able to show her teeth and not tears when narrating such a brutal, sick, cruel, evil and emotionally disturbing, permanently, mentally scarring sacrifice of an innocent and defenceless child. I’m thousands of miles away and I stayed in bed after watching the horrific video for nearly 2 days straight and cried my lungs out, and am still weeping as I’m typing this message, i can not sleep as i still can hear screams of this horror unfold, and all you lot are trying to tell me that nobody heard, and no one came to the rescue and you can talk about it with dry eyes and a straight face like its the norm? , i have a lump that’s developed in my throat since i watched something i will never be able to ever delete from my memory besides , there is not enough space on here for me to express the hurt that i feel right now💔😢😭
    I pray for justice for the little Angel 🙏🏾❤️🌹, May her spirit fly high 🦅 🎈🎈 🎈
    and her soul rest in eternal paradise where the devil can do her no more harm.🌹
    Also that everyone involved including police that did nothing when the case was first reported, to the neighbours that witnessed the daily brutality and did not take matters into their own hands somehow, should all be held accountable.
    Also do we not have child protection services in the country? Where this case could have been referred to?
    Zimbabwean government needs to put infrastructures in place very urgently , to ensure such will never happen again , because the world is watching and its not a good look on our country and for investors alike 💔😢

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 16 дней назад +17

    Baba vakarambira mwana kuti havadi achengetwe nastepfather asi ivo vachizoita zvemhondi dzavo idzodzi 😢😢😢

    • @RufaroMuhango-ty5qx
      @RufaroMuhango-ty5qx 13 дней назад

      Imbwa dzevanhu vanhu ivava mwana wangu kunge vakazvara Vega ezvino tarisai zvaitwa mwana manje

  • @chelseagumede3196
    @chelseagumede3196 14 дней назад +5

    Ini ndakarambwa ndikatakura vana vangu 13 years down the line baba vacho vakuti vana vangu ngavauye, zvinoreva kuti baba vevana vangu vaitiza responsibility

  • @PatriciaKashiri
    @PatriciaKashiri 16 дней назад +11

    Vanhu ngavarove baba vemwana.

  • @Charlegreem
    @Charlegreem 15 дней назад +7

    This child was failed by the mother&father
    2)Community
    3)Police
    4)Stepmother
    5)Family

  • @nikki36023
    @nikki36023 16 дней назад +25

    How can pple watch a child being abused repeatedly and no one intervened to protect this child. The community and the police let this child down. The father should also be locked up.

    • @alicemasocha
      @alicemasocha 15 дней назад +1

      Inga hanzi mapurisa akauya vakangotaurirana vakaenda.
      Saka community yaizodii pakadaro

    • @LoreenManduna
      @LoreenManduna 15 дней назад +3

      The community alerted the police semazuva ese police yekuZim yakaneta neta zvayo

  • @PatriciaKashiri
    @PatriciaKashiri 16 дней назад +14

    Thats why SA vachizopfekedza matyre vachipisa

  • @MabrayMachaka
    @MabrayMachaka 14 дней назад +2

    Ini ndarwadziwa nerufu remwana uyu hama dzangu kirowa kwaayiitwa ndiri kungochema hangu, asi mubunzo wangu ndewekuti ayito vedio remwana airohwa ndiyani , why asina ku saver life ye innocent child mwana akafa achitambura uyu veduwee , moyo angu ukungondirwadza hazvisi kubuda mumoyi mangu , dayi ndaive mutongi Mai ava vaigara lyfevin jail vachirohwa everyday vachidirwa mura yemufride inotonhora manheru ega ega kusvika vatevera mwana wavakauraya💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔

  • @SolídarityChinyani-i8c
    @SolídarityChinyani-i8c 13 дней назад +2

    munhu wemukadzi kana urimupenyu chengeta vana vako not kuchengeterwa vana nemumwe mukadzi,ngatisaitei nungo dzokushandira vana vedu honai zvirikuitika munyika

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 15 дней назад +3

    Amai vePurple ndaida kukurovaiwoo..makaona mwana aine milines kumusana asi wakasiya..makatadza kureporta...mandibhowa sterek

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d 15 дней назад +2

    Haiwawo Mai vane purple Dai vakarepota kumapurisa uuu kuuraya Mwana iiii

  • @logykays2673
    @logykays2673 13 дней назад

    😭😭😭😭😭😭😭😭😭zvinonetseiko kuchengeta mwana anozviendera kutoilet

  • @alicemasocha
    @alicemasocha 15 дней назад +7

    Plus sometimes kuzvimessa is a sign of child abuse vaifanira kuzvitsvaga

    • @ShiMnamzee
      @ShiMnamzee 15 дней назад

      I agree level of fear ne anxiety zvinodaro ,mudumbu hamugarisike

    • @claramukwekwe
      @claramukwekwe 9 дней назад

      Very true

  • @EddelynKasawaya
    @EddelynKasawaya 16 дней назад +9

    Asi dai manext door vakakurumnidza kurepoter kuabuswa kwaiitwa mwana dai zvina kuzosvika pakadayisoummmmm

    • @lesleymutseka8816
      @lesleymutseka8816 15 дней назад +1

      Vakareporta wani mapurisa akangouya asi hanzi hapana zvavakaita Saka panga pasisina zvekuita

  • @lynmagwira5293
    @lynmagwira5293 13 дней назад +2

    Baba vemwana vakadzungaira sterek

  • @beekays436
    @beekays436 13 дней назад +1

    Chiiko chinenge chichisekesa panyaya iri so sad. Zimbabwe yakaroyiwa neakafa chete. The whole community, Father and initial Police should rot in prison😢🇿🇼

  • @SipiweMawere
    @SipiweMawere 16 дней назад +5

    Ngaavharirwe mukadz uyu nemurum wacho zvese

  • @ChrisMufunga-jt9dz
    @ChrisMufunga-jt9dz 16 дней назад +10

    mabvuku chizhanje,,,, ko makazopusiswa riini vanhu vemabvuku, vashawasha kurega mhondi ichiuraya imi muripo, makore edu ndisati ndabuda mumabvuku taiva tisina basa neporisi, taizvigadzirira toga dunhu redu,, porisi after

    • @Charlegreem
      @Charlegreem 15 дней назад

      Chizhanje haisi kumabvuku😂.

    • @ChrisMufunga-jt9dz
      @ChrisMufunga-jt9dz 15 дней назад

      @@Charlegreem irikupi , thats the first mabvuku ,chizhanje, ndiwo midhadhadha yaigarwa nana marawi most of them ndiwo vakazo chancer dzimba kumabvuku

    • @Charlegreem
      @Charlegreem 15 дней назад +1

      @@ChrisMufunga-jt9dz i am being sarcastic .I grew up in old Mabvuku i know it very well.I know you as well.Wairukwa musoro.Mabvuku is my hood.

    • @ChrisMufunga-jt9dz
      @ChrisMufunga-jt9dz 15 дней назад

      @@Charlegreem ummm wangu , yes i did grew up in the hood,,, you have sharp memories,,,,

  • @Charlegreem
    @Charlegreem 15 дней назад +2

    Police ndiyo yakatadzira mwana.

  • @PatriciaKashiri
    @PatriciaKashiri 16 дней назад +4

    Mubvunzo wangu ndewekuti akatora video ndiani

    • @Moniquechiqous8052
      @Moniquechiqous8052 16 дней назад +2

      Bvunzawo munhu iyeye aigona kutora video achisiya mwana achipondwa

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 15 дней назад

      Video iya haisi yekumabvuku dzakaita nyaya 2 dzakafanana but dzakasiyana

  • @claramukwekwe
    @claramukwekwe 9 дней назад

    So sad 😢😢

  • @Ann-brittchidoNyamombe
    @Ann-brittchidoNyamombe 11 дней назад

    Mmmmm mukadzi wekubereka chitunha akaoma

  • @getrudesam
    @getrudesam 13 дней назад

    Plz Vakadzi dzidzai kugara Nevana venyu ndabatikana nenyaya nenyaya yemwana uyu akafira mahara

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 15 дней назад +2

    Iwe Wickneroo..uri kuona here zvirikuitwa here mwana iwee
    Siya Rusiya uunze sonja pdhuze

  • @BlessingZimwa
    @BlessingZimwa 13 дней назад +1

    Ngasabude zvake kuuya mwana asinanho

  • @Ann-brittchidoNyamombe
    @Ann-brittchidoNyamombe 11 дней назад

    Gogo makagonei honai Mwana hakusisina

  • @RitaZulu-v6z
    @RitaZulu-v6z 12 дней назад

    No bail for mhondi iyo aaa ngaagare ikoko hutsinye mhym

  • @lacychipindirwe1289
    @lacychipindirwe1289 15 дней назад +4

    But Mai vemwana uyu vakarambirwa kuenda nemwana ainr9 months kusvika pa4 years vaifanirwa kuenda kunoonawo kuti mwana akagarasei nekuti zvese zvekurohwa izvi vaifanirwa kutozvinzwa nemaNeighbors votora mwana wavo kungoti vanhu tinosiyana zvedu

    • @illahkwaramba281
      @illahkwaramba281 13 дней назад

      Mwana aigara na gogo boe boe

    • @lacychipindirwe1289
      @lacychipindirwe1289 13 дней назад

      @illahkwaramba281 yaah ndizvo hazvo asi munhu anemoyo chaiye unotogara uri up to date kuda kuziva kuti mwana zvaazoenda Kuna step mother ari safe here

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 15 дней назад +5

    I blame the police they didn't act well

  • @alicemasocha
    @alicemasocha 15 дней назад +2

    Pupu kumwana ane 4yrs is expected

  • @talentmabuzve
    @talentmabuzve 13 дней назад

    Haaa veduwe ngatidzidzei kuenda nevana vedu kana tarambana vanhukadziweee

  • @tendaimashingaidze7823
    @tendaimashingaidze7823 16 дней назад +5

    Hanzi mukadzi ndobva va continuer vachirova mwana community weeee maivepiko.besides kumupa chikafu chii chimwe chamakaita nhai.....mmmmm veduwee
    Tatiana wee the village failed to raise yo baby girl...they .failed to put realistic interventions.

    • @elizabethnyangombe2062
      @elizabethnyangombe2062 16 дней назад +2

      Hmmm veduwe ka! Ndashaya mashoko, mashoko aramba kubuda, andigara pahuro chaipo, Jeri renyika ino ihotel chaiyo, mira uchanoona chinonzi Gehena, Jehovah vakakumirira mberi

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 16 дней назад +13

    Ndipo paunoona kuti justice system yemuZimbwabwe yakawora saminister of justice wachowo futi. Kuno kuna baba vakauraya mwana wavo nastepmother vese vakapihwa life in prison marimwe zuro chaiye murume wacho aitonzi akachekwa huro muprison imomo nevamwe vasungwa kuratidza kuti zvaakaita hazvina kufadza even vamwe vasungwawo futi. Manje kwedu uko kwemakudo republic mukadzi uyo achatobuda gore risati rapera, aburitswa naiye bhangu wenyu uyu ED.

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 15 дней назад

      Uripoko ikoko

    • @dorothymtetwa3844
      @dorothymtetwa3844 15 дней назад

      @mwanawapauro2944 iko kuno

    • @rejoicechishoka4463
      @rejoicechishoka4463 14 дней назад

      Uya akagonekwa uya,kune dzimwe nyika vamwe vasungwa havajaidze esp kuuraya vana ...they ask and listen to your story vobva vaona kuti haukodzere kurarama zvachose...that was good riddance!

  • @Ann-brittchidoNyamombe
    @Ann-brittchidoNyamombe 11 дней назад

    Zvakaoma so painful

  • @annanyemba7552
    @annanyemba7552 16 дней назад +1

    Now the marriage is over. Saka Mwana akamuurayireyi. Obvious when she returns from jail murume anenge atopora mumwe mukadzi😅

  • @Maitanyamasvosva
    @Maitanyamasvosva 15 дней назад +1

    Veduwekah vakadzi denga tichaita reku gugula naMwari kudai. Mwana atadzei shuwa

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 16 дней назад +8

    Ndoomadzitete anoparira dzinza. Ndonyaya dzalunozonzwa kuti mudzinza munatete vakaponda mwana shame

  • @everjoyceseymour6742
    @everjoyceseymour6742 14 дней назад

    For this to happen in this day age it's very sad and disappointing mhani. May the poor soul rest in peace.

  • @Tabeth-p4v
    @Tabeth-p4v 14 дней назад

    Mai ava ngavaite life in jere becose umm zvavakandiit zvorwadz Kan kutotongerwa rufu

  • @BlessingMsipa
    @BlessingMsipa 16 дней назад +2

    Kusiya mwana hr chokwadi kn zemba zanetsa enda nemwana wako

  • @RumbidzaiMungofa-l7o
    @RumbidzaiMungofa-l7o 14 дней назад +1

    Muroyi mukadzi uyo ngaasungwe

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 15 дней назад +2

    Amai hapana zvamurikutaura apa hazibatsiri because maiva nekodzero kurova amai ava

  • @A_JM585
    @A_JM585 10 дней назад

    Ko aitora video ndiani

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 15 дней назад

    MHSRIP baby girl it's so heartbroken 💔

  • @MiriamMalizani
    @MiriamMalizani 16 дней назад +1

    Uyo muroyi ngaa fire wo ku Jeri uyo painful

  • @malaikajachah2972
    @malaikajachah2972 8 дней назад

    Batai baba vemwana murove

  • @clotildachamhuna1448
    @clotildachamhuna1448 16 дней назад +4

    Ko mai varikubvunzwa zvinosiririsa vachingozhinya zhinya kudii ikoko nhai
    Vombouta serious votanga zve kuzhinya kusakwana here? iface yavo here? or kufarira TV? but panyaya yakadai so nxaaaa so sad

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 15 дней назад

      Hazvirevi kuti vanofarira

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 15 дней назад +1

      Vepurple avo..vandibhowa sterek..vakadii kureporta vaona mwan kumusana kuine malines....ndinibva kumbovarova chi oneeuoko mhani...vaizviona ava

  • @CasianKasirayi-d2p
    @CasianKasirayi-d2p 15 дней назад +1

    Murume akakunyima mwana unoenda kupolicy

  • @MelodyKudana
    @MelodyKudana 10 дней назад

    Ngagare mujeri mujadzi uyo

  • @AngelaMaseko-m6z
    @AngelaMaseko-m6z 15 дней назад +1

    Mmmmm zvakaom veduwe marwadzo 4yrs hr aman mmmm ndabatikan mfunge mmmm aaaa muroyi chaiye mmmm zvese nemurume ngavafire kujeri nxaaa chirume chakadyiswa ichoo

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 15 дней назад

    Haa ini ndinoda kuvarova pchangu ndega....hure ngaribatwe iroo riuraiwewooo

  • @Charlegreem
    @Charlegreem 15 дней назад

    Please chizhanje haisi Mabvuku.

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 15 дней назад

    So sorry to the little angel whose life was cut short by a cruel stepmother. May she rot in jail

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa 15 дней назад +1

    Mai vekuponda ngagare life in jail

  • @ShyletSithole-o4w
    @ShyletSithole-o4w 16 дней назад +2

    Mutemo unoti mwana ane 18 yrs Kuna Mai vake plz plz vana Mai ngatipepuke tisarega vana vadiki vari Kuna baba kuti vachengetwe ndi step mother...ma step mothers Havana rudo nemwana asiri wake plz

  • @IdahRugara
    @IdahRugara 16 дней назад +1

    Mai ava muroy chaiye ndarwadziwa kani ko varume mukaona mukadzi achidaro mwana wako gara wasiyana naye muroy😢

    • @gracemabiza8648
      @gracemabiza8648 12 дней назад

      Vanenge vadyiswa imi yowe zvakaoma stepmom vanouya vanemakona musadherere mastepmother varoi vaya

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 14 дней назад

    Mhondi Ngaaende kuchikurubi ndiyo Nzvimbo inokodzera Vanhu vakadaro not mu community

  • @pearsonchigori4387
    @pearsonchigori4387 16 дней назад +1

    Akatora video ndiani😢

  • @NeoMokoena-q8m
    @NeoMokoena-q8m 10 дней назад

    Ngaaorere munjheri

  • @garikayialexiomandu9412
    @garikayialexiomandu9412 16 дней назад +8

    Ko akatora vedio isai mugomba rimwe nemhondi idzo

    • @profqda3464
      @profqda3464 14 дней назад

      Video iripi?

    • @illahkwaramba281
      @illahkwaramba281 13 дней назад

      Hasi vid ycho iye ndeyekunze kwenyika akatopiwa 48 yrs uye akaoneka pa camera

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 16 дней назад +3

    Varume vamwe vacho munrhutsinye. Musarambe muchotuka mainyakubereka, mupurisa emuzimbabwe haabatsire, ndakaita 12 years ndisingaziwe kwaiwa nevana, vaiziva kwaiwa waisataura vachitya kurohwa. Vamwe varume imhondi chaidzo, mushungurudza vana zvokanganisa kukura kwawo. This is terrible

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 15 дней назад

      Shame...at least wava nevana vako iwee

    • @paulinemckenzie9594
      @paulinemckenzie9594 15 дней назад

      @mwanawapauro2944 l suffered deep depression, vanhu vanoshandisa vana against each other. Kusafunga kuti vana ava vanokura. Asi mainini awo vakaita hutsinye husingaite, chokwadi zvakaoma hazvo

  • @NaumeChiwandika
    @NaumeChiwandika 13 дней назад

    Rest in peace girl

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 15 дней назад

    Police i am disappointed in the way you handled this case after a report was made you should have asked the father to take the child back to her grandmother

  • @JaneMarodza-f7l
    @JaneMarodza-f7l 15 дней назад

    Whereas the dame mother of this child baba nemukadzi wavo kujeri zvivi zvava kutadzisa mvura kunay mwari is not satisfied with us as humans

  • @SolídarityChinyani-i8c
    @SolídarityChinyani-i8c 13 дней назад

    Dai pachiiswa mutemo wokuti kana vanhu varambana vana vari under age amai ngavatakure vana then ana baba vobhadhara maintenance kusvika vana vakura,

  • @EllenGowera
    @EllenGowera 14 дней назад

    Anga asina kuvanzirwa here mukadzi uyu kuti ndine mwana

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 16 дней назад +1

    Zvinorwadza

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 15 дней назад

    Ko murimadzimai vepa next door ingadai makabatana mukarova mukadzi iyeye Ko Makadini kubatana pairova mwana Makadini kupaza door 🚪

  • @RufaroMuhango-ty5qx
    @RufaroMuhango-ty5qx 13 дней назад

    And when you talk about this vanhu vanoti i drama ,ini ndakambopandukirwa nefamily yese including mai vemwana ndichipenga àchi abuswa kwababa vake ndotenda Mwari ndakazomupiwa after ambotiza pamba and the father would justify behavior yemukadzi wavo

  • @ClarahMuchawaya
    @ClarahMuchawaya 16 дней назад +2

    Veduweeka vavakidzani makaoma zvenyu kubva October mwana achishungurudzwa makanyarara . Haoana kurwadziwa kwakaita madzimai maida kuataka chii mwana atofa kutadza kuona baba ve mwana movaudza zviripo . Ini ndakaona muloja pasina a week ndakamunokera ndikabvunza ndikafonera murume . Chopchop mwana mai vainzi vari ku SA . Ndakavati handidi kuona mwana uyu achibereka mwana wenyu futi hutsinye . Kushaya moyo . Vanhu varikuchema nhema mwana haaifa munhqraunda mune vanhu

    • @Lettymasibae6771
      @Lettymasibae6771 16 дней назад +1

      Taura hako hama neighborhood yacho yese havana moyo coz long time vachiona mwana achishungurudzwa vachingoona vari ziii zvavo, vandibhohwa mhani kunyepa kubatikana zvenhema, unoita seuchavhara vanhu magwati nxaaa

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 15 дней назад

      Nhai..senge vakapfeka purple avo...ndaida kumbovarova...kutadza kurova hjre

    • @lesleymutseka8816
      @lesleymutseka8816 15 дней назад

      Vakareporta kupolice but police didn't take action

    • @Lettymasibae6771
      @Lettymasibae6771 15 дней назад

      @lesleymutseka8816 shame so who is to protect us now, cry my beloved Zim

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 16 дней назад +3

    Mwana uyo kuzviiitira pupu ne wiwi kwaaita inhau yeku abuser nemkadzi uyu aitotya kutaura nkt aiziva kt ndikataura kt ndoda kuenda ku toilet aizorohwa …..mkadzi uyo ngaavharirwe nxaaaa

  • @williamelia7889
    @williamelia7889 14 дней назад

    Zvakaoma vakadzi chiiko mwari muri kumusoro kudega tawekumagumo hre chii chapinda muvanhu hutsinye kudai

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 15 дней назад +1

    Veduweeee video riya hauritarise ruviri munoziva anonzi devil 😈 ndiye mukadzi uyu apa kuzotora video 💔💔😭😭

  • @VirginiaMachingura
    @VirginiaMachingura 15 дней назад

    Zvingawome mai pauri nemwana wako nekuti kurambana nekufa zvinhu zviwiri zvakasiyana mukadzi anofunga kuti akasiira murume mwana ndokuti apfidze asingaziwe kuti mwana ndiye anotambudzika saka ndinoti mwana Panamax wake

  • @georginakajengo3172
    @georginakajengo3172 12 дней назад

    Ndoopanondinetsawo ini kuti aitora video ndiani uye aitora wacho aitonakirwa zvake nekuona zvakadaro pane kuti atomhanye kunodaidza vanhu kuti huyai muone zvirikuno.
    Zvinorwadza hazvo

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 15 дней назад

    But police haina kuita basa nemazvo pavakafonerwa dai vakabvisa mwana panzvimbo.

  • @DorcasGudyanga
    @DorcasGudyanga 14 дней назад

    Chimwe chinobhowa vavakidzani munoona abuse inenge ichiitwa mwana monyarara mozotaura munhu afa nxa

  • @VmailMudzu
    @VmailMudzu 14 дней назад

    But vanhu munenge muchiona mwana ari abused morega kurepoter mozoda kutaura mwana afaa zvinombowa vanhu vanozotsanangura maiona kutii mwana afa you must help vanhu pasatii paitika rufu

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d 15 дней назад

    Gogo vakasiya Mwana vanozvidemba Dai vasina kusiya Mwana kumuroora

  • @BenReggie-l9h
    @BenReggie-l9h 12 дней назад

    Takakura munakata apo 36 paibikwa benzi parohwa munhu kwete zvishoma zvikuru

  • @RebeccaRukaingo
    @RebeccaRukaingo 3 часа назад

    Shame

  • @Charlegreem
    @Charlegreem 15 дней назад

    Mabvuku police needs to be trained they failed the child.

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 16 дней назад +1

    If it’s true, for a young child to poopoo themselves, under normal circumstances, it is a typical sign of child abuse by the guardian. Hapana mwana anogara achibatwa zvakanaka anozviitira poopoo iye abve zera racho.😢

    • @nnnsandra
      @nnnsandra 14 дней назад

      Not always true though. My child has autism, lives in a house full love, she is six and sometimes poops on her self. So some children may poop on themselves because of developmental delays or other limitations.

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 14 дней назад +1

      @@nnnsandra obviously wako ane problem of which it’s clear. Vangu nzwisisai comment first before you decide to discredit zvataurwa. Haaa imi.

    • @nnnsandra
      @nnnsandra 14 дней назад +1

      @ ndanzwa sisa comment yako. Hauna kuisa caveat yekuti mwana asina ma issues because now vanhu vanotanga kufunga kuti mwana is being abused iye mwana arikutodawo help pasina kana abuse

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 14 дней назад

      @@nnnsandra​​⁠ I hear you. Sometimes Kuudza mwana hupedzisira. Haa ndawedzera 👆👆zvimwe kuti vamwe vahwisise the point. Apa I thought we are all with the same understanding that Tatiana was a normal child with no known social or health issues according to the story. The context is there to work with yet for some people you gotta give the context again and again. 😅

  • @JuniorMbiri
    @JuniorMbiri 16 дней назад +1

    Ihmmmm zvakaoma azvo

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 15 дней назад

    Hutsinye wamunyika ino hunotyisa unoshaya kuti tirikumboendepi senyika. Kana tisisakwanise kuchengeta vana vadiki hatisina hunhu zvachose. Zvinorwadza chose . Dai Mwari vapindira.

  • @WashingtonMareve
    @WashingtonMareve 14 дней назад

    Pfekai nhumbi amai kwete kutorwa news makashama

  • @ConstanceMatsika-y6p
    @ConstanceMatsika-y6p 16 дней назад

    Weduweka vakadzi chiiko

  • @RosemaryCharumbuka-t7d
    @RosemaryCharumbuka-t7d 15 дней назад

    Eyi zvakaoma hazvo mai ivavo vanoroya chete

  • @alicemasocha
    @alicemasocha 15 дней назад

    Vana vanosiyana

  • @marthamugagami4966
    @marthamugagami4966 15 дней назад

    Zvakaoma muroi uyu ngaafire mujeri neezvaakaita izvi zvorwadza

  • @specialchild775
    @specialchild775 15 дней назад

    Kkkk ichi makuhwa

  • @TebithaZinyemba-o1t
    @TebithaZinyemba-o1t 14 дней назад

    Haaa pandiri nevana vangu

  • @rabeccamhandire5341
    @rabeccamhandire5341 13 дней назад

    The narrator and her entire community , neighbours , others are complicit in this murder

  • @DennisMadhuvuTakaidza
    @DennisMadhuvuTakaidza 15 дней назад

    The police ddnt do their work cause the case was once reported by neighbours.The father is an accomplice he must be locked, kusaziva mapurisa achirikushanda sekare here kana kuti zvese zvangodhakwawo senyika yacho.

  • @SPIWEGatawa
    @SPIWEGatawa 15 дней назад

    I will suffer with my kids handisiyire murume mwana zvabatsirei manje

  • @gracempofu526
    @gracempofu526 15 дней назад

    Vabereki dai tadzidzao kuziva kti tingasiyane hedu asi vana will pay the price ye divorce better kushingirira newawa kazvara naye iyeye than the devil u don't know

  • @TalentKatsundira
    @TalentKatsundira 15 дней назад

    Bail haridi kupihwa muroyi uyu haana moyo anoda bail rei