We need to know which. DNA company he visited and we need an investigation of its integrity for a better Zimbabwe and should be done on camera to level the ground of authenticity
But kana vakasangana muna march nhumbu yakazvarwa November. Last episode yatinashe murume aiti nhumbu haina kusvika yazvarwa 19 december ivo vakasangana 13 may but the alleged father wasnt excluded.
I did not like this lady before, but now I have a different view.
We need to know which. DNA company he visited and we need an investigation of its integrity for a better Zimbabwe and should be done on camera to level the ground of authenticity
I agree with you
Forcing love in this house
Sly kuramba kwakaita vakarabwe kuuya hakusi kurambira mukwasha ukanzwa vachidaro vanhu verudzi irworwo vanenge vachinyara nezvakaitwa nemwana wavo. Asi pazoita chinhu chiri funny pamchinda uyu na sabhuku. Vose vaera Moyo. Masuku z Moyo also 😂😂😂😂😂
Well said ,rudo ndochinhu chihombe ,kufungirana kwakaipa.
Waiting for part 2 and 3
Mwana anogona kuzvarwa ane ma less weeks kuti asvike mwedzi vaunoziva
My home boy Lower Gweru kumusha
Mbuya inoblicha iyi face nemaoko zvakasiyana😊
Ndazvionawo ngava chirega bleach yacho 🎉
😂😂😂
Both sekuru Shumba and Mukoma Robert are getting exhausted with this guy.
Mbuya ava musalad slayqueen beautiful
Kumatare vanonzi Sekuru kkkk
This guy must wake up so many woman outside there kurikwedu isu ana chihera mukadziuyu even family could chase her
Pure quality
wow ngwenya you are my brothernsukamini lower gwelo i lived there
Voice ravo rechirume ndoorinondisvota. Nyaya iyi ndinongoiona ndisingapedzi 3weeks ndichingoona ndichigumira panzira inondinzisa usimbe vhwekuteerera
Mbuya batsirai munhu not kutaurisa ahhh asi munhu akutaura zvozwisika wn batsirai munhu atambira uyu
But kana vakasangana muna march nhumbu yakazvarwa November. Last episode yatinashe murume aiti nhumbu haina kusvika yazvarwa 19 december ivo vakasangana 13 may but the alleged father wasnt excluded.
It's 2 weeks before or 2 weeks after
Nhumbu yakabata aripa peace order kwakuchidanirwa penalty kick 😂😂unokuwara mugame
Always fighting in the house no
Robert ndoda kuona sabhuku mumatare umu he's my former classmate ku primary his first name z Prince
Zvekudaidza vanhu zviya zvinogonekwa naTasvu naKanengoni.
So Kana achimutya ukugarirei naye
Kana Iko kudya chabikwa ne akatora peace order ndirini mukadzi iyeye anotaura izvozvo avekwavo handiti aitemba hamadzake
Imi mbuya siyai vanhu vaite ma DNA Mugabe uriko uko
Nyaya iripo mukadzi ari kutraya kudzimaitidza murume cz akaita mwana kuside
Sabhuku hokoyo mwana atodza imi
I don't think the wife afford to bribe the dna companies
Ko sabhuku, he has shops and businesses so he can do that
Kuma DNA hakuna zvakadaro chero zvidii
@@pellagiamukora426lets wait n see
The conduct of the DNA personnel caused everything suspicious.
Gogo Shumba muroyi anoramba zvese achizviita mutsvene.Batsirai murume uyo kuti akwanise kuuya nemukadzi wake uye naSabhuku Moyo. Zvamuri kuti aifanira kubvunza mukadzi nyaya yemushonga iyo mumusha hazvaaita nekuti mukadzi wacho anozviita anehasha anofunga kuti anogona kurova murume nekutemba kufeva kwake hazvaizobuda.
Is Robert on leave now?
Iyi ndakaimirira iyi !
Hàaa vanhu vakuroya ndat but I don't think Kuti mukadzi nasabhuku vanouya ini
This is interrogation mibvunzo yacho yawandisa ingo batsirai munhu arikuda kubatsirwa
Madzibaba Andby venyu avaka ndakazvireva ini
Sekuru Shumba iri idare rudzii ramaita musina chibatai munhu dai mabvondora zvakawanda apa ndareadziwa mhani kukuonai muriSober
Patiently waiting
Murume uyu arikutamba nerufu mumaoko anogona kurawa iye or kurawa kwemwana asati atorwa ma DNA acho
It's like this man is taking this issue for granted. Otherwise this wife can kill him using his juju
Murume akapedzwa naye nemukadzi uyu, ndanzwa tsitsi
Dananai zvese zvinopera izvi
help him if possible
Ahhhh mbuya ava havanzwisisike vakumanikidza munhu sei chsizvo
Unotamba nevanhu vanozora ambi ava
Kkkkkk pakaipa ,sabhuku vanenyaya
hokoyoo amana
Baba ava ka hanzi vana vake zvine basa rei zvekuti wakawana ane mwana chii chakadaro mwana anozivei wawave kutaura mun,yanga
Murume uyu ndiye atova n’anga coz nyaya dzose ndiye arikutaura dzose xaaa kana akuzvitaurira ko basa ren’anga nderei
Off course harisi dare uyo mukana vapiwa Robert nasekuru kuti anzwe nhoroondo yenyaya yemuchinda uyo. Sekuru vanyatsotaura pakutanga vachiti dare vakange vatopedza kare naye murume uyo.
Oh sabhuku
Pakaipa
Homeboy 😂😂😂
Zviriko hre zvekuti svikiro rinotora nguva yakareba richiitisana gakava nemuzukuru why risingangotidyoo
Hapana zvazivikanwa mbuya vanonyepera vanhu ava
Wakadii kudedza vanobatsira
Iiii vanonyepa ava
Itai ga-ga-ga tibatsirane vanhu vapone kwete nyaya
Saka ukaita mukadzi wa sabhuku unochiona
Ramba wakashinga vamwe vano dimura sabhuku wacho nemukadxo wacho nedemo.
Mukadzi wenyu bamunini anovhura hombe
DNA tangirai kumwana ariku rwara maybe naye ana baba vake
Mapostori akango gara Ari varoyi kubvira kare
redo dna test y brother
Kkkkkkkkk sabhuku hokoyo
Zvinemhunyu ndozvinei
Baba vakadhakwa ava
Murume mboko nyaya dzacho so kana munhu asisakude anohumana Satan baba imi
mudzimu unopedza nguva uchikakavadzana nemunhu?
Taura hako , iro svikiro ndaringotaura kti wataipa kana kti wakachena idzi n'anga idzi haas
mkoma Sly vanhu vakaita ma DNA aya vanofanira kuzivikanwa nokuti vakatyora kodzero dze customer iyi Havana kuita basa ravo
Kkk vanhu vanofananq
Baba torai vhudzi remwana kana anything chikwanisa kushandiswa kuita dna muende moitisa mega
Pane mamwe ma church chokwadi anoshandisa mishonga
Musagumirwe baba plz wake up
4 inch hammer inhead
🤣🤣🤣🤣🤣Ayisarenda
He is doom
Ma marroage manyama chokwadi. What is this.
Kkkkk
U are abusive My brother your allegations are baseless.
Uyu mupfanha akafita kundimakisa uyu
😂
Sly unebasa
Uchapepuka wamujeri wanyeperwa futi rape
This is a story and boring to listen
is this a lady?
The problem with this gentleman is that he is not stable but the truth is the man is the father of the alleged father
Chirungu chongoda Mugabe chete zvimwe zvese tinganyeperane😅
kkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂😂😂
😂😂😂Chirungu siirai kune vanochigona
Kana Iko kudya chabikwa ne akatora peace order ndirini mukadzi iyeye anotaura izvozvo avekwavo handiti aitemba hamadzake
Kana Iko kudya chabikwa ne akatora peace order ndirini mukadzi iyeye anotaura izvozvo avekwavo handiti aitemba hamadzake
Kana Iko kudya chabikwa ne akatora peace order ndirini mukadzi iyeye anotaura izvozvo avekwavo handiti aitemba hamadzake
Kana Iko kudya chabikwa ne akatora peace order ndirini mukadzi iyeye anotaura izvozvo avekwavo handiti aitemba hamadzake
Kana Iko kudya chabikwa ne akatora peace order ndirini mukadzi iyeye anotaura izvozvo avekwavo handiti aitemba hamadzake