MT DARWIN.......(NGOZI) MUNHU AKAURAYIWA 1985 AVAKUSHUNGURUDZA NYAKUMUURAYA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 22 ноя 2024

Комментарии • 217

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 4 месяца назад +18

    Nyaya iyi maonero angu negakava ririkuitwa na Amai avo. Yakuda Sekuru Mukotsanjera. Vanochibvondora chete bvondobvndo. 😮😮😮😮😮😮😮

  • @RufaroZiki
    @RufaroZiki 4 месяца назад +3

    Ndochibvondiraaaa ndochibvondora chete bvondo bvondo ....bheju munomama chete in mukotsanjera's voice

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 4 месяца назад +5

    Ndopaunoona Shumba venyu vakutipa n'anga nemaporofita anotambisira vanhu nguva , nyaya iyi inoda vanoziya kuita zvengozi,

  • @MaslineNyakujara-i3e
    @MaslineNyakujara-i3e 4 месяца назад +23

    Imi mbuya musadzungaira zvemba zvirikupinda papi munomama chete bhechuuu in mukotsanjera 's voice

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 4 месяца назад +3

    Drewmas Munotigonera Muri Rudadiso, Your Sacrifice God will bless your Team God Bless & put Him (God Almighty) as you help families get Justice & Punish Murderers Pasi nema bhinya!

  • @MelodyNgwenya-yu7dh
    @MelodyNgwenya-yu7dh 4 месяца назад +1

    Thanks mukoma Andrew ko Chihera aripiko veduwee ndamusuwa musandiudze kuti haasisiko kuDremas ndingarwadziwa let her come and inspire us #miss her❤❤

  • @farichisunga7120
    @farichisunga7120 3 месяца назад

    Nyaya dzenozi idzi mukoma wangu Andrew dzinoda kuti mubikwewo saRobert mukoma or baTaps avo vane mapowerful n'anga asi dont dispair henyu mukoma ndichakuendesai kuna muporofita wepa domboshawa apa ashungurudza varoyi neback to sender,haadi mbiri mukadzi iyeye but she is very powerful,ndadaro nekuti maoko enyu akachena mukoma dei pasina ngozi yaMandi yaikutorayi mukoma,honai ana Robert ngozi dzave kumutya nekuti Tasvu akamutasvura kare same nabaTaps Mukotsanjera akamupedzera kare so paye pamwe Mandi aida kukuperekedzai zvakare ngozi is very naughty seiyi yekukuswedzayi nenzara zuva rose muchichera pasipo,apa yakatodaro delibarate nekuti hama dzacho muporofita sabhuku or mambo havapo ndosaka yakakuitisai,hamudzidze chidzidzo mukoma dai yanga iri yekwedu Dande Chitsungo yaitouya nemi kumba kwenyu nekuti ndimi munenge maitokonya,ngozi inodaidzwa nevanemasima acho so pangwarirei mukoma,hatidi kuzonzwa kuti makatadza kuyambuka Ruya or materu epa Mavhuradonha akakudonedzayi,mweya yevafi inodaro mukoma.Kubvira Chihera zvaaenda or hanzvadzi yangu achihoro vaenda mukoma it seems you are lonely mukoma,dai makatrainer muroora wa mai vaye venyoka dzavo kwamusana tingadayi tape nerimwe level mukoma,those were natural reporters ,even wekwa Mutare uya mwana nga ana baba vanezvidhoma,try them mukoma.

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 4 месяца назад +9

    Ngozi dziriko fanika vaya vaiuraya vanhu 2008 hazvipere mushe

  • @VonaiMhokore-w9u
    @VonaiMhokore-w9u 4 месяца назад +7

    Ingozi iyi munhu angazviwisa hre vanhu musadaro

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 4 месяца назад +6

    Yaaa unonyatso shaya ziva kuti zvirikumbofamba sei munyika yedu

  • @MufaroMapukute
    @MufaroMapukute 4 месяца назад +15

    She is alternating from kusvikirwa and being herself explaining events in her own self, I hope I'm not lost!

    • @nomatterngwenya365
      @nomatterngwenya365 4 месяца назад +7

      Ari kunyepera kubudirwa uyo

    • @RoselineNoku-dv6fg
      @RoselineNoku-dv6fg 4 месяца назад +1

      @@nomatterngwenya365 Hapana kunyepera apa hamayangu ngavaripe munhu haaurayiwe nyatsotarisa muviriwamai Ava muvirieavo nezvavarikuita hazvitoenderani

    • @kundaimiedzok
      @kundaimiedzok 4 месяца назад +2

      Seems fake i m not understanding

    • @lorrainenembaware4606
      @lorrainenembaware4606 4 месяца назад

      ​@@nomatterngwenya365une muono sewangu

    • @Jessline81
      @Jessline81 4 месяца назад

      True let’s not judge and watch part 2😂😂😂

  • @LenahAruvhera-eg6ug
    @LenahAruvhera-eg6ug 3 месяца назад

    Ichiri ngozi here yaiimba ma verse iyo uuuuum hatizonzwisisi ngozi haidar 😂😂😂

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 4 месяца назад +1

    Andisi kuchesa gogo asì regai ndimboona hangu.Kufa kwevanhu ànd benefiting imba yemukasha kkkk

  • @MunyaradziMaingahama
    @MunyaradziMaingahama 4 месяца назад +6

    Ingozi yechimanje manje murudo murudo 😂😂😂

    • @phill0209
      @phill0209 4 месяца назад

      😅😅😅

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 3 месяца назад

    Honestly speaking, inini zvangu nyaya yengozi handiyinzwisise, coz kana ichikwanisa kubuda ichitaura akaponda, I don't think kuti vanhu vayizomboyenda kujere vasina kuponda, nekuti yayingouyaka kuCourt ichitaurira dare kuti mupari wemhosva chayiye ndiyani.

  • @knowledgemarumahoko9172
    @knowledgemarumahoko9172 4 месяца назад +5

    Kkk inin I was there ndini uyo and brown dress ne Duke pamberi apo

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 4 месяца назад

      Saka yakazopera sei ndeyechokwadu here

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 4 месяца назад +6

    Munhu hangatsanungure nemo nemo kudai zvonzi onyepa azviiti mukotsanjera huya pedyo pedze nyaya dzacho❤

  • @Jujumunongi22
    @Jujumunongi22 4 месяца назад +2

    Pamwe mbuya ava ndovatouraya mukwasha nemwana wavo futi ,zvivindi zvunochera nekufushira munhu varivega munhu wemukadzi aaah 😢😢

  • @auxilliakapotsa168
    @auxilliakapotsa168 4 месяца назад

    Mikotsanjera ndoyemupedza zvese if it true or not chokwadi chinobuda

  • @idahinechiturike7614
    @idahinechiturike7614 4 месяца назад +2

    Shedzai Sekuru mukotsanjera chiororo chengozi

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 4 месяца назад +1

    Mhepo hainyepi. Hesi Andrew.

  • @jerinachikwiri
    @jerinachikwiri 4 месяца назад

    Ngozi ngaingobuda ichikwapaidza vanhu chete zvekuda kunyepa zvipere izvi

  • @NestarChadyemhunga
    @NestarChadyemhunga 4 месяца назад

    Mbuya ndivo vakadya mhuri yavo avo....nyama yakafira mkomana uyo ngeyemunhu kkkkk ini ndomaonerewo andazviita iiiii mbuya vanenyaya avo

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 4 месяца назад

    Murudo murudo...😢😢😢😢zvakaoma slang ye ngozi

  • @UserGmx-n8c
    @UserGmx-n8c 4 месяца назад +2

    Hello drewmas .....watching from Johannesburg.

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 4 месяца назад +5

    Murisei Mkoma Andrew Nyaya yaMandi yaapapi

    • @luciabanga1677
      @luciabanga1677 4 месяца назад

      Akanoripwa mandi uyu. Akazosvika kumusha nevanhu kwaakaurayiwa

    • @Tatenda684
      @Tatenda684 4 месяца назад

      @@luciabanga1677 Anditi vaiti vanodzokera June hre kuChipinge kunobika Doro nekupedzisa huripwa

    • @luciabanga1677
      @luciabanga1677 4 месяца назад

      @@Tatenda684 oky handina kupaona wena thanx.

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 4 месяца назад +1

    🤣🤣🤣🤣❤️❤️❤️❤️ Sabhuku in a cool voice

    • @Jujumunongi22
      @Jujumunongi22 4 месяца назад

      😂😂😂😂 sabhuku varikuda kuchenesa nzvimbo

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d 4 месяца назад +3

    Hazvina musoro vangaurayira munhu nyama

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 4 месяца назад +4

    Iri idrama😂,haana kumbobudirwa ba uyu

    • @GladysMuneri
      @GladysMuneri 4 месяца назад +1

      Ndikuonawo sekudaro haana kubudirwa uyo drama

    • @nomusasiwela9621
      @nomusasiwela9621 4 месяца назад

      Drama munhu achizviumburudza kudai imbowonai Mukotsanjera please dzimwe nguva kutaura kunoku parira

    • @Tinto4490
      @Tinto4490 4 месяца назад +1

      ZvikAitika kwenyu muchaona kt sandi drama

    • @nellyvictorian8369
      @nellyvictorian8369 4 месяца назад

      True zvenyu

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 4 месяца назад

    Mufi anochengetedza homwe kuti agare zvakanaka isaita kuti hembe ifukuke. Dzimwe mhepo hadzizoziva kuti homwe yakapfeka rokwe.

  • @MarryChiwanza-ie8ij
    @MarryChiwanza-ie8ij 4 месяца назад

    Anonyepa inhau yaakanzwa mutumbi wakaenda kumasowe ndobva ndapiwa mteuro ndobva ndageza chi chakadaro chinenge ngozi

    • @tracychifamba1554
      @tracychifamba1554 4 месяца назад

      anga achidzoswa mureal tyme .odzoserwa kumashure nemhepo.

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 4 месяца назад +3

    Mbuya munoroya makadya mukwasha nemumvana

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 4 месяца назад +4

    Give us feedback ya Bee

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t 4 месяца назад +2

    Iye bee akazodiii

  • @ChipoMunyayi
    @ChipoMunyayi 4 месяца назад +1

    Technology ngozi dzakubuda paChivitiviti….

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 4 месяца назад +3

    Hanzi zvamanje manje apa ingozi it's sad

  • @showstopper9582
    @showstopper9582 4 месяца назад +1

    Nxt tym munotanga mataura neni inini Mr Darwin musati maita zvamunoita mu Darwin mangu

    • @auxilliakapotsa168
      @auxilliakapotsa168 4 месяца назад

      😂😂😂😂asi ndiwe svikiro re Mount Darwin here if I my ask.

  • @monicaasefa3810
    @monicaasefa3810 4 месяца назад

    Watching from Canada.. Zvakaoma

  • @lorrainenembaware4606
    @lorrainenembaware4606 4 месяца назад

    Mmmmmm iyi Ngozi iyi andisi kuinzwisisa ini meno kuda ndini ndoga

    • @Jessline81
      @Jessline81 4 месяца назад

      Kana ini hangu but inogona ichidzungidzwa kureva kutsitikwa

    • @lorrainenembaware4606
      @lorrainenembaware4606 4 месяца назад

      @@Jessline81 ikatsikwa haitaure zveee apa ko kuzotaura sekunge asina kubatwa nemhepo

    • @Smoyo
      @Smoyo 4 месяца назад

      Part 2 inotaridza kut ichokwadi

  • @mukombe15
    @mukombe15 4 месяца назад +3

    Samatenga ivai netsitsi mumhuri dzenyu. Mai vemba vowumburuka pamberi pemhuri?????

  • @OrripahNdarande-wg1jp
    @OrripahNdarande-wg1jp 4 месяца назад +2

    Uuuuum zvakaoma

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 4 месяца назад +2

    Its murudo murudo for me 😂

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 4 месяца назад +4

    Veduwe.usauraya vanhu munonetsesa vasina mhosva

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 4 месяца назад

    Drewmas media ❤❤

  • @idahinechiturike7614
    @idahinechiturike7614 4 месяца назад

    Daidzai Sekuru Mukotsanjera ndivo wanopedza ma Sports..

  • @Sikhule04
    @Sikhule04 4 месяца назад

    Sabhuku kuseri kkk

  • @MASYMoyo
    @MASYMoyo 4 месяца назад

    Vaneshamba makasimba here

  • @Silencemanjengwa-jn8pm
    @Silencemanjengwa-jn8pm 4 месяца назад

    Cherai chete tione.

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz 4 месяца назад

    Sabhuku to the fullest

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 4 месяца назад +1

    Vakunyebera ava

  • @TawedzerwaMaziofa
    @TawedzerwaMaziofa 4 месяца назад

    Mukotsajere shumba yengozi

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 4 месяца назад

    Sabhuku kkkkk kaaaa

  • @faym.nyamayaro8181
    @faym.nyamayaro8181 4 месяца назад

    Mukotsanjera ndiye angatofumure ,,panehukuribidi hurikuitwa apa

  • @MemoryMawire-m8s
    @MemoryMawire-m8s 4 месяца назад

    Sabhuku manyama.

  • @AdmireDzapasi-e7p
    @AdmireDzapasi-e7p 4 месяца назад

    Amai avo vanenyaya maonero angu kuponda munhu kuPlumtree. Amai ava vakaponda munhu avo

  • @LeensWear
    @LeensWear 4 месяца назад

    Aha madondo ine nyaya

  • @davidzopamberi7092
    @davidzopamberi7092 4 месяца назад

    Everything has a beginning

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 4 месяца назад

    Ngozi kubuda pamutorwa zviriko here izvi unless varipamwe pakupara mhosva yacho, yogoshungurudza mutorwa, nyakupara agere hake.

    • @nomusasiwela9621
      @nomusasiwela9621 4 месяца назад

      Inobuda pamutorwa uyu akavakira pamusoro peguva uye anorara pamusoro peguva so it's possible

    • @Vincentkamhips4875
      @Vincentkamhips4875 4 месяца назад

      @@nomusasiwela9621 regai tione pakunofukunura, guva nekuti pangozi aponda ndiye anofanirwa kurwadziwa.

    • @EvelynKambezo-sr8rd
      @EvelynKambezo-sr8rd 4 месяца назад +1

      Ya Rebecca yakabata mai tino wana wavasina hukama naye.iriko ku tilder channel

    • @VenganaiMangwenda-t2x
      @VenganaiMangwenda-t2x 4 месяца назад

      Inoda mukonzajera kuti agone kuyibvisa pamutorwa iyendeswe inobudira kuhama dzeakauraya ndokuti vanyatso gutsikana

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 4 месяца назад

    3 John 1: 11 - Beloved, do not imitate evil but imitate good. Whoever does good is from God; whoever does evil has not seen God.

  • @anglechipfakacha
    @anglechipfakacha 4 месяца назад

    Neshamba deedza mukotsanjere apedze masports acho

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 4 месяца назад

    Mumhu haauraiwe😢

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 4 месяца назад

    Murudo murudo uuuuuummmmm

  • @khesiwemoyo8522
    @khesiwemoyo8522 3 месяца назад

    What are the kids doing there

  • @elliotmukozhojaravaza7508
    @elliotmukozhojaravaza7508 4 месяца назад

    Mhepo inobuda zvakasiyanaa vanhu havauraiwe easy

  • @NesiaTom
    @NesiaTom 4 месяца назад

    Dedzai Mukotsanjera ndiye mugoni wengozi

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 4 месяца назад +1

    Chakunetsa kuvengana kwakungonzi ngozi asi zviri zve kumakana fongo

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 4 месяца назад

      Aiwa izvi hazvinetse cz panotsvagwa proof inova mapfupa emufi

  • @margaretsibanda8212
    @margaretsibanda8212 4 месяца назад

    Mmh kunzima lokhu

  • @LenahAruvhera-eg6ug
    @LenahAruvhera-eg6ug 3 месяца назад

    Vanhu musatambe nesu

  • @queenbee322
    @queenbee322 4 месяца назад +2

    Ummm nyaya dzengozi gore rino dzawanda chii nhaimi

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 4 месяца назад +4

      Nekuti chisi hachiere musi wacharimwa

    • @RoselineNoku-dv6fg
      @RoselineNoku-dv6fg 4 месяца назад +1

      Yakwana nguva yevakafa kuti vataure nevapenyu kuratidza kuti munhu akafa haarari chete uyemunhu haaurayiwi sehuku

    • @Cleo1980-f9w
      @Cleo1980-f9w 4 месяца назад

      Dzakagara dziripo dzaisabuda pa social chete

    • @tracychifamba1554
      @tracychifamba1554 4 месяца назад

      gogo ava knows her stories .ko mhepo idzi hadzinyepi

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 4 месяца назад

    Hama help me know, Sei Ngozi , Chero mweya yerima dzichipotera kuisawa pa Madzimai necVasikana even in churches dzemweya women vano manifester more than men asi nhai hama?

  • @ChristineJaji
    @ChristineJaji 4 месяца назад

    yazoperera papi

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 месяца назад +1

    Maswera sei team drewmas

  • @TawedzerwaMaziofa
    @TawedzerwaMaziofa 4 месяца назад

    Vanoda sekuru mukotsajere itsotsi Iri muriyi uyu

  • @CollenMasilo
    @CollenMasilo 4 месяца назад

    Ngavangochera imba tione

  • @silousmtandavari6406
    @silousmtandavari6406 4 месяца назад +1

    Hakuna ngozi inoti Murudo Murudo kunyepa

  • @faitheneya6488
    @faitheneya6488 4 месяца назад

    Iyi ngozi ingozi yekupi haaa aya ma drama

  • @idahinechiturike7614
    @idahinechiturike7614 4 месяца назад

    Mukotsanjera Mukotsanjera Sekuru Mukotsanjera

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 4 месяца назад +1

    Juzi renyu rakanaka va Neshamba

  • @Silencemanjengwa-jn8pm
    @Silencemanjengwa-jn8pm 4 месяца назад

    Jane aripi 😢?

  • @WilbertMasarirambiWilbert
    @WilbertMasarirambiWilbert 4 месяца назад +3

    Bhuku 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 varikunyepa ava

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 4 месяца назад

    Sabhuku ngaataure gore ravakagara mudunhu umu

  • @rabbyPick
    @rabbyPick 4 месяца назад

    Mbuya iyi inenge yakauraya zvedi Jane Jane usazotaura ndokuuraya ndiwe chete wandaudza kkkkkkkk

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 месяца назад

    Vanhu vanoda zvinhu kuzara kudaro kunge masvosve kudaro

  • @VonaiMhokore-w9u
    @VonaiMhokore-w9u 4 месяца назад +1

    Ndavapo

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 4 месяца назад

    Apa pakuda shumba yengozi Mukotsanjera

  • @pepukaimutambiranwa3110
    @pepukaimutambiranwa3110 4 месяца назад

    Mukotsanjera ndomupedza zvose panyaya iyi

  • @pamelamoyo6737
    @pamelamoyo6737 4 месяца назад +3

    Watching from cape town

  • @riasokiri865
    @riasokiri865 4 месяца назад +2

    Uuuuuum this woman ari kutransitiona frm mweya wemunhu akafa to herself uuumm

    • @faym.nyamayaro8181
      @faym.nyamayaro8181 4 месяца назад

      Zvinekakunyepedzera izvi ummm ,,omboita semufi, odzoka kuita munhu 😂😂

    • @Smoyo
      @Smoyo 4 месяца назад

      Chimboonai part 2

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 месяца назад

    Ngavafukunure tione chokwadi nenhema😂😂

  • @StanfordMapindu
    @StanfordMapindu 4 месяца назад

    Hokoyo naTsoka ikko 😂

  • @AnesuisheTagarira
    @AnesuisheTagarira 4 месяца назад +3

    Mai avo vakauraya munhu hakuna hutsi hunopfungaira pasina moto mhepo ngaitore mupinyi irove munhu shit

  • @PatriciaKashiri
    @PatriciaKashiri 4 месяца назад

    Mukotsanjera for the people

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 4 месяца назад +2

    Hakusi kupenga hr

  • @SibongileNdlovhu
    @SibongileNdlovhu 4 месяца назад

    Hey zvakaoma hazvo

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 4 месяца назад

    Kazhinji kazhinji ngozi haipotse kune akaipara

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 месяца назад

    Zvino mapfupa akawanikwa varidzi vakatenga ipapo panozogarika zvakanaka hre

  • @tedzaidhliwayo9843
    @tedzaidhliwayo9843 4 месяца назад

    😂😂😂😂makore kore itai zvashuwa kwete kutipedzera data

  • @JulietGGarapo
    @JulietGGarapo 4 месяца назад

    Daidzai sekuru Mukotsanjera

  • @NhamoNyakupinda-jc5uz
    @NhamoNyakupinda-jc5uz 4 месяца назад +2

    Ndapano

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 4 месяца назад

    Mukotsanjera ndiye munhu anongona nyaya dzengozi