Andrew dai maendesa imbwa iyo ku RSPCA incase he will do it again. Pamwe anogona kuzoiuraya, since the dog is used to that man, he might poison it kutiira kuti nhumbu usazvarwe
@neliarubacha4056 , kkkkkk end times. Imagine the wife,kuchinjaniswa nembwa. I'm sure it's not the first time achishinhwa nayo. Maybe from bhoki he went to his wife. Ummmmmm kusemesa chaiko.
PA 2:02 apo amai imi itai hanzi musamushore mashaya zvekutaura ndosaka kamwana ako kakubvisa hat yenyu kakakupfekedza yake kuratidza kuti pfungwa dzenyu ndedzepwere
Vanhu vekuguruve ibasa chairo ndakagarako uko vese vano konya kutopenga chaiko vazhinji vacho, umwe wepamudhindo aka nyenga huku ikafa, akabata mbudzi, kiti ikanyenga huku, ndiko kuna jesu wechikadzi akazotizira uko here ndoo kwaDhumba aka chinja murume akaita mukadzi. Guruve nikisi
Asi kunobikwa chikokiyana kani,or toto because vanhu vacho vakaparara vose,vangadai vakadzinga vana kure ,haakuna mahure hr ,nemvana neshirikadzi dzisina varume
Apa makanganisa chose kuita chirongwa panevana vadiki maPrimary ayo this is very bad.iyi inhau inoda vakuru chete not in front of children vese vachinzwa Kuti baba nhingi vakarara neimbwa
Aiwa baba vakakwira imbwa ava vakazvibvuma sei ivo vadina mhosva Inga murimunhu musvinu wani dai makanyenga munhu aikurambai here nhy vahanzvadzi haaa makawanza baba
DrewMas taking us to another level....
Musandiona kunonoka ndanga ndchiuya
Puu iyo sick iyoyo. Nyarawo mhani iwe ma hure wamapedza hre iwe ukwane
Creative thinking
Team repaMajuba mosvodesa. Muchitadza kurima vanhu vanemvura yekudirudzira
Makadii henyu mkoma Shumba neShamba happy new year 🎉........ava baba vebata imbwa chero mwana wavo mudiki anemwedzi vanoghona kumbata nekuti avanamatyira
Andrew dai maendesa imbwa iyo ku RSPCA incase he will do it again. Pamwe anogona kuzoiuraya, since the dog is used to that man, he might poison it kutiira kuti nhumbu usazvarwe
Ndoona kunge zvisingaite ini kut munhu anogona kuitisa imbwa pamuviri anogona. akarara nayo but nhumbu ummm
@neliarubacha4056 , kkkkkk end times. Imagine the wife,kuchinjaniswa nembwa. I'm sure it's not the first time achishinhwa nayo. Maybe from bhoki he went to his wife. Ummmmmm kusemesa chaiko.
@@qbeebee5886 nxaa zvobhowa achapa mukadz zvirwere kna aids chaiyo
Hakuna science dzakadaro dzekuti murume akarara nembwa hadzi inozvara munhu. Hazviitikeba izvozvo.
Happy 72yrs sekuru mwari vakuwedzei makore
Zvinhu zvachoo sooo sarenda. Waiting for dare
Aaa pabwa handimiri imba ngaiparare
Inyaya dzekumapurazi zvechokwadi
Achazviuraya munhu uyu
PA 2:02 apo amai imi itai hanzi musamushore mashaya zvekutaura ndosaka kamwana ako kakubvisa hat yenyu kakakupfekedza yake kuratidza kuti pfungwa dzenyu ndedzepwere
😂😂😅😅
😂😂😂😂 akomana
Chere ivovakatombo danana nombwa
Baba ava vaitya kurohwa,hupenyu hwemupurazi hwakaoma
Guruve yazviita
Mkoma Shumba nhasi nderimwe zuva kkk hanzi maisa mukati jira
Ngaasungwe uyo
Ko muridzi wembwa ngaapiwe roora rake and damage, then oendesa imbwa kumurume wayo.
😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Muroora manyama 😂😂😂
😂😂 Mashura chayiwo
Mweya yetsvina
Vanhu vekuguruve ibasa chairo ndakagarako uko vese vano konya kutopenga chaiko vazhinji vacho, umwe wepamudhindo aka nyenga huku ikafa, akabata mbudzi, kiti ikanyenga huku, ndiko kuna jesu wechikadzi akazotizira uko here ndoo kwaDhumba aka chinja murume akaita mukadzi. Guruve nikisi
Asi kunobikwa chikokiyana kani,or toto because vanhu vacho vakaparara vose,vangadai vakadzinga vana kure ,haakuna mahure hr ,nemvana neshirikadzi dzisina varume
Vanhu ityai Mwari chokwadi, siyayi zvemishonga izvi nyaya dzinemishonga inopanduka zvirikuitika everyday hamutye sei. Ndanyara nababa ava
Roda kumamiswa benzi remunhu kuita zvinonyadzisa kudai chero irinhamo yooooh
😳 yohweeeee
Hanzi “...kuGuruve kune vakadzi ve tuu dhoraz......
.....mkadzi wake hasnyadzise, ane magaro mahombe...”
Kkkkkkkk
Ichabereka tuvana tune face yemunhu zvakaitika nguruve yakabereka Vana ten vane face yemunnhu Mmmm nyika yaparara zvakaitika Kuma thxosen
Imbwa yenyu irikunyengewa kkkkk😅😅😅
Mvura inganaya here pakadai nxaaa nddokuti makunanakuna
True this earth is cursed
Apa makanganisa chose kuita chirongwa panevana vadiki maPrimary ayo this is very bad.iyi inhau inoda vakuru chete not in front of children vese vachinzwa Kuti baba nhingi vakarara neimbwa
Vachimbozviitirei kunyenga dog
It's for the protection of children kwete kuti akazviitirei. These are explicit issues dzinofanira kunzi no under 🔞
Vana vaikozvino ava kungonyorawo ndodzavo
Varikumiwengera basa rake. Vanhu vanonyepa kkkk
Kuroyiwa sure
Selesithembo ngenja libolisan leke ukuzihlupha abanikaz benja vuman amalobolo
Ka purazi kanorimwa manje aka
Ma rumors aya ...and it speeds like fire ...nhema nhema idzi
NdozvAmakadzingira varungu izvozvo muma prazi
Interesting
Zvinosvoresa chaiko
Ndaona imbwa ikunyengewa amanaaa..
Muridzi wembwa wacho akatopera zvake kkk
Anobatwa ne Criminal Act 23:2004
Chapter 9:23 : Chapter V: Part lll sexual crimes and crimes against morality :74 Bestiality
Once a cop always a cop ...
Sungai munhu baba😂
Yoweee , mmmm ruchiva paimbwa yhooo.
Mkoma Andrew hanzi lmbwa iyi ine mauta hazvihonyadzisi hre mangwana kkkkkk makunakuna acho anyanya pambwa hre 😁😁
Umm imbwa iyi inoda kutourawa coz haichakwanisa kurarama musociety.
Manje murume mukuru wese kuita imbwa mukadzi puu Mhani
Izvi hazvisi zvega 😢😢...pane chiri kuitika pana baba ava...
Either mshonga or kutoroiwa ...
Kwedu ariko akambobatwa achirara nembudzi..and mbudzi iyoyo yakatozozvara zvana zvakasangana ..mbudzi/munhu meaning kut zvaitoitika nguva refu
Idzi ndo nhema manje 😂😂😂😂
Ah is that possible nhai imi do the laws of sexual reproductive allow that mwana wacho aripi
Ungatadze kufungira mumoyo sembwa iyo iriyo chipondamoyo chako,,,,,,,,,,,,,,,,,,,,,, hayayipona imbwa iyo irume baba
Muface uyu anofanira kutendeuka onamata mwari oregedza kubatwa nemweya yasatani ,mukateerera zvaarikutaura Kuti vanhu Havachandidi zvinoratidza zvoga Kuti animushonga nekuti vanhu havagoni kuda munhu Akshata kuda Saka iyi ngaatange kuzviregerera vanhu vozomuregerera kana akasarenda upenyu hwake akahupa Kuna mwari, mwari vanomu regerera vokunyaradza
Well done❤❤❤
Imbwa iyi ngaichengetedxwe pozoonekwa Kuti inozvara chii otherwise icha dissapear
Baba ava ka kuda kuita vanhu mapezenzi 😢😢😢😢 ko kungobuda pachena kuti ndozvandakaita😢😢😢. Ndonzwira tsitsi mukadzi wavo
Hazviite vanosungwa
Apa baba ava vanoita sevanotorwara kare havo vakuita sevanezvi Jehovah ndouyako nemuromo unenge ukuita kakusvuuka
Eeeeee vanorwara vane hwasha
Mishonga izhara veduwe
Haisi nyaya yemushonga here
Hey zvinoshamisa shuwa ummmm
Aiwa baba vakakwira imbwa ava vakazvibvuma sei ivo vadina mhosva Inga murimunhu musvinu wani dai makanyenga munhu aikurambai here nhy vahanzvadzi haaa makawanza baba
Zvonyadzisa ndamunyarira ini hmmmmmmmm mahwani ayo
Drewmas media taking us to another level
Vanhu vanoroya masikati machena shuwa
Haunyari here nhaiwe murume akasvika sewe kudai kukwira imbwa nxaaa mazimushonga enyu Aya inomboita Basa Reiko raunga vengerwa Uri dofo
26:39 asahwira mukadzi wemunhu 😢 haaaa dzosotawo asahwira idzi
drewmas pliz widen your coverage toda kunzwawo nyaya dzinoita kune mamwe ma provinces
Especially masvingo kwedu
Ma1
Wakadhakwa iwe wakambobvuma urikuti kudii taur zvinonzwisa (VERTINARY ichapedza nyaya uende kujer
Shumba mavekutiiko veduwee. Cross species fertilization haiitike.
Aida kuita crossbreed imbwa ne munhu kķkkkk ndofunga idzodzo dzoruma uye kumberi ndikuda kutengawo kambwanana inobereka rinhiko
Murume akaona beche rakapfumvura vakomana pamwe ainyimwa kumba nemukadzi akati regai ndizame risinga kumbirwi
Kkkk haana kudya akaravira chete aah, nyaya dzehurombwa vanhu hamufunde neiko
Aah aneda kutandaidziwa muvirage
😂😂😂musatuke imbwaa iyo amana chimoko chemumwe munhu ichooo😂
Kkkkkk
Happy 72yrs baba
Ndivo vanhu varikuzvara zvidhoma ivava 😅😅
Ndoanonzii ma nenjii🤗
Ma puna puna😂😂
Muridzi wembwa munin'ina wamatsanga hr
Muisei kwaChipuriro
Iwe kwana kunyenga imbwa kuzvisungirira kunyepa haazvite
Kana akazviita makunakuna or chimina. Anofanirwa kusungwa kwamambo woripiswa
😂😂😂😂😂😂Hanzi kovarikuti vakaona masperms achiyerera kumbwa,,,, zvikanzi ndisingazive hangu ivo madhokota embwa ndiwo angaziva
Mashura aya...nemishonga
Pa mzansi Havana mibvunzo straight kujere
Haa unosvika paunopererwa chokwadi
😂😂😂 imbwa.....hy😮😮 this is a good program e
Uyu akasasungwa achabva kuimbwa oenda kuvana vadiki
Saka Andrew ukuti Mauta ane imbwa iyo inhumbu yababa vakainyenga here
Haa Dai wakamupa ka anga akaremerwa neuturu
Zvakawoma
Inga utorimurume akanaka zvako
Anogona kuzobata munhu manje kana akazosvotwa nnembwa he can't control his feelings must go to jail chop chop
Torai shamhu murikite benzi iri nxa nekunaka kunoita vakadzi munhu kwakuti nanga nanga na rex, ha kana iri mishonga yacho munhu ngaafunge mhani
Vakadzi anonaka shame
Heyi vabereki vane vana varipo varikuti kudiniko vadini vavabvisa paDare rakadai🙆♂️🙆♀️
Unofana kusungwa ! Yu abuse imbwa nezidanda rako iro
Aah onokwirana nembwa chokwadi Jesus have mercy upon yoür people.
Shamwari kana ukazviuraya hapana chinorwadza..kurara nembwa ..kana kunyenga imbwa iyo vakdzi vazere so..ndosaka mvura isisiri kunaya
I stupid iyi
Ko vana vanodei pavanhu vakuru
Kasong ako mussndiona kunonoka ndangachiuya aaaa kuseri😂❤
Zvinosiririsa sure kovanhu havachaite here panembwq
Kkkkk mkwasha wembwa 😂😂😂😂😂😂😂kwakusssss
Mukoma musazodaro.upgrade your skills kwete kutsvaga mushonga muchipuruzira imbwa.DM taking me to another level
Ndomuziva Richard uyu
Kkkk ndekupiko I used to be at Gwakwe
Ummm izvi chii munyika mishonga hre inopa dai
ska mawitness mukureva kt makatoona irimo hre chikomana panga chakapfugamira
Muridzi wembwa akarohwa mutoriro akadhakwa zvàke
Amai next door zvamakaona hazvitaurwi zvenyu makapedxa here zivai zvenyu