@@tafadzwamaponga7745 pavideo rekwa Nikisi part 3 iripo phone number ya sekuru incase ba Taps takes long to respond fonera sekuru direct ,ini I had a chat navo pa App ndikazoita zvekufona
Despite blaming each other, body language speaks volumes. The younger brother is jittery, haana kugadzikana. Also mkadzi wake the way she's acting from that corner.🤷♂️ Ane kakuseka kegodo and the way she's defending her prophet kkkkkk. There's more to bamnini than mkoma. Look into the young brother's eyes and see. Ane chivhuno uyo.
Bamkru vanonyepa ngozi haitogari pamunhu akauraya dai iri ngozi ichinetsa kune dzimwe dzimba uye munhu haazvichenesi ega ,Tsoka shumba yengozi hero basa
Baba Taps mune basa mimwe Misha yamunosvika uuuuuuuuuu mmmmm yaaaaaa ndi mwari chaiye anokuchengetai ne mudzimu yenyu iyi misha miviri iyi yakarema asi ndinotenda kuti mune chipo chinoshamisa munotaura nevanhu zvine unyazvi keep going good work 🎉
I like the way you interview, people munhu anotanga, asingadi kutaura but after a while unenge wakutaura zvose. You ask the right questuons. Problem yatove apo i lack of communication kana zvatodaro munenge makufungirana zvisizvo saka pakutoda, anovabatanidza kuti vagadzirisane muyananisi.
Imi mukoma mukuru mukwarokwato chero next door chaiyo inouya kuzokukwarakwata chero imi munogona kundobobodzera vana vemunin'ina Ska regai kuti mubobobo anobobodza vana vake
Yaaaaa life so ma1 this 2 brothers maonero angu vaparadzaniswa nemakuhwa ukaterera nhau dzavo dzose ndedze ndakanzwa ndakanzwa otherwise zvavakakanganisirana in person hapana dai Mwari vavabatsira vawana piece vakafa zvakadai vanosiira vana nhamo inotyisa they are all old now they should come together vayanane l cried 😢 ndichiterera nhau dzavo vese kupomerana badzi ngavachenurane vafambebpamwe vagadzirise musha munin'ina vo kunzi ibva pano nemukoma hazvingakugumbutse to this level it's nothing find peace
ruclips.net/video/V1aZT5Z10Wc/видео.html Prophet vanorohwa vachinzi Muroyi Part 1
Pano hr panozipa kkkkk
Eeee zvaka oma hazvoo upenyu uyo
Bataps sekuru mukotsa vanogara kupi uye vanobatika kupi, musarege kupindura mukoma zvakaoma kuno
@@tafadzwamaponga7745 Tora phone number yavo pama previous videos unovabata pa phone ,inowanzodairwa na secretary wavo
@@tafadzwamaponga7745 pavideo rekwa Nikisi part 3 iripo phone number ya sekuru incase ba Taps takes long to respond fonera sekuru direct ,ini I had a chat navo pa App ndikazoita zvekufona
Vanzwa kabhero kuti N’eneh 🔥🔥🔥 munopisa
Ba Taps nhasi madii
Vabva varikuFacebook tinokutambirai tichiti torai zvigaro 👏👏👏👏👏
Waiting for sekuru mukotsanjera
Tatoti dheshe sofa rose baba taps mutakunanzva ndiwo wamunobika
I can see pride in both but they are good people. They just need a good mediator (sezvamareva baTaps)....Karanganda to the world, bravo👏🏾👏🏾!
Despite blaming each other, body language speaks volumes. The younger brother is jittery, haana kugadzikana. Also mkadzi wake the way she's acting from that corner.🤷♂️ Ane kakuseka kegodo and the way she's defending her prophet kkkkkk. There's more to bamnini than mkoma. Look into the young brother's eyes and see. Ane chivhuno uyo.
I agree
Mr Ndamera was such a good and nice teacher vedu pa Chishingwi Primary School.
Kana varivo young brother, maybe zveku Chikoro but real life ane moyo wakaoma
Chakaparadzanisa mkoma ne munin'ina vakadz ndiko kuona kwangu
Zvakanaka kufamba mubatane wana wanyamunhu...that's the only way to get out of this mess. Mwari warikukuchengetai kuti musiye mhuri dzabatana.
Tsoka hero basa,mhuri inode kugadziriswa iyo tsoka
Gamba ragorogoza ndizvo
I think mumafamily garai kure nakure to avoid noise cz kugara padhuze nepadhuze munogara muchidongorerana end up makuroyana
Ndasvikawo nenguva ndiri pa5 isawo ma like bbataps tivape manyemwe
Pane honye apa ,irikuparadza mhuri chinyararire ngavabatane vazvitsvage mukuwirirana ,unity is power
Ivo vkdzi vkuru vnoita prophet we23years😅😅😅😅
Zvine zera hre zvebasa raMwari
@@BeaulahMushango eeee zvinaro
@@Cay123.Ndokudzungaira
But blaz vechi 2 vanotyisa 🙈🙈
Vanorema
😂😂😂hausikunyepa ummm
Muroi uyo😂
Chokwadi ndivo muroyi
Maziso acho ungati ndea VP 😂😂😂
Pamba pabamukuru pari smart yooo
babamunini is a suspect. Hunzai Sekuru Mukotsanjera vapedze ma sports.
Taurayi henyu
Taura hako diya bmnini is a suspect for my side
Panoda Tsoka Chet e
I'm proudly WASU
Thank you BaBaTaps
Am proud of these boys , vakachengetena , vakaendesana kuchikoro. Vaakuparadzaniswa nevatorwa ( vakadzi )
Bamkru vanonyepa ngozi haitogari pamunhu akauraya dai iri ngozi ichinetsa kune dzimwe dzimba uye munhu haazvichenesi ega ,Tsoka shumba yengozi hero basa
Chero makavengana ingovapaiwo respect sa mukoma venyu why muchiti iye kumunhu mukuru kwamuri nhai bamunini
That's how we speak ana wasu its not disrespect
@@anitahtokyo4119 ok ok
@@MaDubeChishongo its like kana uchida kubvunza kuti mama vako variko here in chiwasu you say mhaiyo wako uriko here?
Bamnini has soo much pride zvavo mukuru mukuru hazvife zvakachinja
Sekuru Mukotsanjera hero basa
Baba Taps mune basa mimwe Misha yamunosvika uuuuuuuuuu mmmmm yaaaaaa ndi mwari chaiye anokuchengetai ne mudzimu yenyu iyi misha miviri iyi yakarema asi ndinotenda kuti mune chipo chinoshamisa munotaura nevanhu zvine unyazvi keep going good work 🎉
Thank you , Tinotenda iye anotigonesa
Azvibati mutorwa
@@mildredmharira8764 ko ndati zvinovabata here
Iyo mikwarakwato yacho yanetsawo aah chinyiko munyika 😊
I think is just evil spirit between them, tarisai kuti vakanhonga # dzaka tarisana.
Sad story but that second man is a comedian 😅Hanzi takanonge mu hat😊
Baba taps maresva kutora kwenyu nhau iyi maifana kubvunza musingapinzi zvataurwa nemukoma munin'ina wozvitaurira kwete kut mukoma wati makauraya headmaster ndizvo ruvengo rwamuri kutowedzera urwo Hamusi kutsvaga nyaya .
Twuvakadzi twakagara uko utwo hatwuna kuchena turi kuzhinyeyi mukatarira panovengana vana vanyamunhu vakadzi ndivo honzeri
Tiendesei Kuna Sekuru Tsoka plizzzzz
Yah vanavanyamunhu batanai mugadzirisane
Iwewe Munin'ina utori nedambudziko rokuti wakaita recruit Hama dzose kuvenga Mukoma wako and Ndiwe wakatobata zvihombe uchida kuita Headmaster wakatouraya Headmaster hauna kuchena Iwe now kunemunhu waurikuti Prophet arikutaura nezveku Mozambique kuti Muuraye Mukoma wako
Imi.
Bamdik ndovachenesa tadzoka ku matare I hope vari clean mkoma makagona makabatsira zvamakaita asi. I hope muri clean zvekare but siyai prophet. Apa.
Imi baba aTaps ngwarirai kuwedzera kuvengana kwevana vanyamunhu
Asi pamuri baba makachena here imi in chigodora,s voice 😂😂😂
I miss our headman kikkkk
Kumba kwangu chaiko ,ndiko kwandobva
Ndekupi uku how far minda inowanikwa here
Zvnombobvep muma family......vanhu takangokura tichidya sadza nedoro rine sugar tese muplate imwe ..asi nhas hapana achada kuona umwe😂😂😂😂
Jealous,envy destroys families
Bamnn vanotyisa face tacho ndeya comrade
Kkkk nokuti akatsvuka hre
So why are they blaming the prophet? Ivo vane 2 decades vasisataudzane?
Nhy henyu aaah
Ko prophet vanopindirei nyaya dzemhuri,ngaasiyane nenyaya dzavanhu mumhuri magara zviriko ASI hazvide outsiders to be involved in family issues
Iye ngaasiyane nezvisinei naye. Ngaaite zvekuenda kudenga vachinyeperana zvirozvo.
Zvemisha ngexvemisha. Muporofita abva ngekungai?
Hamuzvichenese baba fambayi nevana musati zvinhu zviri kwavari imhuri yenyu haaa profet makavarova henyu asi chimbofambayi semhuri
Huyisai Sekuru Sigauke vazovabatsira nemakudo😂😂😂😂
I like the way you interview, people munhu anotanga, asingadi kutaura but after a while unenge wakutaura zvose. You ask the right questuons. Problem yatove apo i lack of communication kana zvatodaro munenge makufungirana zvisizvo saka pakutoda, anovabatanidza kuti vagadzirisane muyananisi.
Yoh bab munini awa vanomhazha kutaura yoh mazvinzwao here kkk zvanziiii asikana akaita course yekubara pavanoenda kunoona vabereki havaendi ne grousary asi nevazukuru kusiira vabereki 😂😂😂
Babamunini very pompous
😂😂😂😂😂😂 Havana havo mukanwa
Ndookupusa grocery rinorima munda hre vazukuru ndizvo manje
Rega ndipatsvage lol 😆 😂
😂
Ehe ehe usasonyepaba ❤❤❤😂😂
Panodiwa sekuru mukotsanjera
Young brother umm
Well done
I like babamunini, he is humorous 😂
Hello ndawepo
Ummm zvakaoma ukaona mukoma nemunin'ina vakusvitana pakadai zvinenge zvaoma plus murivanhu vakadzidza zvamunoita hazviratidzi semakaenda kuchikoro 😢😢
Wakaipa ari pabasa hama he is here to destory
Godo ndiro riri mumusha umu. I trust side ramukoma. Bamunini vanenge vane pride uye mukadzi mharadzi. Kana musiya kuraira vana musapumha vanhu
Yaaaa Zim yakatakura weduwe
.....Mashoko ekuguma makukutu from that brother , muporofita/Wana tsikamutanda ndiwo waparadza mhuri idziiiiiiiiii fulstop
I can't wait the day they reunite
Mazivanhu akakura kudai ane pride nxcaaaaaa
Uuum ziso rabamunin, rine question mark
Wese hpn akachena apa😢
Ivo mai avo vaizoperekedzana na prophet seiwo zvichi zvekunamata ere.
Mese tsvagai Mwari.Regererai mufunge bloood is thicker than water
Bamunini avana respect. Zvimwe zvehuroyi zvakuda vane maziso emweya
Chinenge chakaromba chibamukuru ichii 😮
What a family.......
Mutare dzingori hohoho chokwadi.
Imiwoye zvirozvacho zvakutonetsa hohoho chaiyo. Wobva watoshaya kuti irokereke ndobasa racho ere kunongedza wanhu.
Deems Hoi hoi
Mainn havanyari avo.
Mukosanjera basa iro mungabatsira please 😊
Mmmmm ndavepo baTaps😊
Kkkkkkk aaaa nyaya iyi ipidingu chaiyoo😂😂😂😢
Varoyi kana vabatwa vanotanga kuvhara vhara, voti imi ndimi muri kutitumira pamunonamata.. Nxaaaa
Hakutorina munhu anokwanisa kuroya zviya zveSECRET kana REMOTE CONTROL otherwise day tisingatongwi navanhu vanotonga muZIMBABWE. Ngatisaudzana nhema. Mu Zimbabwe hamuna muroyi. Chionai vanhu vopokana OVER NOTHING.
Vaziva sei mishonga yababa mukuru ayichashandi kwababa munini vogwadziwa nekut avachabve kuchurch kwaprophet
@@shumbachivi1236 hamusat maroyewa ndosaka
@@judx34 Handina kumboroyiwa. Handiroyeki futi nokuti hakutorina chiitiko chinganzi kuroya chine mishonga inokonzera kuti zvinhu zvakaipa zviitike kure nekwaitwa mixture yacho. Ingari yokuti nhema dzinonakidza kupfuura chokwadi.
Chii chamungamwisa bere kuti rikwanise?
Chii chamungamwisa rusero kuti rwukwanise kubhururuka rwune munhu mukati pasina engine kana fuel?
Chii chamunomwisa nyoka kuti inzwisise ma INSTRUCTIONS iyo isina nzeve?
Kubvisa zvipfeko wogara pachivanze chisiri chako hazvirevi kuroya asi kurwara fungwa.
kkkk hanzi pane nzara , vana vakait ma course ekubara vana roseka zvaro
Takanonge number mu hat 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I honestly don't understand why siblings shld calculate wat they hav done for each other it's crazy really
😂😂😂😂😂 Pakunhonga namba apa mahwani sure wonhonga yakatarisana nemuwengi wako kkkk
Mkoma ndiye anedambudziko,arikunzvengs zvakawanda wanda. Haungaregi kuchengeta Mai vako chero nomufana musingaearirani but maifanira kusangana panamai
Unoziwa sei its his words against his brother
Family iyo inemabasa
Course yekubara vana mmmm 😂
Tangwena hero basa tsoka huyai muchibvondore tione akachena neasina ,kana iringozi motungidza chibvire
Karanganda waiyepo ❤
Vanhu vacho vose vanotyisa
Yaa zvirimumhuri 🤗
Kuti dhesheee sofa rese❤❤
Baba vene guhwa zvavo ava kuda kuzvichenesa kwavo sandiko
Mmmmmm masiblings Aya zvakaoma dai vambofamba chokwadi chobuda pachena vawirirane
Maheadmaster manyama
Saka murikutadza kugara pasi here muchionesana. Zvamunenge makadzidzazve nhai.
Vanhu ava ndoona sekunge pavaiwirirana pane zvavakabata vose mumwe akazono wedzera zvake zvakukurira vzemumwe nokuti vose hapana wandikuchenesa
Haaa arume aya nyaya yavo idiki diki vanoita kufungirana
Namba muheti mudzimu
Nyaya iyi ichaita yaSimba nababamukuru Charles
I'm team munin'ina
Imi mukoma mukuru mukwarokwato chero next door chaiyo inouya kuzokukwarakwata chero imi munogona kundobobodzera vana vemunin'ina Ska regai kuti mubobobo anobobodza vana vake
Kana mose makachena Sanganai Kwa Chief now Padaidzwe Tsikamutanda Iwewe Munin'ina ndiwe Problem I can see
Zvakutiwo. Nenzara 😅😅😅 😅😅😅 mdhara uyuka
Yaaaaa life so ma1 this 2 brothers maonero angu vaparadzaniswa nemakuhwa ukaterera nhau dzavo dzose ndedze ndakanzwa ndakanzwa otherwise zvavakakanganisirana in person hapana dai Mwari vavabatsira vawana piece vakafa zvakadai vanosiira vana nhamo inotyisa they are all old now they should come together vayanane l cried 😢 ndichiterera nhau dzavo vese kupomerana badzi ngavachenurane vafambebpamwe vagadzirise musha munin'ina vo kunzi ibva pano nemukoma hazvingakugumbutse to this level it's nothing find peace
Saka arikutaura chokwadi ndekupi apo baba tap's fambai nawo pane arikunyepa
Pane nzara apa
The young brother ataura zvakanaka.Babamukuru uyu mighty have a problem ngaataure nebro yake zvinogadzirisa.
ndaona sekuti huroyi hapana ratova godo😢😢😢
🎉🎉🎉🎉🎉🎉 helo hello team Karanganda woshora hr❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
pane nyaya apa ,hambai muchenesane,pane nyaya dze uroyi apo
Madziso abamunini awo aana kumira mushe 31:13 😊 31:18
Family iyiii inoda Kutobatsirwa chaiko ngavaende kwaChief votangira ipapoo
Akaita course yekubara ana....vanounza vazukuru chete grocery