Akaviga Mwana Asiri wake Mai vacho varipo Dare Rachief Mutasa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 15 май 2024

Комментарии • 65

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 20 дней назад +12

    Kana usingade gara wasiya kwete kuti nyaya inoperera munzira tisina kunzwa kuti mambo akati kudii

  • @user-iv2hr2mm5n
    @user-iv2hr2mm5n 20 дней назад +10

    siyai nyaya ipere yese kwete kutidimburra munzira😢

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 20 дней назад +6

    Tichkach akadhakwa uyu kungotevera zvedu nyaya dzake dzimwe anonyora musoro wenyaya usiriiwo

  • @user-hw5fg4dl2e
    @user-hw5fg4dl2e 20 дней назад +3

    Uyu mupfanha we Tichkach dai vanhu tangoonesana taita Unfollow nekuti haaana kana direction zvakee zvatakamudira zvavaiita na Mai Dee vakazvisiyaaaa

  • @nelsonmayisiri525
    @nelsonmayisiri525 День назад

    Avo varikudairira mambo ngavasashaishe kutonga kakanaka.nyararai not kungoti uhu uhu mambo achitaura.respect your chief

  • @FungaiChikomo
    @FungaiChikomo 19 дней назад +1

    Maonero angu ndeekuti nyaya haina kuzoenderera kumberi sezvo mambo apedzisira achiti 'asati apedza nyaya anoda kutanga abvisa kacriminal element kari panyaya iyi' zvichireva kuti nyaya yave kumboongororwa first kumapurisa/kumatare ehurumende then kana yapera ikoko yozodzoswazve mudare raMambo Mutasa

  • @SpartyKalowa
    @SpartyKalowa 20 дней назад +1

    Uuuuuuu kuvinga mwana Mai vacho asipo but ari mupenyu kuroya uku ndiye akauraya

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 20 дней назад +1

    Matipedzera data redu mahara blaz.

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 19 дней назад

    Dako rako Tich saka wakabva paddare nyaya isati yapera here kutiuraya nemoyo wekuti Saka Chief akatonga sei

  • @mabelpasi1751
    @mabelpasi1751 19 дней назад

    Tich please usatambawo nepfungwa dzedu please. Ko sei kuvhara tisati tanzwa outcome. Ndakutadza iwe.

  • @MelodyMwatwara-qy1zd
    @MelodyMwatwara-qy1zd 18 дней назад

    Tichman usatijairira wazwa koo kuita basa rekujoborajobora nyaya kudai chii mabasa aya anonetsa siirai vana karanganda vaite basa ravo

  • @shepherdrukweza
    @shepherdrukweza 20 дней назад +5

    Tichman record up to the end ,unogurirei dare panzira itawo zvinoita kanganda we like you so much problem yako ndiyo imwe chete iyo

  • @mc_martie
    @mc_martie 17 дней назад

    Coverage siirai ana Karanganda vanobva pamudzi kusvika kumashizha nenyaya

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 20 дней назад +1

    Zibaba iri nhai kutadza kutaura chiii chakadaro imi aaaaaaa nhai mwari hazvo

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 20 дней назад

    Munhu waMwari pedzai nyaya you had us hooked kwaku cutter isati yapera

  • @FungaiKafurandi-sb5vi
    @FungaiKafurandi-sb5vi 19 дней назад

    Munozvitangirei musinga goni kuzvipedza.....mudaro imi

  • @user-xs9qp2qp7v
    @user-xs9qp2qp7v 20 дней назад +1

    Aaah ko yadimburirweiko nhai isu tichitodzidzawo

  • @pkchims8565
    @pkchims8565 20 дней назад +1

    Asi urikudzidzira basa ? Tora speaker rako ufambe uchiita zvawaiita kare

  • @vanzskies89
    @vanzskies89 19 дней назад

    Ko magurireyi nyaya

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 20 дней назад

    Vanhu ....vakaoma shuwa kuviga mwana asiri wako chokwadi

  • @libertychipere7498
    @libertychipere7498 20 дней назад

    Siyayi nyaya itaurwe musavhare munhu

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 20 дней назад

    Zvakaoma

  • @DicksonMadziwa
    @DicksonMadziwa 20 дней назад +2

    Please stop covering Chief Mutasa court proceedings. Haugone. You cannot decide to cut off at your own stage.
    Please make this your last and don't cover again

  • @lovemoremuverengwi1268
    @lovemoremuverengwi1268 20 дней назад

    Sabhuku
    Ishe
    Headman
    Mambo
    Ndibatsireiwo.zvakamira sei basa nehukuru hwavo

    • @william46199
      @william46199 20 дней назад +1

      (Head man ndiye ave Ishe mudunhu anemasabhuku Ake pasi. Pamusoro paHeadman panaMambo.

    • @ApoloniaDamburayi
      @ApoloniaDamburayi 20 дней назад

      Mudiki ndi sabhuku koteera head man kopedzisira vashe ndovakuru venzvimbo

    • @RyanMachache-kg8mk
      @RyanMachache-kg8mk 20 дней назад

      Sabhuku aripasi pevose.pathree apo ndipo panondinetsa

    • @tsimaso
      @tsimaso 20 дней назад

      ​@@william46199ko Sabhuku haasiye headman here pachirungu, zvovhiringa izvi

    • @blessmoregunzo-cb6qu
      @blessmoregunzo-cb6qu 20 дней назад +1

      Sabhuku-village head
      Headman-Ishe
      Chief-mambo

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 20 дней назад

    Ko madimburirei nyaya isati yapera??

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 20 дней назад

    Ko hamugone kuisa full video

  • @timothychibike3512
    @timothychibike3512 20 дней назад

    Sei wakagumira panzira nenyaya iyi nhywe?

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 20 дней назад

    Yakazopera sei

  • @ThomasgumiShava
    @ThomasgumiShava 20 дней назад

    Guys kana muchitipa nyaya tipei zvizere,tiwane kucomenterka nhai😢

  • @michelleboko2875
    @michelleboko2875 20 дней назад

    Muchazvishaisa ma views zvekucata ma video

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 19 дней назад +1

    Mai wacho vakatadza nei kuzvichengetera mwana wava kukoshesa kuvapo parufu iye akatadza kumuchenngeta Ari mupenyu ndezvavo Mai dofo

  • @stellahmvurume3273
    @stellahmvurume3273 20 дней назад

    uyu haagoni bsa.Tichman siira karanganda nei usingapedzi nyaya

  • @DorothyHuni
    @DorothyHuni 20 дней назад +1

    Vanhu moramba kurapisa asi kutora chitunha

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 20 дней назад +1

      Varoi ini handinga mbosimuke zvawo zvekurwira chitunha btter awo vachengeti wemwana vakaita everything

    • @user-dl9vm2gc4q
      @user-dl9vm2gc4q 20 дней назад

      Imi Mwana uyu aiwe pa chirongwa saka maivacho Vakausiya kumupa mishonga avekushandirwa kumapositori mushure me kunge mwana a difforter kwave kunomusiya pamukowa pamukowa pa baba vake mwana akaendeswa ku Hauna Hospital mai vacho vaka fonerwa na sister vepa Hauna Hospital kuti vauye ne book re Mwana vakati rakarasika mai vemwana anenge angaasisadi Mwana uyu chiripo atezvara vavekuda mari

  • @abrahamguutsa2464
    @abrahamguutsa2464 20 дней назад +1

    If you are not ready to post you were suppose not to post than cutting the story in middle of nowhere that's not professional and your video's are now boring

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza 18 дней назад

    If i was using data i was going to unsubscribe this many times nyaya dzenyu adzipere why

    • @tawandaneverkaseke5073
      @tawandaneverkaseke5073 17 дней назад

      Saka urikushandisa chii

    • @itaiemmanuel5270
      @itaiemmanuel5270 17 дней назад

      Inini problem yangu naTich anoisa maspice pamusoro wenya zvopesana nenya inozobudaa mudareee lf l was using data for sure l was about to unsubscribe again

    • @itaiemmanuel5270
      @itaiemmanuel5270 17 дней назад

      ​@@tawandaneverkaseke5073😂😂😂

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 20 дней назад

    Pedzisai Nyaya iyi hatidi zvidimbu zvanyanya isu

    • @user-dl9vm2gc4q
      @user-dl9vm2gc4q 20 дней назад

      Umm imika taurai kwa maswera mhuri iyi ndinoiziva mai vemwana akatozouya ne mwana avekutofa

  • @DicksonMadziwa
    @DicksonMadziwa 20 дней назад

    Please stop covering Chief Mutasa court proceedings. Haugone. You cannot decide to cut off at your own stage.
    Please make this your last and don't cover again

  • @DicksonMadziwa
    @DicksonMadziwa 20 дней назад

    Please stop covering Chief Mutasa court proceedings. Haugone. You cannot decide to cut off at your own stage.
    Please make this your last and don't cover again

    • @gertrudemafiyata6990
      @gertrudemafiyata6990 17 дней назад

      Iwe bvunza nyaya uziwe zvakaitika don’t judge zvausikuziva