Head man .Chigodora I'm now addicted to yur Channel .I think the Government must select U ,to be the Chief Becoz since I had started listening to yur Channels ka . U are so talented .U are my role mode .I salute U . And not forgetting yur committee members Magada ,Mu ganaz kikk his name who usual put on a Camouflage Cap so & not forgetting that man Who was wearing an outfit like a Nigerian/.I mean vane mopo near his nose . Yaaaa vanondigonera hangu ,each & every moment they ask ma questions e kuti so ka Munhu anopusa ega hake
Keep the good work Headman Chigodora. We need more leaders like you and do not allow prophets of darkness to distract your work. Madhara uyo arikuziwa chokwadi but mukuru hakumuri bhachi pane vanhu. Watching from Gulf.
@@mollineshato8442 ndezvavo zvanzi jira kwete nyoka mutauraure zvina basa mhani imi chivanhu chiriko kunze uko ndo saka vanhu varikuta mbura ne kurasa chivha baba ivava zvaari kuvaita zvinotosunga life yake
Nyama ne derere zvinodyika manje and its very taste and nice ..try west african food...ndaitombofunga hazvidyiki...but zondo...fish ne okra ma1...yummy yummy
First pano ndipeiwo malikes angu 🎉🎉🎉❤❤❤
❤❤❤ kkkkkk
Regai zvangu ndivhure kwachigodora kwababa angu soko vane njere nehunhu😂😂
DAI Ari marange aitoti ndipei mombe yekutonga nyaya yenyu musati maigadzirisa , headmen Chigodora may you live long
Apa haagoni kutonga kwacho
@@NelsonDaily337 aah akuna dare risikabviswi Mari yemarime yekusvitsa nyaya ndiyo uavanobvunxa chete zvimwe zveshe zvinozoonekwa nyaya yapera, vamwe vanotonzwi musabhadhara nenyaya yesituation tichiona vamwe vanotopiwa Mari dzekufambisa na headmen tichiona haa kusatenda huroyi headmen muri nhume yedu basa mberi
Mind you kut uyu ndiHeadman under his Chief Marange so musanyanya kuenzanisa
@@TonderaiChimboheadman Chigodora is under ChiefZimunya not Chief Marange
Pamberi naheadman wedu love u soo much from Ireland, much love
Headman Chigodora munondipasa manyemwe .❤
Hello Brenda
Achimwene mangwara akuvuta uyu ifiti ataye mangwara
Mr Chigodora nice show, but please try and put coming soon trails kuti tisaore moyo waiting just thinking ❤
very true. panoda tuma notification twema upcoming Court sessions
@@Tsvara95🎉🎉
True tipeiwo notification
@Tsvara95 0pppqq❤
😊😊
Head man .Chigodora I'm now addicted to yur Channel .I think the Government must select U ,to be the Chief
Becoz since I had started listening to yur Channels ka .
U are so talented .U are my role mode .I salute U .
And not forgetting yur committee members Magada ,Mu ganaz kikk his name who usual put on a Camouflage Cap so & not forgetting that man
Who was wearing an outfit like a Nigerian/.I mean vane mopo near his nose .
Yaaaa vanondigonera hangu ,each & every moment they ask ma questions e kuti so ka
Munhu anopusa ega hake
This nduna is the greatest man indeed with his leaders Zimbabwe am in zambia
Nevatevedzeri vavo ndoozvombo manje team iroro rinofamba newe ukaite weti padare 😂
INGIROZI rambai makachengetedzai head man CHIGODORA
The best headman
Headman Chigodora long live raramayi nekusingaperi magadzirisa misha mizhinnji machenesa misha mizhinji
First to comment ❤ headman and team thank you very much 🎉
Vanogona headman ne team yavo tinokutendai gadzirisai vangu vagaries zvakanaka
@@GraceMbambo-z7s 👏👏👏👏👏👏👏👏 ndizvo chaizvo
Chigodora to the world
inzwaika izvo, ishe chigodora vachifamba nenyaya yaunzwa mudare ravo, kana imi mapedza moti headman chigodora vari kukanganisa mhuri dzevanhu heee hana leadership, plate yendiro nemachira ari kutaurwa nda headman here?
Siyakuthanda Headman ❤❤we salute you in SouthAfrican and Bulawayo ❤❤❤
Sisonke
Headman nyaya dzenyu mazuvano dzakuita shoma tiwedzereiwo munogona mnotivaraidza
⛏️⚒️🔨 watching from North Korea.
Headman chigodora is the best
Good job headman chigodora and his team go forward
The Headman full of Wisdom ❤❤
Headman chigodora pamwe nechikwata chenyu mwari varambe vachikuitirai zvakanaka. Tirikudzidza zvakawanda
I Lov you baba chigodora🎉
haa Video and sound quality zvadhakwa tigadzirireiwo ipapo please
Check your settings 480p 720p 1080p
Your network iri poor
Zvangu zvatoita so,thank you Headman for the upload.Ndrikudzidzawo zvakawanda
❤❤❤❤❤ ndanakirwa nkut zvakanzi kudza baba naMai vako kut mazuva ako awedzerwe panyika
Uchikudzire muhari here Magada kanokupedzera 😂
Madzimambo vakapiwa zivo namwari.chigodora woyeeeee❤
Woyeeee
Keep it up headman❤❤❤❤
I like the flexibility of the cameraman,gud job
Headman chigodoraa makagara pamakagadzikwa
Chifu chigodora bataibasa baba avo vanohwanda nechechi
Headman havanonoki kudyara mhodzi yerudo nerunyararo kkkk. Ndange ndichiidawo mhodzi iyoyo. Inotengwa kupi ndinoitengawo ndigoidyarawo 😂😂
Much Respect To Our Headman 👏
Keep the good work Headman Chigodora. We need more leaders like you and do not allow prophets of darkness to distract your work.
Madhara uyo arikuziwa chokwadi but mukuru hakumuri bhachi pane vanhu.
Watching from Gulf.
Your wisdom it's from God u are like king Solomon
Best headman ever❤❤❤
Watching chigodora TV from SA
Pamberi🎉na Headman Chigodora❤
Tavepano baba 🎤
Long live headmen tirikuuyayowo natete vekwedu nenhau dzemachira idzi
Dai machengetwa headman,vabereki vazhinji havana kuchena.Watching from Australia 🇦🇺, can't wait for more episodes
Let's like more and more likes as we open the RUclips sanibonani nonke bakwethu
111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111¹111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111111¹1111111111111111111111111111111111111¹1111¹1111111¹1111111111111111
Headman thank yu so much. Batsirai mhuri vana vashupika nezvavasingazivi
Mukanya musadzora tsvimbo kuti mutupo wenyu vabata kumeso rovai maoko iwayo, munondigonera gadzirisai mumusha munake
Sound plz
Headman chigodora you blessed and gifted
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Headman wank kani ndinonzwa kudada nemi❤❤
They must improve on the sound...it's too low
Ndiriwo Chief asi Headman sando dzake ndir SA
Let's go deeper 😂😂😂
❤❤❤❤
Allen bvunza kuti mwakachena ere?
Guccie akaendepi
🎉🎉 always like this man chigodora ❤
Boys ..respect and love your father regardless .God will protect you from evil spirits.Work hard and make money.
True kutoshaya rukudzo chaiko zviti munhu kana arinyope akungoti baba vane machira vachaona kukosha kwavo vasisipo ndarwadziwa
Munhu anonzwa kurwadza kwebhutsu diki ndiye akaipfeka muchasangana nazvo henyu nerimwe zuva dai baba avo vachibvuma kufamba nevana vasina kana kuvamhangarira baba avo vanotoziva machira nendiro vakuzvidii kana vachiita zvaMwari
@@mollineshato8442 ndezvavo zvanzi jira kwete nyoka mutauraure zvina basa mhani imi chivanhu chiriko kunze uko ndo saka vanhu varikuta mbura ne kurasa chivha baba ivava zvaari kuvaita zvinotosunga life yake
Headman wedu ichooo...anokuvengai muroi. Yedu nyaya musasiyaba rambai makadzvanya chaiko🎉
Long live Headman Chigodora we love you 😍 ❤️ ♥️
Chigodora woyeee much love ❤❤❤❤
Igwe Chigodora keep it up
Headman mwana uyo haana hunhu, kutambura kwe vana hakunei na baba. Vana ngavashande kwete kuti kana watambura wakitsvaga huroyi.
Gadzirisai nyika headman chigodora ❤
Nyaya yava Murahwa and family yakapera here ngavadzoke
Ngaaasa rova baba imbwa yemunhu
Go on go on chigodora and team
Ini ndine hasha nemuroii nkty vanotionesa chimoto
Nharadada dzese kwaheadmen Chigodora hunhubu hwese hunopera cht gore rino
Head man ❤chigodora kumberi
Tinhi media aiwa visual/sound quality matiregerera.you can do better
Bhora mberi Mr Chigodora
Headman❤ ahoyiii one wórd makupendera munoti kudonha hutedzu kudiii zviya kkkkkkkkk keep it up❤
Headman nyama ne derere zvonaka but baba avo ngavamire nechinhu 1
Headman manyama❤❤
Nyama ne derere zvinodyika manje and its very taste and nice ..try west african food...ndaitombofunga hazvidyiki...but zondo...fish ne okra ma1...yummy yummy
Tauya is vepo ❤❤❤😂😂
Fambai na mdara uyo akarombera mudzimu i
Welcome back headman we missed matare enyu.
Masasi a headman 😂😂😂😂👐
Iiiii life ma1
Kkkkk hanzi mukukudzira vabereki mundiro😂😂😂😂 bt Mr Magirazi bho here😂😂😂
Ndange ndisina data kuita stress nekusaona chigodora 😅
Headmen vanoita go deeper
Headman chigodora to the world ❤❤
tengai sound proof mupfekedze microphone
Headman makadii zvenyu shuwa nyaya murikutonga chaiko but now days ndofunga dzavashoma mhosva dzinoparwa bcz hatichadziwani sakare
❤
Wachigodora ka1
Sekuru vanhu vachigodora Soko makwiramiti munondigonera Gudo guru munotidadisa isu vorudzi rwenyu
Baba avo vari kuziva nyaya yavo
Baba avo ngavakwane shua 😂😂😂😂
The A Team Chigodora neteam ravo manyama ❤❤
Pemberi na Headman chigodora 🎉
Ndanonoka zvee nhasi
Headman makadiniko henyu nebsa iro ❤
Headman manyama
Tete nababa varikuzivana vanhu vaviri ava ,vana batanai mugadzirise hupenyu ndehweny,Soko gadzirisai dunhu richness, vanhu vanouya kuzopika mhiko vachiIva zvavakabatq
😂😂😂😂 sanganai naheadmam mhani
Inini ndoda selfie 🤳 nemi Headman
Vachigodora one headman anotonga nemutsa
Magada😂😂😂🤗
Machembere ati tambudza 😢😢😢 headman gadzirisai misha
Tisu anamakwira miti tikashaya tokwirei😂
Ndiri kufunga kuuyawo na gogo 😢