Murume Wekuuraya Mbuya Mumusha Omiswa Mberi kweDare. VaMukotsanjera Voita Basa.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 29 сен 2024
  • Mushure mekupumhana uroyi vouyisana kuDare kuzotongwa.

Комментарии • 30

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 День назад +1

    Kana uyu akauraya ngozi hairovi musapedze nguva muchiita zvisina basa ngozi inouya Musa nets eke ngozi hairovi ichauya ichiuraya

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 дня назад +1

    Nyaya iyi chiii chakaitika uyu akwira dare arikuda kubhadharwa uyu asi vanhu varikumuvenga ? Some people are lazy to work godo voswero netsana nemunhu hake arikuita zvinhu zvake

  • @lazieharsh
    @lazieharsh День назад +1

    Nhaimi "taillight" rekumberi ndiro rakaita sei???

  • @KamuraiTakaendesa
    @KamuraiTakaendesa 2 дня назад +1

    Chief magona kutonga. Keep it up

  • @MuneniMutsatsa
    @MuneniMutsatsa 2 дня назад +2

    Nhimbe tv good quality video🎉🎉🎉

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 дня назад

      Thank you very much👏👏👏

  • @ceciliazuze568
    @ceciliazuze568 День назад +1

    Mbuya wangu hawana kuzorora murugare ,until justice yaitwa,miss you gogo 😭😭😭😭😭

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  День назад +1

      Shame, sorry dear.

  • @LorraineGambazi
    @LorraineGambazi День назад

    Yah pakaipa Nyaya iyi haisati yapera umwe anonyura nganga dzacho dzinofanira Kuita basa nemazvo chokwadi chobuda Kuti chii chakauraya mbuya kana Kuti mbuya wakaendepi story is finished

  • @lazieharsh
    @lazieharsh День назад

    Ukaona munhu achimhanyira kunomhan'ara kumapurisa ipo paita nyaya dzekuchenura musha ndiye muroyi iyeye. Varoyi vese nevakaromba vanomhanyira kunotsvaga peace order kuti vagone kuramba vachiuuraya vanhu mumusha.

  • @AdamChimbalanga
    @AdamChimbalanga День назад

    I'm asking my self Kuti uyu mface akuda protection yei kana asina chekuita nambuya

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 2 дня назад

    Mhondi idzi dzinopfuma nemaropa evanhu vanenharo huye vanomanyira kumapurisa kusada kungobuda pachena saka Chief munhu woi5a madiro munyika menyu nekuda kwekuti ane mari

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 День назад

    NdezveZANU izvi zvivanhu zveZANU zvinoba hazvidi kushanda.

  • @EliasTasaranago
    @EliasTasaranago 5 часов назад

    Mface ane zvavanoziva uyo

  • @desirenevanji9193
    @desirenevanji9193 2 дня назад

    ngaaamame douggie uyo abuditse mbuya paakawaisa, kujairira vanhu kwaanoita uko

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 День назад

    Mapurisa haadaro kuti sarai murinde mega kunyepa

  • @desirenevanji9193
    @desirenevanji9193 2 дня назад +2

    ngaaamame douggie uyo abuditse mbuya paakawaisa, kujairira vanhu kwaanoita uko

    • @nicholasfungurani9677
      @nicholasfungurani9677 День назад

      Shandai mari dzenyu musade kushandisa chidofo chekuti munhu aita mari yake anenge akaromba. Shandai anabhangu

    • @desirenevanji9193
      @desirenevanji9193 День назад

      @@nicholasfungurani9677 uchir kumashure iwew gara pasi hako, mari dzacho dzaaita ndedzipi, ndimi amwe vakarombao imi munongotaura zvisina basa.... dako rako

    • @nicholasfungurani9677
      @nicholasfungurani9677 День назад

      @@desirenevanji9193 shandai mari dzenyu siyai kunyepera vanhu kuti makaromba imi makapondana mega mufamily menyu. Nonsense. Asi iwewe hauna dako rakowo? Wapera matako ese nekuda kweshanje dzaurikuitira vamwe vane zvinhu zvavo wava mabhonzo ega ega

    • @desirenevanji9193
      @desirenevanji9193 День назад

      ​@@nicholasfungurani9677kkkkk hausati watanga ndofunga ndiwe umwe we group rake munozivama chte or ndiwe wakatiratidza kwazvoitwa........dai zvikambouyao kumhuri kwako ugova mechidzidzo cheupenyu hwese, usataure zvausina ruzivo nazvo, taura zvekwenyu, fix zvekwenyu n do not involve yourself pazvinhu zvausingazive coz nerimwe remaziva uchanyara n u wil regret kusapota imbwa iyo ndokuudza.....🤞

    • @nicholasfungurani9677
      @nicholasfungurani9677 День назад

      @@desirenevanji9193 kumhuri kwangu hakuuye ngozi becoz hatiite zvekuponda vanhu. Kkkkkk. Plus kumhuri kwedu hatiite jerasi kana vamwe vachizvishandira. Tinobvunza kuti toitawo sei kuti zvifambewo. Manje imimi nanga nanga nemunhu anozvishandira hamunyari here? Ripai ngozi dzirimumusha menyu pamaiponda taiva tisipo. Makamboona kupi munhu anoshandisa mutupo usiri wake kuurombesa? Mukwane

  • @petronellamutumbwa
    @petronellamutumbwa 2 дня назад

    Mbuya havangorovi tiri kuda mapfupa awo

  • @MafirakurevaStephen-lc3yy
    @MafirakurevaStephen-lc3yy День назад

    Taillight rekumberi

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 2 дня назад

    Nyaya idzo dzekugadzira

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 2 дня назад

    Ma costs aya bhoo here

  • @kudamanjoro80
    @kudamanjoro80 2 дня назад

    Kkkk nyaya iyi yatoon 10 yrs ka haa but ma1, shumba yawakaiyta muareas haiit Dai wakaitira Kure

    • @desirenevanji9193
      @desirenevanji9193 2 дня назад

      idako muchinda uyo qchimboitirei zvakadaro, haaana moyo pambwa uyo nxaaa