From the interview I saw Sandra and Selmor are not fighting anyone for their fathers inheritance,all they're asking for is unity and dialogue esp amongst the siblings
Rubbish the kids must benefit from the father's legacy. They never applied to Mtukudzi's kids. They must benefit from his success. Zvekuti it's zvako is nonsense. We all try to create a better future for all our kids though zvichizoramba zvavo. Inonzi generational wealth. Most of us struggle because our parents anga ari madofo, that's why we are suffering. Nonsense.
@mobeemobee2520 I don't mean kids in the literal sense or meaning of the word.read again.parents must create generational wealth for their children if or when they get a chance.
@@yangpeeofficial966 ndiyo itori journalism manje. If you think journalists report true events without twisting the information then you don’t know what’s journalism is. They ca even use click baits, the goal is to get views.
Vana Havana kuti vanoda pfuma. Vanoti zvavo zvakarongeka - asi issue yavo ndeye kuvharirwa panze pama family issues. Izvi zviri kuitika kuita kwedu seva tema. Bob Marley akasiya vana hobho ne madzimai akasiyana - vana vese they are benefiting with Rita Marley as the matriarch. Daisy arikurasika papi?
Ahh ini I started minding my own bussines ndiri grade 2 Pandai competer ne musikana ayiwuya kuchikoro ne lunchbox yakazara ma chips ne sausage ne chicken not knowing kuti Mai vake vane restaurant kubva ipapo mmm
Iwe Whindi hauna brain dzokera kuGrade Zero or ECD A.Wakafonyoka brain uno funga kuti varume chete ndivo vano benefita zvinhu zvaBaba. Zivai kuti Tuku akaita hudofo. Zvino Shamisa kuti Gweta rakamunyorera. Wiri haana here kumuudza here kuti kana aine vana outside marriage or other estranged wives haafanire kunyoresa surviving spouse chete. Vana vese outside marriage Hapana chavanobenefita zvachose even Daisy wacho asisipo. Children, Grand and great grandchildren vaDaisy vacharamba vachi benefita nekusingaperi. It was better asina kutombonyora Wiri racho. Master aishayanise vese vana vaTuku zvafanana including vasina kumbozivikanwa vanouya after munhu afa, kana Paine nharo vanongoendeswa kuma DNA.Daisy ndiye aipihwa share yake yakakuru50% onzi imba yaakafirwe nemurume achigara haafanirwe kudzingwa. Dzimwe dzese dzimba dzinongotengeswa dzoiswa muEstate vasharena the same Amai 50%yacho. Vana nyangwe vakasvika 100 vanodimburiraba vese pa50%yavo nyangwe ma$100 each zvisineyi neAge yemunhu. Munhu ane80 years or more anotora share yake. Nhaka isiMaintenance ino Tarisa age. One day old child anowana same percentage maSiblings Atori ne90 years as long ari Mwana wekuti Surviving spouse haafanire Mudzingwa or kutengeserwa imba. Imba yacho haisi yake ega, kana afa ndeye vana vese.
Selmor n Sandra are musicians they want to keep the mtukudzi's name alive through singing baba vakasiya vavaka nzvimbo dzekuitira ma concert ngava isiweyo mu program hapana kuti ndopavachasimudza stadium vagoenda nayo she juc hv to involve them n put those kids pa forefront kana achita zvema concerts etc chete hatineyi nema buidings isu vachamgofa vakazvisiya
Matauriro akadzikama...vari Kuda something..hukama igasva hunozadziswa nekudya. Selmour akati iye mudiki Kuna Samantha but Samantha is benefiting materially. These girls have a right to inherit from their father's estate
Iwe journalist or interviewer toda munhu anoziva zvaanoita. Ndiwe urikupa kuti vamwe vanhu vaukubvunza kuti vaite off side iwewe. Did you have an opportunity yekunzwa side ra Selmor na Sandra here. Pavakataura zvekuti vari kuda property ya Tuku ndepapi. They are simply saying they want to be recognised sevana va Tuku on issues or events to do with their father. Toda vanhu vakachanngamuka not kungoda ku creator content. Tangai manyatsoziva zvekubvunza vanhu kwete kuita off side or kuuya muri bias. Kudos to the lady vakamira pakombi namkoma avo vane LV t shirt you have nailed it and that was a very good analysis.
I believe the person who has accumulated wealth, when he/she dies, all the wealth left behind dies as well slowly, slowly I have been there, l understand this! Watch this space! Everything will disappear! It's just a waste of time fighting for inheritance!
You 2 girls makuramuchi shushwa na Des Mirai muone ( The lord is your shepherd girls ) Des ihure raihurira Mutukudzi sakaaisadakugara pamba Des wakaoma chakafukidza dzimba matenga
Vakachengeterwa baba vavo they shld respect Amai varipo they dnt have respect saka ndizvo zvavachaita kwamanatsa be careful Tendai try to control yr wife she can never be Tuku had respect all over the world
Ndakateerera vana ava hapana pandakanzaa pokuti vamoda pfuma . Asi ndinoti ngavawanewo pfuma yababa vavo vose na mai vavo . Pfuma yenhaka inoparadza and mastep mai batai hama dzemutume zvakanaka . Hamzi nyange muzukuru akavatadza step mai ava .
According to bible even daughters can inherit (daughters of Zelophad) especially when there are no sons. It is sad that vana vaDaisy benefited even when Tuku was alive and will end up benefiting on her daughters only. So like the lime bib boy said Daisy be a mother to all daughters. Daisy be a mother like Rita Marley was to all Bob Marley kids.
Inheritance haina basa nekuti wakaroorwa.Munhu wese ane kwaanobva.If Selmar dies Manatsa family cannot bury her without mhuri yekwa Tuku.And these ladies are not after pfuma.Asi kuwa consider mumabasa ekurangarirwa kwa baba wawo.Ingawarikutaura wani.Ngatizwisise ipapo .Daisy wants to try push them away.And i say Selmar kana zvichinetsa leave them to enjoy all.God is watching
Knowledge is power kusangana nemubvunzo hatigone they are not in need of assets but to be part of family only . Ended Hakuna chinonzi Mwana musikana chero bhaibheri rakatozvichinja naZealophath daughters plus don't forget what happens pachildhood alters your future
There are some people who are talking about gender here. Ndezvekare zviya zvekuti mwana musikana haapihwe nhaka yemubereki nyangwe madzishe emedu munyika vanova custodians of our culture, they now recognise the girl child zvekutodaro.
From the interview I saw Sandra and Selmor are not fighting anyone for their fathers inheritance,all they're asking for is unity and dialogue esp amongst the siblings
Haaa people don't listen to understand sure
Very true
Very true what this guy is saying is untrue they are not fighting for pfuma
Thank you , honestly I don't know zvikubva kupi zvekuti vari kurwira zvinhu
Vasikana havasikuda pfuma
Rubbish the kids must benefit from the father's legacy. They never applied to Mtukudzi's kids. They must benefit from his success. Zvekuti it's zvako is nonsense. We all try to create a better future for all our kids though zvichizoramba zvavo. Inonzi generational wealth. Most of us struggle because our parents anga ari madofo, that's why we are suffering. Nonsense.
Yes vana vanofanira kuwanawo zvinhu zvababa vavo
Chitangai kushanda murongeke tione
But these are not kids. They are adults with their own families. They are not entitled to anything
@mobeemobee2520 I don't mean kids in the literal sense or meaning of the word.read again.parents must create generational wealth for their children if or when they get a chance.
Muface ane kabib keyellow uyo nehembe yeblue haaa anoziva zvaari kutaura, igraduate rehupenyu iro.
Taura hako uyu. Ndiye munhu ataura chokwadi
Yaa ataura zvine musoro
So much 🤞🏾 vataura zvakanaka chaizvo
Ava ndovanhu vadihwa pamatare emisha.vanepfungwa dzakavhurika
Neni I salute him
Daisy ndiye akauya pane umwe Mkadzi vakarambisa mai Sandra
Mwana, mwana be musikana or mkomana, mwanadikana even married won't forget kumusha kwake
Tru and ane marights wo
Pakare paye ndeye vana
Ma step mother hamusi kuvaziva imi hutsinye
Mai vataura chokwadi avo,🙏
Journalism yenyu makaendera kuchikoro here ? Vana va Mtukudzi avana kuti vanoda pfuma varikuti tinodawo kuvepo pakurogwa kwezvemhuri uye kubatana avana kumbochemera pfuma ava 😅
Very true. Misleading journalism. The children just want to be recognised.
@@yangpeeofficial966 ndiyo itori journalism manje. If you think journalists report true events without twisting the information then you don’t know what’s journalism is. They ca even use click baits, the goal is to get views.
Powerful words Mother ❤
Yellow bib, wise words!
Airtime man must be a Proffessor
Vana Havana kuti vanoda pfuma. Vanoti zvavo zvakarongeka - asi issue yavo ndeye kuvharirwa panze pama family issues. Izvi zviri kuitika kuita kwedu seva tema. Bob Marley akasiya vana hobho ne madzimai akasiyana - vana vese they are benefiting with Rita Marley as the matriarch. Daisy arikurasika papi?
munenge muristep mother imi mukusuppoter mumwe wenyu....karma is a bitch...achazviwona Dassy Mwari haadhakwi
Hausikutozivawo zvirikuitika iwe. Arikurwira pfuma ndiyani???
Ahh ini I started minding my own bussines ndiri grade 2 Pandai competer ne musikana ayiwuya kuchikoro ne lunchbox yakazara ma chips ne sausage ne chicken not knowing kuti Mai vake vane restaurant kubva ipapo mmm
Vana havasikuda zvinhu varikuda unity chete
Ah nhema why cry on national tv
Aaaaa unity kupi thats a lie. Unity muchishoropodza muchituka . Hakuna zvakadaro chero ECD inozviona . Vanhu vanoda unity movaziva imi??????? 😂😂😂😂
Ava ihondo yavanoda hakuna unity inouya nemashoko
Mama mataura chokwadi
Haiwawo ndozvaiita kuti mai vabikire vana mupoto yembwa? Chi step monster chine hutsinye
Even if they were fighting for inheritance, it is within their rights as the late Mtukudzi's children regardless of gender
Daisy hauzive ramangwana, bring these kids together, let them love one another. Stop kusarudza vana, treat them all equally!! vachisiya ana Selmar
chokwadi mangwana harina anoziva Samantha arikutadza kubhadhara 50US ye mantainance kuzoti iye Daisy asisipo
Well said mama , Deisy mutakati
Iwe Whindi hauna brain dzokera kuGrade Zero or ECD A.Wakafonyoka brain uno funga kuti varume chete ndivo vano benefita zvinhu zvaBaba. Zivai kuti Tuku akaita hudofo. Zvino Shamisa kuti Gweta rakamunyorera. Wiri haana here kumuudza here kuti kana aine vana outside marriage or other estranged wives haafanire kunyoresa surviving spouse chete. Vana vese outside marriage Hapana chavanobenefita zvachose even Daisy wacho asisipo. Children, Grand and great grandchildren vaDaisy vacharamba vachi benefita nekusingaperi. It was better asina kutombonyora Wiri racho. Master aishayanise vese vana vaTuku zvafanana including vasina kumbozivikanwa vanouya after munhu afa, kana Paine nharo vanongoendeswa kuma DNA.Daisy ndiye aipihwa share yake yakakuru50% onzi imba yaakafirwe nemurume achigara haafanirwe kudzingwa. Dzimwe dzese dzimba dzinongotengeswa dzoiswa muEstate vasharena the same Amai 50%yacho. Vana nyangwe vakasvika 100 vanodimburiraba vese pa50%yavo nyangwe ma$100 each zvisineyi neAge yemunhu. Munhu ane80 years or more anotora share yake. Nhaka isiMaintenance ino Tarisa age. One day old child anowana same percentage maSiblings Atori ne90 years as long ari Mwana wekuti Surviving spouse haafanire Mudzingwa or kutengeserwa imba. Imba yacho haisi yake ega, kana afa ndeye vana vese.
Amai vane hat ye brown munogona chokwadi chaicho🎉❤ correct 🎉
Selmor n Sandra are musicians they want to keep the mtukudzi's name alive through singing baba vakasiya vavaka nzvimbo dzekuitira ma concert ngava isiweyo mu program hapana kuti ndopavachasimudza stadium vagoenda nayo she juc hv to involve them n put those kids pa forefront kana achita zvema concerts etc chete hatineyi nema buidings isu vachamgofa vakazvisiya
Mhata yako journalist gara pasi uterere the whole interview. They never said varikuda anything but vakungoda kubatana nevamwe wavo only . Kutseq kuipa
Matauriro akadzikama...vari Kuda something..hukama igasva hunozadziswa nekudya. Selmour akati iye mudiki Kuna Samantha but Samantha is benefiting materially. These girls have a right to inherit from their father's estate
Ha Oliver was so cruel kadhara kaye.Taikada zvedu asi haa what he did kuvana vake was so bad
Iwe journalist or interviewer toda munhu anoziva zvaanoita. Ndiwe urikupa kuti vamwe vanhu vaukubvunza kuti vaite off side iwewe. Did you have an opportunity yekunzwa side ra Selmor na Sandra here. Pavakataura zvekuti vari kuda property ya Tuku ndepapi. They are simply saying they want to be recognised sevana va Tuku on issues or events to do with their father. Toda vanhu vakachanngamuka not kungoda ku creator content. Tangai manyatsoziva zvekubvunza vanhu kwete kuita off side or kuuya muri bias. Kudos to the lady vakamira pakombi namkoma avo vane LV t shirt you have nailed it and that was a very good analysis.
First one to comment 😂
I believe the person who has accumulated wealth, when he/she dies, all the wealth left behind dies as well slowly, slowly
I have been there, l understand this!
Watch this space!
Everything will disappear! It's just a waste of time fighting for inheritance!
Achakuru kurei ipo pane wiri rakabuda richinzi zvinhu kuna amai nemubvandiripo wavo 😢. Hundyire chete uyo
You 2 girls makuramuchi shushwa na Des Mirai muone ( The lord is your shepherd girls ) Des ihure raihurira Mutukudzi sakaaisadakugara pamba Des wakaoma chakafukidza dzimba matenga
Aaa iwe benzi iweee. Uri benzi first mukomana wekutaura.. kambwa.. iwee
Kkkkkkk ndosaka zvichinzi panotaura vakuru vana vatoko ngavagare pasi
Uyo blue and yellow anoziya zvaari ❤❤❤❤
Nomatter mufi akasiya vana vakomana or vasikana kodzero dzavo dzakafanana plus vana ava havasikurwira upfumi asi vanoda kuti vabatane chete
Mama muri ryt.thank you
Vakachengeterwa baba vavo they shld respect Amai varipo they dnt have respect saka ndizvo zvavachaita kwamanatsa be careful Tendai try to control yr wife she can never be Tuku had respect all over the world
Amen
Anhuwee Des akaryisa mutukudzi hapana murumeasikadi vanavaki,mutukudzi aishushwa nemukadzi uyu Des ,izwai nziyodzake dzaaiimba hamadzangu ,Mutukudzi aiwamukanwa me Shumba
spritually tuku he is not happy kwaari
The dead know nothing hama.
@@chiporeidaah ndiwo vanotoziva manje
Ndakateerera vana ava hapana pandakanzaa pokuti vamoda pfuma . Asi ndinoti ngavawanewo pfuma yababa vavo vose na mai vavo . Pfuma yenhaka inoparadza and mastep mai batai hama dzemutume zvakanaka . Hamzi nyange muzukuru akavatadza step mai ava .
Not all ma step mother are evil. Havisi kurwira kani. Makanyatso Terera here.
Imi nemashoko avo vasikana kurwa kuya . Ngatinyatsotarisai
Hauna njere they deserve fathers wealth daisy mukadzi wechingani High court iri biased they must approach supreme court
It's not about wealth it's about unity and dialogue please get your facts right about the issue
Nemashoko aya haaaaa unity haichabudi . Vasikana vakatotaurisa . Unity haichabudi from zvinhu zvavakataura hazvibude
Vanasikana ava havasi kuda anything from the inheritance. They just need recognition chete ,kwete kuti voonekwa sevasipo. Votadza kuva invited
Mai vataura chokwadi avo
Aaaaa kudyiswa vana from poto yembwa here
Point of correction vana avo Havasu vekunze Mai Ava vakatora murume vemunhu
Mutukudzi achakupfukira Des
Zvinhu zvamai zvipi kovake vasikana varikudya wani😮
That yellow bib guy 👏
Mom's mataura chokwadi zvenyu
Kungovapawo25% zvayo, Tuku Moti denga akaripinda here,Vana vachichema kudai,Mari yacho unomudii bad to worse hauna mwana naTuku ukafa unizvisiira ani,ndopainoita Ngozi Musha mako vhura mese daisy
Samantha ndewaTuku
Issues yekt vaskana ngavaite kwavakaroorwa no ...
😂😂mai varamba singing 🎶 Tuku
Ajati mwana msikana haasi chinhu ndiani
Munhu bt ane mukana wekuzobudisa zvinhu mudzinza especially akazoisa vana vakewo pawill not havasi verudzi rwekavo. Vakasangozoisa nhaka kudzimba dzevarume, bhoo.
It shows you didn’t listen or you didn’t understand.
Pane vanhu vasina kana chavannoziva vanoongotaurao. Zvisina musoro pane arikurwira chinhu ipapa kana kuti ddezi ndiye akurwira zvinhu
According to bible even daughters can inherit (daughters of Zelophad) especially when there are no sons. It is sad that vana vaDaisy benefited even when Tuku was alive and will end up benefiting on her daughters only. So like the lime bib boy said Daisy be a mother to all daughters. Daisy be a mother like Rita Marley was to all Bob Marley kids.
Inheritance haina basa nekuti wakaroorwa.Munhu wese ane kwaanobva.If Selmar dies Manatsa family cannot bury her without mhuri yekwa Tuku.And these ladies are not after pfuma.Asi kuwa consider mumabasa ekurangarirwa kwa baba wawo.Ingawarikutaura wani.Ngatizwisise ipapo .Daisy wants to try push them away.And i say Selmar kana zvichinetsa leave them to enjoy all.God is watching
Legasi yababa vavongaienderemberi iwechembere regavananguwa ,hapana Des kanga akaroya Mutukudzi
Nyaya haizi yekuti akaroorwa here or not , saka nekuti wakaroorwa kwawakaberekwa hakusina basa here
Daisy to be honest akakundika vana Selmor for sure havasikuda puma vanhu ngatinzwisisei tisangonzi tataura
Nemashoko avo avatotaura chero ndimi
Ane white tshirt uyo looks like supa
Knowledge is power kusangana nemubvunzo hatigone they are not in need of assets but to be part of family only . Ended Hakuna chinonzi Mwana musikana chero bhaibheri rakatozvichinja naZealophath daughters plus don't forget what happens pachildhood alters your future
Vachitotaura zvakaipa kudaro haaa kana shem
Ndinoshandira mhuri yangu kwete zvikomba zvemukadzi
We know Tuku airwarwa but Daisy akauraya Tuku cz Tuku was in process of changing his will
Tuku ayiahandira vana vake vese kwete daizy
Zvinhu zvakashndwa na Oliver
Muri kubvunza vanhu zvisizvo, vasikana havasikuda pfuma asi varikuda kuva included mumafamily issues
Mother. Matawura chokwadi Daisy anehutsinye akaparadza imba yemunhu akayitira vana ava hutsinye achivapa chikafu chembwa huroyi i hohwo
Kouyo akarambwa kwa Tinashe urikurikita pfumayaMutukudzi murumehere? 15:25
Varume ngava gare nemukadzi mumwe kwete kukonzeresa ma confusion
Uri hama Daisy here iwe
Vana ava varikuda kubatana nevamwe chete not zvinhu zvakasiwa natuku mai Avo muroyi shm😢
There are some people who are talking about gender here. Ndezvekare zviya zvekuti mwana musikana haapihwe nhaka yemubereki nyangwe madzishe emedu munyika vanova custodians of our culture, they now recognise the girl child zvekutodaro.
I think the WILL was tempered around with.....
Tuku muka ubate vanhu
l think tatoonawo the power yeku dyiswa zvainoita.Dai vanhu vasiyana ne kudyisa vamwe vanhu please ma "Emirates" ka
Imi munhu Kana achishanda Ari kushandisa Vana vake,pfuma haina Mwana mukomana Kana musikana,daizy wodya nezvikomba zvake nehama dzake here,Tuku muka urwire Vana vako, Daizy wobva watora zvese here,
Pfuma ye nhaka inoparadza musha wose
Hatidi hondo..hatidi mhirizhonga
Mwana mwana
Mother avo vataura vataura chokwadi kana tichishanda veduwe tirikushandira vana vedu angava mukomana kana muskana ngaawanewo something chabba vake meven akurasei kana kwaaroorwa hazvimbofa zvakachinja mwana ndewako chete
Matoto,arikutaurwa kutimwana sikana haawani pfumaya baba ake
Kana usina kuchengetwa nastep mother vane utsinye nyarara
Wana wanofanira kuwana share pazvinhu zvababa wawo
Ako kamuchinda kapenzi , mwanasikana nemukomana vakafanana kambwa kamuchinda ako , kakatorohwa nemutoriro hapwa dzichitonhuhwa
Mukomana uyu kana asina zvekutaura nganyarare
Mubereki kana achishanda anoshandira vana vake, mukomana kana musikana vose vana ngavapihwe zvavarikuda
Iye Daisy manje achapepewa nani kana achembera kkkk 2.Vana Havana kuti vanoda mari asi to be included in the Family functions
Anevana vakewoo
Des haunamoyo mutukudzi acharitsa zwese zwawakamuryisa arimuguwa uchazwiona Batavanazwakanaka
Kamfana kataura pekutanga ndeke guka akoo wakapirei mic😂
Mai iye yakangwara yogona yakavhara vhara zvinhu.
Listen to the interview they want the family to unite not inheritance
Chimbuya Dezy chine hudyire icho. Chichakonzeresa kuti ana Selma vadzikisirwe kumusha kwavakaroorwa. Zvichinzi kumusha kwenyu hakuna kurongeka. Apo mbuya Dezy hutsinye hwavo hwakukonzeresa kuti mwana wavo arambwe nemurume uye umwe mwana akafa. Tendeukai muzive Mwari imi chimbuya Dezy imi
Mwana wese ngavawane papfuma pababa wavo ko sei vanaSamantha vakawana?
Mwana Mwana angave musikana kana mukomana
Zviiko zvakasiyiwa?
Mwana wese mwana hakuna anonzi mukomana nekuti ndichitoshanda ndoshandira vana. Mukomana musikana wese vana
Enda kuchikoro iwe . Mwana musikana haazi munhu here . Kurorwa mhosva here . Mwana mwana mazidofo
Vana ngavawane pfuma yababa vavo zvokuti vasikana hazvina basa nokuti aishanda ndibaba vavo
Vari kuti Selmor ngaasachemera pfuma yababa vake munoda achemere pfuma yababa vaani