As good as we don't want to put mambo under pressure and force him to give an influenced judgement on this issue let's also say it out that Mambo mutasa had failed us as the viewers and also vashoresa madzimambo nekuti he diversed from what was brought to him and entertain something that has nothing to do with what was brought to him
I do agree that Chief should have adressed the story that was brought to him not rape coz vagara havatongi nyaya dzerape Chief was supposed to rule the adultery issue then send them to respected areas for the other story thus why most of us are doubting if ever there wasn't any bribery done
@@ndakazivamuzvidziwa26 taura hako ko akatanga kudya bota before mkoma Cardwell vakadiii kuti atsvagwe asungwe plus vachateera here anhu wese bavaroorea vari under age to prove him wrong iko zvino vachinyarara
Ndiwe umwe wangu ini chero mukataura zvementenence kana rape kana dzimwenyaya handinzwi uye handifari ndinenge ndakangomirira nyaya yekuEconet to prove pastor kuti vaizivana hre nemudzimai wa Mkoma wedu Cardwell simbi yaifanira kurohwa ichapisa.
Plus sahwira usanyanya kutenderera nenyaya chingotaura nyaya pairi ko Mutasa anogotonga zve maintenance sei ko kana Caldwell aida kuripirwa namufundisi
I have a feeling that the chief is the one pushing the lady to go to court as a way yekuvhara huwori hwavo kt tisaona kutadza kutonga kwavakaita coz vakapiwa mari
Gyz takazvireva kuti hapasisina nyaya apo ko vakutonga ye maintenance sei ko Econet yacho havachaitsvagi asi ndopanechokwadi chose pa Econet varume Mutasa akapihwa mari
Mukadzi va cardwell ngafunge kaviri chihure ,chinonakidza uri mumba , mufundisi ambofe aroora mukadzi uyu bec church inobva yaparara , second mukadzi va cardwell muchurch yake uchaonekwe sechinhu vakadzi vakutotyira varume vawo,and varume vane vakadzi vanopinda church iyoyo havachatendere kuti madzimai awo aende kuchurch vanopfibwa namufundisi ,so mukadzi va cardwell ngafumure afundisi a protect imba yake ,nguva ichipo before it's too late
Thanks mkoma Utindi TV ne update yenyaya iyi . Yaaa it's a good move yakatora mkoma wangunuyo kuenda Kuma DNA pakaipa apa . Chokwadi ndechekuti amai ava vakahura zvavo chero vasina kubatwa asi kuhura vakahura zvavo
Ko yakapera here nyaya yacho judgement was reserved after mambo vaona kti nyaya iri complicated and he needed more time to investgate.Nyaya yeRape he clearly kt kana wakarepwa go and open a case kumapurisa cz ivo havakwanise kutonga nyaya yakadaro( yeRape).Isu vanhu sevatereri tisu tinonga tatova neJudgement yatofungira kt Mambo vachati..Give him time,nyaya haina kupera.
Cadwel akaresva chinhu 1, akatanga kuramba mukadzi asati apedza nyaya yake of which divorce is the last and final decision. Kana uchida chiropa chemombe yawatengesa kubuchery unototenga kwete kuti ndipei mahara nekuti mombe yanga ichingova nechiropa payanga ichiri yangu. NOOOOOOOO BIG NO
If she was raped she must go to police. Chief ngavatonge yavo yekuti mukadzi wemunhu haanyengwe. Mufundisi pavakapfimba mukadzi wemunhu vaitoziva kuti mukadzi wemunhu ngavatongerwe iyoyo. Zvekuti she was raped itoriwo different story which must not make mufundisi a saint.
Asi moda chief Ati mukadzi ane mhosva hre zvisina edvidance that why mambo mutasa Aida kuita horongwa hwekuenda Ku Econet bt hangoendi iye pasina police ..2 Chokwadi chichabuda so Mirai kuti heee chief makatengwa heee chakati
Nyaya yamkoma Cardwell inorwadza hapana chinhu chakaoma sekuparadzana nemkadzi waakaita naye mhuri asi kt pamakaita mistake hombe though maizama kuda kuchengetedza imba yenyu kumuregerera pekutanga atombobvuma kt akahura and mataura mkati after that mune dzimwe number dzamaitoona muchingonyarara zvenyu haana kumbobvira arega chihure Mukadzi wenyu kusvika pamakazomubata after all akukusungisai futi pamusoro pekuhura she doesn't want to admit all the depression that she caused to you bt I think econet inogona kubudisa information irinani kt Mufundisi vakabuda nepawindow vabatwe then DNA pamberi nayo
Imi bvunzai receptionist kt Mai ava akavabhadhsrira Mari yekupinda mu lodge ndiani vakapinda vega here or vakapinda na mfundisi bvunzai iyeye ndiye ane chokwadi chese
They don’t disclose such information unless kana vatobvunzwa neve mutemo uye vemutemo vaka requester kuona ma books acho avanonyora ma details evanhu asi zve ndokunge zvakanyorwa since mai Cardwell vaive sahwira wepa lodge.
Chief Mutasa chioko muhomwe siyai takukushairai respect manje muri munhu mukuru imi
Chokwadiii
Elder itii gaga munotenderera too much
😂hauna patience
Mheno kuti vauya nenyaya here kana kuti ku advertising
Elder muno repoter zvakanaka henyu asi munotendera nyaya be straight to the point
The more you watch the video,the more he get
As good as we don't want to put mambo under pressure and force him to give an influenced judgement on this issue let's also say it out that Mambo mutasa had failed us as the viewers and also vashoresa madzimambo nekuti he diversed from what was brought to him and entertain something that has nothing to do with what was brought to him
Mutasa ngambomiswa kutonga nyaya,akaita huwori panyaya iya
Papi pacho
@@thobelikhayandlobvu765padare rechi 2
Kkkkkkk ❤
Mumisiika imimi waziwi wenyaya 😂😂😂
Akabhadharwa
I do agree that Chief should have adressed the story that was brought to him not rape coz vagara havatongi nyaya dzerape Chief was supposed to rule the adultery issue then send them to respected areas for the other story thus why most of us are doubting if ever there wasn't any bribery done
😊
Wangu rape nyaya yakauya mushure iyo ivo mambo ngavatonge yavo yavakapirwa ipere chete
@@ndakazivamuzvidziwa26 taura hako ko akatanga kudya bota before mkoma Cardwell vakadiii kuti atsvagwe asungwe plus vachateera here anhu wese bavaroorea vari under age to prove him wrong iko zvino vachinyarara
Ini ndakamirira econet pastor pachokwadi bota vaidya guys pane dzinoitwa ende vanhu vachitoziva kuti zviri kuitika asi vasinakubatwa red handed
Ndiwe umwe wangu ini chero mukataura zvementenence kana rape kana dzimwenyaya handinzwi uye handifari ndinenge ndakangomirira nyaya yekuEconet to prove pastor kuti vaizivana hre nemudzimai wa Mkoma wedu Cardwell simbi yaifanira kurohwa ichapisa.
Econet pliz ndokune chokwadi chese
Plus sahwira usanyanya kutenderera nenyaya chingotaura nyaya pairi ko Mutasa anogotonga zve maintenance sei ko kana Caldwell aida kuripirwa namufundisi
Mambo Mutasa vanogona chose asi apo vakarasika zvosemesa
Matongero akaita mambo vanogona vakadya bota coz makundikaniro avakaita haasi avo kwete. Vanotonga zvinonwisa mvura nguva zhinji but apa Mwari ndovanoziva zvavo🙌
@@tonderaivenge589
Taura hako hamayangu bt chandinoziva Mwari havanyadzisi Mutasa achazonyadziswa hake coz now tamirira amai Mufundisi mudare raMutasa vachichema-chema nekuda kwaMufundisi nemukadzi wa mukoma Coldwell ndopachanyara Mutasa ipapo vanhu vese ndopavachoona kuti Mutasa akatengwa coz now yamukoma Coldwell yapera Mufundisi vapihwa mukana wekunyatso danana nemukadzi uyu plus ngatisaramba tichimuti Mufundisi nekuti tinotsamwisa baba varikudenga ngatimuti the Son of the devil coz haakodzere kunzi Mufundisi amai Mufundisi ngativapei 3-4 month tinovanzwa kudare kwamutasa vachichema plus naiye Mufundisi wacho achadawonkuzochemawo coz shiri inemuririre wayo hairegedze cherozvikadiii ichangorira chete ndipo patichazonzwa kuti Mutasa aiva-akapihwa mariii kuvhara nyaya iyi ndinoti Kuna mukoma Coldwell Mwari vanokudai vakubudisai mukati mezvirwere mukati manazvo coz maizotokuvara nazvo ndatenda
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Endai kuEconet humbowo tione kt waitaura nyaya dzeyi nemukadzi we munhu plus shamwari yake yekulodge iyoyo ngavatarise ft kuEconet ikoko
Mufundisi akanyengana namai awo bcoz kuzouya achibvunza Cardwell aitotyira kuti maybe hure rake iro ringatokuwadzwa kudanana kuripo zveshuwa uye bribe yakashanda
Yaaaa Elder munati gwagwagwa pa feed bck munotaurisa kani,
Hazoitemari kkkkkkk ma minutes anoita mashoma pa vidio yake kuda kkkkkkkkk
Chief mutasa ndaiwafarira but panyaya iyi wakandirwadza chaizvo
Taura hako
Iii kana ini ufunge
Yuhwiii ini handichagona kana kuvateerera hangu vakatondibuda
Mutasa imhata,nyakutadzirwa ndiye akubaiwa it bcz of mambo Mutasa, Nyarara hako Chiteka Mwari anoona
I have a feeling that the chief is the one pushing the lady to go to court as a way yekuvhara huwori hwavo kt tisaona kutadza kutonga kwavakaita coz vakapiwa mari
Huori hwakaitwa when a rapist avoided jail by offering to marry a 15 year old
l agree with you mufundisi ndiwo varikuita zvese izvi nekuti varikutya kupererwa ne mbiri ku church uko
@@flossykandy8113 The girl's parents included they accepted lobola from son inlaw knowing very well that their daughter was still underage
@@flossykandy8113rapist kupiko asiri iye akatanga kurara nemkadzi uyu kana akaraper vabereki vemkadzi vakadii kumusungisa vaimuripisira chii nekutambura roora parakauya
Daidzai Tinashe Mugabe he wil cover half of the cost
Plz elder vamwe vanoshandisa Data itai kuti daku daku zvnakidze....Msatenderere kni
Okay thanks
I love the way you explain elder
Ini nyaya iya maonero angu Mufundisi nemukadzi uya pakashanda mushonga kana munamato kuti nyaya iya ingotsakatika part 1 yanga ichifamba zvakanaka something wrong mushonga ndiwo wakadzimaidxa Mambo simple
Nyaya iyi matangirwo akaitwa namambo mutasa papart 3akangoratidza pachena kuti pakashanda huori pakadyiswa munhu Mari yakareba kusaver mhondi takaendeswa rwendo nenhendeshure
Gyz takazvireva kuti hapasisina nyaya apo ko vakutonga ye maintenance sei ko Econet yacho havachaitsvagi asi ndopanechokwadi chose pa Econet varume Mutasa akapihwa mari
KWESEUKU KURI KUENDA NYAYAIYI IMHAKA YAMUTASA NDIYE NYOKA MHARADZI PFUDZA MUSHA CHITAMBIRA MARIYEMISODZI MWARIPINDIRAI KUWAPO KWAKE MUTASA NEUTUNGAMIRI HWAMAKAMUPA HWAWE KUTAMBUDZA
Yes
Parikuzikanwa kuti kana mfundisi akangobatwa kuti aizivana nemukadzi uyu mai Cardwell hapana chavo saka uku kwakutsvaka kuti Cardwell atoparadza pfuma yake achiita zvenyaya idzi mukadzi anofara.
@@makayimpumelelonkomo9131 mutasa NDIYE honzeri PANYAYA iyi
Cadwell akarwadziswa nejoki remukadzi wake mambo Mutasa bvavawedzera marwadzo
Ko ve pa lodge vanoti vanhu vavo vakapinda vakazobuda nepi. Mambo Mutasa vakatengwa but hazvina kunaka zvachose zvavakaita
Mambo Mutasa vanofanira kutonga nyaya dzevarombo chete. Idzi dzevanhu vane mari zhinji idzi vanobva vapuhwa mari vobva vamamira. Dai muchinda uyu angoita zvekuroya vanhu asiyana nazvo vanozomutsvaga. Roya vanhu vese kubva kunahure acho naMambo Mutasa wacho. Roya vese
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 magumbuka chaiko
😅😅musazodaro. Mambo Mutasa ndibaba vangu.
Kkkkk mufundisi vaj
Kakwana pa window kana chachaya munhu anokwana
Munhu anokwana kani, kana paipa.
Ini ndakareba 170cm but patakapindiwa nematsotsi mubhazi ndakakwana pasi pe seat zvaipa unokwana guys hazvinei nemuturu
Mukoma cardwell ndotovada nemoyo chaiko ndrmukadzi hangu ❤❤❤
Ya hey mambo Van daida vazofryer beans manje
Mufundisi ngavaripe kudanana nekuputsa imba ya Cardwell
Usatedze nyaya smyausi kuziva iwe Sira chief mutasa nyaya iyi iwe usati bhohwa mhani bvapo
Ichirikwa chief Mutasa here kana kuti murikungobhowhekanao musingazive kwezvave, huye mwamanikidzwa kuteerera here mukuru?
Mukadzi va cardwell ngafunge kaviri chihure ,chinonakidza uri mumba , mufundisi ambofe aroora mukadzi uyu bec church inobva yaparara , second mukadzi va cardwell muchurch yake uchaonekwe sechinhu vakadzi vakutotyira varume vawo,and varume vane vakadzi vanopinda church iyoyo havachatendere kuti madzimai awo aende kuchurch vanopfibwa namufundisi ,so mukadzi va cardwell ngafumure afundisi a protect imba yake ,nguva ichipo before it's too late
Mambo ndyire ,sisi ndyire asi kudenha kuna Mwari.dont wrry my brother ..God restores .yu will be restored
Inini ndiriwo shirikadzi yakasofiirwa nemurume 2008 ,mukoma Cardwell kana vazowe ready hawo nekutsvaga mubatsiri ndiri pano hangu. I'm interested.
Aaaa garai mapihwa #dzawo mufanotamba muchivanyaradza kusvika zvazoita chaizvo zvamurikuda
Uri kupi hako
😂😂😂😂😂 yah neh hameno ikoko
Card well hoyoooooo muchatooo❤
2008 wakangogara ummm
Haaa ini Mai Caldwell na Mambo mutasa anditombovadi hangu zvondirwadza munhu anotambira chioko muhomwe andimudi zvachose
Corruption corruption corruption ndiyo yauraya nyika yedu
Mambo vanenge vakapiwa Bota chete
MaDNA arikudzi mari pavana vari 5 Iwo mukoma Cardwell chiteta varimbova nemarii kana kuti havatorina pekutangira
Dna 120 kana iri public, asi kana isiri public it's 250 pamwana
@@utinditvmedia but vakataura natinashe vanodzikisirwa
@@JtaisDiscountsyaaah ngavabate Tinashe Mugabe the DNA Man
But tinashee ngaaitee madna free veduwe mukoma card kanii nemisodzii yayereraa chief mutasa mwarii vanona zvavoo sure mukuruu wenzwimbo kuita uorii hwakadai
Ngatingobvisa dollar dollar tese inodvika
chief Mtasa basa vanogona asi apa vakashaisha
Mambo mutasa anopedza vanhu simba .ini panyaya dzese dzaanotonga anongotaura ega haa share nyaya nemachinda ake
Mutasa agoni kutonga hke nezvekumanikidzira kutonga neuroyi azvipindirain😂
Mitemo yenyika yedu yakanyangara sakunatsa ndiye sakubaiwa zvinorwadza chioko muhomwe chakadai
Thanks mkoma Utindi TV ne update yenyaya iyi . Yaaa it's a good move yakatora mkoma wangunuyo kuenda Kuma DNA pakaipa apa . Chokwadi ndechekuti amai ava vakahura zvavo chero vasina kubatwa asi kuhura vakahura zvavo
Mkoma David ini sasaBhuku wechidiki mutongi wamatare ndinemubvunzo kuti ko nyaya yekuenda kuEconet yakapedzwa nayo dare rekutanga yakafambasei vakaenda hre chief vakanowana zvipi kana vasina kuenda vakaregerei?
Ndangonzwa song mmmm ndanakirwa hangu❤
Mwataporirwa here kkkkkkk, inonzi Wehondo torai pa RUclips
@@utinditvmedia thank u so regai ndione or ndiinzwe thanks again
Mambo Mutasa haagoni kutonga anokundwa namambo Chinhamora
Mambo Mutasa zvamakaita hazvina umambo,
Mutasa akadyira mari😅
Haaa mambo mutasa vakakoniwa vaakutoteerera nyaya yerape dai zvekulodge zvisakabatwa vaida kuzozvitaurirepi zvekurepwa izvo mambo taimutemba asi apa umm mashoresa uye mashoresa nevanhu ,,pasi neudyire dyire tongai nyaya sezvairi
Ukaona vanhu vakapfuura 10 vachingoti chief Mutasa vakaporonga its seems vakaporonga vaifanha kutonga nyaya yaunzwa mudare vopedza then vozoti chiendai kurape. Vakabhadharwa. Chakunetsa munyika medu muZimbabwe huori hwunotangira kuvatungamiriri.. kumaruzevha vanhu vakutengeserwa nzvimbo kare waingopihwa naSabhuku pekugara iyezvino vakutora mari chete
Chief apa vakashaisha
Ko yakapera here nyaya yacho judgement was reserved after mambo vaona kti nyaya iri complicated and he needed more time to investgate.Nyaya yeRape he clearly kt kana wakarepwa go and open a case kumapurisa cz ivo havakwanise kutonga nyaya yakadaro( yeRape).Isu vanhu sevatereri tisu tinonga tatova neJudgement yatofungira kt Mambo vachati..Give him time,nyaya haina kupera.
Go to the point...
Mutasa akafufurwa ingadai yakapera nyaya iyi mudbara
Vanochengeta Vana seyi iyi avakunzi rape mufundisi ngaaripe munhu zvaakaita
MaiCAdiwel ragara ihure ini handimiri navo bcz vakamboita umwe mwana Caldwell akavavaregerevarimumba immo Saka ihure
Mambo vakapihwa mari iye zvaiti akarape akadini akamhan'a ra nyaya yake pazvakaita plus omboita mwana nemumwe murume ihuru amai ava
Good Untied TV famba nayo
Nyaya yeumboo wadii waenda kueconet or kunetone any network yaishandiswa nemukadzi wawo zvibude pachena.mutumbi wamufundisi unokwana pakawindow ndopawakatobuda napo
Murikuti munhu arikutenderera aside hamuzivi here kureba kweviewing time kuwanda kwemari also
Mukoma musatarise body yemunhu kubuda nepawindo munhu anobuda chief vakaisa nyaya rarutivi vanhu vakatarisira vanhu vaviri avo kusvika vapinda sakamufundisi vakaendAkupi musadaro
Cheif mutasa vanotonga but iyi nyaya vakabika mbodza chaiyo
Chikumbirowo kuna VaMugabe kuti vadzikesewo, nhamo inowana munhu wese kungo zosiyana sisina kwematambudzoko chete
Elder ndodawo music yenyu pachokwadi.
music iyo bho here elder kkkkk
Usatenderere on your reporting,, mambo mutasa vakaita huwori and vakapohwa bribe na mfundisi
Chief Mutasa ndochibaba pakutonga ichooooooo
Cadwel akaresva chinhu 1, akatanga kuramba mukadzi asati apedza nyaya yake of which divorce is the last and final decision. Kana uchida chiropa chemombe yawatengesa kubuchery unototenga kwete kuti ndipei mahara nekuti mombe yanga ichingova nechiropa payanga ichiri yangu. NOOOOOOOO BIG NO
Ndochokwadi ichocho kwese kwakuendwa uko dzave nharo idzo ava blaz ve utindi tv vava kutsvaka mari ku vanhu chte hapasisina nyaya apo
Musadzokorodze kutaura zvamataura
Nditori #1 pano ndavekuterera
Yooooo number 1 chokwadi. God bless you
Elder munonyanya kuswengerera zvinhu zvinoda 10 mns munoita 45 mns nyaya inongoda kubvooo ka 1
True
❤❤❤❤❤❤❤song lyrics 🔥
Nxaaa iwe taura point
If she was raped she must go to police.
Chief ngavatonge yavo yekuti mukadzi wemunhu haanyengwe.
Mufundisi pavakapfimba mukadzi wemunhu vaitoziva kuti mukadzi wemunhu ngavatongerwe iyoyo. Zvekuti she was raped itoriwo different story which must not make mufundisi a saint.
Nyaya iyi inorwadza chose , Mari haasi benzi ndiye anoziva zvakawanzika nezviri pachena .
Gupuro ndiro rakadhakisa mutambo apo coz wapa munhu gupuro zvoreva kuti hausisinei naye bt akazofunga kuenda kwa mambo bt wange wasunganidza nepasiripo
Elder bundle riri kudhura taurai sa Journalist itai gagaga nyaya yenyu I make e sense. Munorebesa Elder
Try to make yo videos short&simple kurebesa nyaya kobhowa just ga ga ga
Asi moda chief Ati mukadzi ane mhosva hre zvisina edvidance that why mambo mutasa Aida kuita horongwa hwekuenda Ku Econet bt hangoendi iye pasina police ..2 Chokwadi chichabuda so Mirai kuti heee chief makatengwa heee chakati
Nyaya yamkoma Cardwell inorwadza hapana chinhu chakaoma sekuparadzana nemkadzi waakaita naye mhuri asi kt pamakaita mistake hombe though maizama kuda kuchengetedza imba yenyu kumuregerera pekutanga atombobvuma kt akahura and mataura mkati after that mune dzimwe number dzamaitoona muchingonyarara zvenyu haana kumbobvira arega chihure Mukadzi wenyu kusvika pamakazomubata after all akukusungisai futi pamusoro pekuhura she doesn't want to admit all the depression that she caused to you bt I think econet inogona kubudisa information irinani kt Mufundisi vakabuda nepawindow vabatwe then DNA pamberi nayo
Kakutenderera kaunoita nenyaya kanobhow KO kungoti bvoo zvopera
Aaaah elder munozowanza kutaurisa
Haa chief vakatadza kutonga pay nyay iripachen iya
Cadwel enda unotsvaga nyuchii vanouya vega kuzoripa zvedare izvo zvaramba tsvaga option B
Especially pa part 2
You talk too much give us feedback
I love your Gospel music keep it up Elder God bless you ❤❤❤❤❤🙏
Unokwana kana munhu asvika pakaoma yooo😅😅😅
Ko iye Mutasa wacho arikumboti chiiko nenyaya iyi arikuzviziva here kuti nyika yakagumbuka
Nyaya yechihure, wasiya iwe mbavha mutasa uri mbwa
Kuuisa mkadz uyo ndo ma 1 manje bcz achatiudza nhema dzega dzega but nerimwe divi futi kuhumana kwake kunogona kutipa kahumboo futi ke kuti isu magweta tizomubata nemhosva
Imi bvunzai receptionist kt Mai ava akavabhadhsrira Mari yekupinda mu lodge ndiani vakapinda vega here or vakapinda na mfundisi bvunzai iyeye ndiye ane chokwadi chese
Akafonerwa naChief akati akati akavapa room to rest sezvo vakati vainzwa musoro anoziva deal rose asi haadi kutaura chokwadi
Kwai Havana wanii aiva shahwira
Akaramba wani receptionist akati nemkadzi we are fremz
Aka4nerwa naChief akati ndiSahwira ndakamupa room to rest isina receipt kkkkkk hazviko izvo kunopiwa rooom chero muri mafriends paLodge paSomebody.Receptionist wacho itori nzenzawo futi.Mashuku akaora akasangana mupepa resugar
They don’t disclose such information unless kana vatobvunzwa neve mutemo uye vemutemo vaka requester kuona ma books acho avanonyora ma details evanhu asi zve ndokunge zvakanyorwa since mai Cardwell vaive sahwira wepa lodge.
Mambo Mutasa vakandirwadza hangu
Silver ne ndarama handina asi ndinoti simulation ufambe ne zita ra jesu.
So mari is not every thing iwee.
Munowanza nhorondo pliz go straight kunyaya yoo kutambisa data
Nyaya iyi inorwadza pakuti Mukoma Cardwell vakakurumidza kumedza kutsenga vachada. Ukapa mukadzi gupuro unozomuteverera here? Kupa munhu gupuro nekumudzorera kumba kwavo unenge watomuramba. Ndipo chete pakarasika nyaya yamukoma Cardwell vangadai vakaita sechituta asi varikunyangira zvavo. Dai vasina kuramba munhu kusvika vabata vanhu red handed. Apa kana patova ne ma allegations e rape chief haana simba rekutonga nyaya ye rape zvinenge zvaka zvemapurisa nekuzoenda ku Court. Zvinorwadza hazvo ASI ngavasiire zvavo Mwari nokuti ndiye ega anopedza nyaya zhinji.
Anemhosva ndiye chief mutasa akatengwa panyaya dai asina kuita hutsinye munhu uyu dai asina kushungurudzika kusvika apa
That woman was supposed to answer the questions of her account, not kuisa yavowo nyaya mutasa ihoro
USAPEDZA NGUWA KUTI UNZIRA PFUMBI PAMBERI APA TINGAPUPA NEFURU KUMUROMO ZVEKUSHAYA RUTANDA RWEKUKANDIRA KANAUCHIDA KUONA MUUNZE UONE KUTUKWA KWAACHAITA PASIRESE
Kkkkkkk hamudi kunzwa mativi ose here
Mambo mkadii kuenda kuNet one kunotora profe
Sevzavakanga vataura pakutanga. Havana kuzviita Nei? Mari
Mambo hawasiwo wanoenda Ku netone..zvine ma stage becoz hakungoendwi njee
Nyaya iyi irikundirwadza special mfundisi kubìka nyaya vachingwarira kuputsa imba yeumwe murume
Ko iyo econet yakazodiii
Qsn ….. are there no cctvs at this hotel ??
It's a lodge yema short time. Cctv kutori kurebesa nyaya. Mahwindi epa rank na Cardwel havapenge kutaura kuti vaona mufundisi iye asiriye.