Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Watonga Nyati mhenyu..love you mambo wangu
Musha ndewenyu mese.Zvekuti musha ndewe murume kudhara ikoko!Mukadzi haana kuhura!
Varume munongonyenga muchisiya.Muchazvirega zvenyu zvema pick and drop!
Apa nhasi magona kutonga ,kuita Mambo vanenjere kwazvo.
Maziso edatya kutonga komunetsa. Atadza kutonga apa. Atori ne side kare maybe mukadzi uyu igirlfriend yake
Kkkk apa dzatongawo mushe apo
The guy can just go to magistrate court and this will be overturned
Kuseri kwechuru 😂😂
Ini ndirikutodawo kuvaka churu pamba pangu kuti ndipote ndichimboinda kuseri kwacho
mambo ava vatadza kutonga. vanongochinja chinja pamwe kupiwa mari
Seri kwechuru mambo ava vanokuda
Money making scheme😂😂😂
@@Chidhuwa vane maShares kuseri ikoko and i am sure n'anga yacho inenge ichiudzwa zvekutaura
Kana ini ndinoda kumbokuona
Mukadzi wamambo ndiyo n'anga yacho yekuseri kwechuru uku so vakutoita dzimari nemombe
@@davisonjanhi3864 No dendera murume haasi mukadzi wambo
Kuramba kuripapi iiye aripo pamba
Vakadzi vanemanyemwe vanoti havachadi murume iye achimuda,zvino akapihwa gupuro oramba aripo ko akahura aripamusha wevaridzi pozoitwasei,mambo pane kakunyepa kamurikuita pane zvimwe,ndaona pabatiranwa matemo rimwe ramazuva cz amai avo mumusha umu vachashaya hama yemurume ichazovada nekuda kwekunhu hwavo hunenge husina kunyatsomira kwazvo kwazvo.Lets hope hapana zvavachaunza pamusha apa zvemanjuzu avo iwaya kana zvikomba ndaona pahuriwa zvekudaro.
Chakaita mkadzi aende bambo avo vaimuudza kut enda ndoda kuroora akaenda ... then akazonoudzwa navana chipanga mazano kuti pamba ndepenyu mose akadzoka pamba
@@pessysachakaza9479 ukapihwa gupuro enda,Saka akaita chikomba mumusha mevaridzi unoti panobuda chitsvene here musha unofumuka
True ko akafira ipapo vekumurume vakati ziii vabereki vemukadzi vanozoita sei. Gupuro zvoreva wodzokera kuvabereki. Haazive kutonga uyu
Mambo ava havagoni kutonga
Watonga Nyati mhenyu..love you mambo wangu
Musha ndewenyu mese.Zvekuti musha ndewe murume kudhara ikoko!Mukadzi haana kuhura!
Varume munongonyenga muchisiya.Muchazvirega zvenyu zvema pick and drop!
Apa nhasi magona kutonga ,kuita Mambo vanenjere kwazvo.
Maziso edatya kutonga komunetsa. Atadza kutonga apa. Atori ne side kare maybe mukadzi uyu igirlfriend yake
Kkkk apa dzatongawo mushe apo
The guy can just go to magistrate court and this will be overturned
Kuseri kwechuru 😂😂
Ini ndirikutodawo kuvaka churu pamba pangu kuti ndipote ndichimboinda kuseri kwacho
mambo ava vatadza kutonga. vanongochinja chinja pamwe kupiwa mari
Seri kwechuru mambo ava vanokuda
Money making scheme😂😂😂
@@Chidhuwa vane maShares kuseri ikoko and i am sure n'anga yacho inenge ichiudzwa zvekutaura
Kana ini ndinoda kumbokuona
Mukadzi wamambo ndiyo n'anga yacho yekuseri kwechuru uku so vakutoita dzimari nemombe
@@davisonjanhi3864 No dendera murume haasi mukadzi wambo
Kuramba kuripapi iiye aripo pamba
Vakadzi vanemanyemwe vanoti havachadi murume iye achimuda,zvino akapihwa gupuro oramba aripo ko akahura aripamusha wevaridzi pozoitwasei,mambo pane kakunyepa kamurikuita pane zvimwe,ndaona pabatiranwa matemo rimwe ramazuva cz amai avo mumusha umu vachashaya hama yemurume ichazovada nekuda kwekunhu hwavo hunenge husina kunyatsomira kwazvo kwazvo.
Lets hope hapana zvavachaunza pamusha apa zvemanjuzu avo iwaya kana zvikomba ndaona pahuriwa zvekudaro.