Ko guys kunjuzu kuya zvapapi last time takanzwa vakati vanhu vadzokera kumvura I still remember mbuya vaimboti mukawona vanhu ava tavadzosera kumvura pasina kuripwa kwataitwa avadzoke So tell us please our favourite channel Drewmas media the sky rocket the elevator the muster of media
Woo Mwari chengetai sekuru na ambuya ava. Isu tikatadza kudzidza kubva Kuna sekuru ava tinenge tarasikirwa sekuru is a good teacher. I can feel he is saying the truth. Sekuru thank you nekurumbidza Mwari.
Thank you drewmas for helping these liars panguva yavakave nedambudziki.Mwari ndivo vachakuripirai .l think vana vavo vakuvainfluencer big time,kunyara chaiko you know it's not easy being a son or daughter wevabereki vakabata zvakadai asi chokwadi ndechekuti you cannot run away or change the reality yekuti ndozviripo....makavabatsira zvanaka vakutaura rough nhasi.siyanai nadzo chembere idzi dzakatoramba kutendeuka bible rakavhurika Ezekiel 16 na17 kuti vatendeuke asi havadi havo.munozongodzoka kwavari kana vakudaidzai tinotenda makashanda nemoyo wekubatsira
This was a job well done by the presenters Drewmas team throughout all the episodes. It's unfortunate that sekuru nagogo are professional liars ,vakabvuma zvese pekutanga vave kusanduka nekuti all problems have been solved. All the same you were above the situation ,thank you and keep it up.
😂😂😂😂 sekuru ava vanofoya big time. Gumbo iri zvainzi wani rakakanganiswa nenyoka yagogo? Saka chokwadi chinodhura kuwana pavaviri ava. Kana Sekuru vari kuti pfungwa dzagogo dzataika I think nedzavo dzatomwiranawo
Hatichadi kuhwa kuti maindako ikoko munopedza data redu mahara vanhu vaiva vakaromba ava srs and nanhasi bobobo yakaindepi imwi.muzukuru waikona kubata pamuviri full time heyi
kkk sekuru vakura, tovaregerera hedu. pfungwa dzakuita dzichineta. but at regardless of his shortcomings he has sound advice for us. on another note Chihera deserves an interview before she goes, atori living legend. we love you Chihera
From my first time ndichinzwa nyaya iyi ndakabata pekuti gogo na sekuru havasi kutaura chokwadi ..wish I had stopped ipapo ..nekuti iiii dnt know wat to believe
Mkoma Andrew please musanete nekupota muchienda kunovaona. I also encourage vana vaSekuru kuti even Bible says kudza Baba naMai vakakubereka kuti misi yako iwedzerwe panyika. Kunyange vakanzi vakabata zvakaipa potai muchivanamatira. Don't ignore them you will see the greatness.
When Chihera leaves , it will be a whole different ball game !!! this was a great tag team. Wishing a new leaf to Chihera .Yu made a mark in Zimbabwe media circles. All the best to Andrew and the youthful team
Sekuru varikudzidzisa terera. Listen and learn. Apa Sekuru vataura kuti mabasa evaroyi. These guys are normal, kuroyiwa uku kana kuti zvinhu zvavo, this ain't dayimensia
Sekuru vane demonic lies, and demonic intelligence. Manje zvaakadai havabatsiriki. Kuvabatsira unogona kupedzisira mabatana nezviripavari. Kana vari vana vavo varikuva influencer kuti vachinje mastatement nekuda kwekunyara, why didnt they help them at the time yemoto. Anyway thank you Dremas, nevese vakabatsira God will remember you. Iye zvino zvakuita sekunge Dremas irikuvabatsira kuti iwane content yet ndivo vakaenda kwavari nekuda kwemaproblem avo. Iro simba racho rekuita mihomba yakadaro at his age riri kubva kupi. Havasi vanhu vemu area varikushandiswa nenyoka nemubobobo. Ukaita vabereki or hama inoroya zvakadai mudzinza haaaa munopera nekuishandira. Anyway thank you Dremas and all those who helped iye zvino vana vacho ngavachitarise vabereki vavo nekuti apa they are using people and influencing their parents kuti rambai, nexttime zvichanzi Dremas takukusungisai for spreading false information about the family. Haaa iyo Murehwa nehuroyi haaa mambotora chimuti.
Plus kuratidza kti havana hanya asi ivo vachikumbira nooo.Taridzaivo kuti munokumbira kubatsigwa.eee hapana ane mari asi kuti kuyamurana chete eeee.pavsiromba taiva tisipo dai panguva iyoyo vskakumbira kubatsigwa pane kutomba,pangadsi pasina kana kumboita moto.vana vakatizeyi,vana vakafa nei,sei ivo voga pamhuri yose nooo.Chiripo chakwenyera Zizi harifi ne mhepo
That was a good story sekuru. The more and more he spoke the less and less I understood. Kunge lord of the rings.. mafirimu aye aunokanganwa kuti yatanga sei, chi chiri kuitika? Saka wochingo pedzisa bhaisikopo racho. Ps mbuya Lieness vanyararidzwa 😂😂
Couple iyi ma professional liars 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️. I think vana vanogona vave kuinfluencer zvavakutairwa nagogo nasekuru manje. I think they’re now expecting too much from vanhu. Vana ngavachichengeta vabereki vavo now, the hard job was done for them. It’s a shame they’re accusing muzukuru of everything that was revealed instead yekutomutenda kuti aitotaura chokwadi kuti vaone kubatsirika.
I think vanhu ava vakagarirwa pasi nevana vakanzi chinjai statement tinonyarirepi but it's too late now kugadzirisa mafumuriro avakaita nyaya yavo yese nembuya yavo iyo
I like the comment made by muzukuru paakati sekuru varegererei ..I think that alone speaks direct to their characters and lifestyle. So lets just forgive him and ignore all he says its isnt coherent.
Very sorry nhasi mafambira kosiya upfu not bad haaaaaaaaaa Sekuru akaoma zvavo dai wari baba wangu taipedzerana munhu dzidza kutaura chokwadi,mubobobo wavo was wakoshiva nhai zvakaoma wena
Ko guys kunjuzu kuya zvapapi last time takanzwa vakati vanhu vadzokera kumvura
I still remember mbuya vaimboti mukawona vanhu ava tavadzosera kumvura pasina kuripwa kwataitwa avadzoke
So tell us please our favourite channel Drewmas media the sky rocket the elevator the muster of media
Ava ngavachi siiwa,vaita team up nemhuri yavo,vaakuda kushandisa mhuri yezimbabwe.Varikuziva zvavari kuita,mhuri yeZimbabwe chenjerai kushandiswa nezvikwambo zvevanhu ava.Chizvisiirai kuvana vavo.
Woo Mwari chengetai sekuru na ambuya ava. Isu tikatadza kudzidza kubva Kuna sekuru ava tinenge tarasikirwa sekuru is a good teacher. I can feel he is saying the truth. Sekuru thank you nekurumbidza Mwari.
Thank you drewmas for helping these liars panguva yavakave nedambudziki.Mwari ndivo vachakuripirai .l think vana vavo vakuvainfluencer big time,kunyara chaiko you know it's not easy being a son or daughter wevabereki vakabata zvakadai asi chokwadi ndechekuti you cannot run away or change the reality yekuti ndozviripo....makavabatsira zvanaka vakutaura rough nhasi.siyanai nadzo chembere idzi dzakatoramba kutendeuka bible rakavhurika Ezekiel 16 na17 kuti vatendeuke asi havadi havo.munozongodzoka kwavari kana vakudaidzai tinotenda makashanda nemoyo wekubatsira
How come to you so. First Sekuru vakasungwa makumbo nenyoka yaGogo. Nhasi vave kuti chikwambo chekudzinza chavo
Zvakatooma kani
Sekuru we followed story,manje sukhuluma amanga ,we want to help others we are done with you sekuru na gogo.you are Tsotsis.
I love sekuru with the Love of God shed abroad n my heart by the Holy Ghost
This was a job well done by the presenters Drewmas team throughout all the episodes. It's unfortunate that sekuru nagogo are professional liars ,vakabvuma zvese pekutanga vave kusanduka nekuti all problems have been solved. All the same you were above the situation ,thank you and keep it up.
Pane nyaya chokwadi hachisati chataurika
Ava havatodi help nkt mangwana vanopanduka
Sekuru vakaudzwa nevana kuti vachinje information
Aaaah sekuru vanogan'a awa vanzi vanemari garai nemari dzenyu vapona manje vakukanda rough
Mahwani
Kugan'isa ko vanhu vayee vakaurawa nagogo aaaaaakaa
Ndozvinoita varoi ahumbovanzwisise bt truu varoi chte 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 sekuru ava vanofoya big time. Gumbo iri zvainzi wani rakakanganiswa nenyoka yagogo? Saka chokwadi chinodhura kuwana pavaviri ava. Kana Sekuru vari kuti pfungwa dzagogo dzataika I think nedzavo dzatomwiranawo
Plus tisakanganwa kuti vakambogwara pfungwa
Unotyoka pfungwa nazvo izvi
@@vaheramatsveru3861 oh yes! 😅
Hatichadi kuhwa kuti maindako ikoko munopedza data redu mahara vanhu vaiva vakaromba ava srs and nanhasi bobobo yakaindepi imwi.muzukuru waikona kubata pamuviri full time heyi
kkk sekuru vakura, tovaregerera hedu. pfungwa dzakuita dzichineta. but at regardless of his shortcomings he has sound advice for us. on another note Chihera deserves an interview before she goes, atori living legend. we love you Chihera
Thank you
Regai muazukuru ati regererai sekuru wanoda kuregererwa awo
Maiwee Chikwekwe a ati aitora ropa ndibaba vangu vaive doctor pa musami. Thank vaneshamba nebasa hombe ramurikuita
Muzukuru akati sekuru varegererei zveshuwa ngativaregerere nekuti dambudziko rapera ngatingoti mwari kudzwai
From my first time ndichinzwa nyaya iyi ndakabata pekuti gogo na sekuru havasi kutaura chokwadi ..wish I had stopped ipapo ..nekuti iiii dnt know wat to believe
Sekuru mukazoita problem hapana anokubatsirai hamuna mumukanwa
,rinogan,a zisekuru iri dai mwari wamborirowa neshamhu foolish ideot people
@@karabomoss7696 taurahako haunyepi kusatonyara kwavo
Mkoma Andrew please musanete nekupota muchienda kunovaona. I also encourage vana vaSekuru kuti even Bible says kudza Baba naMai vakakubereka kuti misi yako iwedzerwe panyika. Kunyange vakanzi vakabata zvakaipa potai muchivanamatira. Don't ignore them you will see the greatness.
Ko kana vachinazvo vana vainde kunovaona here
Vachinja nyaya sekuru, thanx Drewmas media .Taking u 2 another level 😍
When Chihera leaves , it will be a whole different ball game !!! this was a great tag team. Wishing a new leaf to Chihera .Yu made a mark in Zimbabwe media circles. All the best to Andrew and the youthful team
Ko Chihera akuenda kupi nhy veduwe
Oendepi zveee
VaNeshamba ummm ndikunzwa nhasi mkudzvova.iShumba iyoyo
Abroad ...UK
Dementia affects the elderly. How old are they now both of them
Whatever age ndekunyepa. 70s pamwe
Sekuru varikudzidzisa terera. Listen and learn. Apa Sekuru vataura kuti mabasa evaroyi. These guys are normal, kuroyiwa uku kana kuti zvinhu zvavo, this ain't dayimensia
@@wilf_moyo ndozvinga pedzerwa mari yepetrol here message that could have been recorded via phone and play it to people. That's ridiculous 🤣🤣🤣
@@juliaherbet2063 😂😂😂😂 just zoom it
Sekuru havana demented is cognitive intact because he is able to remember things, talking sense and responding to questions appropriately.
Sekuru vane demonic lies, and demonic intelligence. Manje zvaakadai havabatsiriki. Kuvabatsira unogona kupedzisira mabatana nezviripavari. Kana vari vana vavo varikuva influencer kuti vachinje mastatement nekuda kwekunyara, why didnt they help them at the time yemoto. Anyway thank you Dremas, nevese vakabatsira God will remember you. Iye zvino zvakuita sekunge Dremas irikuvabatsira kuti iwane content yet ndivo vakaenda kwavari nekuda kwemaproblem avo. Iro simba racho rekuita mihomba yakadaro at his age riri kubva kupi. Havasi vanhu vemu area varikushandiswa nenyoka nemubobobo. Ukaita vabereki or hama inoroya zvakadai mudzinza haaaa munopera nekuishandira. Anyway thank you Dremas and all those who helped iye zvino vana vacho ngavachitarise vabereki vavo nekuti apa they are using people and influencing their parents kuti rambai, nexttime zvichanzi Dremas takukusungisai for spreading false information about the family. Haaa iyo Murehwa nehuroyi haaa mambotora chimuti.
Aaaaaa sekuru vatoshata a aaa henyu Kule dambudziko moritya henyu tongoti hedu musachenjedze nyamukuta imi muchada kuzvara flashback /moto uuye futi muone sekuru ka buritsai mubobobo gogas bring nyoka mandibhowa
@@aquamarinetete4988 wanyatsotaura right shona kuchenjedza nyamukuta kuzvara uchada, havasi kuziva zvinhu zvavo zvichadzoka be pride yavainayo iyoyo.
Mr Neshamba ndaona makabata hupfu I Hope hamuna kuvasiira vanonyepa sekuru
Sekuru sounds sincere apa. Sekuru vatozotora Drewmas Media to another level.
Kkkkkk sekuru vakaenda nechimuti aaah ndaseka
Chihera voenda mhiriyo. I wish u well. Andrew & I Will miss u big time.
Siyabonga Drewmas,following from Toronto.Konhayi Andrew chihera vave kusiya Drewmas here vari kuenda kupi
She is going to School
Muchenjere sekuru vava fit avo chihera vachabamugwa nawo mubobobo ohiiii
Ndarara pasi nekuseka .😂😂😂😂😂😂.it's very very true.sekuru vane zvinhu zvavo ende varikuzvida futi
Kkkk you have Cooked your new story with gogo, last time
Ugogo said wena sekuru watshaywa yinyoka yakhe
Sekuru is absolutely crazy
😂😂😂😂
Plus kuratidza kti havana hanya asi ivo vachikumbira nooo.Taridzaivo kuti munokumbira kubatsigwa.eee hapana ane mari asi kuti kuyamurana chete eeee.pavsiromba taiva tisipo dai panguva iyoyo vskakumbira kubatsigwa pane kutomba,pangadsi pasina kana kumboita moto.vana vakatizeyi,vana vakafa nei,sei ivo voga pamhuri yose nooo.Chiripo chakwenyera Zizi harifi ne mhepo
Kkkkkk sekuru avaka havabatsirike chokwadi aaaa Nhasi yachinja nyaya
Thank you drewmas media nevose vabatsira mwari vakuitirei zvidhafu dhafu
Chihera kasi wakazvitakura Kai unenge urikuenda Kumertinity leave we
Luv u chi helele your smile .
Couple iyi ine award yekunyepesa kkkkkkk
That was a good story sekuru. The more and more he spoke the less and less I understood. Kunge lord of the rings.. mafirimu aye aunokanganwa kuti yatanga sei, chi chiri kuitika? Saka wochingo pedzisa bhaisikopo racho.
Ps mbuya Lieness vanyararidzwa 😂😂
😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka hangu
@@pm9572 lol
Lord of the rings ende ndaseka kani😂😂😂😂😂
Kulez vakadziya. Hakuna munhu akadai ummm vazongosimuka at the end ndokuzongobvumira zvavo off camera haaa Kulez vakaoma
Sekuru kwakukura chaiko
Thank you Drewmas media for taking us for another level.
KaSekuru aka neChimbuya ichii Varoyii vanga vasangana chokwadi handiti paya vakataura vega Chimbuya ichi chichiti chakatuma nyoka ikashodorora sekuru ava gumbo ,,,vakavata pamumvuri musi wakauya vaMamoyo chokwadi mhuri iyii it's cursed zvedii varoyii vaipupura vanhu vamuraini varipo nhasi vachinja nyaya kudayii.munhu mutema haatendi zvedii
I love you chehera murora vekuva era shumba iiiiii chehera rangarira hanzwadzi yangu
Sekuru mutsemlas. Vakutsemura gogo kuti pane zviri kuitika pavari. Gogo vakurasika njere. Kulez inotawura chirungu hey
You take us to another level
Mmm sekuru is a graduate of lies yooo,munhu mukuru kutadza kumedza mate
Kkkkkkkkkk yoweee zvng
Couple iyi ma professional liars 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️. I think vana vanogona vave kuinfluencer zvavakutairwa nagogo nasekuru manje.
I think they’re now expecting too much from vanhu. Vana ngavachichengeta vabereki vavo now, the hard job was done for them. It’s a shame they’re accusing muzukuru of everything that was revealed instead yekutomutenda kuti aitotaura chokwadi kuti vaone kubatsirika.
My thought too vanogona vari vana vavo vakuvaitisa nhema so that vachenurwe
20:37 kutorwara aaah, sekuru kaa makuona kurwara kwambuya.. Yes zvekusimudza demo kugarwa shuwa
Lol
I think vanhu ava vakagarirwa pasi nevana vakanzi chinjai statement tinonyarirepi but it's too late now kugadzirisa mafumuriro avakaita nyaya yavo yese nembuya yavo iyo
Drewmas Media maakumberi henyu. Ndinokudai kwazvo.
I think Gogo nasekuru varikuwana pressure kuhama kuti musaramba muchitaura chokwadi ,,kubvisa nyadzi asi chokwadi chakatobuda kare anyway tinotenda mwari kuti vakabuda mudambudziko .let's hope harichadzoki futi
Panenyaya ikuvigiridzwa app
Thanks dreams media siya vakadaro..dai Moto ukavadokera futi ndookuti vaone kuti kuchinja nyaya kwakaipa
Sekuru all the way makuziya manyepi now imika
Ummmmm zva Kule na Gogo zvinoda Mwari munhu wenyama haungazvi goni🤣🙆♀️
Uuuuuum Chihera mave kuenda iam going to miss your smile
@@lenaharuvhera8753 kuenda for gud here😭😭😭
Handisi kuziva but for that time me I like her and I like the way she smiles so I will miss her
Va Neshamba vari kungo daiira nekuti hapana zvekuiita. Kulez nhasi iri mudondo. Peturo yaenda kumawere zvemahara.
You can not even understand where his coming and going
anoda kuendepi chihera musatidero plz
Drewmas Media you are the best
I like the comment made by muzukuru paakati sekuru varegererei ..I think that alone speaks direct to their characters and lifestyle. So lets just forgive him and ignore all he says its isnt coherent.
Andrew une nharo, uchiri kutsvageyi kwa sekuru na gogo ? Hausi kuona wakuto shandiswa? Siyanai navo avo havadi nenyoka yavo. Honayi apa vakubika nyaya manje chokwadi tinacho chekuti gogo vane nyoka ine 3 meters hazvi chinje aaah. Vanhu vepi shuwa vano nyepa apa zera racho aah🤔
Nhai zvako ngaawasiye awa nhema too much
Uuu vakaudzwa kt makazvifumurirei vakanzi vasataure aaa anagogo vacho
Hezvooooooooness dhara ine pamromo haaaaaa🤭😳🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
haiwawoo chokwadi ndochakabuda kare kwakutongo nyarawo uko kkkk ayaya
Nguva yose nyaya iyi yaiva iripi history yruroyi isu tinayo and toiziva ndivo vakatsura voga .nyoka yaivako,kwamutare vakainda ,vamazmoyo vakasiya vasima zvikanaka.sakazvikwambo zvsvaireva zvakapera here
Kwahi gogo vaite mugwere wepfungwa.ende ndazoseka nhasi.😂😂😂😂😂😂😂.gogo havaskumbopenga ava.
Moto wakadzima ka ndosaka vakuhumana munhu habatsirike sure ko kunyarara vanobvei
Why did you drive to Musami for? I didn't hear anything that needed journalists for
😆😆😆😆😆😆😆🤭🤭🤭🤭 sekuru vakutoti mbuya vanomhanya mushini kkkkkkkkkk aaaaaàa Team iri kaaaaaa ndava Boe
kkkkkkkkkkkkk team iri mambara chaiwo
idzi chembere idzi pasi nadzo Andrew usaitiswe shaa sakhule chiri rough chimdara icho nxaa
Thanks dreams team nebasa haaaaaaa sekuru he's sooo dramatic and lots of stories
Chihera wakuenda kupi nhai..we are going to miss you
Harahwa iyi inorwara nenjere i think..Nyaya yasandurwa zvino.
Shumba negals masweracei luv u guyz munondigonera
chimera.plz.musaenda.tinonyanya.kufara.chaizvo.kana.muna.shumba.pachirongwa.😁😁😁
Mataura chokwadi coz family iyi makwikwi shuwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vanozivana. Chembere idzi dzakutomhanya Bani. Mwari avawanire nyasha
Shuwa
Sekuru inzwaiwo kusatenda huroyi. Makabatsirwa naMadzimai MaMoyo wani mukapupura wani? Asi nhasi dambudziko rapera mava kuti makabatsirwa nestranger! Haaa musadaro chokwadi.
Ibenzi
Sekuru na mbuya avo vese varoyi nyoka ichiripo seachinawo huroyi wavo avadi kurasa. Varikukanganiswa nemishonga yavo zvikwambo ne nyoka
Yes mamoyo akavabatsira asi vangavakuti inyanga ye binga
Mmmmmmy vakateura ropa revana vavo chikwambo
Sekru makuhumana basteti nxaaa dayi ever akakuurayayi makadakwa
Do you use snuff Andrew
Lol the way Andrew and crew get speechless kkkk Zvana kule zvaita ndimi makutopiwa lecture
😂😂they had to let him give his 3rd view of his own story
Inga wani gogo vaiti gumbo rasekuru rakaremara nekuda kwenyoma yangu yakavamoneredza nekuti vaindirova zvisingaite nhasi vakuti ndakadonha ,sekuru ava sooo
Only God knows the truth
Gogo vakati ndakasunga makumba asekuru ne nyoka wani
Very sorry nhasi mafambira kosiya upfu not bad haaaaaaaaaa Sekuru akaoma zvavo dai wari baba wangu taipedzerana munhu dzidza kutaura chokwadi,mubobobo wavo was wakoshiva nhai zvakaoma wena
Wandipedza @Shingi
@@josphinemuchuva9286 zvorwadza hama unoziwa hausi mukore wekuramba wakanyarara uchitadza kutaura chokwadi look vana hawachauya pamba nekunyara uye kutya vabereki hazvide kudaro sooo,then wotoramba achitaura zvisina basa,mafambiro awanoita wakoshiwa kutiudzimai wavo akawasunga nenyoka kkkkkk kule soo
Idzo nhema dzavo sekuru nambuya ndapererwa
Manyepo asekuru anokunda ngoma kurira
Chokwadi apo hapana vaekunyeba sekuru vavekuvara mabasa akayiba a vanoyita nambuya. Vakaromba varoyi avo
I never believe these stories hangu ....from the word go i thought this was acted
Umm zvambuya na sekuru ava bodo apa nhasi sekuru varikutaurawo zvimwe shuwa Mwari vakuitirei nyasha zhinji
Chihera looking ❤️ we love you.
I feel like Sekuru is being manipulated by same spiritual forces.Kunzima shuwa emhlabeni kaJehova
Please andrew do a nice farewell for chihera before she goes and podcast it
Mukoma andrw na chiheta i couple here
Sekuru vachiri boe mubrain here ayiii zvotozwisa tsitsi
Ava ndiwo mapenzi maviri akasakangana nhema too much
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Taurahako
Tag team inonzi, the misinformants
Qhoki ngekhaya sangena thina bakamthwakazi zimbindaba! Namhlanje ngolunye usuku
Ini handichatodi kuona nezvevanhu 2 ava zvakutotifinha vanonyepa zvekuti
Today is another day 🙏🙏🙏🙏🙏 kana kulu vakunamata nemoyo vose lse vakuregerera
Drewmas media is taking us to another level of manyepo asekuru, asi ndini ndarasika, what is sekuru talking about now?????
Nothing chaiyo.kuhumana havo😂😂😂😂😂
Vaneshamba ndadzwa tsitsi kuterera benzi rasekuru richitaura chokwadi
Sekuru is confused totally, mbuya ndovakazotaura chokwadi, but anyway thanks Drewmas moto wakapera
Gogo na sekuru havafanhe kupiwa chikafu ngavapiwe nenyoka dzavo
Moto pawaibvira vaisataura rough,havabatsirike chembere idzo chero vanhu vemunharaunda mavanogara handifungi Kuti pane achavabatsira,nhasi Moti garai nemari yenyu asi Moto pawaibvira maikumbira vanhu Kuti mubatsirwe nhasi zvaipa
Chihera you glowing😍
Sekuru njere dzavo dzave dzemukweguru , zvinotaurwa zvacho zvangove,musanganiswa ,haaa Drewmas media pakabatsira pakwana zvavari kutaura hazvisikunzwisisika. Mungatambise fuel yenyu kuenda kwavari
Chipoko chemwana wavo ndicho chaipisa dzimba musandi pikise