Thanks mukoma Neshamba and your team. Sad indeed to hear kuti zvatanga again. Yes haaa shanduko yairatidza kuti hauye coz mhiko dzekuromba hadzipedzwe nemethod yakaitwa iya nana madzibaba. They have to go and pay back to the owner kuti aite reverse the spell. Yes matare vakabata shuwa asi mapedzero ehurombwa ndoane nyayaaa
Keep it up Andrew this is the type of content that we need as viewers the whole filming and narration process was spot on..let it not be stories chete we need a bit of evidence into the mix..keep filming staff like this,you will be surprised how many genuine subscribers and views you will archive.good job to you and your team.
As for the mapostori and their talks. People use misoro yegora to see but that doesn't make them great. Mahumbwe ese aye. Ndoona as if that house in haunted by a ghost
Nice clean Shave Andrew you are looking good and more handsome ,many thanks for the show,nekuvaunzira sekuru nekuti nemazayi ayo dai akaita vana paifiwa vakuru,madhara aya anokonzeresa vakonzeresa nhamo kuvana ini kwangu kukaita akadaro ndotema nedemo chairo
Hama kana upenyu hwanzi naiye musiki ndichakusimudzira its true.Work with your hands,pray and fast.Than kunotora mishonga problem mumusha haiperi.Thanx Drewmas
Not surprised at all.even N'anga dzepa Egypt dzakatochallenger Moses they changed tsvimbo into snake,also did all miracles aitwa naMoses but pane padzakagumira,Nebukadneza paakarota akati sheedzai N'anga nevaroyi vadudzire hope vakatadza zvavo but aiziva they are capable.Even Jesu akati kana Satan anesimba rekuburutsa Moto kubva kudenga so hazvishamise N'anga dzinozvigonawo izvi hapana fiction APA,but people must have knowledge about it. My only request to Drew mas ndeyekuti madii kupatsanura zviviri izvi please kana muchida kushanda naanasekuru zuva irero moshanda naanasekuru kana muchida kushanda nezvechitendero moita zvechitendero ndiko Kuti tidzidze nekuti APA kana ndingabvunza mubvunzo mhuri iyi yakabatsirwa Nani neN'anga or nemuprofita?! Vana vedu havazonzwisise
Varume avo vakarohwa vanotaura chokwadi🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌👐drama zvaro raiitwa nen'anga iyo nemupostori hakuna zvakadaro.Hongu dambudziko remoto might be there but zvirikuitwa nevarikuti varikubatsira avo madrama ega ega
THE GOVENMENT OF ZIMBABWE MUST BUY YOU FORTUNER 4X4 TOYOTA OR FORD RANGER 4X4 TO PROCCED YOUR WORK. VAYERA SHUMBA MEANING ANDREW NESHAMBA AND YOUR COMPANY . THANK YOU GUYS AND YOUR TEAM , GOD BLESS YOU GUYS . MADADISA MU ZIMBABWE
Nyoka yakaiswa mubag iyo ,pakuda technology apo I think pakudiwa hidden cameras all over the place yavachoita next time , because Hakuna Nyoka ye spirit world inoita mazai ,fake fake fake
Fake as F! Chawa Marimo the snake catcher in Harare has come across this sort of nonsense a few times. De-fanged cobras are used by these charlatans to dupe people. The blind leading the blind in this case. There's supernatural occurrences no doubt, but if anyone believes this charade happening in this video then Africa is truly fkd!!! Hapana kwatiri kuenda with this sort of primitive mentalities.
Huuuu sekuru ava l suspect he still has a lot of things the way he was so happy and hand shaked that N’anga. Tichaona hazvisati zvapera izvi!! Mukomana ati ndewemumusha uyo akangwarira kule idzo kubva dzamira pamiri kuti mwana anyarare. Shame tsvagai Jesu veduwe Munhu ngaareurure ega sematorero aakanoita zvinhu zvacho. Chipatara hachifambire murwere. Vangatoti huyai ndikuratidzei pazviri ndukutadza kuzvisidza. Kutsvaga kuda kuwanda nekuti haaa ndakaitiswa ndisingazive hee hee. Ngatinamatei vana vaMwari
elder Neshamba toda kuzonzwa update kuti wakazopera motozvesure mozonditsvagirawo group re R&K AFRICAN SOUNDS timbonzwakuti vakazodini vavakupi these days any music come back
This is so painful ,,, liloyelani Lani liyacasula shame ,, ini gogo awo andiwanzwire tsitsi ngabatswe iyoooo nezwinhu zwawooo... Mukuru ngaende ayelotsholwa kwenye indawo
Chinhu chimwechete chirikugonekwa nevanhu munguva ino iyi huyipi basi . Dai ishe vatibatsira
Thanks mukoma Neshamba and your team. Sad indeed to hear kuti zvatanga again. Yes haaa shanduko yairatidza kuti hauye coz mhiko dzekuromba hadzipedzwe nemethod yakaitwa iya nana madzibaba. They have to go and pay back to the owner kuti aite reverse the spell. Yes matare vakabata shuwa asi mapedzero ehurombwa ndoane nyayaaa
Shona iri deep sekuru mukaita mukangura da--🤭thank you drewmas Media for taking us to another level
Keep it up Andrew this is the type of content that we need as viewers the whole filming and narration process was spot on..let it not be stories chete we need a bit of evidence into the mix..keep filming staff like this,you will be surprised how many genuine subscribers and views you will archive.good job to you and your team.
Vanhu ava ngavasa rambidza baba ava kubvunza. Varikuvambunyikidza. Msporofita ayo nen'anga iyi vane link. Uye hakuna mudzimu unoita seizvo. Vakaromba vanhu avo. N'anga dzinokonzeresa matambudziko kuti vazoita mari
@@Kaflashi ok no problem
@@MrBAfrica thank you mukoma
Andrew your work is excellent we need to support you all the way keep it up
Am in luv with the cluture song yamunotanga nayo chirongwa
Thank you Drewmas bt vana sekuru ava ngavagotenderao munhu kubvunza paanenge achida. Zvino zvinoita kt munhu azongobvuma nekt arikumbunyikidzwa vachiramba kubvudzwa vanotyei kubvunzwa mibvunzo
Taura hko ipapo hpna kundifadza ndabva ndaita question mark
Ehe ndinobvumirana nemi.Neiko vavarambidza kubvunza mibvunzo sekuru
Big Up Drewmas Media basa murikugona👏👏👏
Sekuru vakagara muchinda n'anga avo vakarova collaboration naDhuterere panobuda vakuru vechimbo.....voice ravo rine moto.
This granny is enjoying the attention, no doubt. Narrating all this. She knows all everything.
Pane n'anga mbiri apo uyo ane white in'anga futi
As for the mapostori and their talks. People use misoro yegora to see but that doesn't make them great. Mahumbwe ese aye. Ndoona as if that house in haunted by a ghost
You can say that again 😌very sad
I think isandawana ikudaro
Unemamhepo iwe
Nyika yakatakura sure thank you dreams Media for helping this family May God bless you .
Zvakaoma asi totenda kuty baba vanga vachipo Dai vakafa vaisira vana
@@letwinhlamalo4565 ipapao wataura dama shemu tinotakuriswa sure
Izvi zvino zvinoomesa mate mukanwa ,Dremas Media taking us to another level sure.
Drewmas Media always taking us to another level.
Nice clean Shave Andrew you are looking good and more handsome ,many thanks for the show,nekuvaunzira sekuru nekuti nemazayi ayo dai akaita vana paifiwa vakuru,madhara aya anokonzeresa vakonzeresa nhamo kuvana ini kwangu kukaita akadaro ndotema nedemo chairo
Mbuya awo powrful thank u ..kwete kungoseka..mbuya in white hat
Ehe nyangwe sekuru vakabata plzz his old itai zvinhu zvenyu musanyanye kuvashungurudza vakaremara apa his old
Ko isusu taona tigezewo kumeso here
Ndatogeza ini 😱
Thank you Drewmas. Munogona imi.
Sekuru ava vakamhanyisa Chihera Marathon ku Matepatepa.🤣🤣🤣
Thanks Drewmas for the update and this interesting program..Title ye video yakapenga
Nyoka dzinochiona naka 🤣🤣🤣🤣 combination of postori and n'anga ayaaas kudenga kure zveshuwa
firimu
Kkkkkkkk
Ivo ve Magemenzi ndivo vanga vaine nyoka havana kusearchwa ava bachipinda mumba
Thank you very much Drewmas go forward with your work
This action packed. Kana holly wood hausvike apa🙌
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nollywood
Sahwira anonakidza uyo. Drewmas never disappoints
Hama kana upenyu hwanzi naiye musiki ndichakusimudzira its true.Work with your hands,pray and fast.Than kunotora mishonga problem mumusha haiperi.Thanx Drewmas
😂😂😂😂😂 l like the Sahwira .. hanzi wakabuda nemoto here iwe, zvakanzi ayewa, zvakanzi asi vana ndivo ka
Haaa ndafarawo age difference ya sahwira na sekuru mhanje as if zvairoya zvese ahhh😂😂😂😂😂😂😂
@@munasheganda211 mwana wasahwira ndisahwira hanty ybata ,,,
Sawhira!!! eeeGhetto Yout 🤣😉😆 #BigUpDrewmasMedia🇿🇼🇬🇧
I feel sorry for these old people Lord have mercy .
Thanks mkoma Andrew nebasa guru, tiri kudzidza
Not surprised at all.even N'anga dzepa Egypt dzakatochallenger Moses they changed tsvimbo into snake,also did all miracles aitwa naMoses but pane padzakagumira,Nebukadneza paakarota akati sheedzai N'anga nevaroyi vadudzire hope vakatadza zvavo but aiziva they are capable.Even Jesu akati kana Satan anesimba rekuburutsa Moto kubva kudenga so hazvishamise N'anga dzinozvigonawo izvi hapana fiction APA,but people must have knowledge about it.
My only request to Drew mas ndeyekuti madii kupatsanura zviviri izvi please kana muchida kushanda naanasekuru zuva irero moshanda naanasekuru kana muchida kushanda nezvechitendero moita zvechitendero ndiko Kuti tidzidze nekuti APA kana ndingabvunza mubvunzo mhuri iyi yakabatsirwa Nani neN'anga or nemuprofita?! Vana vedu havazonzwisise
Great program thanks Drewmas media keep up the good work. Mishonga yekupiwa kun'anga yakaipa
@@Kaflashi
Done
@@herbertmhangami thank you mukoma
Thanks Andrew basa ramoita ihombe nyika dzapona
Thank you Lord your children are saved. This is beyond painful. Ndavanzwira shuwa m uya nasekuru ava. At least, then is better.
Thank you team Drew as media for save the family life's
Varume avo vakarohwa vanotaura chokwadi🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌👐drama zvaro raiitwa nen'anga iyo nemupostori hakuna zvakadaro.Hongu dambudziko remoto might be there but zvirikuitwa nevarikuti varikubatsira avo madrama ega ega
Varoora ndovanofumura ZVINHU kazhinji big up varoora sando dzedu tobvanganyura bvanyangu
kkkk taura hako,ko tinenge tiri vatorwazve
🤣🤣👊
DREWMAS MEDIA YOU ARE DOING AN EXCELLENT JOB.KEEP IT UP
Watching from SA
THE GOVENMENT OF ZIMBABWE MUST BUY YOU FORTUNER 4X4 TOYOTA OR FORD RANGER 4X4 TO PROCCED YOUR WORK. VAYERA SHUMBA MEANING ANDREW NESHAMBA AND YOUR COMPANY . THANK YOU GUYS AND YOUR TEAM , GOD BLESS YOU GUYS . MADADISA MU ZIMBABWE
Iwe unopenga are u blind can't u see kuti sekuru vari kuudzwa mashoko ekutaura matricks awo totomagona awa
THANK YOU FOR SAVING OUR NATIONS
Muzukuru uyo ngadzokere kumusha kwavo
True .kuda kuroorwa here
Well done drewmas media
Thanks Drewmas media nekutipa update
Thank you soo much guys
Sekuru thank you so so
Welldone Drewmas Medi a
plz ndokumbirawo number dzasekuru avo plz ndine zvandishungurudza mukati mehupenyu
Gondombori ava ndinenge ndamuziva ndisekuru gudo vekwamwanza kugoromonzi ndivo hre drewmas media
@@williamelia7889 kana varivo ndovabatawo sei dear ndipoo madetails
Ndapakutenda hangu drewmas media ndimimega munotipakurira tichiguta humbwa hwakaipa nyoka nemazai ayo n'adzinogona kurombesa vanhu
Neshamba tnx hope mhuri yawewo nezororo pluz mhuri yezim ngatidzidzeiwo ipapa ,ruchiwa haruna kunakaba
Drewmas to the fullest keep on doing gud work
Mukoma Andrew maita basa madzoka. Thank you very much.
Nhai..makuna kuna
Nyoka yakaiswa mubag iyo ,pakuda technology apo I think pakudiwa hidden cameras all over the place yavachoita next time , because Hakuna Nyoka ye spirit world inoita mazai ,fake fake fake
Stephen🤔
true hey
Ndazvibvunzawo ndega
Fake as F! Chawa Marimo the snake catcher in Harare has come across this sort of nonsense a few times. De-fanged cobras are used by these charlatans to dupe people. The blind leading the blind in this case. There's supernatural occurrences no doubt, but if anyone believes this charade happening in this video then Africa is truly fkd!!! Hapana kwatiri kuenda with this sort of primitive mentalities.
@@Boomslang1 i couldnt have said it any better
Hamenoo bt masowe nenyanga zvinopindirana papi
They're all demonic agents, hapana zviripo apa, rima rega. This is sad!
Kamudhara aka kanoonererwa kutozvikudza nezvinhu zvekuromba
Thank you ne up date
😢 so sad ash kurarama nenyoka mumba hre mwari thanks
Ka dance ka assistant wasekuru kandinakidza.
Baba varikubasa
Shem sekuru vandinzwisa tsitsi
Me too hey...neAge yavo veduwe vachinyadziswa pamberi pevanhu like that
I think vanhu tinobata mushonga iyi nekusaziva mhedzisiro yacho. Apa vanogodombori vacho hakuudzi kuti zvinozodii mberi
Ukangoona waakupiwa mushonga une ma dos and don'ts gara wasiya nekuti mhiko dzacho hauzodzigona.
Watching from cape Town
You guys are very good in creating and arranging fictitious stories.
I almost believed
Please write books as well
😅
Nyoka yachiona chakayishayisa makumbo ekutiza..
Kikikikikikiki comment yakanyanya iyi
ko movie??
Ini zvandirambira ini,Nyoka yemushonga inenge yamitiswa nani n yaidyei musuitcase since sekuru Vaisaziva kty iripo
Chinofadza thank you so much ☺
Huuuu sekuru ava l suspect he still has a lot of things the way he was so happy and hand shaked that N’anga. Tichaona hazvisati zvapera izvi!! Mukomana ati ndewemumusha uyo akangwarira kule idzo kubva dzamira pamiri kuti mwana anyarare. Shame tsvagai Jesu veduwe
Munhu ngaareurure ega sematorero aakanoita zvinhu zvacho. Chipatara hachifambire murwere. Vangatoti huyai ndikuratidzei pazviri ndukutadza kuzvisidza. Kutsvaga kuda kuwanda nekuti haaa ndakaitiswa ndisingazive hee hee. Ngatinamatei vana vaMwari
Zvakaoma
Sekuru vanogona basa awoo , sando dzawoo I wish kumbovaonawoo vandibatsirewoi , thank you drewmas media taking us to the higher level
Makadiniko KO number dze Drewmmas TV dzowanikwepiko ndaitawo dambudziko rangu
Baba mutongi vabatei vanobatsira chaiko
Icho chidhakwa chakatobata hacho black label chichitaura zvekupenga mudunhu remuSami N’anga nemaporofita votambidzana Bute🤣
Jesu vanhu vaye vatanga
Kkk hnzi kurra Ku out kunge dambe shuwa
Thank you nebasa renyu rakanaka
baba avo munhu mukuru zvekuti wisdom yavainayo even pa speech ka, haichawanike,
N'anga iyo yakafamba shoko hayo iyo hahahaha....somehow I find it easy to believe him😁😁😁😁
Thnk u so much ngiyabonga khulungile nkosi ngawe Jehovah
Watching from Kariba
Again Drewmas media didn't disappoint, we will need a follow up story after a few weeks.
@!!!
Dai vanhu vaiziva Mwari matambudziko aiita mashoma. Ngatinyoresei kuvhota. Mai avo vanenguva yakadii varoorwa uye munhu akafa rini anezvisina kugovewa
Thanks you Neshamba for covering this article
Sekuru Gonamuroi vanobatika sei kupi? Vanobatsira vanhu vari kure here help pliz mkoma Andrew
elder Neshamba toda kuzonzwa update kuti wakazopera motozvesure mozonditsvagirawo group re R&K AFRICAN SOUNDS timbonzwakuti vakazodini vavakupi these days any music come back
One guy ari mu Beitbridge working there,mumwe ma1 ari kuno ku Cape town things not well according to vakamuona
haaa team dzokai mhani titenge chingwa paruzevha tibike zondo guru nematumbu
Nhaimi muzukuru uyu adii adzokera ku murume wake zvaachatsva kufira marriage here? Zvaanoneswa nhamo ne kuda kuroriwa
Hayhaas imi ka imi,saka nyoka yakamitiswa nani mubag umo n yairarama nei sekuru vasingazive kty iribag,yaidyei.magic dzacho dzakanyanya
Thanks Dremas 😊 🙏 makashanda
Enda ku n,nga kunotsvanga kubatsiro rwekurwara kwete, kuda kupfuma kana kukuvadza vamwe nothing wrong visiting a witchdoctor but it's what you ask for
Good job Drewas media
Heavy sekuru,big up DrewMas
Ava vakareva nhema. Vatana vanoshungurudzwa mumamisha umu. Ava varikungotaura zvavanga vachingoona hapana kana chitsva.
Vanhu vanoda nyaya yoo vanga vatozara nguvai kunge dzimba dzichasara dzichibiwa
Anzi vese vaona gezai kuneso so tigeze kumeso futi here isu tirikuona pamhepo
Ngatisiyei malikes and share Drewmas is doing a very good job
Kusvika manamata kuna Mwari satan anoramba achikunhongesai svosve nemuromo
Muchingonyeperwa nema nanga nema porofita
Tibvigwe. Ndimi vanhu vakaromba imi. Kana uchinamata uri kutsvagei pano nxaaa
Thank you Nebasa ramunobata
Dzinza rekwedu mwanasikana wese akaroorwa akafa zvisina tsarukano mhuri iyoyo inowona nhamo nemoto unoparadza nhumbi kana Kuti anomuka achiita Basa rese Chero kubika kuchera mvura kutsvaira ruvazhe
Wow @Drewmas Media I'm Invested !!!
I salute you Andrew basa rako roda wakashinga
guyz but vanhu ava varikutombonakidzwa murikuchinzwa here chikusong maurenge urenge
Maporofita ndovanemasaramusi akukodzera Moto I will trust sangoma
Mhuri yatambura iyi. We hope dambudziko ravo rapera!
X
Chokwadi dai Mwari avanzwawo
This is so painful ,,, liloyelani Lani liyacasula shame ,, ini gogo awo andiwanzwire tsitsi ngabatswe iyoooo nezwinhu zwawooo... Mukuru ngaende ayelotsholwa kwenye indawo
Dreemas media always taking us to another level
SAka kanyoka aka ndokaitsotsonya Heinz dzevakadzi SAka kasingakore bcz kaipera Simba nekukwira
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Madzibaba vanga vachabatirei vasina power varumwa zvino kkkkkk sekuru nagogo vakungoti hongu kkk vapererwa kkkkkk apa yabuda kumba kwemwana achakuvaka hr kkkkk ma1 ayo thanks Drewmas 🙏
😂😂😂😂
Ndipeiwo number dza sekuru vabatsira vanigina
Kaziwai Mkoma Andrew and crew.
Big up kule kkkkkk sekuru vachangamuka