Thank you drewmas media for helping this family. Tongove nekutenda kuti all will be well with them uye zvapera. Bt mroora zukuru uyu mucheche chose pane zvukuitika izvi dai asuduruka munhau idzi asiye vepo vaite nyaya dzavo voga. Ameno kufunga kwangu🤷♀️🤷♀️
Haiwawo Drewmas Maporofita ayo inhema dzoga idzo. Chinhu chavo chavakabvisa icho muchaona hapana chaitwa apa. once had a case yevamwe vandakazonyadzisa vanyepa kuti pane chinhu mumba mangu and ndikazviona vachichiisa ndikavatangira kuchitora. They threatened me with death vachinyepera kuti bamkuru vangu ndivo vakachiisa vakatora kumacheke.haiwawo i hurt those so called prophets
Kwete apa vari kubatsirwa kuchenesa musha nekuti nevana ndizvo zvavari kudawo.After all Africans taiteedza chivanhu some still practice chivanhu asi zvaane huroyi saka mweya mutsvene akauya kuzotiratidza nzira.
MADZIBABA AWA IS MATURED BOTH WAYS HAANA KUSHORA WAKATANGA BASA KANA KUZVIKUDZA
Big up kumuroora arikudzifambira nyaya dzacho
Haaa maonere angu awa wauya ndewema shiripiti chaiwo ngawaende kune wehoko apedze zvaakatanga coz ambuya wakaromba so zvakutewera pfuma yese yazvakashanda
Haaa mazotipedzera nhasi.. I liked the session yemaporofita achibata basa.. I hope ndezve shuwa
Hmmmmm zvikanzi reginai reginai century finder!! pakaipa
Haaa tanga tichingovharwa zvedu.. Maporofita aya asangana ikoko or vanozivana..
@@tawanda6997 Havatozivane zvachose
@@barbaramabuda9512 😂😂😂😂😂😂
Thanks Henry tadzidza chose kuti kuromba kwakaipa unopedzisa mhuri uye zvinoshaisa mhuri rugare. gutsikana nezvaunazvo.
Good job drewas media I salute you guys muri kurova basa
Yhaaaa Drewmas mukuita bsa guru yandibata nhoroondo yemuzukuru arikutamburawo nembereko otambudzwazve nezvikwambooo haaa musaxodaro wabereki
Muroora is very beautiful 🥰
aaa mvura yagezwa kumeso here maporofota awa ifende mmmmm
waona zvandaona
kklol
Rombai mega hezvoo dzimba dzaparara mwari chipindirai sunungurai mhuri iyi
Thank you drewmas media for helping this family. Tongove nekutenda kuti all will be well with them uye zvapera.
Bt mroora zukuru uyu mucheche chose pane zvukuitika izvi dai asuduruka munhau idzi asiye vepo vaite nyaya dzavo voga. Ameno kufunga kwangu🤷♀️🤷♀️
😂 😂 I agree with you
Tru akangwarisa ane chikuhwa kuhwa ndamuonawo
You are right ndovazukuru vanobeliever nezvinhu zvinoputsa
Muroora zukuru ndiye atoita zvifumuke ari kutambudzwa kushaya mwana nezvaasingazive. Kana achinamata sekutenda kwaari kuratidza kuti mweya mutsvene unopedza zvese.Ndiyo ngirozi yakatotumwa kununura vana vemudzinza iroro vasina mhosva nezvakabatwa nevabereki avo.
@@lindahmatunga2343 yes l agree with you paye paakataura pa 1st video l think that was enough ndookuona kwanguwo.
Hongu akaitabasa cz akaita kuti zvakavandika zvemumusha uyu zvibude pachena........zvazvabuda pachena kudaro ngaachisiye varidzi vapedze nyaya dzavo. Idzi nhau dzekuromba idzi dzinonetsa Linda nhau dzemuma families dzinonetsa dnt be surprised vakazomupandukira futi mroora zukuru iyeye.
Drewmas media makanyanya this was an epic watch 🙌
Kamuroora zukuru kakangwarisa wena kkkkk
Muroora clever to defend your territory vanhu vekuromba vanosairira vana vevaroora mhepo keep.moving kufambisa varoyi ava
Gwarirai,,, Apo pakuzoti musarare pano!!! Ndiyo time ino Planter ana Tsikamutanda veNguwo,, Zvinhu zvavo
Aaah pakaipa, ndadzidza kuti usashora mbodza, ana madzibaba vazoti Nemo nemo mutsanangudzo. I feel for muroora veduwe mmm. Bible rakakoshesa ndakuverenga Ezekiel 16 -17
Haa ma1 chaio but Regista to vote Zimbabwe inonaka chete
I suspect mbuya iyo
Dai mwari akomberera muzukuru uyu aitewo mwana please moto wochipera vanhu vawane wo peace
Gogo handivachenesi .maporofita ayo manyepo ega
But zvese zvirikutaurwa varikubvumira
Combination yemaporofita ayo is one of the best ndavafambe nebasa vese
Murisei pano . Thanx Dremas media taking us to another level.
Muzukuru sikana anotaura zvese zvisina matyira .achasara achinzi wakangwarisa urikutifumura
Haasi mzukuru sikana. Mroora zukuru wepamba apa akatoroorawo nemuzukuru wavo. Ndamutya mwana uyu kumira kuita spokeswoman mumusha makaberekwa vamwene vako kkkkk
@@talenttapiwanashe6329 kkkkkkkk iiiiiii pane basa kungwara kwacho hakudi Uri muroora pamusha pevanhu
Veduwee ndanzwa tsitsi sekuru havasi kutozivawo kuti mushonga wazopanduka apa kutomira chaiko havasi kugona.Mwari batsirai family iyi🙏
Ndodawo kuita Verify convinar wamadzibaba
I feel as if this family beleives in mishonga manje its now back firing havachaziva vakarombeswa kupi. Vanhu ityai Mwari
Exactly
Today was on an extremely higher level Drewmas,esp pa ndimi apo ah ndazvipira ini
Great work Drewmas media, take us to another level
Gogo dai vangotaura chokwadi vabatsirika
Yeah gogo ma1 ndovaneyese
Vaka ngwarisa gogo avo ndivo honzeri. Vakano edza muporofita vakazvi gokera moto
M liking tone yemaprofitire arikuita madzibaba vane green
I hope dambudziko rapera zvachose ana madzibaba.
mai vakangwarisa ava ......there is a lot being hidden ne mbuya iyi
Chokwadi mbuya asikutaura chokwadi
Imi mbuya murikuziva chokwadi kuromba chte chte tsvagai mwari
I just don't know what to believe now😏😏
Satan anaro simba rekuzvisudurutsa kuvhiringa vanhu kkk. Its an agreement kuti apa ngatimbobva
Uyu muchinda arikuti arikubvisa zvinhu ndimambara arikudirei zvimwe adi kubvisa zvese akuti vanhu vanorara kuside kuti asare achiisa zvimwe anonyeba uyu
Kkkkkkkkk taura hako zvimwe hazvzonzwisisika hako why achiti vanorara somewhere
ndafunga the same.. plus explanations dzacho confused sekuru
kunwiswa tsvina haaaaa varoora ava ka
Wataura iwe this people ma suspect i dont trust them sekuru na mbuya vakungobvuma nezvavasingazive
@@mukadziaknaka01 vakungodairawo sevanhu vaneproblem aya machinda ndrukuona sematsotsi
pakuzonwisana mvura yagezwa kumeso mnje apa uuuuummmm bhoo ere amana
Mkoma Neshamba ndinoku tendai nekuti ratidza zvakavandika zvinotyisa .Ndatya nazvo chokwadi hurombwa hunotyisa ending yacho ndiwo maresults ataona apa.
Vanhu awa vabvuma kutadza vanoda kupona kwete mhiko dzekuti vazofe veduwee o hope zvose zvaitwa apa zvopedza
Amen
Haaa Dremas sando dzenyu,avo varikuti kushungurudza vabereki dai vari vako vakaromba uchishungurudzwa hawaimbozvitaura ,anonzwa kushinya kweshangu ndiye akaipfeka
Vanhu veku gazebo hokoyo, mushonga wakaita mugare wazikanwa.
Varikuda kuraravachiisa zvimwe pamba matsotsi ayo.
Taura hako marketing strategy
The name of Jesus higher than other names...Vana vangu vaparara nekushaya zivo rakadaro bible .Mwari tigoneseiwo tizive chokwadi tinamate pachokwadi
Sure kuparara chaiko
Amen 💯
Chokwadi kuparara chaiko
Trymore Muparinga anogara achizvitaura kuti vanhu vangu vaparara nekusaziva
Mbuya vane more zvavakabata zvavarikuvanza
I like the word "CONFIRMATION "
The livechat was on fire today..Thank you DREWMAS MEDIA for such a lovely show today.
Drewmas media..when it happens you are there 💪
Good anamadzibaba❤
Haaa nyaya inotyisa iyi mukubata umu ngatingwarirei paya pavanotipa havatiudze Kuti zvinopanduka ngatichenjerei mishonga iripaviri
Ndimi idzo kwakumberi.... conversion berified roja roja confirm kkkkkkkkkkkkkk. #Drewmas @higher levels, Chihera achapedzisira akubatsira vanhu futi kkkkkk
😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkk
😂😂😂
Kkkkk inini ndapererwa zvangu reginai reginai century finder,yohwee imika
Holly Ghost fire ♨️♨️
Muzukuru God is alive unobata mwana in Jesus name
Mwari pindirai mudzime moto uyu mhuri yatambura iyi
Combination yana madzibaba iyo yandiitira
zvakunzwisa tsitsi izvi chokwadi veduweeeka zvakaoma ukaona vanhu vakuru vakutambudzika kudai zvakangooma 😭 apo vanenge vakaita vasungazive kuti zvichazodai
Sekuru Busta vanopedza masports matepa tepa vakabata basa zvekurevesa musasaiza guys paBenrdge pakayofa munhu abatwa nezvunhu zvake uuum much love Neshamba
Muroora uyu akangwarisa kkk anobeliever maporofita too much😂😂 I hope vanobatsirika havo
Kkkkk ehe
Mroora zukuru mmmmm akanyanyisa mwana uyu
Kkkkkk yeah
Ko madzibaba makudzingirei vanhu pamba apa
Muridzi wendimi ngaadudzire ega aaaaa ndochiporofuta chandisingadi kuona ichi
Huroyi hwakashata hama... Dai hake mwanasikana uyo asunungurwa, mbuya avo muroyi mukuru chaiye
Gen'a raida kuovertaker gen'a remwana rasekuru kkkkk ndozvakavapa kunobata bcz vaida kuti mwana akunde gen'a raida kuovertaker kkkkkkk
MUKOMA ANDREW INI NDIRIKUDA HANGU KASONG KANOVHURA CHIRONGWA AKO NDINGAKAWANE SEI.
PANYAYA IYI KA MA1
Thx for helping this family God bless you
Shumba thank you for bringing these news to us!
Tinotenda
Asikana poor sekuru 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌varikutodedera vachigeza kumeso
Ndarwadziwa
I think vazozvinyanya pakuti zvose zviitwe pajekerere cz sekuru vazeee vakuitwa kunge pwere.
Mroora zukuru ndiye ane yese 🙌 haaa harahwa dzavaridzi nhasi dzinoona moto
Tatokanganwa nyaya yehoko ye mupostori uya tave pa dumwa raunzwa na tsika mutanda. Nyaya iyi ndeyekupenga. The real culprit is mupostori wehoko
team drewmers salute l'm here
Pakuzoti vanhu ngavasarare pamba apa ivo madzibaba vari kuda kudzoka kuzobvisa zvimwe pari trick. Vanonatsodyara masinhi manjie.
Haaa vanhu varikuitiswa
Kushungurudza vanhu vakuru uku.
Drewmas media mavekumberi well done
Saka kuzoseka chii maporofita
zvimaporofita ndezvenhemha izvi. ilanguage rudzii iyo
Andrew sando dzako pakumora nhau
It’s called speaking in toungs pachishona kutaura nendimi
Naiye muzukuru wooo anazvooo ngaatibvire apo kuyamwiwa chiiii
Mbuya nasekuru hapana kupera kwezvinhu izvi kana imi musingatauri chokwadi munozviziva zvinhu izvi
Thanks so much drewmas media for sharing some news at all places in our country,
I just want to say that"zimbuya repakona zimuroyi".ndatenda
Kkkkkkk zimbuya repakona here 🤦♀️dai Mwari vanzwa tsitsi vatigonese kunamata kusvika mukufa veduwe
Mberi nebasa team rese I give you all the respect
Pakuzonwisa vanhu mvura yagezwa maoko ummmmm
Rambai muuchifuurirra mbere nechirongwa tiri kuona zvaka siyanasiya
Haiwawo Drewmas Maporofita ayo inhema dzoga idzo. Chinhu chavo chavakabvisa icho muchaona hapana chaitwa apa. once had a case yevamwe vandakazonyadzisa vanyepa kuti pane chinhu mumba mangu and ndikazviona vachichiisa ndikavatangira kuchitora. They threatened me with death vachinyepera kuti bamkuru vangu ndivo vakachiisa vakatora kumacheke.haiwawo i hurt those so called prophets
Hurt wheya?
Kkk unorwara
Demons are afraid of the word of God. The will never be destroyed by the evil
Well said how can evil destroy evil?
They just divert them
And they will come back in another angle
@@duduzilesibanda6789 of course demons always find ways to affect you. This is why we are urged to stick to the bible, to Jesus Christ
you actually follow a religion brought to you by Rhodesian settlers?😂
Really sad situation…
iiiiiiiiiiiii 🙌🙌
mmmmm gogo vanoda shamhu
Nyaya iyi inotyisa
Kkkkk hanzi vana kuita ma bhuru enyika.
Mwana wema stands arikupi ndiye aneyese akaromba kuti ahwine kuti akurire vamwe vake it's clear vakaroma nhani
vanhu vaya vatanga..
Conversations,reginai reginai bensaviya
Ahhhh, chikupisa
Kkkkk U are very funny wena kkkk
Muri kurwisanesa baba ne vanakomana and the girls
Kwete apa vari kubatsirwa kuchenesa musha nekuti nevana ndizvo zvavari kudawo.After all Africans taiteedza chivanhu some still practice chivanhu asi zvaane huroyi saka mweya mutsvene akauya kuzotiratidza nzira.
Ambuya muri kuziva chokwadi
Muzukuru mapindurire Ake Kani arikusundira mbuya nyaya kkkkk
Nhasi Drewmas tiri ane rimwe level ndimi dzandipedza ini
Mroora zukuru ka 🙌
Hanzi chikomana🤣🤣🤣 munhu anezera nababa venyu vakomana musadaro imi
Kkkkkkk chikomana zero nasekuru vavo chaivo
Uhmm apo parikuinzwa zvisvinhu here.mwari uyuka.mutipe next nhau tinzwe
Christian ambassador bass club. Thanks you. Madzibaba
Thank madzibaba saka munowanikw kupi. Mune number dze phone here
Nekuti tirikutambura takawanda pasana pekushandiswa nehama inini ndinogara. Mugweru. Ndinoda kuzowona vanamadzibaba ava
I want back to sender
Ndiriku Britain pakutaura kudai
Nyaya yewuroyi yakaipa
muroora nekuda marriage onwiswa mvura ine tsvina. god bless u muroora
Thanx Drewmas l hope vanobatsirika nezita raJesu.munotigonera nedzinopisa dzatirikunzwa
Do they not have smartphone to video record this strange occurrences . They should take videos when it happens
kkk yeah vapedzerwa , vanhu ava vashanda ava , chiremba chinezerere chakanyanys
Vanhu vanodzura nekubata zvinhu matsotsi atouya sure asina chinhu but vanenge vakatemerwa mumwiri mawo it's like magic vatobvisa vagoporofita but hapana chinochinja vanopedza pfuma yese mugosara muri marombe so careful guys , Ivo vovana gogo vachida kubatsira nemoyo wese ngavabudise zvinhu zvavo Vega coz ma1
The word of God will remain no matter what,usadherere Mwari,haadhakwe
Maporofita aya ...varikuda kuisa zvinhu husiku pasina vanhu.. mwari vakurangei
True apa parikuda solution kwete kutiudza zvatakanzwa kare