I feel sorry for muzukuru she is a wife material bt what she is going through she is still strong she doesn't mind even kutukwa kwaari kuitwa May the lord bless her. mwari sunungurai mwana sikana uyu nezita rajesu
This is a great lesson kune vakaromba neavo vanoda kuzoromba.Magumo acho anorwadza asi maimbodakara.AND haitorina gope pameso.Siyai vatambure,muzukuru ngaaende anofira isiri yake
For some reason I feel sorry for gogo and sekuru. Muroora may God richly bless you. You are one in a billion. Noone would blame you if you decided to leave.
Ini hangu handina chandafarira nekuti zvirikuita kunge mwana uyu anerudo sterek asi arimuhusungwa.akagadzirwa pamusha apa.life yake will never be the same.akatokanganiswa
Muroorazukuru uyu ngaaende kumusha kwake....achazofa ..hama dzake dziripiko shuwa kusiya zvakadai.. Mbuya naSekuru are just stubborn l think vakuda kumboignowewa until they are serious... Shumba Andrew you have done your best mwana wababa vangu....haaa zvoda kubetsera anoda kubetsereka mhani inbovasiyai ava Chikara .
Kunyangwe zvichinzi hapana musha usina gonzo uyu wakanyanyisa musha , uyu wee , thank you muroora uyo ane moyo God bless you dear ,asi mumusha umu hamuna life pako wakazama tendwa nashe dearly , Dreamas Media thank you for taking us to the higher level , ndokumbirawo foni dze muroora uyo auuye kubasa asiyane menhamo iyii Shem unofirei usina kana kanotii mai sadza mumusha umu, uya ushande kuno dear cc am in capetown
@@nyashagrace11 taura hako ndizvo ndakufungawo.yes she is sweet and all but am starting to think akapiwawo share navamwene.she seem to be on the same side navamwene and not sekuru.nhasi sekuru vandirwadza zvangu
Newe muroora zukuru unofirei ndaimbokuyemura but not anymore🤞 enda kwenyu mhani ndagumbuka asi urimukadzi wengozi hre uchadyiwa unopa shungu newewo siya NO Man PACK AND GO masadunhu dzingai varoyi avo kuno Gokwe hatichagamuchira vakadzingwa
Zvivindi zvine muroora uyu neinfomation yaainayo zvakundipa kuva more on a nagative side naye than positive arikubikira nyoka mazai achitoziva uyu...hakuna kushinga kwakadaro plus maspirits aya anoonana she needs help mizukuru uyo more than chembere idzo..my advice muroora ibva pamusha apa
Muzukuru u are a darling bless u. Mbuya nasekuru vanoziva chokwadi asi zvanyanyisa shuwa zvinorwadza. Hugs mzkuru. Gogo nasekuru taurai Chokwadi ndapota
I am an ardent fan of yours. Your series never cease to captivate me. Your professional conduct, thought-provoking research and bringing to light the plight of people facing difficult ( mostly strange) situations is not in vain. This world is awash with glamour and fantasy - you are different. God bless you 🙏👍
I feel that avenging spirits are of their daughter and son. Especially the daughter who died mysteriously and instead of her being buried to her home where she had started with her husband but they collected the body and buried her there. I don't know if that's how it's done in their culture or something I was confused really. This is why women in zim don't feel like they belong in the family they have joined and started. Listen to Gogo even after nearly 50 years with Sekuru, she still says "I don't belong here". Zim needs to accept muroora as members of the family and not to regard her as a stranger all the time. Gogo munhu ankangwara ava. She is acting as if she is losing her mind just get sympathy from the people. She is so manipulative. Watch the video focusing on gogo and see how she act and answer the questions. Since the young lady mentioned that she thinks Gogo is confused, she started to act as though she doesn't understand the situation. Then when it turned to Sekuru, she was like she just woke up from hibernation and started to fire well thought questions. Gogo is very smart person. When she is in trouble, she runs to the state of mind but if she thinks she is out of the woods, she act normal. I feel sorry for the young lady. She is such a kind hearted person that they are lucky to have her. If their own children, and varoora ran away from them but she stayed with them to try and get some help why wouldn't she. But she is there for them and on top of that she is touching 💩 poo something that their daughters should have been doing when we come to our culture. Muzukuru mukuroorwa not kuti akaberekwa mumusha umu. But I salute her being a kind hearted person even though Sekuru Gonamuroyi vakati she is being used by Sekuru nemushonga as well which is causing her not to have children. That's where I feel angry with Sekuru there that he is abusing everyone including the hand that cooks for him. And it looks like that young lady knows more than she is letting out. when they were like angry a little bit, she made a statement like " I'll say it so people can hear it" something like that. There is a lot going on there. Muroyoi haana tsitsi
Muroora you are such a great heroin ,your patience and perstistance can not compared to anyone else.You deserve a better living conditions than this,you tried your best to assist with your good heart but these grannies does not want to confess and speak out the reality.Muroora please just go for now until problem yapera iyi.I am bit worried kuti unozokanganisika muupenyu hwako.Best wishes muroora,God bless you
Muroora has a golden heart. May God bless you. This is a spiritual matter it requires higher anointing to be solved. the best way to help this family is to go to them to churches. i recommend churches like PHD, UFIC. We have heard such kind of stories and people who go there come with testimonies.
Murora she s brave shm ariwumwe achiona zvinu usiku dai akaroba pasi shm yoh ndoona anomuda zvisingaite mrume wakhe coz awungagare pawunoona zvikwambo mawusiku each nd evryday coz kukasviba unongo ziwa kuti naamoo yatanga yoh mroowora i salute u shm
Muroora wandityisa mmnmmnmm wakashinga. Pawugere pakawoma. I can't sleep after watching this Ambuya varikuviga. She is hiding a lot. May be vakazvikafa vanobva vafawo. Varikuvanza zvakawanda. Mwari Pindirayi 🙏
I feel sorry for muzukuru she is a wife material bt what she is going through she is still strong she doesn't mind even kutukwa kwaari kuitwa May the lord bless her. mwari sunungurai mwana sikana uyu nezita rajesu
Amen
Hazvisi normal murora Waco chaiye akatiza akatoroiwa uyo
Munhu
Amen
@@brendagonese4526 Wataura iwe.akagadzirwa uyu
I feel sorry for muroora, Ko murume we muroora aripi ? She is facing all this alone!! You are very strong!! May God richly bless you muroora
Akatiza l guess.
This is a great lesson kune vakaromba neavo vanoda kuzoromba.Magumo acho anorwadza asi maimbodakara.AND haitorina gope pameso.Siyai vatambure,muzukuru ngaaende anofira isiri yake
Yaaa pakaipa muroora amboshingirira nevanhu ava mwana mudiki chaizvo kugara nemunhu ane nyoka ivo sekuru vanongoita hasha zvenhando muroora akaenda uyoka vachamudemba regai varohwe nambuya havana mukanwa chaizvo muroora ndiye akwanisa kusara navo , vanorwadza vanhu ava. Igamba muroora uyu l salute you makoti geza maoko iwe ndiwe wadii kana vasiri kuda kutaura chokwadi kuti vabatsirike
For some reason I feel sorry for gogo and sekuru. Muroora may God richly bless you. You are one in a billion. Noone would blame you if you decided to leave.
vanorwa ava vakura kune pfungwa kuchembere drewmas ibvai apa
Bho
Mbuya munemoyo wakaipa taurirai sekuru chokwadi makapa Khule bota before nyoka saka yakatsamwa 🔥🔥🔥🔥🔥
Excellent muroora aripane rimwe level 100% zvinoda kutendwa kuna mwari kuwana munhu akadai pamusha it's a blessing
But gogo varikudyairira vanhu
Mwari dai vakandipawo mkadzi anenge muroora uyoo❤❤moyo wake wakanaka chose
True. Such a wife would be a blessing in one's life.
Mzukuru ngaamboenda. Ndiwe wakuzotakudzwa zvinhu izvozvo.
Mwari vanoona zvatisingaone
Tiregerereyiwo jehovha isu vana venyu panyika ino tinokutadzirayi mukufunga nemukuita mukuziva nemukusaziva Tiregerereyiwo Mwari Amen
ahhh ko nhai ndohuzukuru hwacho huripo apo, kuti inini hantie, mukadzi wangu voenda kwasekuru wangu ini kwakaberekwa mai wangu, yoweee, ahhhh ko ngaaende kumba kwavo, haana hama here.
I am happy,to hear invitation from big prophets,its a good challenge.Well done Drewmas Media,u are taking us to another level.
True can’t wait to see the likes of magaya, makandiwa, java, Freddy, Uebert nana sekuru Banda coming forward to help this family.
I really feel sorry for muroora 💔.She did & she is trying her best. GO WELL you deserve better life than that.
I love the carrege yaanayo
AMEN
Chokwadi vanofanira kuva vakamugadzira uyu
@@nyashagrace11 muroora ngaasiyane nemhuri isina kurongeka,she is being used as a goblin
Muroora anetavo regai azorore apa mutorwa fty aihwa enda zvako iwe hant havasi kuda kutaura chokwadi hre
I have no words to say ndukungoda kutenda muroora zukuru uyu akashinga i have learned so many things kubva kwaari may God bless you 🙏
Ini hangu handina chandafarira nekuti zvirikuita kunge mwana uyu anerudo sterek asi arimuhusungwa.akagadzirwa pamusha apa.life yake will never be the same.akatokanganiswa
Dai ari mumwe abva achiri mupenyu
Mkoma Andrew udzai Muroora ayende zvichiripadhuze anodyiwa nevanhu ava
God bless you Muroora wamboshingirira hako mbuya na Sekuru ava avabatsirike shem
Muroorazukuru uyu ngaaende kumusha kwake....achazofa ..hama dzake dziripiko shuwa kusiya zvakadai..
Mbuya naSekuru are just stubborn l think vakuda kumboignowewa until they are serious...
Shumba Andrew you have done your best mwana wababa vangu....haaa zvoda kubetsera anoda kubetsereka mhani inbovasiyai ava Chikara .
Nhy henyu
Mzkru thnx pawakaita pakwana chivasiya sekuru nagogo coz havabatsirike
Haaaa this is enough just leave the family in peace. To the muroora you have done more than enough. Dzokera kuvabereki mwana sikana
Kasekuru ako karikurwara apa hutsinye. Asi mukadzi uyo akasiya apisa imba kugarira nhamo yekurara musango. Hutsinye chaihwo apa vakurwara ummmmmm zvakaoma hazvo.
Muzukuru rume ngaabvise mkadzi wake pamusha apa achazofira pamusha apa yoita imwe ngozi
Kunyangwe zvichinzi hapana musha usina gonzo uyu wakanyanyisa musha , uyu wee , thank you muroora uyo ane moyo God bless you dear ,asi mumusha umu hamuna life pako wakazama tendwa nashe dearly , Dreamas Media thank you for taking us to the higher level , ndokumbirawo foni dze muroora uyo auuye kubasa asiyane menhamo iyii Shem unofirei usina kana kanotii mai sadza mumusha umu, uya ushande kuno dear cc am in capetown
Well done muroora you have a golden heart God bless you
Immmmm ndanzwa tsitsi nemhuri iyi ko Vana vacho varipo chimbobatai Vana vacho Mr me Shamba
muzukuru respect sekuru usazvitorera mhosva . pana sekuru enda hako kumba kwako focus with marrege thank you so much
Right!
Correct..... anenge avakupindiridza
i will repeat this again ingozi iyi.Haiperi nekubvisa zvinhu
Muroona ane rudo uyu she dont derseve such life like this..May the Lord God bless you and protect you from this evil thing
Muroora ngaasuduruke urimutorwa chero zvikanaka mhuri yaungana ndiwe unonzi wakashata wakaita moyo wakanaka nebasa guru rawakaita.Mwari vanokuropafadza zvizhinji.
God bless you Muroora. You are one in a million
Not normal
I wouldn’t say God bless you, why is she still there? Mutorwa pamba apa ari kumboshingirirei
@@angelakwaramba9752 vakapedza naye kare uyo mukadzi wenyoka nezvikwambo akuna tsitsi dzakadaro
@@moreblessing7653 you are right
@@moreblessing7653 kkkkkkkkkkkk maikani 🤣🤣🤣🤣🤣
Mrora uyu .munhu akabva kuvanhu ..God bless you... Gogo taurai chokwadi mugone kubatsirika
Muroora chisuduruka pamusha apa you have done your best " unotavireiko tea isina sugar"
Iwe shaz arikutoda isina masamba muroora uyo ,Hona gumbo panze
Muzukuru roora hama dzake dziri pi umm kushingirira kwacho
Muroora zukuru u're beautiful. True African beauty
Chokwadi
Muroora is a good speaker haaa anotondedzera murandakadzi' uyu and so convinincing I
Pamba apo ngapasadyiwe mazai tione kuti zvinodiwa, uye ngapasasiiwe chikafu manheru
Sekuru nambuya vava kutoshungurudzwa ko sei Jowa wacho asiri kuuya
Muroora is beautiful 😍 ngaasiyane nezvapamusha uyu aita mwana mudiki anofira mahara
Mumwe anenge asina kwekuenda
@@tarirogracediary2413 Aiwaka mudikani kuti akasiya apisa musha here muroora uyu kwaakabva
Taura hako Melody ndotozvishaya ini kuti nekuda kweyi akagarira nhamo yakadayi
Muroora or mzukuru?
@@elliotronald1884 muroorazukuru.mkadzi wemuzukuru
asi moto ukunzi wakabvira pamakuva apo mukuzvionawo seyi moto uyu l thnk vanhu vawakauraya
Muroora , l salute you . She must leave before it’s too late
It's true apa sekuru avaka na mbuya Ava ngavasare vega🙄
True ngaende hake mwana we vanhu asati afa
I wonder murume wacho aripi
Anotoda help muroora kuti abve mumusha umo akaputirwa nemishonga yagogo avo
It's too late apa vakapedza naye mbuya muroyi chaiye kwete wekutamba nemasahwira avo
Muroora ngaabve pamusha uyo panoroiwa sterek aende kumusha kwake ah
Murora ndamuda hangu ini she is so sweet and loving
Akapedzwa naye uyu
@@nyashagrace11 iye akutofanira kufamba but amwene Ava vanoda rumamiso varikuziva chokwadi chinoitika huroi humwe hunobatanidzwa nemoyo especially nyoka dzinobatanidzwa nemoyo saka nyoka ikangowanikwa ikaurawa vanotofawo maonero angu hangu ndoona kunge ngozi yakamutswa nevamwe vevanhu vaakauraya nehuroi hwavo
Why muroora cleaning Sekuru, mukadzi wavo aripo? Gogo can clean her husband if she has energy yekuvarova. Muroora run with your life .
@@nyashagrace11 taura hako ndizvo ndakufungawo.yes she is sweet and all but am starting to think akapiwawo share navamwene.she seem to be on the same side navamwene and not sekuru.nhasi sekuru vandirwadza zvangu
Muroora ngaaende hake
Muroorazukuru umm akashinga. Hapana zvaakaberekeswa here. Ko adii kumbobva hake. Ko murume wake akabva wani. Ko ane vabereki here mwana uyu.
Gogo avo inyasire chaiyo vane nhema dzisingaite
Nhema dzine ndebvu
Pakuda mambo
Ndavatadzawo ini 😂 she is a drama queen
Kkkkkkkkk wapedza hama amai wedu chokwadi chinowanetsa zvakanyanya
@@silindilemoyo5808 😂😂😂
Panenyaya apa. Panebasa pamusha apa. Drewmas Media you have really taken us to the next level.
Muzukuru ndaende zvake kumusha kwake, what is she suffering for.
Mukadzi wenyoka ya gogo hana kwanoenda
True
Where's her husband, why is he letting her stay apo
Ko murume wemukadzi uyo arip
Hapana chaari kufira wena,vana vepo vakatiza
Thanks Drewmas media haa pakaipa
Mzukuru akashinga uyu aahh ndirini ndingadai ndakazviramwawo sevana vavo. Havabatsirike machembere aya. Yooh. Muroora uchenjere kuyenda waberekeswa dhiya. Panenyaya hombe apa. Vatovene serious confusion chaiyo.
Chokwadi sekuru kuzungaira vozoti rough hameno Kuti washen vachaita sei kana mroora akatakura twake
Aaaaah ichiriko nyaya iyi .Ndakapedzisira kuzvinzwa pandanga ndiri kumusha ikoko kwaMusami
Newe muroora zukuru unofirei ndaimbokuyemura but not anymore🤞 enda kwenyu mhani ndagumbuka asi urimukadzi wengozi hre uchadyiwa unopa shungu newewo siya NO Man PACK AND GO masadunhu dzingai varoyi avo kuno Gokwe hatichagamuchira vakadzingwa
Muroora uriwofuma wakaoma. Tsvina yawakuwachiswa iyo itori mhiko Sekuru vakuzviitisa matauriro avarikuita munhu akurwa iyeyu zvinhu zvavo ndozvikuda kuvauraya. Ngavareurure vapone.
Zvivindi zvine muroora uyu neinfomation yaainayo zvakundipa kuva more on a nagative side naye than positive arikubikira nyoka mazai achitoziva uyu...hakuna kushinga kwakadaro plus maspirits aya anoonana she needs help mizukuru uyo more than chembere idzo..my advice muroora ibva pamusha apa
Kule na gogo vanozivana panhau dzavo
Muzukuru u are a darling bless u. Mbuya nasekuru vanoziva chokwadi asi zvanyanyisa shuwa zvinorwadza. Hugs mzkuru. Gogo nasekuru taurai Chokwadi ndapota
Ko iwo maprophet vanamagaya namakandiwa nevemaziso emweya T fredy vadikubatsira mhuri idzi
Thanks makot God bless you shuwa rongedza uende zvisat zvakuwanawoo
So sad for muroora. May God bless her.
Muroora ngaabve pamba apo
Sekuru nagogo havana chokwadi
@@lillianmumanyi9552 Chokwadi
@@lillianmumanyi9552 Anogona kufa sure
Muroora uripamberi,une moyo wakanaka,age yako kugeza dhodho remunhu mukuru iye ane vana vake
Mwari akuitire zvakanaka
This is sad guys aya ...but mmm can’t stop laughing at Sekuru’s tantrums 🤣...hanzi ngatitore simbi tikurove nayo
Kkkkkkkkklkkk
Gogo garayi nenyoka yenyu ,mashupa imi ,muchengete zvakanaka samaita ,munobhowa
I am an ardent fan of yours. Your series never cease to captivate me. Your professional conduct, thought-provoking research and bringing to light the plight of people facing difficult ( mostly strange) situations is not in vain. This world is awash with glamour and fantasy - you are different. God bless you 🙏👍
Saka mari ikutumirwa gogo nevanhu vakubatsira ndiyo yavari kutengesa havo mazai ekuti nyoka yavo idye.
@@pardonmusonza4238 🤣🤣🤣🤣eeeh havo
@pardon musonza ehe ndiyo zvayo gogo patori nebsa guru chairo avo vanoda shamhu
Muzaya uyu ini ndamuda hangu shuwa namwari mukadzi anehunhu hunoyemurika
God bless you muroora, dzokera hk mhedzisiro ungafire mahara 💔💔
Mzukuru ngadzokere kwabo asiye vanhu ava netunhu twavo.
Ummm zvakaoma muroora zukuru ngasuduruke nokuti zvakaoma zviripamba apa Ngozi chaiyo irimo yakasimba
Muzukuru uyo anemoyo vakanaka bt ngagwarire anozosairirwa zvinhu izvo zvikazomunetsa hupenyu hwake becoz sekuru nagogo havasi kutaura chokwadi vachafa very soon
Kkkkk. Vakupomerana! Ghondwa vs Nyoka!
@@lee-annlaurence6150 ma1 vena hapana muroyi anobvuma atofa achiramba chokwadi
Sekuru vanoziva nezve moto, why vakati uchakuteverai ndobva watevera. Well done muroora, moyo wako ndauda. God bless u
Mbuya ndavarohwe avo.
She is wasting precious time. Plus nyoka ichipo ndoosaka vachiramba vachibikisa muroora mazai
Nemambishi akatsakatika muplastic
Please display you contact number. We want to come and pray for that family. This is a case of big time witchcraft.
Naiye mroora anezvivindi haiwa juswera achibikira nyoka ngaamboenda kwake ozodzoka zvanaka
Ichokwadi vakarohwa vanotaura chokwadi
Muzukuru sikana nngaamboenda kumusha kwavo, zvakwana wambomira navo
I feel that avenging spirits are of their daughter and son. Especially the daughter who died mysteriously and instead of her being buried to her home where she had started with her husband but they collected the body and buried her there. I don't know if that's how it's done in their culture or something I was confused really. This is why women in zim don't feel like they belong in the family they have joined and started. Listen to Gogo even after nearly 50 years with Sekuru, she still says "I don't belong here". Zim needs to accept muroora as members of the family and not to regard her as a stranger all the time. Gogo munhu ankangwara ava. She is acting as if she is losing her mind just get sympathy from the people. She is so manipulative. Watch the video focusing on gogo and see how she act and answer the questions. Since the young lady mentioned that she thinks Gogo is confused, she started to act as though she doesn't understand the situation. Then when it turned to Sekuru, she was like she just woke up from hibernation and started to fire well thought questions. Gogo is very smart person. When she is in trouble, she runs to the state of mind but if she thinks she is out of the woods, she act normal. I feel sorry for the young lady. She is such a kind hearted person that they are lucky to have her. If their own children, and varoora ran away from them but she stayed with them to try and get some help why wouldn't she. But she is there for them and on top of that she is touching 💩 poo something that their daughters should have been doing when we come to our culture. Muzukuru mukuroorwa not kuti akaberekwa mumusha umu. But I salute her being a kind hearted person even though Sekuru Gonamuroyi vakati she is being used by Sekuru nemushonga as well which is causing her not to have children. That's where I feel angry with Sekuru there that he is abusing everyone including the hand that cooks for him. And it looks like that young lady knows more than she is letting out. when they were like angry a little bit, she made a statement like " I'll say it so people can hear it" something like that. There is a lot going on there. Muroyoi haana tsitsi
Zvakangooma veduwee
Ehe pane nyaya hombe chaiyo chaiyo hanz ndozvitaura izvozvi
MAREVA
Thats true dear.Muroora akashinga uyo.not all ladies out side nowadays are like her.a witch doesn't feel sorry for other people.
Bano nyepa aba
Vakafa vanhu ava zvinhu zvavo zvichasara zvichinetsa vana, they are proving kuda nyoka nehurombwa hwawo hwaparadza misha more than their kids.
Muroora you are such a great heroin ,your patience and perstistance can not compared to anyone else.You deserve a better living conditions than this,you tried your best to assist with your good heart but these grannies does not want to confess and speak out the reality.Muroora please just go for now until problem yapera iyi.I am bit worried kuti unozokanganisika muupenyu hwako.Best wishes muroora,God bless you
Muzukuru ngachibva anopedzesera akuvanzwa nekutaura chokwadi kwakuita
Muroi akafanana nemusoja haaite give up anofa nehuroi hwake Mai Ava havasikuzobudisa huroi hwavo nekuti vakabudisa vanofa
nook iri kudya mazai
Kumba kwedu zviriko izvi avataure chokwadi vanhu vacho 😭😭😭
Muzukuru ngaende uyu tsitsi idzi anofanira kuitira murume wake kwete mbuya vanoroya ava anogona kutourayiwa uyu akufumura mbuya ava
guys muroora needs mor help than ana sekuru na mbuya...go muroora.its ok.murume wako usamusiye this problem ndeyana gogo not yenu.God guides always
Sando kumuroora akanyorova shame Mwari ipaiwo mukadzi wangu moyo unenge wemuroora uyu 100%
Ah muzukuru enda unofa apo. Vanhu vese ava sekuru nambuya vanozivana
Muzukuru enda unofira mahara .uchaona zvousiku zvokurova unofa enda kumba muzukuru
This young lady muzukuru is very strong 💪 hake and amira navo akashinga hake be blessed hako
Haa shame muroora uyu munhu akabva kuvanhu sure III amboshingawo but zvaaramba enda hako muroora 🙌🙌
Muroora has a golden heart. May God bless you. This is a spiritual matter it requires higher anointing to be solved. the best way to help this family is to go to them to churches. i recommend churches like PHD, UFIC. We have heard such kind of stories and people who go there come with testimonies.
You can say that again ..I have never seen such a beautiful heart ...with this girl...God bless her
All I want to say is LIGHT BE!
God Bless Muroora uyo Anerudo rwakanyanya
muzukuru ngaaende avasiye vakadaro nezvinhu zvavo, hvabatsirike vanhu ava , nyoka ichiripo mbuya varikurambao nayo, sekuru havasio kuda nezvavo
This is a beautiful woman wat is she doin with these pple eventually she will be entangled she must leave before it’s too late
She's already tangled, remember they reported that she's now being used again while asleep, akutorwara zviya zvakaitika pekutanga
Hana kwanoenda uyu anoroya nambuya avo hanti ndiye akubika mazai enyoka now
Kana neniwo i don't understand kwake kuri kuda marriage here hapana hapana
Kkkk aayas gogo avo inyanya chaiyo
Ko murume wacho aripi
Murora she s brave shm ariwumwe achiona zvinu usiku dai akaroba pasi shm yoh ndoona anomuda zvisingaite mrume wakhe coz awungagare pawunoona zvikwambo mawusiku each nd evryday coz kukasviba unongo ziwa kuti naamoo yatanga yoh mroowora i salute u shm
Muzukuru dai wabva hako.ipapo
Muzukuru mwari ngaanzwe kuchema kwako uum Zvakaoma hazvo
This is the best part of Musami story.
Blessed should be you muroora. May God be with you life is not fair
Well done Drewmas🎉🎉. Vanhu vapererwa ava shame
Havana kupererwa matsotsi Sekuru nambuya avo kune zvinhu zvavo vanokuziva muroora ngaaende moto uyo ukavapisa vanotaura
Andrew wadii wangotakura mhuri iyi woiendesa pamagaya,makandiwa kana Java timboonerera.vose maporofita aya amboiswa patest
Donald sorry nekunetswa ndrikukumbirawo kuti umbobaya ka pic kangu uno subscribe
Uyu muzukuru uyu,I think she has done a lot ngaachizvisiyawo because vachasiya vamuberekesa zvinhu zvacho chembere idzi.
Muzukuru yo life will be testmon sekuru avondomuridziwemoto
DREWMAS MEDIA TAKING YOU TO OTHER LEVEL THANK YOU SO MUCH CHIHERA AND MUKOMA NESHAMBA ABOUT THIS UPDATE
gogo ava vanoda kumborohwa chaiko zvakasimba varege kutamba nesu,tovabatsira seiko?@POLONIUS FROM SOUTH AFRICA.
Ngavasatuke muzukuru cz arikutambudzika pamwe chete navo vana vavo nevaroora vavo vakavatiza wani saka muzukuru uyu ndiye chete munhu anotovada cz haana kuvatiza
Ummm murora asvika pakuperewa shuwa.God bless u
Inini ndakanzwisisa zvakataurwa nemurume uya kt inyoka irikukonzeresa moto bt zvinogona kt pavakapiwa nyoka yavo yakabatanidzwa nemoyo wavo ikaurawa neivo vanofawo ndosakavasingadi kuibudisa
Bŕother neshamba mukadzi achiko hr uyo kumba uko ngaaende kumusha kwemurume wake
1..hama dzemuroora dzirikusiya mwana achigara pakadai sei kwenguva refu?
2..where is the husband wemuroora?
3..why gogo vachiramba vachibikisa mazai everyday?
Muroora akasabva ndiye achasiirwa zvinhu or akatojoiniswa futi asingazive.. Hama dzake ngadziite action dzitore mwana uyo cz ari1 ndaona asingabve
I think mudzimai wengozi hazvisi normal
True umwe uya wakaenda kare wani pazakatanga wekupisirwa mari
😂😂😂😂
Iiih mwana uyu ngaasudurukewo ambozorora aah ambozama veduwee
Muroora wandityisa mmnmmnmm wakashinga. Pawugere pakawoma. I can't sleep after watching this
Ambuya varikuviga. She is hiding a lot. May be vakazvikafa vanobva vafawo. Varikuvanza zvakawanda.
Mwari Pindirayi 🙏
Vane hushingi kani gogo avo munhu anoshinga kugara nechikara chemusango chinotyisa ummmmmm moyo wavo mukukutu dy Mwari vapindira zvavo pamuroora zukuru vatsunhura hushereketwa hwese hwaakaitirwa nevaroyi vaviri avo varikuramba kubuditsa chokwadi
Hatikuridzire mhirizhonga please!!!!!
Let's talk kwete kurovana
Sekuru vakutaura zvemagandanga Mmmm muroora kasika kutiza ungakuvarira mahara kana kutozotakudziwawo zvinhu zvacho
You go drewmas. Thank you zvikuru