This is beyond heartbreaking,i can only imagine the trauma Nomsa is going through,may God give her and her mother the strength and grace to pull through this phase 💔💔😭😭
Zvinorwadza hazvo kuudzwa zvakadai asi chakanaka is that she now know the truth achiri mwana mudiki than kuzoudzwa amai vasisipo it will be hard to belive but now its good amai vapenyu and vabvuma zvakaitika. thank you Robert.
Cc Rhoda u’re strong wat u went through pakukura namai wako is hell. Cc open a new page life is hard but chitogamuchira Nomsa wauinaye she’s seems to be a smart lady.
My husband is 49 amwene vangu havasati vataura atezvara vangu. The difference now is my husband is colored Saka obvious haasi mwana watezvara saka murume wangu akabvepi
Haisi mhosva yevana ushereketwa rwakaitwa nekagogo kamuroyi ikako let's hunt and expose all these witches within our families we want a clear and free society
Zvokuti hapana munhu akaziva bonde asati arara nehama yake wakazvihwepi mukazvionepi. Ini handina until I was 24+. Stop normalising zvisina hunhu mukoma. Not everyone comes from a disfunctioning family
This is beyond heartbreaking,i can only imagine the trauma Nomsa is going through,may God give her and her mother the strength and grace to pull through this phase 💔💔😭😭
Zvinorwadza hazvo kuudzwa zvakadai asi chakanaka is that she now know the truth achiri mwana mudiki than kuzoudzwa amai vasisipo it will be hard to belive but now its good amai vapenyu and vabvuma zvakaitika. thank you Robert.
Say that again
Cc Rhoda u’re strong wat u went through pakukura namai wako is hell. Cc open a new page life is hard but chitogamuchira Nomsa wauinaye she’s seems to be a smart lady.
Hey nyaya inorema zvayo iyi vaya vanoreverera vabereki nhasi muripiko haaa ndachema hangu musadaro vabereki
Une rombo rakanaka Nomsa vamwe hatitozivi madzibaba edu usacheme hako
Taura hako vabereki vanotizvarira nhamo
Ndibamnini but ndisekuru futi
She can continue calling them sekuru but achiziva ndibaba
Zvakaona shuwa mukoma Robert
Haaa zvinochemedza izvi asi zvisinei simbai vadikanwi bcz zvakaitwa nemishonga asi💘💘💘
Vabereki Vabereki siyai mutoro unorema wamuri kutiisa pamapfudzi Isu Vana
Ngoma ngoma iyo ndisati ndanzwa nyaya❤
Nomsa God blessing you
Makuna kuna awandisa panyika pano..Mwari chiuyayi mutonge vanhu venyu😢
Mubati wengoma uyo ndatenda hangu❤
😢😢shem Nomsà Mwari vaita kuti uzvizive after so many years zvine chinangwa.
Rodha aigara paconer paoverspill epwrth pabig house l know all about everything zvamai varodhadha vaiva nebig bord vatema vapfupi vakazofa zvakaoma
ndopaunonzwa vamwe vanhu vachiti heee mai nyakukutumbura anozokuroya sei ,ko chiiko ichi 🤷🤷
Kufanana kwacho Mai nemwana! Ndeyemudanga.
aaaaaa kkkkkkkk
I salute mrovi wengoma
Rimwe robva Rati ndimai hawabvunzwe ,ndizvoo hre hama dzangu
Pakaoma ndepekuti dzimwe hama dzichatii . Vana sekuru vachatodya havo mari yemwana wavo kana aroorwa.
My husband is 49 amwene vangu havasati vataura atezvara vangu. The difference now is my husband is colored Saka obvious haasi mwana watezvara saka murume wangu akabvepi
So sad
Yaa nee
Zviri nani kuenda kure moyo yavo yakaoma 😢😢😢😢
Like me ndakatoona kt better kuenda kure nehama ,dzinoku takudza mutoro ,ukachema kt nditurei wobva wanzi anotaurisa
Nyaya iyi inochemedza 😢😢😢😢😢
Ah nyaya iyi inosiririsa heñyu ..so hanzvadzi idzodzodaidza Sisi Kuti maiguru hre aaaah
Be strong my dear
Love mbira nehoshoo..vanogonesaa
Mai tasvu tano sapota murume wavo veduwee ndatenda hanku
Itaiwoka Volume inzwike. It was very low
Shuwa
Haisi mhosva yevana ushereketwa rwakaitwa nekagogo kamuroyi ikako let's hunt and expose all these witches within our families we want a clear and free society
Mwana ngaanake ,yooo apa iropa rimwe namai vake
vana sekuru vakafanana nemzaya wavo
Zvakangooma hazvo
34yrs handisat ndaziva wangu 😢😢😢😢
Enda unobatsirwa wena uzive
Bata Mai vako kaka varivapenyu ndoo vanoziva chokwadi chose azvidi chiporofit izvi Mai ndoo chiporofit asi kuti vakashaya enda ndo batsirwa
Tete guru mukomana wengona anoda chifambiso arimberi
Ndatamba kusvika Tateguru vangu vati aa iwe zvakwana siya pemangwana ❤
Saka vasingaudze vana anababa vavo ndiyoyika nyaya yacho
Ndiyoyo chaiyo
Ndiyoyo
Vana vemumusha kkkkkkk
Vazukuru Vana vemumusha vazara
I can't wait guys
Zvakaoma hazvo l feel sorry rhodha and the child
Ndozvakashatira kun'anga huri evil somewhere somehow
Zviri kwese hama ma Pastor vari kungozviita izvi
Kana huri hwekutengera ndohwakaipa
Vabereki vedu ko sey muchitidaro chokwadi nhy😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Hakusi kuda kwavo imhiko dear 😅
So heartbreaking 💔💔
Ko mazosvitaurirei guys
Ooh my God😢😢😢😢
Aya ndomakunakuna emachokwadiii yaaaaa mbuya wawo anowa ari mai va mai
Nyaya dzobuda mudare dzinorwadza asi iyo iriworse zvakuda kusimba
Ngaachingoti vana sekuru kuti nyika isaziva.
Zvakutozivikanwa izvi
Regerera vose Nomsa mwari anokuda
😢😢😢😢 zvorwadza veduwe
Ooh Jesus
🎵🎶sounds
Gd translator wedu
Asi zvimwe zvatakaiitirwa nevakuru weduka ,kana denga ririko kuchanorohwa munhu
Haaaa kudenga kure, zvakaoma hazvo😢😢😢😢😢😢
Zvinorwadza weduwee 😢😢😢😢
Ndanzwa Tsitsi zvakaomesesa
Zvakaoma hama
Waiting
Izvi zvakaoma
Zvinorwadza veduwe be strong Rhodha and Nomsa
Zvakaomawo shuwa...zvinorema asi kutoshanda nezviripo.....very sorry to Nomsa
ndikokunonzi kurombera masimba ikoko vainge vasina kuchena mai ivavo pahun'anga hwavo vana vakange vatopindurwa pfungwa nehurombwa hwamai avo muroyi wemunhu
Robert tsanangura ❤❤❤❤
Shame, this is painful 😢
Yea
Kunzima yah
💔💔💔
Zvakaoma
Pabatwa ngoma apo nembira nehosho...sekuru nagogo vachishaura ndashotawo apo ndopatinoda kaaa apo kumbojaivha
So sad😢
Dai mangondipa henyu mwana uyo gomba harina mwana aingoera mutupo wakasiyana newamai mubvunzo we mwana wandirwadza chokwadi
Neni ndachema hey
Muridzi wengona wakapenga 🔨🔨🔨
SAD😢 SAD😢 SAD😢
Its a trauma to girl Nomsa, how can you do that? Kuve n'anga inokonzeresa
Ayizve
Explain further
Mmmm Mai ivavo vairoya ivavo kudarowo hre vana vavakabereka
Vamwe vabereki denga havaripindi sure unowanei sure kuvana wako sure
Vabereki sei muchitidaro chokwadi
Munhu uyu Roda uyu akange akapomera hanzvadzi yangu mwana uyu Nomsa December chaiye aive kumusha kwedu , eish Mwari ave nwewe and mudare hauna kutaura chokwadi chokwadi mwana uyu aitouya kumusha kwedu vanhuwe zvakaoma hazvo
Really 😮😮😮
Usadaro zveee iwe 😢😢
Haaaaaa
I think you need to contact Robert moudza vanhu zvamunoziva about this issue. We will learn a lot.
Or taurai neni kuseri.
Oooh shame sorry Nomsa
😭😭😭😭😭😭😭
Raisa zvanza Tateguru Tasvu basa iguru
Muhupenyu zvinowanikwa hapana munhu akatanga kuziva bonde asati araranehama yake taizviita muhudiki hwedu asi taiva tisingabereki zvokuti dai taibereka kungadai kusina mkunakuna .sisi rodha vaingofanira kuudza mwana wavo nokuti chero urimushonga padzinokurega mhepo unofungao wega vamwe vavakutonakirwa nadzo mhepo dzimwe dzenguva pamwe pacho muvengi anenge ambokusiya vana ngavazive vabereki vavo kuitira ramangwana hutsinye kutadza kuudza mwana wako baba vake iwe uchiziva vako ngaakumbire ruregerero kumwana wake nokuti zveita sokuti mwana wake ndiye akarara nabhudhi komhosva yake ndeyei kusvika size iyo usingazive baba kuzvikoro uko unosekwa nechikoro chese uchiti handizive baba
Mwana ngaazvitambire uye adzidzeo kuti mushonga haubatiwe unematambudziko mberi uye ane luck kutoziva dzidza rake
Zvokuti hapana munhu akaziva bonde asati arara nehama yake wakazvihwepi mukazvionepi. Ini handina until I was 24+. Stop normalising zvisina hunhu mukoma. Not everyone comes from a disfunctioning family
Dai Rhoda akataura akafa
Kana iwe wakazviita hazvireve kuti vanhu vese vanozviita. The fact yekuti unofunga kuti zviri normal zvinoratidza kuti iwe pachako utori ne problem. Unogona kuto ziva kuti mwana wako ariku rarwa ne Hama ukango siya zvakadaro nekuti kwauri zviri normal. Seek help.
@@nubianqueen4375nhai veduwe
@LivesonTambade Kowairara nehama yako yekwaani. Ini vabereki vangu vaitiudza tichiri vadikidiki tichiita mahumbwe kuti hama nehanzvadzi hadzigone kuitwa mukadzi kana kuti murume. Saka kumahumbwe taiita mukadzi vatorwa chete!!
Shem sorry nomsa 😮
young muturikiri chirungu choga choga
So sad
Muturikiri uyu ane kamwe kakuyedzera masoko asekuru zvinobhohwa
Zvokwadi Mwari munebasa
Uuu zvkaoma hazvo
Poor Nomsa ndarwadziwa
Asi zvakaoma hazvo mmmmmm mai vange vakaoma zvavo, nekungoda mbiri yehun'anga chete😢
Tamirira tanonokerwa
𝙞𝙮𝙤 𝙝𝙖𝙣𝙯𝙫𝙖𝙙𝙯𝙞 𝙠𝙪𝙣𝙖𝙠𝙖 𝙠𝙬𝙖𝙞𝙣𝙤𝙞𝙩𝙖 𝙠𝙪𝙣𝙜𝙖 𝙮𝙖𝙞𝙙𝙞𝙧𝙞𝙙𝙯𝙬𝙖 𝙣𝙚𝙣𝙯𝙞𝙢𝙗𝙚
Musadaro veduwe
😢😢😢😢😢😢iiih zvkaoma hazvo chero mai ungangokwir iwe uri benzi
Ummm zviriko here veduweee zvamotaura saka vanhu taakutambura sure kutsamwa kwaMwari
Ah kwana
Uri muroyi . Wakaromba dai wafa nhasi chaiye
Murovi wengoma anogonesa ❤
Waiting