Vakanzwa kuti kuzimbabwe kune maUS dollars ,uye mazimbabweans ano believer kuti kuMalawi or Mozambique kune n' anga dzesuwa Saka tiri kurohwa bag zvedu nekudzimaidzwa meso
Mai vacho kwakungotaura. Asi vakaenda ku n'anga vakapfeka duku kudaro. Muriku n'anga asi makutaura zveku church🤔. Most ppl make the same mistake. Mari yemushonga ndeyeropa chete. We get taken advantage of due to ignorance. We end up carrying heavy 🪨 without knowing. I respect this man's honesty. God's animals are suffering being buried alive, huroyi.
Asi dai vanobatsirawo vamira pachokwadi. Vanhu vakawanda vari kurombeswa in the name of kubatsirwa, vasingatozivewo. Zvakashata fani nekuti handifunge kuti pane mubereki angada kuti vana vatambure achiziva hake
Noo inga vataura kuti irikuenda kwandunge kwavakaromba apa Ndunge wacho akafa! I still remember paakafa vana vacho vakati kune vose vakarombeswa nababa wedu huyai nazvo tisati tavaviga,mukazouya tavaviga hameno zvenyu!
Saka zvinoreva here kuti muZimbabwe hatina N'anga Dze ChiShona nechiNdebele?, coz n'anga dzacho dzese dzine mukurumbira paSocial media ndedze chirudzi: the likes of sekuru Tasvu, Kanengo, Kafera, Bzunzamukombe naBanda etc
I like the way you explained nyaya ye microphone. Sure tinoda kunzwa zvese👏👏👏 magadzirisa. Weldone
Chokwadi chivanhu chiriko ngachigadziriswe kuwana mufunge ndatenda nazvo.zvasekuru vanogona chokwadi rambai makadaro sekuru
Vanowanikwa kupi Sekuru ava isu tatämbura
Ko zvamuri kurondedzera zvese n'anga yacho inozoita basa rei
😅😅😅😅
Bunzamukombe simbi yebasa.Muchazvionera.👏👏
But tichizogara zvekufamba famba itai zvishoma nekuti hauziwe paunorombeswa
😢😢vana baba musadaro apa uri kutsvaka rubatsiro asi wonyepa fut meaning kuti uri kuda zvinhu zvako
Baba vakabata pakawanda saka pazvakabva chaipo havachapa zive, ndavanzwira tsitsi vabatsirei sekuru
Thank you for the microphone 🎙️ Soko mukanya
i like the father he is a man and he loves his family so dearly ..all was to protect his family ....help him
Maita bsa sekuru vana takutambudziwa nevabereki vakutiuraya nekuda pfuma ❤❤❤❤❤❤❤ thanks
Uyu anonyeba akaromba ko Aida kugadzira musha kuti zviite cei sure unoenda kwandunge kunoitei
I luv this sekuru❤
Baba ava vakanakira havo kuti varikubvuma kuti ndiri muroyi nekuti ndakabata mushonga unouraya ndibatsireiwo mhuri yangu irarame
😢Tito anoda zven'anga uuuuu
My favorite ❤ sekuru vanosunga kumeso but vanozosekerera ndoopandinovada,sando dzenyu❤
He so calm kani .....kusunga kumeso inyaya yelight myb
Lets all gather here for special media 🤣
😅
😅😅😅😅😅😅ndazvinzwawo
😂
Baba ava sorry vakutoratidza kuvhiringika sad sekuru help him
My calm favourite and best sekuru. Thank you sly for listening to us tanga tanzwa nema fake sekurus vamanga makutiunzira
Special media amai vakataura
Kuseka hangu kuti special media 😂but family iyi iri pama1 vabatsireiwo sekuru
Ah ispecial media wena kkkk
Slymedia maakumberi microphone your sound quality today excellent
Nice skin complexion mai Titos
Zvototyisa kuenda kun'anga, kuma postori, unoti uri kubatsirwa izvo uri kutorombeswa.
Ndozvirikuitika munyika umu,vazhinji vanozanganisa or kutohwanda nePositori
🎉Chokwadi tichazvirega zvemaposjtori nana godobori
@@alletadeka8723hapana chonzi kusanganisa Mwari haasanganiswe pepukai mukaona anotindinoita zvese arikunyepera Mwari in,anga ndivo venhema uye idzin,anga dzinotaura chirudzi siyanainadzo ngadzidzokere kumoza kwadzo ngozi dziriko ngavanobatsira kunyika kwavo vavekutiipisira Chivanhu nechinamato chedu
Pane angandibatsirawo nekuti sei n'anga idzi (zhinji) dzichitaura nechichewa or chirudzi chekuturikigwa
Midzimu inosvika pavari ndiyo inenge iri yechirudzi,ukatarisa Bunzamukombe paanotaura asiri kumudzimu anenge akasununguka atori munhu waunotoseka naye asi paanopindwa nemidzimu urikumoona pachiso kuti zvanjinja.
Kana ini zvinondinetdawo hama kuti cy pasina n'anga dzechizeru
Vakanzwa kuti kuzimbabwe kune maUS dollars ,uye mazimbabweans ano believer kuti kuMalawi or Mozambique kune n' anga dzesuwa Saka tiri kurohwa bag zvedu nekudzimaidzwa meso
Taurai henyu varikutsvqga maUS$ vanoziva kuti muZimbabwe hupenyu hukatiwomera saka tiri desperate and easy to manipulate vachishandisa hun'anga votora ma$
@@ElesiMagwidiHaaa taura hoko kikikiki 😂😂😂😂
What goes around, comes around
Tirikudzidza uye kudzidza akuperi
Baba ava sei vaisatairira mudzimai wavo,kuchema kurikuita mudzimai uyu arikuchema kuti kufa kwemwana wangu ane 17yrs akaurawa uuuuuu
Nyika ino ndatenda zvangu vakarorwa usiku rwese apa rubatsiro pasina
weldon
Mdara uyo arikungoda kusimbirira kuti ndakatora mushonga wekusimbisa pamba ne luck. Apa pavakaenda kwa ndunge akunosiya mukadzi panze. Itsotsi
Ndagara ndamuona kuti ndiye muroyi kungwarisa pamuromo apa vari kubuda pa special media 😂😂😂😂
Nyaya irifani Mai avo vane mweya wekuona asi vakarohwa neshamhu kkk hupenyu hwakagozha
Dzaiva shungu kuti vaone akauraya mwana,hanzi ukafirwa waavabenzi
Thank you baba
Tito Jnr's soul is not resting in peace at all😢
Mudhara iwe waifarira mishonga umm wapedzesa dzinza😢
Very sad 😔
Sekuru itai n'anga yakarova vanhu ivava iuye padare renyu.Pamwe arikuramba achirova vanhu kunze achitora mari dzavo futi nxxaa🤔
Mai vacho kwakungotaura. Asi vakaenda ku n'anga vakapfeka duku kudaro. Muriku n'anga asi makutaura zveku church🤔. Most ppl make the same mistake. Mari yemushonga ndeyeropa chete. We get taken advantage of due to ignorance. We end up carrying heavy 🪨 without knowing. I respect this man's honesty. God's animals are suffering being buried alive, huroyi.
Kkkkkkkk chokwadi n'anga musadaro kurova vanhu muchiti mukubatsira ndaseka nhamo kunge rugare
Mmmmm mai varikurwadziwa,sorry venyu vakoma 😢
Ndopaunoona kuti kudzidza hakuna maturo. Manager weOK kurohwa nambuya vekunyepera vasina hembe. Nechemumoyo ndofunga kuti mbuya vaiti nhasi motsvukira😂😂😂
😂😂😂😂😂 kunzwa butter
Martin haana kudhakwa here uyo
😂😂😂😂zvakwana hooo mama makarohwa tazvinzwa
ndunge aiwa mumero sure.mudhara uyo anoda shamhu
Ndunge asati avigwa, vese vaakaarombesa vakanzi vadzoke nemishonga yavo but mudharauyu akasarudza kuchengeta mbinjiri hake
Pamwe havana kunzwa pasocial media. 😂
@WitnessGobvu tomboti 🤣😂😂
He is a funny guy Tito
😂😂😂mhai chinyararai tinzwe sekuru
my neighbour....sekuru chenesai village redu iri rinonetsa🤣🤣🤣..dai matoita zvekuisa munhu wese mudariro mu village irori..kujamba mutanda😪😪
Is it a stage or a real story that happened
???????
Baba n'anga munodzidawo imi maidii kuenda Kuma profit
Kuseka nhamo serugare 😂😂hanzi takarohwa
Mai varikurwadziwa avaa😢😢😢😢😢😢
Why n'anga dzacho dzisingakuudze kuti zvichapanduka
Kana vozoenda kwandunge plz sly plz go there
Aaaah zvanzi Baba ndivo vanezvinhu zvakauraya imi muri nonga nonga vanhu vamuraini
Kana ini ndichambotsvaga makwati acho😂😂😂
My favorite sekuru Bunza❤❤❤❤❤❤
Aaah kwandunge dzingori nharo uchazodemba waane chikwambo mumba kubudikidzana nekuda zvinhu
My favourite sekuru(all in one)
Special Media yachinja zita here kkk amai avo vaipa zita
Special media mainzwa here
Kubvunza bvunza kwasekuru avo ungati havana chavanoonawo sure 7k vanoiwanepi zvinhu zvavaomera kudaro😒
Vanonyanya kubvudza kuita kunge isiri n'anga .
Mukati haasi madhiri here nemaNdunge Boyz vanozogovana havo 7thaza iyoyo.
Nhai amana zvakaoma sure
Ndozvaiveko kudii ko
Nhai zvako iwe saka vari kureva hre kuti kare kwaishandiswa mishonga pama basa hre?
😂😂😂😂 kunyara uku kikikiki
Sekuru makadii ❤️❤️❤️
Special media😅
Mwana arikusouth iyeye akatovabata akati nditize neupenyu hwangu anongoti mese namsi naba muripamwe chege yeeeh kushanda kosiyana
Baba benzi Mwari vakakupai njere nemaoko asi busy kutsvaga mishonga yapedza dzinza varoyi
Oooh finish Mwari ndiye anosimudza cause hauna malimits zvino kwamunoenda uko unongonzi usadayi itayi izvi Mwari haana izvozvo
Mhuri ya Lot yakanzi isacheuke, pakaitawo aida kuona kuti kunei kumashure ikoko zvikabva zvatomudhakira same time
Sei murikuudzira n'anga zvakaittika
Vanzi taurirai mhuri zvavakaita
Mother avo vane nice skin wena kuzoti kare kwavo ichiri mhandara ndofunga vaita kubvira
Kkkkkkk zim mbavha dzawanda inhema idzi .i know that launguage. I business iri
Wataura wangu matsotsi ana bunza ava
My favorite sekuru Bvunzamkombe
Hoko?? Kurindwa nemweya usiri werudzi....kkkkk akomana mutora zvinhu zvisina basa.tendeukai kuna Jesu. Ndiyo n'anga huru siyai kubata bata.nhasi honai
Asi dai vanobatsirawo vamira pachokwadi. Vanhu vakawanda vari kurombeswa in the name of kubatsirwa, vasingatozivewo. Zvakashata fani nekuti handifunge kuti pane mubereki angada kuti vana vatambure achiziva hake
Its takarohwa for me from Amai avo
No mbuya vedu nasekuru vadii ndevekumozambique here
Namazuva ekupedzesera .....
Thank you for the microphone Mukanya....Branch Manager😊
Ko waizorohwa neiko asi vanhu.musazodaro veduweee kuzvimba nemusana hre
Zvakaoma izvi
Too many n'angas will result in trouble.
Vanowanikwepiko sekuri ava
Sekuru ava vanodhura matare avo $k imari yekutambiwa nayo
Noo inga vataura kuti irikuenda kwandunge kwavakaromba apa Ndunge wacho akafa! I still remember paakafa vana vacho vakati kune vose vakarombeswa nababa wedu huyai nazvo tisati tavaviga,mukazouya tavaviga hameno zvenyu!
@@taumlambo91chokwadi so nyaya iyi hainei nedzimwe n,anga unorombeswa zvimwe urikuda KT vatende kwavakapiwa hurombwa
Hakuna n,anga inopa mushonga ichitiwakanaka chero ipapa anotorombeswa achitiarikubatsirwa achingobuditsa maziso ndunge nyaya yake yekudzosera zvaakakupai yakafamba haunakuinzwahere
Sekuru Bunzamukombe ❤❤❤❤❤❤
Kkkk hanzi takarohwa neshamhu, mairoverwa kt murimapositori munorambidza vanhu kuenda kun'anga asi imi muchienda kkk
Kwaaaaaaa kikikiki munenge mazvifunga nguvaiko nhaimi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk kuseka nhamo yerugare
Bvunza mukombe chaasingagoni kubata mbavha kkkk haaa akadyira munhu 2waya kna chatakaona
Anonyepa kani iye itori mbavha
Ndinokutendayi Baba nekubvuma zvamakaita kuti mhuri ipone
Kungorova mhunhu apa! too bad1
N'anga dzotyisa chokwadi
i still remember vamwe sekuru vachinditi ndikupe mushonga vekudiwa nevasikana ndri form3-4, ndakaramba nekuti ndakakudzirwa muChristian family vanhu vanehutsinye.
Maita bsa sekuru vana takutambudziwa nevabereki vakutiuraya nekuda pfuma
Mapostori munotambura, dai Mwari akuitirai nyasha. Uyo wejacket regreen munouya nevanhu vemadrugs sei
Ko the sekuru vari kungobvunza Mai kunge ndivo vane mhosva sei. Bvunzaika muridzi wenyaya.
Kkkkk kkk kuseka hangu nhamo serugare .ini ndandichaurawa nebanga aa madzibaba sarenda
Pakaipa😢😢😢😢😢😢😢
Ah pa.gass apo ummm maporofita musatidaro so aiwawo
Sekuru ava vakabatsira muface wangu akanga afa
Kurikitwa kuzvimba musana 😂😂mai musatisekese pane zvinorwadza izvi asi 😢
Hmmm ma1 aya hey zvakaoma kani.
Tanga takusuwai sekuru ko slymedia madzoka futy kwasekuru
Mkoma Robert hatichavaoniko vanenge vakakonana obvious inhau dzemari😊
Ndikureva ne zim news beat yavo ,sly media yadzokazve
Is this drama or reality
Vanhu vekudhara vairombera hukuru pabasa
Saka zvinoreva here kuti muZimbabwe hatina N'anga Dze ChiShona nechiNdebele?, coz n'anga dzacho dzese dzine mukurumbira paSocial media ndedze chirudzi: the likes of sekuru Tasvu, Kanengo, Kafera, Bzunzamukombe naBanda etc