Mambo vafara kuti vanhu varambane nekuti he is benefitting.Mumatare echivanhu chaiwo gupuro haritongerwi uye mambo havasivo vanopihwa gupuro.Mambo vaifanira kuumbiridza kuti vanhu vasarambane.if you see kwa Bushu kwakaitika nyaya yevanhu vanga vane 13 years vasisagare vese asi mambo vakavapa mukana wekuti vataurirane kuitira vadzokerane.l think matare Aya are now so biased.kune varikutonga kuita mukana wekuwana pfuma pachavo.koita varikutonga nechivanhu chaicho.dzimwe nyaya dzacho dzine bias.apa kana sabhuku chigodora ndopaunoona kuti varikumberi kupfuura dare iri.iri dare Hari vake zvachose uye harina makurukota anonyatsoongorora nyaya.
Brother bvuma kurambwa life ukurara uri single is hard, rambai murume sisi soon tokuonai makutora varume vevanhu jaya muchariwanepi , siya murume uchati joina kumbanje 😂😂😂
Apa 20 usa apa haina kupiwa arambwa yapiwa mambo haaa mambo ava vanopembera nekufara vanhu vachirambana becoz ma 20 usa emahara aya ndimi marambwa hr murikutora mari yoyo
Mukomana anenge akaromba .Why doesn’t he spend money on his family? Siyai mishonga vana vechidiki! Apa futi I’m sure zvakumupandukira. Amai ava ngavaende vana vanopera.But gupuro rakatanga riini kusara kwamambo?
Uuuuumn maonero angu baba avo vakaromba but kuti vataurire mukadzi zvirikunetsa
"$20 gupuro rinosara kwaMambo??". People are being ripped off!
Murume waamai ava akaromba . Hakuna mukadzi angada kugarira mashura anoitika pamusha apa
haaa regai varove shoes!! yowe
Akaromba mchinda uyaa idako remunhu
Kuromba kuipachenaa chaiko ikoiiiii uku
Nice song
Paita Hurombwe Apa .Sekuru Mukotsanjera Hero Basa Bvondobvondo
Gupuro rinopihwa mambo here kunge ndiwo warmbwa kana kuti rinopihwa murume
Ko kuzoriisa pa20mari
Anekakuroya murume uyu causing trouble chaiyo ibvai mhai akaromba big time😮
Akapihwa mhiko murume uyo .....
Asi mukadzi akashingakubvisa dhodhi raasiri kuziva Kuti raitwa naani 😢😢😢ndaitanga ndatotsvaga Kuti zvabvepi nenyuchi
Zvoda chief Nyamaropa izvii vanomboedza kuumbiridza manje iri dare vanotopeswedzera
Rinenge rakatononokerwa kuti vanhu vasiyane
Akaromba murume uyu mukadzi akushandiswa siyai muroyi uyo mhai
Vaita basa sister ava,murume wavo pane nyaya dzekubata bata mishonga.
Akaromba uyo achapedza vana vose .Vachagumisira vasisaonane pabonde .
Dare iri rinotofarira vanhu kuti varambane nekuti ndovanotora Mari yegupuro chivanhu rudzii ko ichi
Plus mari yacho yakawandisa uuuummmm
Chishona kuda chinosiyana .Gupuro rinopiwa arambwa. Chechipiri munhu achiroora mudzimai anoinda kwamambo here kana kuti munotsvaga munyai/sadombo mofambisa nyaya yemarooro.
I love the song of advert mukoma Robert
Ehee i kwa Bushu hakuna dare rorambanisa munhu
Chakafukidza dzimba matenga chokwadi mune nhamo mudzimba umu yoo
Imi mambo muchato unopera cy imi ndimi mapiwa ngupuro saka warambana papi I'm ndimi marbwa hr imi,daindirini murume ndaiti hauna kundiramba wakapa mambo gupuro
Vane hudyire nokuti vaona kuti yakawanda mari yacho
Mukaziva chivanhu chivanhu munobatsirika
Tizai nehupenyu hwenyu amai, akaromba tsaga uyoo
😢 uyu mambo aneudyire dyire nyaya yose anotoita make sure kut adya gupuru rakambonzi 20 us kup uye richisara kwamambo mmmm
Magoo ndemurume uyu imhiko dzemushonga wake
Kambo ka Ngoma Ndizvo❤❤❤
Baba vanenyaya
Zvoda vana chief mutasa chikwapurp hapana chitsotsi
Aaaah Mambo anotora gupuro ndiye ari kurambwa here nhy vedare😢😢😢😢😢 huori hunopera riniko munyika medu. CORRUPTION 😢😢
Chivanhu chinosiyana wangu. Ivo wamboona vachizvibvunza here?
Kwedu masungiro imbudzi bt pano ndakaona vaiti mombe yemasungiro.
Tingati zvaitirwei here?
@@shingiraitrevormboto2105 kwawakamboona mambo achibvunzwa zvaataura ndekupiko nhywe, chero akakuudza kuti bvisa mombe yekugupuro unongoibvisa coz uri pasi pake, asi hazvititadzisi kutaura pataona pakashata iwe.
@@marvelouszinyemba9736 kutaura togona kutaura bt tikuziva here chivanhu chekwavo kut chotii? Ko kana vachizopiwa dare rapera toziva sei?
Munobva kwavo here mutiudzewo kut vanhu vakarambana pamberi pamambo zvofambiswa sei? Pamwe tingabatsirikanawo.
Mambo vafara kuti vanhu varambane nekuti he is benefitting.Mumatare echivanhu chaiwo gupuro haritongerwi uye mambo havasivo vanopihwa gupuro.Mambo vaifanira kuumbiridza kuti vanhu vasarambane.if you see kwa Bushu kwakaitika nyaya yevanhu vanga vane 13 years vasisagare vese asi mambo vakavapa mukana wekuti vataurirane kuitira vadzokerane.l think matare Aya are now so biased.kune varikutonga kuita mukana wekuwana pfuma pachavo.koita varikutonga nechivanhu chaicho.dzimwe nyaya dzacho dzine bias.apa kana sabhuku chigodora ndopaunoona kuti varikumberi kupfuura dare iri.iri dare Hari vake zvachose uye harina makurukota anonyatsoongorora nyaya.
Gupuro rinopihwa mambo here kana kuti munhu wacho arambwa. Uye rinotarwa price here
Mambo uyo imbavha mari iyo ngaipiwe muridzi wayo uye yakawandisa pagupuro
Uuuummmm iri dare roda kuinda kutraining iri kotrainer hapna zvozikanwa
Kuzaza bucket renyuchi ummmmmmmm mahora aya
Mukadzi akangotanga kuenda kumapositori ma1 anenge atotanga. Positori inoparadza misha
Tizai neupenyu hwenyu amai murume akaromba
Iiiiiiii makashinga mai imi
Akaromba murume uyu
Hurombwa uyu huripachena, mambo haapuhwe gupuro rinopihwa mukadzi oendesa kumusha kwake
Akaromba uyo
Brother bvuma kurambwa life ukurara uri single is hard, rambai murume sisi soon tokuonai makutora varume vevanhu jaya muchariwanepi , siya murume uchati joina kumbanje 😂😂😂
Manje kana muchiromba zvisingachengete mhuri woti waitei
Chidare ichi chinobhowa mambo vacho vanoda mari havagoni kugadzirisa vanhu
Aaaaaa heede mrume chaiye anonamatira mumba
Chibaba makaromba pachokwadi
Uwiii gipuro rinochanjwa here gupuro harisari kwamambo imi ko mangwana murume akada proof anozoiwanepi imi mambo
Why mari yegupuro ichitorwa namambo ummm. 20 us. Arambwa wacho kana kupiwa dollar rekunoratidza hama kuti ndiro gupuro iri. Huori hwega hwega yooh.
Kkkk dzakaromba asi gupuro re 20us zviriko here
Akaromba dako uyu
Murume akaromba uyu ummmmm zvinotyisa 😮
Akaromba uyu akambowanikwa akarara pamusoro pefodya yevaridzi panext door
@@ethelsawadye4023asina kupfeka futi
Hi
Kuromba chaiko
Ko gupuro rinopihwa mambo pakudii pacho ndohudyire manje uyu and its just a dollar rinopihwa murume token inongoratidza kuti masiyana
Kuromba kuri pachena akaromba murume uyu.
Zvinosiririsa baba Ava vandisiririsa kupararirwa nemusha wavo
Eee hazvo but pane something nababa awaa dai wachizouya nepart 2
Hapagariki apa
Imari yemhiko amai... murume akaromba
Endai kuseri kwe churu
Apa 20 usa apa haina kupiwa arambwa yapiwa mambo haaa mambo ava vanopembera nekufara vanhu vachirambana becoz ma 20 usa emahara aya ndimi marambwa hr murikutora mari yoyo
Gupuro ropiwa baba wemukadzi
😂😂😂😂nhaimi gupuro $20 here ichisara kwamambo ,now pane zvandaona kuti anamambo vedu vanotorera vanhu Mari zvakasiyana siyana vamakoni ndevemombe nembudzi ava gupuro $20 imagine vanhu 5 vakarambana per day $100 😂😂😂😂 chayiiiiii
Kandeya anoita $ 50 gupuro ramambo.$ 1 ku mukadzi
😂@@tmaktmak1464
Vana mambo muri mbavha imi gupuro rinopihwa arambwa koimi mambo ndimi marambwa here musadaro chivanhu chedu hachidaro
Akaromba big tym murume uyu
Gupuro rinopihwa arambwa wozoratidza hama dzake as exibit
Muchinda akaromba uyu
Ko gupuro rinosara namambo kuti ndovarambwa here. KwaBushu rongonzi dollar ropiwa arikurambwa. Ava vatoti 20 mari rosara namambo aaaaah chivanhu toita zvatoda nacho😅😅
Ingozi
Ndodziye dzekudhakwa dzakamuka dzakarara pamusoro pefodya😂😂
Really
@@reginadzapasi9668 dzine basa blaz idzodzo, dzakambotongwa dzawonekwa dzisina kupfeka nevana ve pa next dziripamsoro pe Fodya
Dare iri rine humbavha sei muchitora mari yegupuro imi
Gupuro is charged a fixed amount inosara kuna Mambo what the fuck is that
MAGOO😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Can i have this song
akaromba murume uyu
Gupuro rinopihwa arambwa
Gupuro from shereni to $20?
Florence ukupi kwendawo
Kkkkk mambo awa futi. Ndiwo warambwa ere!!!? These mambos are very greedy.
Muzimbambwe zvakaoma sure $20 gupuro
Gupuro chero 10 ZiG zvaava ndezvekuda mari dzevanhu kt $ 20 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kasong ako ndokalover zvokuti. Mukadzi wababa vangu
Mukadzi wababa wako wamufunga nhai😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂not mukadzi
😂😂😂😂😂 Mudonzvo wababa vangu
Dai iri hapana zvozikanwa
$20 gupuro rinosara namambo iiiiii handisati ndazviwona kana kuzvinzwa.gupuro ishereni kana 10 bond ndozvandoziva not $20
Nhaiveduwee gupuro rinochajwa here isu toziva munhu achibisayainayo uye mambo ndimi marambwa here motora gupuro..hudyire chaiho uhu mambo 😊
Mambo vehudyire $20 yegupuro aaaah
Ende gupuro rinopiwa munhu arambwa opa mubereki wake not kuti mambo ndiye anopiwa gupuro haaa imbavha idzi kkkk
Aaah vanyepa vapa gupuro rinoenda kuna bb vemukadzi
Ko gupuro racho raramambo futi😂😂😂 haa itai hunhu imi
Pulo mani selecta 😂😂😂
Ummmm gupuro rino pihwa arambwa mambo kwete imi bate rege tsveeee
Ichokwadi ukaona mkadzi asisade kwabviwa kure
Makadiko pamba pano
Pawakamuka uri pamusoro pefodya yevanhu wakadii kufambawo murume uyu musatanist
Mambo ndimi marambwa here motambira gupuro rearambwa.
Mukomana anenge akaromba .Why doesn’t he spend money on his family? Siyai mishonga vana vechidiki! Apa futi I’m sure zvakumupandukira. Amai ava ngavaende vana vanopera.But gupuro rakatanga riini kusara kwamambo?
Mambo avo itsotsi gupuro munhu anobvisa coin chechipiri gupuro rinopiwa munhu arambwa or vaberèki not mambo haiwawo itsotsi mambo venyu ava
Umm mambo avo zviriko hr ko mangwana murume uyo akati gupuro wakapa mambo kwete ini,tongai mushe imi $20 yakawandisa gupuro $1 boe musade kupfuma nevanhu mambo imi ahhh