P4 CHIRINDA FAMILY Karanganda TV

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 ноя 2024

Комментарии • 440

  • @memorymagadzire8505
    @memorymagadzire8505 6 месяцев назад +7

    Sekuru mwana mudiki but mamamisiro avanoita nyaya dzechivanhu idzi mmmm excellent vanozvibata zvakanaka fani .. he's a blessing to Manicaland and Zimbabwe as a whole

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 5 месяцев назад +2

      Mukamuona achirima madomasi nemanwiwa achizotengesa zvake hamubvume kut ndiye.
      So humble zvake.

  • @Kudzymutema
    @Kudzymutema 6 месяцев назад +25

    Haaaaaaa Mhuri iyi kaaaa huye bodo🙌🙌🙌 ndasarenda nhasi ……uyuwo anenge anegrudge nemhuri yaLameck or Lameck aivenhengo chaiyo iyo hapenooo nenio ndagumirwa ini 🙌🙌🙌handina kufarira kuti matsamwisa chiremba…… vendebvu chena vanoziva nhorowondo wena kutokunda uyo ukuzviti mudzimu senge pamazita apo ndaseka😂 chiremba vataura chokwadi munhu wakatsika munhu hautsive nekutenga chikafu weeee unotonoripa….. huye vanhu vemuVillage iri munoda nyaya aiwa gurusvusvu rese iri pamatare evanhu😂😂😂😂

    • @LinaHwingwiri
      @LinaHwingwiri 6 месяцев назад +6

      Watora nguva yako kunyora hama yangu kkk

    • @judx34
      @judx34 6 месяцев назад +2

      Kkkkk​@@LinaHwingwiri

    • @CynthiaDenhere
      @CynthiaDenhere 6 месяцев назад +4

      😂😂😂 unechipo chekunyora Dai wambozama kunyora mabook

    • @Rumbie9984
      @Rumbie9984 6 месяцев назад +4

      Vemuvillage vanoda kuzvinzwira not kuzonzwa nemakuhwa kkk

    • @NhamoNyakupinda-jc5uz
      @NhamoNyakupinda-jc5uz 6 месяцев назад +1

      Kuona kwangu angora ne laptop haa sando dzako

  • @RufaroZiki
    @RufaroZiki 6 месяцев назад +21

    Haaaaa bhora mberi sekuru Mukotsanjera Karanganda tasvikawo pano.....nhas matigonera ba taps 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤

  • @innocentbanda1117
    @innocentbanda1117 6 месяцев назад +5

    Sekuru Mukotsanjere ❤. On point waiting for more

  • @geshemgweshe8825
    @geshemgweshe8825 6 месяцев назад +19

    Inini hangu ndikaita msri ndoda kutengera baba taps full studio equipment then ndotengera sekuru mukotsanjera chikopokopo chekuti munobhururuka muchiita basa

    • @ChidoGwezuva
      @ChidoGwezuva 5 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂chikopo kopo hre

  • @ericmagumbe6423
    @ericmagumbe6423 6 месяцев назад +26

    Sekuru Mukotsanjera versus 7 prophets and N'anga. It's like Elijah facing the 450 prophets of Baal and defeating them all

    • @olisamanyenya2090
      @olisamanyenya2090 6 месяцев назад +1

      Chivanhu chinogadzirwa nechivanhu kwete vana manjuzu vemasowe avo 😂😂

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 5 месяцев назад +1

      Hapana hapana muporofita anomira namukotsanjera. Kana 1 zvake.
      Vangatotaura zvekudenga zvisina evidence izvo. Kkkk

  • @njaravanikudakwashe
    @njaravanikudakwashe 6 месяцев назад +2

    Sekuru ndanetime ndifollower pazvikwambo zvese ndimi number 1🙏🙏

  • @DoreenChibuwe-gz8wz
    @DoreenChibuwe-gz8wz 6 месяцев назад +33

    🙌🙌🤔🤔🤔🤔🤔🤔ndabvuma chivanhu chiriko yooooo 👐👐👐👐👐

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 5 месяцев назад +1

    Mukotsanjera chibaba guys.....panyaya dze ngozi number one

  • @pardonmukwada7265
    @pardonmukwada7265 6 месяцев назад +18

    mukotsanjera you are the best

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 5 месяцев назад +1

    Shumba yengozi nekutwasanudza misha I 1 so far Dr Chiremba Mukotsanjera only

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 6 месяцев назад +38

    Murisei maKarangadians😂❤❤❤❤🎉

  • @nyashahodzi6030
    @nyashahodzi6030 6 месяцев назад +7

    Sekuru mukotsanjera vanopedza masports hawo👏🏽👏🏽

  • @truetunerecordsmanagement
    @truetunerecordsmanagement 6 месяцев назад +5

    As long , its Mkotsanjera , m gona watch

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 5 месяцев назад +1

    The voice in guy white t-shirt is talking some sense. It knows the history of the area. Asi ndezve kuromba kuvhaMozambique. Mukotsanjera has accurate vision. I like how he takes his time to unite these difficult families. Let him take his time as long as there's a solution.

  • @brightongumbo2850
    @brightongumbo2850 6 месяцев назад

    Cant wait for part 5. Sekuru mukotsanjera varikuita inonzi simplifying to the lowest terms. Kkkkk bhora mberi Ba Taps

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri 6 месяцев назад +1

    I can relate nyaya yemidzimu inonyepa iyi takambosangana nazvo kwedu munhu kubuda kamudzimu kekunyepa 😅😅😅😅

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 6 месяцев назад +4

    Kkkk kkkk baba Taps mukumbire pamusha apa kana moita dzimwe nyaya beca pane ground ne terrace kunotambirwa nyaya nekunogara vatsigiri vematare😅😅

  • @JoyleenMuranganwa
    @JoyleenMuranganwa 5 месяцев назад

    Mukotsanjera anogona hake kip up the gud work sekuru

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 6 месяцев назад +10

    Haaaa vhiki riri kupera zvakanaka thank you bab Taps 🎉

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika 6 месяцев назад

      😂😂😂😂 taurisai henyu zvinoita kunaka chaiko 😋

    • @patiencemujuru296
      @patiencemujuru296 6 месяцев назад

      Tiri panetflix yedu kanyika kezimbabwe kanonakidza

  • @esthermakoto4527
    @esthermakoto4527 5 месяцев назад

    Mukotsanjrra …. I salute you. We need more like you

  • @Olcool
    @Olcool 6 месяцев назад +5

    Uyo Teacher mwana waLameck anoroya nababa vake uyu

    • @Hopewell-i4
      @Hopewell-i4 6 месяцев назад +1

      Eheee arikuda kuita ruzivo rwema book pangozi iye arikut ndewa 1968 ayizivei pa 55yrs back ngaanyarare ayita pwere panya idzi

  • @auxilliakapotsa168
    @auxilliakapotsa168 6 месяцев назад +5

    Uyo ndimafira kureva shemmm he is innocent but anovengerwa chokwadi

  • @PhildahMumba-fg9zi
    @PhildahMumba-fg9zi 6 месяцев назад +8

    Kahoshoooo manje kanondigonera 😅

    • @PreciousMukoko
      @PreciousMukoko 6 месяцев назад +1

      Kkkkkkkk kamukomana kasekuru

    • @ChidoGwezuva
      @ChidoGwezuva 5 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @chipochiwaza3926
    @chipochiwaza3926 6 месяцев назад

    Keep it up sekuru Mukotsanjera ndiri kuuya ikoko tichaonana chete

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 6 месяцев назад

    Sekuru Mukotsanjera siyai matsvaira twetse kusakura nekuzunza..... excellent job

  • @Guvakuva
    @Guvakuva 6 месяцев назад +3

    Thank you Karanganda

  • @bmaztv
    @bmaztv 6 месяцев назад +14

    Haa baba taps audio quality ye this episode ne episode 2 hadzis kubuda zvakanaka

  • @queenmomakunike9639
    @queenmomakunike9639 6 месяцев назад +2

    Baba taps u are loved heyiiiii 2hrs💃💃💃

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 6 месяцев назад +2

    Youngman akashinga i salute u kahanzvadzi kangu

  • @faithtiengane5618
    @faithtiengane5618 5 месяцев назад

    ❤❤❤❤❤❤ ndawapo
    Ndadya manonoko.
    Dhesheeeee pasofa kuona

  • @valeriemashoko808
    @valeriemashoko808 6 месяцев назад +6

    Aikaka sekuru munotuka futi 😂… thanks baTaps nema programs enyu

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 6 месяцев назад +1

      😂😂😂

    • @Olcool
      @Olcool 6 месяцев назад +1

      Vanhu vanoshatirisa zve

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 5 месяцев назад +1

      Asi hamusati mambonzwa mudximu uchituka zvinyadzi kani?

    • @LettyShawty
      @LettyShawty 5 месяцев назад +2

      Hanzi pftseki imbwaa😂

  • @TonyBoyHairdresser-tj6nj
    @TonyBoyHairdresser-tj6nj 6 месяцев назад

    You're the best BaTaps.but please don't inhance voices coz hatisi kuzonzwa vamwe vachitaura🙏🙏🙏

  • @abrahamtangwena8924
    @abrahamtangwena8924 6 месяцев назад +3

    Hero basa iri naDr Mukotsanjera simboti simbi Yana Tangwena waiwepo here iwe woshora baba huchi

    • @MichaelUranda
      @MichaelUranda 6 месяцев назад +1

      Tsoka zvirisei apo kandai number dzenyu

    • @MichaelUranda
      @MichaelUranda 6 месяцев назад +1

      Pama D7 apo

    • @MichaelUranda
      @MichaelUranda 6 месяцев назад +1

      Mune Duo here timhorosane nhewa ndipei Number dzenyu

  • @LindaMunemo-k6z
    @LindaMunemo-k6z 6 месяцев назад +6

    Karanganda nhasi waspaka❤❤❤

  • @Mercy-b1b
    @Mercy-b1b 6 месяцев назад +9

    Tamirira kunoratidzwa maturusi ari kushandiswa sekuru ngavanobata mapatsi emudhara

  • @Jujumunongi22
    @Jujumunongi22 6 месяцев назад +4

    Hongu ndaivepo 🎉🎉🎉🎉 nasekuru Mukotsanjera chakachaya

  • @MichaelPedzanai
    @MichaelPedzanai 6 месяцев назад

    Kwachigodora ne Honde ma1 chaiwo 🙌🙌🙌🙌🙌

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 6 месяцев назад +3

    Hanzi imbwa pfutsek😅😅😅 mukotsanjera zvinyadzi🙌

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 6 месяцев назад +6

    Aaah imi vanhu vakuru mungabva mashandirwa nen'anga one mamusingaoni hr murikurwisaniswa

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 6 месяцев назад +1

    Vanhu vemumusha umu ummmm makaoma Moyo kutambudzisa munhu muchirasirira kumwanakomana uyo ndarwadziwa

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 5 месяцев назад

    Uyo mukomana Ave kubhowa uchigara pasi Chiremba ayite basa ravo tazvinzwa kuti hauna kuuraya munhu haupenge tazviwona wave kusvota

  • @Tanberylan
    @Tanberylan 6 месяцев назад +12

    Haa 2 hrs kumbati dheshe 😂hama woye madiro andoita nyaya anenge anotodawo sekuru mukotsanjera 😢😂

  • @GrowthThroughGrace
    @GrowthThroughGrace 6 месяцев назад +4

    Saka mudzimu urikutadza kuziva nhoroondo yemumusha wayo seiko wotokundwa nevapenyu😂😂😂😂

    • @Gogovamelusi
      @Gogovamelusi 6 месяцев назад +1

      Inenge iri ngozi iri kuku confusai.

    • @Olcool
      @Olcool 6 месяцев назад +3

      Midzimu inovharwa nevapenyu kuti isashsnda nekuona. Kuitira kuti mabasa avo asabudiswa nemudzimu wemumusha

    • @gladmorejaphet
      @gladmorejaphet 6 месяцев назад

      ​@@Olcool dzokora futi

  • @SamaitaChaivo
    @SamaitaChaivo 5 месяцев назад +2

    Tasvu mwana mudoko 😂😂😂

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri 6 месяцев назад +1

    Mudzimu haudi kuzonyepa akomana 😂😂😂😂 ungabva watadzawo kt daku daku nhorondo yemusha wako semudzimu vakachangamuka

  • @carlmuzika2924
    @carlmuzika2924 5 месяцев назад

    Big up ba taps nasekuru mukotsanjera

  • @chikarashumba-cy1pt
    @chikarashumba-cy1pt 6 месяцев назад +3

    Ini sekuru handiwashore pakutuka vanhu vanofarisa kuda kurambira nezvinhu zvawanoziya ivo vanodawo kuyenda kumba kwavo voswerera kuyitisiwa here haaa ngavatuke aaa

    • @Olcool
      @Olcool 6 месяцев назад +1

      True. Ndazwa hasha munhu achiramba zvaanoziva pachena

    • @NamataiNgwenya-is1hy
      @NamataiNgwenya-is1hy 5 месяцев назад

      Vane nharo dzinobhowa baba avo

  • @Innocent-dw1lk
    @Innocent-dw1lk 6 месяцев назад +4

    Watching frm Chambishi mine Copper belt

  • @rosinapamhirwa2182
    @rosinapamhirwa2182 6 месяцев назад +1

    Mkotsanjera to the people ❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @nyashamusiwedzingo
    @nyashamusiwedzingo 5 месяцев назад

    You're the best mboenda kuzaka

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 6 месяцев назад

    Hezvooo akubvisirei zambiya achienda mberi kwevanhu
    Sorry hako munin'ina nekufirwa nevana eish😭😭💔💔💔

  • @barbraguichiri6848
    @barbraguichiri6848 6 месяцев назад +8

    Sekuru Mukotsanjera bhora mberi 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤

  • @ApoloniaDamburayi
    @ApoloniaDamburayi 6 месяцев назад +13

    First time kuona sekuru vatsamwa

    • @bosslady933
      @bosslady933 6 месяцев назад

      Ndoona musha uyu hausikuda kubatsirwa

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 6 месяцев назад +2

      Manje vanosiya vasimudzirwa ngozi ndafarira kt vanotaura chkwdi kt handina hukama nevapenyu vanoramba ngozi vamwe vachitambura kushaya mwana kufirwa Kotsanjera akt ndinoti ngozi bhora muground tamba wega chake kuisa masimba pangozi cht apedza masports

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 6 месяцев назад +3

    Chikakarara chengozi❤❤❤❤

  • @KingMan-fq6gg
    @KingMan-fq6gg 5 месяцев назад

    Thanks sekuru❤️❤️❤️❤️

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 6 месяцев назад +1

    Haa madzisekuru potai muchiudza vadiki nhoroondo dze dzinza ndazoona kukosha kwazvo

  • @thelmakapika5523
    @thelmakapika5523 3 месяца назад

    Nyaya yetsaona yamataura yabva yandifungisa bamkuru vangu vakatsikwa nemota last year munhu wacho akatiza. I wonder kuti vachamukawo rinhi varwise munhu akavauraya or vakatotsipikwa zvavo😢😢

    • @elishamufambi1684
      @elishamufambi1684 Месяц назад

      Endai kwaMukotsanjera anokumutsirai ndokumunda kwake

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 5 месяцев назад

    Ndopaunoona kuti muupenyu pane vamwe vanhu vakungorarama vakabudirwa daily

  • @bosslady933
    @bosslady933 6 месяцев назад +1

    5 vana here imi sorry hake vana vemukuwasha

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 6 месяцев назад +1

    Haaa team iri harina more fire pakuimba zvinoda mapostori aye haaa vaiimba shame,but karanganda volume yenyu irikumbokakama

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 6 месяцев назад

      True

    • @Olcool
      @Olcool 6 месяцев назад

      Pange pasina ma mic 🎤 aka setwa kwazvo.

  • @mavismupunganyi6076
    @mavismupunganyi6076 6 месяцев назад

    Pashota ngoma 💃💃💃

  • @chrismathola6781
    @chrismathola6781 5 месяцев назад

    Uyu musha uyu sooo mwari pindirai

  • @madzimaigetz6623
    @madzimaigetz6623 6 месяцев назад

    Kutorova iron uchiterera hako. Waiyepo hereeeeeee

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 6 месяцев назад +5

    ❤️❤️❤️❤️ sekuru Mukotsanjera chivororo chengoziii

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 5 месяцев назад

    Madzitateguru ngaarege kubuda iwo aunze sekuru varipedo nevazukuru vanozoziva nhoroondo inozikamwa nevakuru varipo

  • @livymusampa6096
    @livymusampa6096 3 месяца назад

    Mukosanjera to the world

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe1336 6 месяцев назад

    Haaa nhorondo dzamakuita idzo dzemumusha menyu munozosara motaura zvenyu , Endai mondotora maturusi emufi , achakabudirwa tione👀

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 5 месяцев назад +1

    Ngozi dzacho dzawanda weduwee 😢😢😢😢😢

  • @EstereMadziva
    @EstereMadziva 6 месяцев назад +2

    Nhasi ndinonyatsorara dzinobata hope maita zvenyu bb Taps

  • @ItayiNyakurita
    @ItayiNyakurita 6 месяцев назад +3

    Ba taps ndadyirwa nyama ndikitsi ndiruona karanganda

    • @Monica-z3t
      @Monica-z3t 6 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @MarvellousMoyo-xb3mo
      @MarvellousMoyo-xb3mo 6 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @Olcool
      @Olcool 6 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂 motoita zvema veggie nhasi. Kitsi naMukotsanjera vaenda nechimuti 😂😂😂😂

    • @happinesskhumalo
      @happinesskhumalo 6 месяцев назад

      😂😂😂😂😂

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад

      😅😅😅😅😅😅

  • @trymorechiringa6711
    @trymorechiringa6711 6 месяцев назад

    tamirira part 5 tirikungo dziidza thanks baba Taps

  • @witnesstoringepi8387
    @witnesstoringepi8387 6 месяцев назад

    Mhuri iyi ngaiende kwa chief mapungwana ndiro zibba ravo kuchipinge

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 6 месяцев назад

    Apa vatsigiri varipo heiii chenjerai mabananq angaora kkkk pane vanhu yaaa ndatenda ndofunga vanhu vauya kuzotsigira ava vane zvavanoziva mumhuri iyi baba sekuru

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 6 месяцев назад +1

    Eish baba Taps it's almost 3am this side. Nhasi hakurarwe 😂

  • @oscarmachokoba7365
    @oscarmachokoba7365 6 месяцев назад +1

    Baba Taps, ndineyekwangu nyaya inoda sekuru Mukotsanjera please

  • @morenmanhombori4800
    @morenmanhombori4800 5 месяцев назад +1

    Sekuru mukotsanjera ndirikuvada kumhuri yekwangu pane zvandisikunzwisisa zvirikuitika.

  • @PreciousMukoko
    @PreciousMukoko 6 месяцев назад

    Mukomana ane hembe yemaraini uyo ane energy ndaaaati

  • @Anolisi
    @Anolisi 6 месяцев назад +1

    First time to be first ❤

  • @politedhakazhe3576
    @politedhakazhe3576 6 месяцев назад +4

    Mai mugeje vaitoitisa vanhu kuparadzanisa mhuri imwe

  • @SiyabongaMatsa
    @SiyabongaMatsa 6 месяцев назад +2

    Kungoti munhu kana achifarirwa. Vanhu havaone kutadza kwake asi mukuru uyu arikutuka vanhu kwete zvekutamba 😂😂😂😂😂

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 6 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂endezvedi

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve 6 месяцев назад

      😂vatsamwiswa ngeuyo ati chiremba vavhara mudzimu kut usataura

    • @Henry-me1fm
      @Henry-me1fm 6 месяцев назад

      Kana nyaya nemishonga yanga ichizama kuvhara vhara saka ndozvirikuramba chiremba apo vachiramba mhosva yavo kuomesa musoro apo moda kubatsirwa

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 6 месяцев назад

      Kuita Nyamaropa chaiye kkkk

    • @JoyceMafukidze-u1l
      @JoyceMafukidze-u1l 6 месяцев назад +1

      Regai vatukwe pamwe pacho vari kunyepera kudzungaira aahh asi vachiziva zvavakabata

  • @SiyabongaMatsa
    @SiyabongaMatsa 6 месяцев назад +1

    Thanks Karakanda matigonera apa

  • @beautyzimbabwe1001
    @beautyzimbabwe1001 6 месяцев назад +2

    Imba yana Fungai yakaromba kunyanya uyo Teacher atoriwo muroyi uyo

    • @Olcool
      @Olcool 6 месяцев назад +2

      True. The way he is defending his father shows he knows something

  • @VeronicaMunyawiri
    @VeronicaMunyawiri 6 месяцев назад

    First comment baTaps tasvika

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 6 месяцев назад +3

    Vhondora chivhondore takamirira hedu kuona isu maturusu ngaabude

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 6 месяцев назад

    Kkkkk hanzi ndine nharo dzebofu kkkk . Iro bofu rinenharo kwete shoma

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 6 месяцев назад +1

    NdivanaChirinda Mapungwana vaera mbizi hr

  • @TinaMakasa
    @TinaMakasa 6 месяцев назад +7

    HAAAAA KANA URI NHERERA UNOITWA YESE YESE CHOKWADI . VAKAWANDA TINAZVO MUDZIMHURI IDZI

  • @JoyfulChatsakama
    @JoyfulChatsakama 5 месяцев назад

    Kamutukiro ka sekuru😂😂😂

  • @naomimangazi8354
    @naomimangazi8354 6 месяцев назад

    mmm ngozi dzese idzo 1 family 🙊

  • @Kudzymutema
    @Kudzymutema 6 месяцев назад +3

    Nhasi ndini ndatanga kuti Chuuuuuuuuuuuuu ndayepoooo musazoshoraba❤

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 5 месяцев назад +1

    Ko dzinza 1 rinoita mudzimu minganiko? Nyaya iyi yakunditenderedza msoro 🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️. Ndatone confusion. Kwa bmnn kune umwe mudzimu kwa bmkuru kune umwe mudzimu?
    Zvinyiko zviri kuitika pa mhuri iyi. Please someone help it. This one has a twisted plot 🙌🏾

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 6 месяцев назад +2

    Kahosho manje 😂😂😂😂😂

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 5 месяцев назад

    Mudzimu pakubatwa masuwo wafoira kutadza kuziva nhoroondo yedzinza??

  • @CalsonMakwiringwi-vk5uc
    @CalsonMakwiringwi-vk5uc 6 месяцев назад +3

    Nyaya yacho hainzwisisiki iyii aaaah

    • @charitymango4498
      @charitymango4498 6 месяцев назад +1

      So confusing

    • @takemoregoko5346
      @takemoregoko5346 6 месяцев назад +1

      Wyitangira pakati plus watch to understand then oinda panext part

  • @MApurisaannh45
    @MApurisaannh45 2 месяца назад

    Mai Noku vatambudzika shuwa

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 6 месяцев назад

    Inyaya ngani APA yemasvingo yekuisirwa mushonga izvozvi pane Yana Lameck

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 6 месяцев назад +1

    Uyo mukoma uyooo anenge anorwara hazvisat zvapera

  • @noahchahwenga2213
    @noahchahwenga2213 6 месяцев назад

    Sekuru vane kau Kapfupi lite karikumbovabata ndakanzwa ini😂😂😂

  • @tracykume9689
    @tracykume9689 6 месяцев назад +1

    Ahhh kana zvawanza nhoroondo dambudziko ariperi apa