Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Ndatumwa naMwari Kusunungura Vana weZimbabwe

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 17 май 2024

Комментарии • 867

  • @EnetyGadzi
    @EnetyGadzi 2 месяца назад +51

    Zvamamanje mapositori akutopenga vamwe ndovariku canan daimwarivapindira

  • @fredrickdodzo2472
    @fredrickdodzo2472 2 месяца назад +8

    Paangoti ndakazvarwa kuMasvingo ndabva ndaziva problem yake, yah anoda kubatsirwa zvikuru kwazvo....

  • @patyandrade9129
    @patyandrade9129 2 месяца назад +9

    Uyu ngamboenda ku Jairos Jiri kwacho zvirema zvifambe timboona kuti zvakutaura zvese hasi kupenga here

  • @bennynyamudo534
    @bennynyamudo534 2 месяца назад +18

    Paazongotaura nyaya yeRufaro ndabva ndatoona kuti munoda kubatsirwa bba. Munoda kuvakirwa imba nani imi makasunga nyika.

  • @emelykapita4181
    @emelykapita4181 2 месяца назад +18

    Ko Iyo Zimbabwe ine tsvimbo ngani nhaiveduwee nekuti kana tsvimbo iyi irikungotaurwa nemurume wese angofunga kuti ndiye Anayo ndavakuona kunge sikarudzi kana maoneroangu ariiwo kubva murume wese ane tsvimbo yezimbabwe zvakuenderana nekukura uye nemushandisiro wacho

    • @shingiraikambarami1274
      @shingiraikambarami1274 2 месяца назад

      Mumwe ndi Bond kkkkkk

    • @user-zs9ii7ej7z
      @user-zs9ii7ej7z 2 месяца назад

      Ndoda kutonzwawo nekuti kune arikuti anayo saka iyi yaipi futi veduwe mwari pindirai vana madzibaba vakutamba ne pfungwa dzedu

    • @sekuruvaJamella1078
      @sekuruvaJamella1078 2 месяца назад

      Bvunza hako. Bond aimboti ndiye. Kune. Umwe akudaro hoyu uyu ndoumwe

    • @MelissaJays
      @MelissaJays 2 месяца назад

      Hazviko izvo kungonyeperwa hedu

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 месяца назад +1

      Tsvimbo dzinopiwa maCommissioners from God. There are quiet a few.

  • @SibongileMwaonechiri
    @SibongileMwaonechiri 2 месяца назад +5

    Wakatsmbidzw tsvimbo yenhamo kkkkk munofa muchitambura mapostori😂😂😂

  • @SamazZim
    @SamazZim 2 месяца назад +4

    Tsvagai mabasa akomana say no kuhurombwa 😂😂

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 2 месяца назад +8

    Baba ava vanofanira vachishandiswa nemadzimudzangara (vanhu vaishereketa vakafa kare kare) and kune vabonzwisisa zvemidzimu vanovanzwisisa baba ava. Taneta nazvo kuChipinge izvi. Vamwe vanotonyangariswa vozodzoswa vachitaura sezvizvi. Wotoshaya kuti zvinofamba sei bcoz vanenge vachitotaura zvakavanzika zvisingaoneki nesu vazhinji mumasango umu. But vakawana chiremba anobatsira anokwanisa kuvabatsira kugadzira mhepo idzi kuti dziite midzimu mikuru inotorapa. Zvinonetsa kunzwisisa kana munhu usate wambosangana nazvo bcoz zvinoita sekuti munhu anopenga

    • @cleopaschariga3306
      @cleopaschariga3306 2 месяца назад

      Masimba akadai anoda matare echivanhu kwete zve church izvi. In most cases panenge paine mhepo dze Mhondoro

    • @matibisachatyoka
      @matibisachatyoka 2 месяца назад

      True

    • @AleckmuchangaMuchanga
      @AleckmuchangaMuchanga 2 месяца назад

      Saka murume uyo anopiwa Simba na mwari rekushungurudza nyika nguwa refu ishuwa HR varume Mwari ndimwari ane rudó hamadzangu uuum zvakaoma

  • @rosemushambahwedza765
    @rosemushambahwedza765 2 месяца назад +16

    Nyika yedu yakatakura chokwadi, unemployement yatambisa vana nhowa, I surrender 🙆🏿‍♀️🙆🏿‍♀️🤷🏿‍♂️🤷🏿‍♂️

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 2 месяца назад +20

    Madzimambo dzingai murume uyu adzokere mudunhu rake raakaberekwa. Uchaondonga matunhu enyu .kuvakira nyika daifero

  • @ruthmatemazano3777
    @ruthmatemazano3777 2 месяца назад +4

    Hezvo Alpha and Omega

  • @abedinigotafadzwa9378
    @abedinigotafadzwa9378 2 месяца назад +6

    Gore rino tichadzidza zvakawanda umwe ndewekuzoridza mbira pamasowe kkkk

  • @portiamaruwa4260
    @portiamaruwa4260 2 месяца назад +9

    Taamumazuva okupedzisira. Uye mubhaibheri zvirimo,madzibaba bhomba varikupi ikoko zvino vaizviti ndini gombwe renyika

  • @ayandamalombo6144
    @ayandamalombo6144 2 месяца назад +5

    😂😂😂 nzara zvayinoita so unotanga kungodhomoka

  • @slauschannel
    @slauschannel 2 месяца назад +6

    T1 tokumbirawo utore madzibaba umboenda navo ku jairos kuri vanorapa zvirema tozotangira ipapo.

  • @tefomodisagae8843
    @tefomodisagae8843 2 месяца назад +8

    Pakatanga Aids aive asati ambozvarwa uyo akazogadzira riin

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 2 месяца назад +31

    Baba ava vanotoda kubatsirwa , pane kushandiswa kwavarikuita.kana kuti maybe vari kutanda botso pamhosva dzakaparwa mu dzinza ravo. Kurwara chaiko uko

    • @JujunkomoJujunkomo
      @JujunkomoJujunkomo 2 месяца назад +2

      Zviriko here izvi

    • @JujunkomoJujunkomo
      @JujunkomoJujunkomo 2 месяца назад +2

      Zvatichatiza pane church yenguvochena ma1 aya

    • @phineasmasori3540
      @phineasmasori3540 2 месяца назад

      Church yemadzibaba irikusvibiswa zvisikaiti

    • @TanyaChipiro-xf7ld
      @TanyaChipiro-xf7ld 2 месяца назад

      Kushanja kwanyanya anhu muzim

    • @user-tn4uc5lr2o
      @user-tn4uc5lr2o 2 месяца назад

      Murikutukirei masowe avo ndimadzibba Nyasha.musaisa ruvengo rwenyu rwechurch pamunhu.Vanhu vanovenga masowe tokuzivai kty makabatabata​@@JujunkomoJujunkomo

  • @santosmodesto3480
    @santosmodesto3480 2 месяца назад +10

    Ko ndiani anogera uyu muchinda madzibaba?🇲🇿🇲🇿🇲🇿😂😂😂😂

  • @CelesaniMahlangu
    @CelesaniMahlangu 2 месяца назад +8

    Musashore cz ndiwo marambirwe akaitwa jesu vanhu vachiti anopenga

    • @abingtonnyoka7816
      @abingtonnyoka7816 2 месяца назад

      haiwa amunhu wechi3 achiti ndakatumwa kuzosunungura zimbabwe even madzibaba bond claims kuti ndakapihwa tsvimbo yenyika ndini gombwe taneta nevanhu ava vakudangoda attention.

    • @PrettyMachingura-nh7rk
      @PrettyMachingura-nh7rk 2 месяца назад

      Aaaaaah arikupenga zvisina kupikisa

    • @nyashamandeyah3439
      @nyashamandeyah3439 2 месяца назад

      Celesa ndine zvandabata neni zvandipawo mufungo wawafunga

  • @NyakallojMokiti
    @NyakallojMokiti 2 месяца назад +1

    Mapengero anosiyana wekutanga madzibaba bond umwe Ishmael ndimi motishurira nyika inganaka here apa

  • @frankmuchafuruka-ch6nd
    @frankmuchafuruka-ch6nd 2 месяца назад +5

    Ibenzi madzimambo sungai munhu

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 месяца назад +8

    Mapostori awa njere dzavo dzamwirana cos vakarombera masimba. Mhiko dzoputsika misoro yotenderera. I’m not buying this story one bit but I’m watching how deep the madness has gotten into.😅

    • @deraw.academy
      @deraw.academy 2 месяца назад

      You know it iwe🤣🤣🤣

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 2 месяца назад

      Just saying. I’m not sure. What can explain this though?🤭

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 2 месяца назад +3

    I love the way you question these guys. I noted on the madzibaba and the n’anga saga. This guy is just seeking relevance. The devil loves and craves for attention. Attention seekers are the worst people on planet earth

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 2 месяца назад +2

    😂😂😂funny part dzikuda tanga dzavakirwa imba kuti dzione kuita ma wonders 🤣 😆 😄 chingotanga wasunungura kaaa vanhu waone simba rako

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 2 месяца назад +6

    I wonder dzimbori ngani tsvimbo dzenyika idzi?, coz madzibaba Bond vayitiwo ndivo vanayo + navowo ndivo vayizviti ndivo Gombwe rakatumwa kuzosungura nyika. It's so confusing.

    • @providekhoza
      @providekhoza 2 месяца назад +1

      Kune dzinonzi kirebhi dzikuti futi ndini ndinayo

    • @GodknowsKutyauripo-ct1zo
      @GodknowsKutyauripo-ct1zo 2 месяца назад

      Was waiting for Tich to ask that question but akatofawo

    • @shumbahurushumbahuru4894
      @shumbahurushumbahuru4894 2 месяца назад +2

      Gombwe rinoonekwa nekuuraiyiwa. Nehanda Gombwe rakauraiwa nevarungu. Chaminuka Gombwe rakauraiwa nemaDzviti. Jesus Gombwe rakauraiwa nema Romans. Ava Havana anoda kuvauraya nokuti ndeve nhema

    • @joycehandreck8356
      @joycehandreck8356 2 месяца назад +2

      Hapana chiri confusing apa munhu arikupenga uyu

    • @phineasmasori3540
      @phineasmasori3540 2 месяца назад

      Tsvimbo yei Akina zvetsvimbo izvo

  • @takundwabvekerwa3201
    @takundwabvekerwa3201 2 месяца назад +52

    If you can clearly listen to what this man is saying,you will agree with me that he is mad somewhere somehow.Pane zvirinetsa apa

    • @bentuge-re4zw
      @bentuge-re4zw 2 месяца назад +5

      Kupenga kunonetsa kunzwisisa munyaya dzehupenyu nemweya

    • @bentuge-re4zw
      @bentuge-re4zw 2 месяца назад +1

      Spiritual things are so complex

    • @user-wn2my7nj5f
      @user-wn2my7nj5f 2 месяца назад +1

      100% correct

    • @tenjiwemusango6496
      @tenjiwemusango6496 2 месяца назад +1

      Ngaanopengera kumusha kwavo we don't entertain rubbish we got a lot in our minds already spare us this nonsense

    • @lawrencemotsi4882
      @lawrencemotsi4882 2 месяца назад

      Just an insane man. The mountains he talks about are not there

  • @NyakallojMokiti
    @NyakallojMokiti 2 месяца назад +1

    Mupe basa nechikafu inzara iyi kudhomoka hausiwo mutoriro here kana uchisunga mvura uchiuraya hama mvura kuvanhu iweka itya mwari dahwa remunhu zita ramwari haritambwe naro

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 2 месяца назад +11

    Why are you interviews mupengo

  • @eliasngwenya5677
    @eliasngwenya5677 2 месяца назад +12

    It pains when poor christians behave so strangely

  • @tafadzwatizora8634
    @tafadzwatizora8634 2 месяца назад +3

    Imi kasi ndini ndikupenga here panapa handis kuzvi nzwisisa ini

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 2 месяца назад +3

    Hanzi ndakasunga mhepo mushure mekunge ndarohwa Kkkk. Zvingasarovesa here izvi.

    • @shanteldineo
      @shanteldineo 2 месяца назад

      Anoda kupamhidzwa zvakare kkkkkkkk

  • @deraw.academy
    @deraw.academy 2 месяца назад +1

    It's painful when Zimbabweans run mad like this 💔💔💔

  • @Samaita143
    @Samaita143 2 месяца назад +3

    Kubva pakabaiwa vanhu vaccine 💉 hazvina kuzombonaka kana

  • @nomatterngwenya365
    @nomatterngwenya365 2 месяца назад +18

    Akuita zvaita uya wèkumbozviti madzibaba bond varume musatamba neshoko ramwari

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 2 месяца назад

      Zva bond zvainzwikwa uyo zvake ndezvekupenga

  • @enitatrust6933
    @enitatrust6933 2 месяца назад +3

    Kkkkkk haaa zvakaoma munhu wekumusha kwangu asi ummmmmm

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 2 месяца назад +3

    Musawadza nyaya madzibaba chingokumbirai chete kuti munoda kuvakirwa pekugara

  • @YonaMalon
    @YonaMalon 17 дней назад +1

    But ndakuziva iwe vaibatsira vanhu pa pack ye pakuwadzana 4 iwe machira ako vaisiya pa tuck shop ye friend yanku iwe uchipinda mu bhawa wangu mogo unorowa big tim doro unorowa husiku chete kklkkk usatambe na mwari iwe une musoro wegora ummmmmm

  • @kingpirato473
    @kingpirato473 2 месяца назад +3

    So 3yrs mugomo arikuchengeta mhuri Ndiyani or mukadzi angagare hre asingazive kuti Murume Aripi, zvimwe Zvinhu zvinoda chikoro 😂

    • @tenduchess5865
      @tenduchess5865 2 месяца назад

      Imagine zvisina basa izvozvi 😂😂😂

    • @MagretChishanga-tw9kl
      @MagretChishanga-tw9kl 2 месяца назад

      Tava bhoo navo mawhite garments aya.

    • @EdmorePMarevangepo
      @EdmorePMarevangepo 2 месяца назад +1

      Zvakanaka kuti ape hwaro hwe mavakire aanoda kuita nyika achitadza kuwaka 2 rooms dzekuti agone agare .Ngaarapise baba vake osiyana vakaremara vari kwa Jiri

  • @thomasmanwere6955
    @thomasmanwere6955 2 месяца назад +6

    Nyika ino inombori ne tsvimbo ngani ko?

    • @georgebernardmmutanda311
      @georgebernardmmutanda311 2 месяца назад +2

      12 the 12 tribes of Israel.zimbabwe ine 16 tribes,4 mamwe ma tribes achaya tsvimbo chete.

    • @phineasmasori3540
      @phineasmasori3540 2 месяца назад

      Aina tsvimbo nuika

    • @Lillyonline-gv6sq
      @Lillyonline-gv6sq 2 месяца назад

      Yese yabuda ndeye nyika

    • @tmafungo84
      @tmafungo84 2 месяца назад

      Varume munobhema dzipiko mutipevo​@@georgebernardmmutanda311

  • @DavidMarevesa-wf4qj
    @DavidMarevesa-wf4qj 2 месяца назад +4

    Just be a listener...desist from overlooking someone.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 месяца назад

      I was commissioned the same as well ndikapiwa tsimbo naJesus naPaul Mwazha.....i died in 2017 and Jesus took me to heaven

  • @edsonmapuranga716
    @edsonmapuranga716 2 месяца назад +2

    Mubhaibheri mune vanhu vanonzi madzibaba here,saka sei vanhu vachiterera terera mipengo yamuka munyika ino

  • @YonaMalon
    @YonaMalon 17 дней назад +1

    Mwari havaiite kuti vanhu vatambure iwe coz munhu wese anobva kuna nwarii saka ummm

  • @chipompeke4469
    @chipompeke4469 25 дней назад

    Ko munoda kuvakirwa imba yeyi yet magara muri musango nguva yese iyi.
    Kana muri maka tumwa kumhuri yese seyi muri kuramba muchi chema vana venyu chete. Jesu akati handina vana handina vabereki. Munogo rapa vanhu one one seyi? Pane kuisa simba kumu Tungamiri we nyıka nevaporofita ne dzimwe n’anga dziripa nyika kare.
    Uuuh saka zvichinzi munhu haafambe ega panoda vabati venhaurwa.
    Tsvimbo yaka vigwa kupi nekupi mugomo here nekurukova kuManicaland.
    Hoo saka muri kuda kuvamba rimwe sangano nhai. Ko kana zviri zvepasi rose reZimbabwe madiyi kuunganidza masangano aripo kare oita chimwe chete.
    Munotumwa asi muno bvoronga. Mave kuda hukuru. Kuti utambirwe Unoto zvininipisa. Woenda chekutanga kuvatungamiri vese venyika, vema church, neve chivanhu wotaura nhau yako. Kwete pachivhiti vhiti seizvi. Waka pfeka germenzi nyowani kudaro.

  • @saumatomu
    @saumatomu 2 месяца назад +27

    Mutoriro unoshanda zvavo

  • @user-tf9bz9xz3i
    @user-tf9bz9xz3i 2 месяца назад +3

    Zuva rinobudira mamutare ronopotera Gokwe kkkkkk
    Ayas

  • @florencechidzi3970
    @florencechidzi3970 2 месяца назад +3

    I agree uku kupenga

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 2 месяца назад

    Daniel 12:10 Many will be purified, cleansed, and refined, the wicked will act wickedly; none of the wicked will understand, but the wise will understand 📖.Matthew12:35-37.A good man out of the good treasure of his heart brings forth good things, and an evil man out of the evil treasure brings forth evil things. But I say to you that for every idle word men may speak, they will give account of it in the day of judgment.📖🙏Philippians 2:15 📖Provide people with a glimpse of good living and of the living God🙏. 1Timothy4:12 Be an example to the believers with your words, your actions, your love ❤️, your faith, and your pure life.📖🙏🙏🙏🙏🙏🔥🔥🔥🔥🔥🔥. Ephesians 4:23 Be constantly renewed in the spirit of your mind having a fresh mental and spiritual attitude .📖🙏🙏🙏🙏🔥🔥🔥🔥

  • @Patiencekamukurismurffamily
    @Patiencekamukurismurffamily 2 месяца назад +15

    Mapostori haasi arwara nepfungwa here pazimbabwe kune mumwe anonzi creby arikupenga futi

  • @lawrenceshumba388
    @lawrenceshumba388 2 месяца назад

    We are all having different thoughts or undermining him , but there's a completely a different view from the spiritual world and the physical one. Because what he speaks is very interesting , my only concern is that his vision sounds like mixed with the traditional approach and God's .

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x 2 месяца назад +15

    Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakamuseka hadzi anorwara

    • @benjimanmudombo8102
      @benjimanmudombo8102 2 месяца назад

      Amen

    • @flacksonbhero4296
      @flacksonbhero4296 2 месяца назад

      Taura hako

    • @elphastshuma6913
      @elphastshuma6913 2 месяца назад

      Hakuna zvakadai

    • @Chux48
      @Chux48 2 месяца назад +1

      Anopenga uyu anofanira ku rapiswa very fast. Manje manje anodya madhoti 😂😂😂😂😂😂😂

    • @Inoecent
      @Inoecent 2 месяца назад +1

      I just liked pawati murwere wepfungwa in shot benzi

  • @Lillyonline-gv6sq
    @Lillyonline-gv6sq 2 месяца назад +2

    Someone repeat this 2time or mor this guy is soo funny

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 2 месяца назад +5

    Uyu anoda rumamiso uyu ungati wakabata mvura woita kuti vanhu vafe nenzara kusanganisira vabereki vako, pfutsek

  • @Babagabriel007
    @Babagabriel007 2 месяца назад

    😂😅😂😅 tsvimbo dzakubuda dze Nyika dzawandisa kkk hukuru hurikudiwa hwekuti ndini ndinayo tsvimbo Bhondi ayiti ndiye now mdzibaba Nyasha mm ityai Mwari neMidzimu vakomana 😂😂😂

  • @princemushayi8836
    @princemushayi8836 2 месяца назад +3

    Mnangagwa arrest this guy

  • @Sifelani-vc6uj
    @Sifelani-vc6uj 2 месяца назад

    I have a question guys ,for how long we gona be fooled. Vakangofanana ne kenani, mapositori ndivo vavhiringidza chivanhu saka mvura isanaye.vanhu ve zanu pf ava.munhu Akati Mari yakashayika ku Reserve Bnk ndiye anayo. Saka anode kuvakirwa musha Nani? Mastotsi

  • @YonaMalon
    @YonaMalon 17 дней назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vaiida imba kan wasvika pane nyaya yako chaiyo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-td4pq6qk9k
    @user-td4pq6qk9k 2 месяца назад

    Chokwadi uku kwavakutopenga chaiko madzibaba bond ndozvavaiita izvi vachiti ndivo vanetsvimbo yenyika zvakazoenda nepi imi woo moti ndimi munetsvimbo yenyika. Mwari uyu kudenga kure uko

  • @xingjung8185
    @xingjung8185 2 месяца назад

    He is into satanism . How can he compare him with God. Mweya Murasaki Zimbabwe wake-up . These are stumbling blocks

  • @CanaanMumvuri
    @CanaanMumvuri 2 месяца назад +1

    Vanhu ava vakaona kuti ruzhinji rwave kutizira Kumasowe kwavanorapiwa mahara Saka kutotevera vanhu vakatiza kubhadhariswa Mari kuhuN'anga hwavo

  • @wisdommutero9168
    @wisdommutero9168 2 месяца назад +7

    Zvamanje manje mapositori hakumbozama kuvhura hombe shame 😂😂😂

  • @user-pf4rv5rc5s
    @user-pf4rv5rc5s 2 месяца назад +2

    Fix Zimbabwe and leave to talk sheet

  • @user-sk6gv3dw4n
    @user-sk6gv3dw4n 2 месяца назад +1

    Aaa mazuva ekugumisira chokwadi .hanzi ndini Alfa Na Omega .oti zvskare ndakatumwa namwari . Iye achizviti ndiye wokutanga nokupedzisira hoooo nhoroondo yacho . complicated Ini kana chandanzwa apana kana one

  • @DephineManamike
    @DephineManamike 2 месяца назад +1

    Vanhu ichai mwari imi zvakataurwa kunzi mazuva ekupedzesera kuchava nemaporofita enhema muimbi akaimba akati maporofita enhema achakurumbira ngwariraiwo hama

  • @user-xd1lh6ju2m
    @user-xd1lh6ju2m 2 месяца назад +1

    Uyo anopenga chete...vazhinji ma postori akurasika njere.

  • @MagicMikeMusic.
    @MagicMikeMusic. 2 месяца назад +5

    Sound haiskunzwika Papi Wani it's loud And clear Please Let Us Know Haina Sound Here Or Volume Which is Which.

  • @neviletanakazvidzai3052
    @neviletanakazvidzai3052 2 месяца назад

    In the meantime..mhuri yake irikurarama sei arimusango? This guy is most probably a mental health patient.

  • @CanaanMumvuri
    @CanaanMumvuri 2 месяца назад

    Uyu munhu arikutotwara chaiko, maPostory erudzi rwababa Johane havaite mapipi asina chipo aya nekubuda pamaTv kutsvaka mbiri kweN'anga dzekurombera zvavasingagoni, kushatisa chipositori chechokwadi

  • @user-gq5wt6es6v
    @user-gq5wt6es6v 2 месяца назад +1

    Hiiiii nhasi tamuona Alfa na Omega kkk

  • @user-mp1ye5zr2s
    @user-mp1ye5zr2s 2 месяца назад +1

    Matsvukiro akaita kumeso kwake munhu Ange asingazori mafuta here ? Mapositori Ave kutopenga chaiko

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 2 месяца назад +7

    Vanamabhemba ava vanouraya vanhu kumakomba egoridhe ava ndovanopedzisira vaakupenga kudai. Ingozi chaiyo iyi inoda kuripwa ndozvaungoita vanamadzibaba Bond Gombwe

  • @JahCure-zh4dt
    @JahCure-zh4dt 2 месяца назад +2

    Ingozi iyi. Akachekeresa uyu since ati akaita mining nemabhizinisi

  • @user-bg8pb7jp9y
    @user-bg8pb7jp9y 2 месяца назад +3

    Mbiya hazi yakarohwa negwatakwata

  • @DennisShoko
    @DennisShoko 16 дней назад

    Imi mapostori ka munobaya mboni yeziso raMwari imi.munoswero nyepera nyika heee what what ndakatumwa muchimwisa vanhu mazai mambishi,mafuta mambishi,muchisunga vanhu netambo ..murikushandiswa na Satan ...
    Munobatsira zvirema nemapofu kupi .musasaize Jesu vanhu imi
    Ndiani munhu akarapa bofu rikaona munyika yatigere izvozvi .siyai masaramusi ayo ..

  • @user-lt9yv9td6u
    @user-lt9yv9td6u 2 месяца назад +1

    Yaaa sarenda chokwadi kupenga hakutani nhai votanda botso voti ndine tsvimbo yenyika Jehovah pindirai zvenyu satani atambudza seZimbabwe zvinhu zvacho iiiiiiiiii yaaa satan arikushanda

    • @TeeCharlotte-qp3yx
      @TeeCharlotte-qp3yx 2 месяца назад

      Yes, Satan is at work, he knows his time is running out. Deceptionist!

  • @NormanMaruwu-sh3sj
    @NormanMaruwu-sh3sj 2 месяца назад +4

    ZvemuZimbabwe ndazvikoniwa ini

  • @helbertzishiri1206
    @helbertzishiri1206 2 месяца назад

    Mwana wemumusha mangu ma Gutu asi poverty yatambudza zvichikonzerwa nematsotsi e Zanupf. Huchi hwenyika runokunda zvirikuitwa kubvumburudzwa kwezvicherwa ne Zanupf nemhuri dzavo hmmmm tatambura veduwe mhedzisiro tichangopenga nyika yese 😂😂😂😂😂😂

  • @MsiyiwaSibanda-tk4zi
    @MsiyiwaSibanda-tk4zi 2 месяца назад

    Vanoda kubatanidza masangano emapostori aite rimwe chete ,hakuzi kuda kuswededza vana chivhayo pedyo here uku

  • @YonaMalon
    @YonaMalon 17 дней назад +1

    Hakuna munhu anogara 3 years mugomo baba nhamo bamunini imi

  • @user-ip6cd4fe3k
    @user-ip6cd4fe3k 2 месяца назад

    Simba rema marine spirits.pindirai Jehovah uye muregerere nekuti muri mwari vanoregerera

  • @user-bf1hd6uk1d
    @user-bf1hd6uk1d 2 месяца назад +2

    Mutoriro uyo munhu akagadzira mutoriroka chokwadi Mwari ngaave naye.

  • @TsitsiKavu-cf8ez
    @TsitsiKavu-cf8ez 2 месяца назад

    Kana wakapihwa chipo chekusunungura nyika vanhu vanozokuramba cy basa ramwari rino zviratidza rega imba yauri kuda kuvakirwa unoda kuvdkirwa nani tibvire uko uchatongwa iwe vaka wega musha wako zvese zvinozviita kana uri mutumwa hona bonde ane mari haashupike

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 2 месяца назад +1

    2011 to 2024 hadzisi 3 years mugomo he mentioned something is not adding up with his story.

  • @PrettyMachingura-nh7rk
    @PrettyMachingura-nh7rk 2 месяца назад

    Nyika ye Zimbabwe ine tsvimbo ngani chaizvo 😂😂😂 nezuro yaiva na bhondi nhasiya yava na arufa naomega😂😂😂😂😂

  • @cablescommander5966
    @cablescommander5966 2 месяца назад +1

    Anotevedzera madzibaba bond uyo ndozvarehwa nabond kare

  • @Unruly_Dwayne
    @Unruly_Dwayne 2 месяца назад

    Svimbo yenyika ingani bec a lot of them have been coming up lately saying ndini ndine svimbo yenyika (Mazita pls 😅) so which one is which, who has it n kuno mbori nesvimbo nyeka here ?

  • @manasschibanda
    @manasschibanda 2 месяца назад +3

    No sound

  • @YonaMalon
    @YonaMalon 17 дней назад +1

    Saka bamunini makunaisa bvura hr 😂😂😂😂😂

  • @GodknowsMangwende
    @GodknowsMangwende 2 месяца назад +1

    Kana munhu uchiti Uri wamwari why kusafisa nyika as a whole

  • @rezaemmanuel0073
    @rezaemmanuel0073 2 месяца назад +1

    Aya ndiwo anonzi madhunamutuna wonders of the earth😂😂😂

  • @user-bb4ls5zs3s
    @user-bb4ls5zs3s 2 месяца назад

    😂😂😂😂😂hnzi ndikaenda kumasvingo kumba kwababa vangu 😅😅😅enda kaa wega unoda kuendeswa nani

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 2 месяца назад

    Mapindiro amawekuda kuita muhomwe dzawanhu 😂😂😂ma psitori tikukuonai .chimbotangai manodzorera hurombwa ,uku ndokupenga uku.

  • @user-zi8ri9hp2n
    @user-zi8ri9hp2n 2 месяца назад +1

    Haiyisi nyaya yekutya saport here kumba uku vana varikudyeyi nemukadzi

    • @user-xn3hy6qv4f
      @user-xn3hy6qv4f 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Wandikuvadza ndabatwa nebayo

  • @farairukwesa2827
    @farairukwesa2827 2 месяца назад

    Zvakaoma mu Zimbabwe ndizvo zvinoita munhu ane 3 years mugomo here ?

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 2 месяца назад +1

    Businessman we tuckshop

  • @user-se5md3bg4l
    @user-se5md3bg4l 2 месяца назад

    Presenter akashinga kudai ndirini ndaibatwa ne setswa ndichteerera zvakadai😅😅😅

  • @abingtonnyoka7816
    @abingtonnyoka7816 2 месяца назад

    saka tine ndonga ngani muzimbabwe coz everyone is claiming kuti ndini ndine tsvimbo yenyika 😂🤣🤣😂dzinganiko

  • @wazhanaimaphosa-qt5kf
    @wazhanaimaphosa-qt5kf 2 месяца назад +1

    Madzibaba nyaya yavo inoda kuitirwaku Parliament zvose zvogadziriswaa.

  • @confidencegutu4029
    @confidencegutu4029 2 месяца назад +1

    Masvingo woooyeeeee

  • @user-ik9pz7nw7i
    @user-ik9pz7nw7i 2 месяца назад

    ummmmm ini ziii zvangu 🤭🤭 nhai weduwe chiiko nemaprophet aya tavatadzireikooooo heyiiii ....

  • @Priscillamutsopotsi-le2fy
    @Priscillamutsopotsi-le2fy 2 месяца назад

    Ooh God gracious! Have mercy on this poor guy, 😮