Sekuru u are one in a million munoita basa mukuwirana uye hamuparadzanise vanhu kune vatinoziva vanoita kakutyisa kuti vanhu vabvume,sekureva kwenyu kuti munhu anogona asingazive hurombwa asi anawo Saka munhu haabvumi zvakadaro,asi kwamuri munorondedzera munhu matorere akaita .
Mushonga yose yatinopiwa muzvipatara comes from plants around the world mostly Africa. They grow after taking seeds and seedlings from Africa and the world. Did you know feso (the devil's claw) treats back pain and it's only found in Africa
Sekuru u are one in a million munoita basa mukuwirana uye hamuparadzanise vanhu kune vatinoziva vanoita kakutyisa kuti vanhu vabvume,sekureva kwenyu kuti munhu anogona asingazive hurombwa asi anawo Saka munhu haabvumi zvakadaro,asi kwamuri munorondedzera munhu matorere akaita .
Tapindatapinda ilov u skuru mukotsanjera anofarirao seni kudai like every
Our own uncle with dimples ❤❤❤❤❤
Ndati iwewe
He is my crush Tsoka bae❤
@@mesiMutepfa also me 🥰🥰🥰
@@Luther.K.Gonzalo7 ndadii shaa 🤣🤣🤣🤣
@@OliviahHumbaniakomanaka ini ndazvitadza kwacho wawandirwa bae wacho😂
Thanks for sharing, sound quality was way better than the episodes you usually cover kwa mambo Mutasa
Love you sekuru mukotsas basa munobata sekuru vanokuvengai vose varoyi vakaromba mabhinya ini ndokudai sekuru
DR MUKOTSANJERA DR ZIMBABWE 🇿🇼 SHAPING ZIMBABWE IN MANICALAND ITS AWESOME TO HAVE PEOPLE AT HEART
Mwari akuchengetei Amen
Tich usawanze intro ingotipa ka1 data wangu ma1
Ndakambozvitaura kuti vakuda kuzviAdvertiser ivo tichivaona ...nxaaa I blame BaTaps
@@Trabablastsek tengadata rakakwana .😅
@@HandsomeboySisimai-wr4ry ndipe ka mariyacho nditenge zimukosho
Tsoka woyeeeee ❤❤❤mukusunungura sekuru ngozi ngadzibude
Thanx nekugadzirisa sound better today
Hoyi hoyi
Tichkach uri shasha🔥🏋️👏👏👏
My best sekuru ❤❤❤. You have love to everyone
Hoyi hoyi👻
Well done sekuru ❤❤
Tsoka Tsoka 🎉
Muchinjikwa werudo❤ Mwari rudo
PA wakule haasekereri anenge anetawo nazvo
Dr M m in ❤❤❤❤ with you
😂😂😂😂😂muzukuru wangu bae ndewangu ndiri mbuya venyu 😂
Sekuru venyika❤❤ batai bsa
Lemon roots yakandirapa jeko ini when I was in form 2 and from there I never suffered from it again
Ndokumbirawo kuti makaita seyi ndine hama yatambura pliz
Lemon roots inoshanda sei pa jeko
Give me please,how to use it. The lemon roots
Boil midzi yemuhamburosi unobatsira
2nd🎉
THANKS KULE VADZIDZISEI CHIVANHU CHIRIKO
Gd mrng samukotsanjera vangu
Ndaiziva hangu family iyi Rega vabatsirwe
Sekuru Mukonzanjira munogona imi
Chigodora ave mambo here
Headman
Basa ngaribatwe sekuru
Deadman ❤king
Morning
Tich taka complainer sound ykagadzirisa apa watangana netuma adverts😂
Iyi satirical vakangwara vanogona kuronga
Nhai tich hausati wakuziva kt mhepo inovharwa sei pa mic hre
Our best sekuru
Sekuru Bae
Mushonga yose yatinopiwa muzvipatara comes from plants around the world mostly Africa. They grow after taking seeds and seedlings from Africa and the world. Did you know feso (the devil's claw) treats back pain and it's only found in Africa
Feso rinorapa musana sei
Team rekumaraini kwangu mapostori awo eyiii takadzidza navo havana kupedza chikoro vese😢
Good coverage TichTv but just give us the story not these highlights
Bhora mberi tsoka nguva yakwana
Tave pano❤
Ava vemagirazi ndomadam Mukotsanjera hre
administration team
Hiweee ndimadam avo @@Mbwido
Sisi vake avo@@ShupMacheka-vj7qw
@@miriam-z1y imi ndakasvikako masikati chaiwo kwete manheru ndimadam avo
Sekur bae tsoka
Sekuru Mukotsanjera ndingodada nemi rowayi basa nyika ipone nekurerukirwa mumatambudziko
People used to magic want miracle everytime. Zvimwe azvisi zvepapazi.
Batai basa Sekuru Mukotsanjera
Pamberi nebasa mkweguri nyika ngaichenesse
Ndakwidza maoko sekuru
Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼 Tsoka
Zii zvedu
Manheru akanaka samukotsanjera vangu
Pamberi nebasa sekuru
What happened to Karanganda tv, does anyone know?
Iriko wani
Arikutangirwa na Tich
Vqrikwamarangee
Pamberi nebasa Sekuru
Mwari rudo chokwadi sekuru
Firstly today ❤
😊
Muti rudziii weguchu wataurwa apo?
Adverts purizi tinokuzivai kare no need to waste our data tapota Tikchachi
Zamai kut pamunoisa nyaya dzenyu monyatsonyora maepsode acho nemo nemo
Zwa sukuru tinoda full story,not ma half,matipa full stop chete nothing else😒
Tasvikawo Tsoka
Kumaraini kwangu😢
Hanzi mubve kunoitwa sei pane ari kukosora
Tasvika
Kwahi kamani munhu wese kunogeza kkkkkkkkkkk
Ndripo
Dhuku rest John iro
Ndangina
Zvakanaka kuva pano
Na chibaa mukotsa
Tich nhasi zviryt thanx nokuterera
Dheshe hangu ma chair achipo
Nhasi ndakasikawo
Tiripo
Ndapindawo
Munhu ariku tsipikwa....why.mutendera mukoma wake kuramba kugara pa.jira haasi ane nyayawo hr uyo pajira pane nyaya
I'm asking for whatsap from sekuru mukotsanjera please?
Tasvika