Chief Mutasa. Kuroya Mwana Karanganda TV

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 ноя 2024

Комментарии • 84

  • @Karanganda
    @Karanganda  7 месяцев назад +42

    Mukaramba makanyarara ndokurovaizve nechimwe

  • @GordenBrown-o8z
    @GordenBrown-o8z 7 месяцев назад +8

    Mutemo iwowo wekuti munhu amanikidzwe kufamba zvichienderana nechitendero Chake plz hurumende inofanirwa kuwandudza plz tashatirwa ndiwo madhara Aya achitiza nemutemo iwowo KT hurumende ichindinzwa ngauwandudzwe tarwadziwa ndizvo zvimbuya nezvisekuru izvi munhu ngaende kun'anga nevamwe abatwe aripo

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 7 месяцев назад +5

    Karanganda TV always on point...Much respect to Baba Taps and cews behind the camera...Mambo Mutasa is one of the best Chiefs to ever lived in this country.

  • @TauraiGandari-bu7dx
    @TauraiGandari-bu7dx 7 месяцев назад

    You are the legend CHIEF MUTASA munotonga zvakanaka munobatanidza mhuri dziri kuparadzana I love your judgement keep it up thank you

  • @Karanganda
    @Karanganda  7 месяцев назад +16

    Kuti Haradada kuti Dheshe Sofa rese Sofrinespring baba

    • @faithtiengane5618
      @faithtiengane5618 7 месяцев назад

      Hatikwanise ku subcriber ka 10 here
      ❤❤❤❤❤❤

  • @barnabasndira6953
    @barnabasndira6953 7 месяцев назад +1

    I am in love with Mambo Mutasa I never miss any of his sittings.Muri chibaba

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 7 месяцев назад +1

    I love my father chief mutasa..baba taps ndokumbirawo number dza chief mutasa

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 7 месяцев назад +2

    Chief Mutasa is one of the finest and best 👌in Zim🇿🇼👏

  • @Zinsi-h3o
    @Zinsi-h3o 7 месяцев назад +2

    Im happy to see my geo teacher Cosmas Sakupwanya

  • @michaelkufandada1401
    @michaelkufandada1401 7 месяцев назад +4

    Ndiyo karanganda yandinozivaka iyi,,inotipa kudya zuva rimwe ne rimwe kkk

  • @TonderaiBMandiopera
    @TonderaiBMandiopera 7 месяцев назад

    Chief Mutasa, we salute chibaba chedu🙏🙏🙏, pfuurai mberi nebasa makatumwa naTenzi

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 7 месяцев назад +1

    Karanganda crew plus Chief SaMutasa plus Headman Chigodora = Zimbabwe yanaka

  • @solomonmangwende4181
    @solomonmangwende4181 7 месяцев назад +1

    Ndinobonga karanganda tv mubatora chakanaka camera yenyu inobaa gekesa end amunyorinyori pasikirini rambaimwe idaro ndinonga ndeindo likeika🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 7 месяцев назад

    ❤karanganda my favorite channel. ...Mambo mutasa the best Mambo ever❤

  • @EddieMazuru
    @EddieMazuru 7 месяцев назад

    KO MA CHIEF AKAITA SA CHIEF MUTASA SEIKO VASIRI KUWANIKWA MU CHIEF 'S COUNCIL,,,, MAMBO AVA is hands on and intelligent,, very intelligent

  • @aaronpaidamwoyochikodzi1961
    @aaronpaidamwoyochikodzi1961 4 месяца назад

    Matonga, magadzirisa, maraira Mambo zvinofadza🎉

  • @LovelyDarts-ic1fi
    @LovelyDarts-ic1fi 7 месяцев назад

    Nhasi torara pano pakaranganda❤ 🙏🙏🙏matigonera rambai makadaro

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 7 месяцев назад

    I love Honde ndiri kutsvaga wo musha Honde, Hauna kwaMutasa ndoita sei

  • @TamaryManyika-x1o
    @TamaryManyika-x1o 7 месяцев назад

    Ndauya nema blankets kuti tirare pano nhasi 💃

  • @Tanberylan
    @Tanberylan 7 месяцев назад +2

    Hello team Karanganda ❤

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 7 месяцев назад

    Ava vanotonga zvakanaka ,havamanikidzi vanhu kuenda kuNanga sekuya kwamaiva ,kunotobatirwa munhu demo chairo .I like this

    • @WaltersMqotequah
      @WaltersMqotequah 7 месяцев назад

      chinoktadzisa kuyenda Kuna godobori chiii Kna mhuri ichishupika?

    • @joinahmukanangana2993
      @joinahmukanangana2993 7 месяцев назад +1

      Pane here akamboenda kwa godobori life yake ikatonaka .chero ivo godobori vacho vanotofawo nenzara

    • @joinahmukanangana2993
      @joinahmukanangana2993 7 месяцев назад

      Godobori vacho vanenge vachitoshupikawo zvavo nenhamo .nengizi nemademon nehurombe hwakazara munyika .vanenge vachitopararawo zvavo

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 7 месяцев назад

      Kugona kutonga hr kt vanhu vasamanikidzwa kuenda kun'anga ko vanhu vanorambirei kufamba ivo vachiona kt pane problem

    • @joinahmukanangana2993
      @joinahmukanangana2993 7 месяцев назад

      @@GraceMapfumo-ep9tx muhupenyu tine kodzero dzedu ,even Mwari chaivo havatimanikidzi kuita zvatisingadi .saka ishe omanikidza munhu zvaasingadi ,what is free will ,what is freedom ? Kusununguka kuri papi kana uchimanikidzwa kuenda kuzvinhu zvausingabvumi mazviri ,ko tine pfungwa dzakafanana here. Kana munhu achibvuma kuti n'anga inoporesa omanikidza vanhu vese kubvuma kuti inoporesa ,haaaa musavharika imi ,mararsmiro anosiyana mvanoita zven'anga handivasvoori ndosvoora vanomanikidza vamwe

  • @elizabethbongers1124
    @elizabethbongers1124 7 месяцев назад

    Ndoo kutonga uku.
    Well done chief Mutasa

  • @JuniorKwembeya
    @JuniorKwembeya 7 месяцев назад

    😊usina kuriona karanganda racho ndiyani kukwira nekudzika 😂😂

  • @thandiwechinaa5453
    @thandiwechinaa5453 7 месяцев назад +4

    Nhasi bba taps vane hasha

  • @SamuelChakona
    @SamuelChakona 7 месяцев назад

    Kkkkkkkkkkk ndoteam rinoroya rinofamba nembuva mubhachi😊😊

  • @AmusedHardHat-qr1kg
    @AmusedHardHat-qr1kg 7 месяцев назад

    Basa Se basa baba taps well done

  • @ruvahmukura8551
    @ruvahmukura8551 7 месяцев назад +1

    Kuti dheshe kuzadza sofa rese😂😂

  • @ganyaz
    @ganyaz 7 месяцев назад

    endai kwaSekuru Tasvu or kwaSekuru kanengo plzzz

  • @TracyMutembedzi-v6z
    @TracyMutembedzi-v6z 7 месяцев назад

    Karanganda woyeeeee rambai makadaro,dzemumatare tinodzida dzine dzidziso 🙏,❤❤❤❤❤❤❤

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 7 месяцев назад

    Sibonge baTaps 🙏🙏🤝

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 7 месяцев назад

    Magona mambo. Ndokutonga zve uku Mambo. Mudhara wese uyo anorega vana vachipenga hindava.

  • @it3788
    @it3788 7 месяцев назад

    King wedu mtasa hoyo❤😅😅😅

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 7 месяцев назад

    Mambo makoni muri Bloodline rehuMambo

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri 7 месяцев назад

    Karanganda ndizvo 🎉🎉

  • @FainessAntonio
    @FainessAntonio 7 месяцев назад

    Karanganda to the world ❤❤❤🎉

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 7 месяцев назад

    Chief wangu live long

  • @Mashia-t8b
    @Mashia-t8b 7 месяцев назад +1

    Vana chibanda vakutokwikwidza nemi vadii kutsvaga mamwe madzishe zvaakawanda wani

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 7 месяцев назад

      Nhai nhai cz mamwe maChief haachabude aisimbobuda kare or kungotsvagawo vanyowani cz Nyika yakakura

    • @spiwemujoni4483
      @spiwemujoni4483 7 месяцев назад

      Sure kuuya kuzovhiringa ngavaende Masvingo

  • @JoiceMabhena
    @JoiceMabhena 7 месяцев назад

    Wise words Chief😂😂

  • @NelsonDaily337
    @NelsonDaily337 7 месяцев назад

    Saka vanhu havafaniri kumanikidzwa kufamba nhai. Kune mamwe matare vanhu variku kumuriswa mabhachi eku church.

    • @WaltersMqotequah
      @WaltersMqotequah 7 месяцев назад

      if it benefits the family I don't see any problem,mnhu anoramba kfamba most of the times and urombwa

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 7 месяцев назад

      Kutoramba kufamba ikoko it seams there is something wrong, mbuva mubhachi 😂😂😂😂😂😂

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 7 месяцев назад

    Tsvagirai table afro boy uyo aone pekunyorera

  • @RuvimboNjanji
    @RuvimboNjanji 7 месяцев назад

    Bhachi renyu rinobva rarembera kudaro 😂

  • @ArnoldMlambo-yg6co
    @ArnoldMlambo-yg6co 7 месяцев назад

    Baba avo vanogara vega seyi vakaromba

  • @patrickmuna1008
    @patrickmuna1008 7 месяцев назад

    Waiyepo ere

  • @judx34
    @judx34 7 месяцев назад

    🎉🎉🎉

  • @samuelmapingure7817
    @samuelmapingure7817 7 месяцев назад

    Hapana nyaya apa

  • @violetmaluleke183
    @violetmaluleke183 7 месяцев назад +2

    Number yema likes sei isingaonekwi

  • @tadiwamlax6938
    @tadiwamlax6938 7 месяцев назад

    Karangandawoye waiwepi

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 7 месяцев назад

    Haroo karanganda

  • @PaulineTaruwinga-zy3sk
    @PaulineTaruwinga-zy3sk 7 месяцев назад

    Mambo manyama

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 7 месяцев назад

    Hello team

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 7 месяцев назад

    Pakaipa

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 7 месяцев назад

    Mdara auzi kuchenaba uyu

  • @ItayiNyakurita
    @ItayiNyakurita 7 месяцев назад

    Tasvikawo isu weNyanga

    • @LizzieMwanaka
      @LizzieMwanaka 7 месяцев назад

      Nyanga kupi dear ndokwanguwo Nyatate😂

    • @ItayiNyakurita
      @ItayiNyakurita 7 месяцев назад

      @@LizzieMwanaka kwaTangwena Nyafaru

    • @LizzieMwanaka
      @LizzieMwanaka 7 месяцев назад

      @@ItayiNyakurita ok Ini I'm based muNyanga hangu kana ndiri Zim but kumsha ndoNyatate

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 3 месяца назад

    Zvakaoma

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 7 месяцев назад +1

    Hello team