Wakatambisira nguva yangu zvino ndawa (off layer)-Chief Chiweshe's traditional court

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 ноя 2024

Комментарии • 278

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 15 дней назад +11

    Maiguru i salute you 😅😅😅 kunyarara henyu benzi renyu vanhu vachiri rwira mukadzi uyu godo rekusada mainini vakanganwa kuti ivowo ndimainini

  • @ALBERTKHUMALO-u8y
    @ALBERTKHUMALO-u8y 17 дней назад +18

    My sister just leave this man and move on with your life ,he can't promise to marry another woman before marrying you,This man is not honest he is wasting your time ,and also you are working ,what is the use of looking for another marriage at 46yrs ,just look after yourself and your kids ,

    • @AnneryMpankan
      @AnneryMpankan 11 дней назад

      Anodawoka kukweshwa beans nhai iwe, murume anotorwirwa

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 13 дней назад +6

    It must serve as a lesson to other men out there kuti you don't play with women's feelings.

  • @PreciousNemhara
    @PreciousNemhara 17 дней назад +9

    Mai avo is crazy ,i wonder what teachings she gives to her daughters at that age fighting for boyfriend cz baba avo didnt pay a penny for her for over 5 years

    • @EverMudungwe
      @EverMudungwe 16 дней назад

      Mai avo hapenge chero uriwe ungada kungoshandiswa mahara here zibaba zitsotsi iro

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa 14 дней назад

      Apana munhu asingadewo musha wake veduweee

    • @RegeraiChikovore
      @RegeraiChikovore 7 дней назад

      Nhai hako iwe chokwadi pachena cheyi mbuya ino isingakuri kutishoresa vakadzi

    • @RegeraiChikovore
      @RegeraiChikovore 7 дней назад

      ​@@MemoryMuchakazikwaehe asi kwete zvekumanikidza zero iro ngavaite plan vaimbogarepi nguva yose Voda kumanikidza vanhu

  • @rosemaryjieman9302
    @rosemaryjieman9302 16 дней назад +7

    Ava baba vasiyei vaende
    Moms peace of mind yakakosha...

  • @lavendertembo1456
    @lavendertembo1456 17 дней назад +3

    if it's costing you your mental and general health then it's too expensive siyai you really don't need this officer you're worth more than this...!

  • @PatienceZhande-gf4pg
    @PatienceZhande-gf4pg 17 дней назад +12

    Mai mwana siyanai nezirume iri muchengete vana. Muchafa mukasiya vana vachitambura

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 17 дней назад +25

    Imi makaenda pane mumwe but imi hamudi kuparikwa why

    • @KiethyWande-c7d
      @KiethyWande-c7d 17 дней назад

      My question exactly ....

    • @afronews7034
      @afronews7034 16 дней назад

      Shes obsessed nechibababa hapana asingade kunzi mrs nhingi😂😂😂

    • @matildatavarwisa
      @matildatavarwisa 16 дней назад

      My question 😢

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 16 дней назад +2

      Mbavha haidi kubirwa .vakenda pa e mumwe mukadzi nhasi vava kurwadziwa nokuti pauya mumwe kkkkkk vakadzi makaoma

    • @Chidhuwa
      @Chidhuwa 14 дней назад +1

      But kubva pakutanga mukadzi ataura wani kuti murume anongonzvenga nzvenga pavakamuti chiita kuti ndinoona maiguru vauri kuti vakati tsvaga hako umwe mukadzi because ndakura or what,murume itsotsi

  • @christieultd
    @christieultd 16 дней назад +4

    Munopenga imi. Kutokwira dare mahumbwe shuwa. Kushoresa vanhu kadzi. Ndakunyarirai mai imi. Makadanana muhunzenza saka mukurwadziwa nei. Tsve kunyatsoshanda muri kuzvishorei mai imi. Hoyo maane BP. Kurumwa nechekuchera

  • @gncmm
    @gncmm 15 дней назад +8

    Masiiwawo.bcz hamuzvigoniwo zvebonde sekusiiwa kwakaita umwe

  • @fodreybunu6300
    @fodreybunu6300 13 дней назад +3

    Mahure so. Ndozvatogara tichitaura tichiti akuna mukadzi wechitwo anoda barika. They all want the man to themselves they are very selfish and insecure. Now Hona avachadi kuoarikwa nemukadzi wechi three saka maiguru ndovaida barika here. Havana nyaya Mai Ava.

  • @ShirleyShirley-s2b
    @ShirleyShirley-s2b 15 дней назад +4

    Yakatanga iri sweet baby yave chilli inovava .....maiti munovagona here nhai mhai .... Nexttime mutsvage wenyu mega

  • @ConciliaZhanje
    @ConciliaZhanje 17 дней назад +11

    Muchapiwa chirwere kana murukushanda move on with ur life

  • @GladysRumbidzo
    @GladysRumbidzo 16 дней назад +2

    Shuwa kugurisa muchato kuti unoita small house kumwe. Life has no balance shuwa. Wakadii kutsvaga hako asina mukadzi kana akafirwa😢

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m 17 дней назад +6

    Mukadzi Mukuru akati regai zvepedzerane ikoko 😂😂😂 so long ndegere zvangu

  • @SamoraMupanga-uh8lq
    @SamoraMupanga-uh8lq 9 дней назад +1

    Dzidzai vanhu rume kungotora vakasiiwa ava vanonetsa zvokuti bheee

  • @PatienceMapaike
    @PatienceMapaike 16 дней назад +3

    Munenge mashayeiko vanhu vane mapayslip..kuteerana nematsambarafuta

  • @RuvaDzimbanhete
    @RuvaDzimbanhete 15 дней назад +2

    Musatibhowa imi Mai imi KO maiguru Havana kuitawo BP newe hre tikwanire iwe

  • @SibandaBabra
    @SibandaBabra 17 дней назад +4

    $500 yaida kuroora yakabva kumunda kwamaiguru.ikaenda kumunda kwaofficer kuti ichengeteke baba vakanzi vanorimazve Fodya kwamaiguru kuti mari yekuroora iwanike.maiguru havasi kutaura ivo voti havasi kuda kuparikwa why itai mushe officer.

  • @ericmurudzwa1920
    @ericmurudzwa1920 16 дней назад +4

    As Smart as you are Mother mungadanana nezirume rebute iro.SHAME on you muchirikuda bonde nazvino😭😭😭

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 16 дней назад +1

      Aaaaaa Havana kukura Mai avo zvokuti havadi murume imika vanhu tarisai zera musangomanyira keep jacha munhu

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 15 дней назад

      😂😂😂😂😂😂 she is NOT smart at all...mbuya dhori ava hure zvarowoo😂😂😂😂

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 15 дней назад +3

    Ungazviti mainini zera iroro
    Haa varume vanotiitisa😢

  • @EngelineMunhutu
    @EngelineMunhutu 16 дней назад +3

    Siyanai nezvevarume vamwe titoribhoo nevana vedu

  • @marymhuru1156
    @marymhuru1156 14 дней назад +2

    Officer officer officer siyai munhu uyo muite zvebasa....motsvaga mari modya mari yenyu zvapera izvo...musoronzi iwe iwe nekadhara here musadarooo

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 17 дней назад +9

    Chokwadi mungatorwira murume wemunhu here? Ivo maiguru vari zii vari kumba kwavo.

  • @SenzeniBaloyi
    @SenzeniBaloyi 16 дней назад +4

    Madam 50yrs inokwana manjemanje uchimhanyisana nemurume wemunhu.ndofunga chinokurwadza divorce tht you went through ende munhu wacho wozokudai

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 12 дней назад +2

    Hapana chinhu chinoparadza pfuma sechihure!😂😂😂😂.Mudhara kura iwe!Kusarohwa uko.Hama dzemurume tsiurai mhukarime yenyu iyo!

  • @offiasmubaiwa1053
    @offiasmubaiwa1053 4 дня назад

    Nyaya dzakadai idzi dzinoda Chief Nyamaropa. 20 minutes nyaya yapera. Officer munomakisa. Endai ku Council ku Concession mutenge stand muvake. Regai murume aite vakadzi vavanoda......

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 10 дней назад +1

    Haaa barika moto unopisa saka 2nd wife ndiyo yakurwa shanje ku3rd wife but vahosi havana kunetsana naye.imi varume kana mada barika balancisa ka

  • @darlingtontshuma9660
    @darlingtontshuma9660 16 дней назад +2

    Mukadzi mupurisa ibasa chairo, chero Maiguru vakuru achava venga

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 16 дней назад +3

    Varume Vaita Vashoma Munyika, Vamwe Vakaenda South Africa.

    • @ELLENMukwada
      @ELLENMukwada 15 дней назад

      Kkk zvino varume vakaenda Joza. Vatobatwa nechirauro sefish Joza mathosa hawatambi pakutora varume kana atoenda aenda 😂 anozodzoka afa kana kudzoka orwara nyaya dzevarume dzinonetsa. Sekuona kwangu. Mumakore anotevera kuchashaya munhu anoda vakadzi kana varume 😂😂 vanhu vose vachazvigarira

  • @KudakwasheMangondoza
    @KudakwasheMangondoza 17 дней назад +6

    Mudhara ndewe mjolo uyu kkkkk officer siyayi boyfriend yenyu iyi haasi murume wenyu

  • @SusanMtambuwa
    @SusanMtambuwa 17 дней назад +20

    saka mutori mainini 😂😂 nezera irori mumopengawo imi

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza 17 дней назад

      😂😂😂😂 imajeni

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza 17 дней назад +4

      Ko kuzoda kuti wenumber 3 arambiwe nekuda kwavo
      Zvavari kunzwa ndizvo zvaingonzwikwa nagulez

    • @fadzaidickson58
      @fadzaidickson58 17 дней назад +8

      46 is young vanhu vatema tine problem yekufunga kuti if one is above 40 they don't deserve kunyika dzaka budirira vanhu vadanana rekuchata.she deserves to be loved munhu wenyama

    • @rosemaryjieman9302
      @rosemaryjieman9302 17 дней назад +2

      ​@@fadzaidickson58 True tinodzikisirana nekuda kwemakore of which love has no age

    • @charitymasunda
      @charitymasunda 17 дней назад

      Imagine 😂😂, desperation

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 12 дней назад +2

    Dambudziko is there are more women than men.Hapana asingade bonde!

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 16 дней назад +2

    pa 46 yrs chigarisikai mai imi xhaaa munoipedza here kkkk apa makasiya imwe imba ibvaiapo muchapedza nyika

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 16 дней назад +3

    Munhu kututa nhumbi uchindogara ku small house unenge wanakirwa kkkkkkkkkkkkkkkkkk. Amai hamurambidzi murume kutora mumwe mukadzi nokuti imi makauya mukaita wechipiri.

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 17 дней назад +3

    Mkadzi ipai murume uyu gupuro munopedzerwa nguva like you said

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa6333 15 дней назад +4

    Zera iri harisi rekuchemera murume

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 16 дней назад +2

    Hakuna zera rinonzi haridi murume mai avo vachirikutomuda vachirikuzvinzwa avo musamanyira kungoti nezera iroro chii chinonzi zera pabonde

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 15 дней назад +2

    Mambo kusiya munhu achitsanangura mashura akadai here mukadzi mukuru

  • @oldschoolmusicmakwarimba2455
    @oldschoolmusicmakwarimba2455 16 дней назад +2

    Iye akaenda paine mumwe mkadzi saka otyei kuunzirwa mumwe mukadzi,nhazi zvvakwa tsuro manje zvorwadza,plus anoripei iye ariiye akaramba murume

  • @ShirleyShirley-s2b
    @ShirleyShirley-s2b 15 дней назад +2

    Endai munochengeta vazukuru mbuya .... Ava havamboramban. Plus pamwe mwana

  • @gracemambazo
    @gracemambazo 17 дней назад +7

    Zvinombofamba sei kuti iwee wakauya panemumwe mukadzi ...wotorerwa mumwe wakurwadziwa ..nxaaa...Mai imi kwanai hamupenge

  • @ElizabethManyarara
    @ElizabethManyarara 17 дней назад +3

    Parikwa iwe why usingadi aite mumwe mukadzi iwe wakauyao paina gulez

  • @rachaelmuza2985
    @rachaelmuza2985 16 дней назад +4

    Mbavha haidi kubirwa

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 15 дней назад

      Nhai hure kusiya mereji kuenda pachihure

  • @SimbaMapfuti
    @SimbaMapfuti 16 дней назад +2

    Uyu murume uyu haana vana vakura here vanoda minda yaanoda kupa munhu waasina mwana naye.

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 16 дней назад +2

    The resources he is using because amainini .Dai amainini vasipo,mari yekuroora yaikurumidza kubuda.😮😮😮😮

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 16 дней назад +1

      Kumujolo kunobviswa mari here vanhu ava vaita zvemujolo na officer.

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 17 дней назад +3

    Baba ava vanonyepa chaizvo

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada 15 дней назад +1

    Mai avo vaneruzivo here nezve social media ndofunga haazivi kuti pasi rese rinovaona vachitaura dai vainyara kunzikwa nyaya dzavo 😂😂nezera rawo

  • @enitatrust6933
    @enitatrust6933 17 дней назад +4

    Amai ngwarai imi murume uyo chifeve

    • @fadzaidickson58
      @fadzaidickson58 17 дней назад

      True kwese kwavanoenda vanoda kubikirwa sadza....

    • @WellyZifesho
      @WellyZifesho 17 дней назад

      😂😂😂angagoda wechi 3 sei iye achiti baba havandigutse bcz vanenge vaguta Kare Kwa mainn ,varikuda vave Vega Murudo pls havachatidewo ,varikuda kubhadharwa Tym yekuitiswa pasina kuroorwa kkkk

  • @St-G2
    @St-G2 14 дней назад +2

    Vakadzi vepamabarika anenge ave marejects oga

  • @eleanordziike212
    @eleanordziike212 17 дней назад +4

    Inga ana marwei ndimi munoti mune yese ko mhere yava yei imi muchidiwa fani??

  • @chamvekamarimbe9311
    @chamvekamarimbe9311 17 дней назад +1

    For the first time Chief you demonstrated wisdom

  • @martha6118
    @martha6118 10 дней назад

    Vose second wife nethird wife kufurirwa neboora ngoma rababa. Asi officer ,hupenyu ivhiri rinotenderera. Makarwadzisa maiguru and present your case muchida kunatsidzira. Makatohura nemurume uyu for 6 years,gamuchirai chokwadi and move on. At 46 ??

  • @Zivaimchoramwendo
    @Zivaimchoramwendo 17 дней назад +3

    Ko moda kunoroora nemari yarimwa namaiguru,uribenzi

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 17 дней назад +2

    Muchaita gumi zvenyu nezirume iri. Muvhazvirega

  • @albertchigoche727
    @albertchigoche727 17 дней назад +2

    Bushu ,Nyamaropa,Mutasa na Headman Chigodora ndoovanokwanisa kunatsozeya nyaya dzakadai nekukurumidza.

    • @BrightonBHEBHE-c1j
      @BrightonBHEBHE-c1j 17 дней назад +2

      Vanogona ava... Musashore

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 12 дней назад +1

      Chigodora is good judge but a bit too full of himself.He is just a headman who at times crossed his boundaries!

  • @ALBERTKHUMALO-u8y
    @ALBERTKHUMALO-u8y 17 дней назад

    Your wisdom chief is now needed

  • @Chidhuwa
    @Chidhuwa 14 дней назад +1

    Mmmmmm kunze uku kune mbavha dzerudo.Unotsotswa ugobeliever wozoona kuti hazvisizvo

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m 17 дней назад +2

    Madam ingawani munozvishandira nezera rinenge ratifambei handioni kuti mungachada zvokuroorwa siyanayi nemunhu uyo.

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 16 дней назад +1

    Kutaura chokwadi mai miri hire henyu.....makamuonepiko murume anoita vakadzi 2 akakwana....zera renyu kuchemera bonde pamurume wemunhu asina kukuroora...kutoita hasha nemurume wemunhu..tikwanirei mhai.....mutoriwo hure remukadzi uyauya akamitiswa.....kana mazogara siyai varume vevanhi....makati mukadzi wababa ava anongpkusiyai henyu nemurume wake mahara? Kwanai

  • @TonderaiChikwichi
    @TonderaiChikwichi 16 дней назад +1

    Maimu mauriro amakaita panemumwe mukadzi mwaiti zvaizosvika papi

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 10 дней назад

    This is a very abusive man. He abuses emotionally and this can be dangerous to your psychological and physical well being.

  • @RegeraiChikovore
    @RegeraiChikovore 7 дней назад

    Gadzi guru kutadza kuchengeta vana uchifunga kufadza munhu nebonde zvino newevo wakonewa watsvakirwa umwe yeeeee

  • @EdsonMarufu-ho8tj
    @EdsonMarufu-ho8tj День назад

    Musatisvibisire Guruve yedu nechihure chenyu ,chembere inenge imi muchir kuda murume wei.

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 10 дней назад

    Ko nhai vakadzi, what kind of desperation is this? Don’t you think you are better alone my sister.

  • @PatienceMapaike
    @PatienceMapaike 16 дней назад +1

    Inga imi makatorera maiguru wani

  • @LocadiaKarase
    @LocadiaKarase 16 дней назад +2

    Imi kwanai tsvagai mkomana wemombe secretely zvisinga zivikanwe pane kunyadzisa vana muchibuda paworld yese shame manyadzisa kushoresa kana iri nyota itai zvandareva and maBen 10 ndovariko mazuvano not varume vevanhu

    • @natifmobile2923
      @natifmobile2923 16 дней назад

      Taura hako,isu tiripo maben ten😅

    • @GodfryChibaya
      @GodfryChibaya 15 дней назад

      Hausati wave neruzivo about life

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 10 дней назад

      Help me out - what is a Ben 10?????

  • @MosesNadyira
    @MosesNadyira 14 дней назад

    Mai avo vari ryt murume uyo anofanira kubhadhara Mai avo nguva yese yaakagara navo plus anonyepa.Murume uyo haachadi Mai avo saka arikuda kuti Mai avo vamurambe ivo,achitya kuvabhadhara.First wife hayina bp bcz ndiyo yakapa murume uyo kuti ayite mumwe mukadzi,iye murume ndokukoniwa kuudza mukadzi wepiri kuti ndakuda umwe wetatu bcz of this and that. Itsotsi mudhara uyo

  • @MukunzinaBiso2003
    @MukunzinaBiso2003 11 дней назад

    Mapudzi anowira kune vasina hari...
    Ummmmm vamwe varume zveshuwa respect nevanhukadzi hatina. What a shame🙄

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 12 дней назад +1

    Kkk nebasa renyu munonyadzisa mwanawevhu hamunyare nezera renyu vana vanotii chihure chete ko makutsamwira umwe imi makaitwei namaiguru ...

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 16 дней назад +1

    Barika rakaoma

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 12 дней назад +1

    Yah varume vashona zvekurevesa

  • @LindaMunemo-k6z
    @LindaMunemo-k6z 17 дней назад +2

    Munhu apa amai avo pfungwa dzekuuya kudare Mwari ave naye ndomashoko angu

    • @kandariraanna
      @kandariraanna 17 дней назад +1

      Chokwadi age iyo kubuda pamedia nenyaya yakadai havanyare

    • @LindaMunemo-k6z
      @LindaMunemo-k6z 17 дней назад +2

      @kanda ndimi henyu. vana ndovandiri kuto yarira zvangu suwa kuona Mai vachiunza nyaya dzemu mjolo pa media kudayi

    • @afronews7034
      @afronews7034 16 дней назад

      Mai vari obsessed over na bambo avo

  • @LoreenManduna
    @LoreenManduna 15 дней назад +1

    Iye mukadzi kubva vada murume zvekutodaro

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 16 дней назад

    Murume akapa mukadzi option yekurambana asi he was not prepared kuti mukadzi asaridze kurambana.Chii ichocho.Murume anofanirwa kutambira kurambana uku uye anofanirwa kuripa.
    Ndinoona sekuti dare harina kuona huchenjeri hwababa ava pakutiza nyaya dzavo.
    Ko ivo maiguru vanoti chii panyaya iyi

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 8 дней назад

    Muchiri kuda kulayer here. Madoctor anotizve its risky to kay eggs when you are over 40. I am asking for a friend.

  • @natifmobile2923
    @natifmobile2923 16 дней назад

    Officer ava ngavangoita mjolo chete,beter varohwe sinhi ne vafana zvemadhara izvi haaaaa havasisina power pabonde,1 round anenge aneta mdara uyu😢

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 17 дней назад +1

    This woman needs a mature man who has stopped kupfimbwa.barika rakagara riripo but this guy is immature

  • @faithmbutsa7837
    @faithmbutsa7837 17 дней назад +2

    Mother munozvishandira wani madii kusiyana nezvasekuru awa nhy muchafa neBp

  • @PatriciaChinyama
    @PatriciaChinyama 2 дня назад

    lmi hamusi sekuru here kutsvaga vamwe sekuru.

  • @waltermakwasha
    @waltermakwasha 16 дней назад +1

    mai varikunetsera zvisina basa ,ivo vakangouya vari hure

  • @liziegwenhere
    @liziegwenhere 17 дней назад

    This man is a spiritual husband chaicho yhooo

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 17 дней назад +4

    Zimbabwe bodo ...vana mainini vamazuvano ichembere jesoooooooooo......plus ndaona sekuti mainini vepakati havasikuda wechi three kkkkkkk

    • @fatimamanyika875
      @fatimamanyika875 17 дней назад +3

      Vakuramba wechi 3 ko iwo pawakatanga kuuya kumurume wemunhu

    • @afronews7034
      @afronews7034 16 дней назад

      Baba vakatsamwira mukorokoza❤😂😂😂

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 15 дней назад +1

      😂😂😂😂😂😂 apa itori hurewo haro

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 17 дней назад

    Chokwadi vaimbi vanoimba zvavanenge vaona nekunzwa "Wakanditambisira nguvayangu nekundinyepera "by Selma Manatsa Mtukudzi

  • @richardmaposa5876
    @richardmaposa5876 4 дня назад

    Officer masakara chiendai korera vazukuru,muto amuchina

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 16 дней назад

    Siyai baba avo muite life yenyu. He is costing u your peace of mind. Look now u can't even focus on the important things u are always worried about this cheater. If he really wanted to marry u he would have introduced u to his wife. Now u are on bp medication soon it will be ARVs. You're blessed because u have got a job. Focus on your kids and your work.

  • @esthermakoto4527
    @esthermakoto4527 15 дней назад +1

    Hapana kana roora my sister why can’t you just leave him

  • @emmahmaringa9801
    @emmahmaringa9801 16 дней назад

    Mukore uno ndiani achiri kuita loyal pamurume wemunhi,kutozvichengetedzera murume wemunhu,kwanai officer😂😂

  • @Paradzaimurwisi.
    @Paradzaimurwisi. 17 дней назад +2

    Uuuu nhamo haibve pane imwe. Sure tsuro iyi yemubhuku ndo iri kutemesa vanhu musoro like this vakadzi ngwaraiwo please

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 12 дней назад

    Chimdara chihariyofanzirofa going around spreading zvrwete.Chihure at that rate he is a threat to society and community health!!!

  • @RangsChishanga
    @RangsChishanga 17 дней назад +1

    Imi makuuya pane umwe asi hamudi umwe kumashure chengetai vazukuru mbuya

  • @NeverKaronga
    @NeverKaronga 8 дней назад

    Officer huyai kwandiri tironge zvinobuda.

  • @PatienceZhande-gf4pg
    @PatienceZhande-gf4pg 17 дней назад +3

    Mai mwana muri kutambiswa

    • @AlbertDlamini-x6o
      @AlbertDlamini-x6o 17 дней назад

      Avasi kutambiswa asi kuti ivo ndivo vakurwadziwa nemukadzi mudiki asi uvo vakabvuma manyepo emurume uyo activation mukadzi mukuru ahachada bonde ahana kufunga kuti hande tese kunemukadzi wako ndinobata chokwadi vakangozvitambira chete vakati ndizvo avana kufungira maiguru kuti vachazvitambira sei vakazvibata makangofungira side renyu chte nhasi ndimi makurwadziwa namainni munorwara siyanayi never ume vevanhu izvezvi mukunetsana mahure ega muridzi wemurume akanyarra ndokupenga ikko😊

  • @SamoraMupanga-uh8lq
    @SamoraMupanga-uh8lq 9 дней назад

    Dare harifanirwi kutonga barika

  • @tombichirau7851
    @tombichirau7851 11 дней назад

    Zirume iri , chembere zvayo . He should stick to his first wife or else first wife should leave this womaniser.

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 17 дней назад +1

    Chief tsotsi ngari bhadhare nguva yemnunhu

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 14 дней назад +1

    Baba avo ibishu reneutsinye futi

  • @pessysachakaza9479
    @pessysachakaza9479 11 дней назад

    Dare ngarisatonga chihure

  • @fatimamanyika875
    @fatimamanyika875 17 дней назад +1

    Vakadzi soo pamwe pacho tozozviitisa ungarwadziwe nemunhu causina mwana naye iwe utori nevana vako mared flags akazara murudo rwenyu asi mukunyengerereyi

  • @sarudzaitahwa1224
    @sarudzaitahwa1224 17 дней назад

    Saka shuwa all this time muchitemeswa musoro nehure rekumakorekore haaa imi mambo tongai nyaya mushe. Amai Ava she just needs to move on kunetswa nejongwe risina makushe.