MHONDORO. -(BUMBE) -AMAI VOFA VANA VOURAYANA
HTML-код
- Опубликовано: 5 фев 2025
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Ndarwadziwa baba ava dai mwari wawasimbisa kufirwa nemukadzi nemwana nguva imwechete maporofita aya akungoda mari acinyebera vanhu kuputsa Misha yavanhu
Ivava vanongoti prophet miracle ndivo vanhu vacho vanotengwa ivava anoiteiko mirako wenyu uyu
Handei kwaProphet Miracle Paul anhuwe
😂😂😂
Nhai zvako
😅😅😅😅😅😅😅
Ungatotadza kunamata kunaMwari uchienda kwaMiracle
Mune ngozi mumusha uyu chokwadi eish im.so sorry baba for your loss
😢😢zvinorwadza weduwe kuti vana vanyamunhu vanopondana ,dai pawanikwa wabatsiri vechokwadi vabatsirawo mhuri iyo
Drewmas ndaidzai Soko Mukanya Gudo Guru ambofemba pamba ipapo👏👏👏
Pave kudiwa Doctor Mukotsanjera vagadzirise mhuri inopera Shumba
Aah ingozi baba mukai, muripe, pakunzi makabata mushonga kuda pane vedzinza renyu akabata, zvinotevera ropa renyu. Mukai munpera hey.
God please grant me strength and courage kana zvichibvira to help your people at large, ndarwadziwa zvangu nemwanasikana naamai vanoshandiswa vakarara.
God l know you are able and simba renyu ndiro rega rinogona kurwira vanochema siku nesikati.
Mwana sikana akazvinakira zvake uyu nyaradzwai hama dzedu
Neshamba hauna kuzosenda kunamadzimai Vaya vekuuraya mwana waidadana nemuzukuru wavo
Vamukotsanjera mhanyai kumhuri iyi muibetsere
Vabetserei nemari yokupa mukotsanjera kuti vabatsirwe
Mmmm mi home village eiiish I know ths family ndakadzidza pa Bumbe asi ndichikura nyaya yengozi yekwa Vasco yaitaurika back kuma 90's vana aya watii ukaita noise navo hondo yacho haiperi kusvika vaona ropa ndoshuvira kuti dai mawana betsero zviitiwo zvakanaka nyaya yenyu inoda shumba yengozi , imbwa Ya Tangwena Dr.Mukotsanjera kumwe kwese mungapedza henyu nguva ndatenda hangu.
Baba ava vane mubobo ndiye apedza dzinza❤❤❤❤❤
Kana vako vachanziwo vane mubobobo one day ugonzwa kurwadza kwazvo
Wakaudzwa nani
Shumba manga muripiko zii zii. Mauya 👏👏👏
Haaaa just like that mmm ripai ngozi yachozve
Vana Daikoro ava ahhhhhhh tingatiii Mese munozviziva
Taking us to another to another level
Iya haidi vanodzidzira kubatsira panoda shasha
Dremas media taking us to another level ❤❤
Kusaziva kufa veduwe, maitsvaga mapiritsi eyi
Mhondoro kumusha kwangu neshamba
Uuuuuuuuu ma1 chaiwooo zvakaoma
Maporofita anonyepa veduwee vari kukonzera mhirizhonga mumhuri vana madzibaba ngavadzidze kti iyi ndaitadza iyi pane kunyepera vanhu veduwee nekutozocharga mari refu fti
Chokwadi.dzavambavha idzi hezvo wonaimanje
Ikozvinoakuchinavanhuvacharomba.
Maporofita dzave mbavha hakuchina maporofita kunze uku haiwawo
Prevalence has been set in this family. Plus pakaita futi zvidhakwa zvisingadzoreke could aslo be contributory factors
Ndarwadziwa vanhu vekumaraini ava Bumbe ndiko kwandaka kurira😢😢
Umm vanhu ava vane ngozi yavakapara zvemushonga hazvipo apa ngavambire nyaya iyi
ndanzwa kudzimbwa kwazvo kuona vana vanyamhunhu vachichekana namapanga 😢😢😢😢😢😢
Zvarwadza veduwee ndimai vamaiguru vangu vakashaika avo chii chapinda vanhu 💔 nyaya yevekutemana ndatoinzwa ndafona kumusha nhasi😢
I'm sorry zvakawoma chokwadi😢
@@TrishyMutovoni zvakaoma ndafona kuti ndinzwe kuti vakafamba mushe here kubva kunhamo ndakutonzi ndakudzokerazvee kwafiwa so painful
@@TendaiTafirenyika-y3mvery sorry veduweee zvakaoma
Baba Ava ndakambovaona iwe Ku Ashton mhani
@@tafadzwatafirenyika7742 zvakaoma dai vawana rubatsiro mhuri inopera veduwee zvinorwadza
People must not believe too much in prophets....
Mukotsanjera ngauye
Ingozi iyi
Ngozi ndoyakukonzeresa ..hazvidi Mapfofita
Moroya baba musati manyeperwa kuromba ndozvakoita kotambudza vana kuvavatisa nezvikwambo nxaaaa hapana muroi anobvuma
Hama dzangu chenjererai maporofita, haagoni kuyananisa plus kazhinji kacho vanotaura manyepo ega ega.
N'anga mdovana mazvikokota chaiwo. Handichadi kuona chiporofita pamberi pangu kubva nhasi.
Mmmm zvakaoma veduwee😮
Drewmas Media taking us to another level 🎉❤❤
Aaah baba handivachenesi isvinu avo
Baba mmuroi awo wanoziva mafire ari kuita vanhu
Drewmas❤❤❤❤
Maporofita enhema mbavha
Mmmmm zvakaoma veduwe
Zvakaoma.chokwadi.ndufu dzemazuano pakaipa.chaizvo
Aaaaah zvavari vekuziva
Vanamadziddy vanozonyanyawo nhema imboko dziye
kkkkkk tezvara vanekakutya vakungoda kuvinga mnhu vaende kumba kwavo
I can't wait to
Sad 😢😢
❤❤Drewmas media taking us to another level
Ingozi iyu
Drewmas
Asi iyi ingozi iyi irikuda kutanga yauraya yozobuda pachena hayo ngavanyatsozvitsvaka kuti zvirikubva papi chaipo asi innge ngozi iyi!!
Imika munodenha weduwe kkkk Ngozi yamandi yakakuonesai kambo kkkk
😅😅😅😅😅😅😅haunyepi madzibaba kupesanisa chete no result s
She is pretty
imi matove vana baba chifambi mega makura vana baba avo hapana chavachaita kana mafamba munovatira vabatsirwe
Ngozi dzinogona dzakawanda mumusha umu.
Busy kujaiva Paurosi tine ngoma
Ummm ndarwadziwa hangu, mhuri ikuda rubetsero iyi zvakaoma
Mr Lloyd chiso chenyu chinotoonekawo kuti mune hasha
Tezvara😅😅😅😅
Drewmas media itai basa renyu.
Asi iyi ingozi iyi irikuda kutanga yauraya yozobuda pachena hayo ngavanyatsozvitsvaka kuti zvirikubva papi chaipo asi innge ngozi iyi!!
Ngavafambire mhuri igare zvakanaka baba awa
Ndiyo mhepo iyi yaimbobvunzwa neDrewmas ,
Ko Nyaya yengozi iya asi makadzingwawo here
Shem Mwari Pindirai
Saka akasungwa here nyakuponda uyu
mudhara uyo anoziva zvaanoita nevakuru vake vakashaya
Vakambotimhanyisa nematemo tiri pachurch paGaranewako takamhanya veduwe team iri ma1
Ngavatsvakwe Ava vabatwe mukwasha anoziva kwakayenda mhondi mukwasha mukati
Mhuri iyi yakaremerwa
Yaaaa zvakaoma guys chii
Nhai Shumba akaponda wacho akasungwa here nhai veduwe
Hanzi akatiza
Waiting
Nyaya iyi inoda Mukastonjera
Father like son
Pane imwe mbuya yakanzi inemushonga wekuroya iyo isngaroyi vana gaurani vagototi mune nyanga vakaita mashiripiti vakatoibata nyangayo ndokutoti mbuya bvumai kuti munoroya mbuya vairamba asi rainibrese rakavapandukira vana vakatora shamhu kuda kuvarova kuti bvumai chete manheru iyayo mbuya ndokutozvisungirira ndokufa asi ngozi yambuya yakazonzi yanga yonetsaaaaa paakuzobuda kuti vainyeperwa gaurani uya atori mujeri kutaura kuno hanzi aitotaura kutj tainyepera vanhu tobata nyanga
I miss you guys ❤
Zvakaoma shuwa
Maporofita maporofita chombomirai umwe akazocheresa vanhu yard yose kwa chief Mutasa achiti mabonzo evanhu ariapa vachinyepa dai chief Mutasa akamuripisa nxaah
😅😅😅😅😅😅😅😅kushaya anorova
Panotoda one anochangamuka, ungavamwana , asi ukaona anobatsira zvinoita
Hello team drewmas
Veduwe l know this place ndakambogarako kuBumbe village 9 eish .Mr Vasco ndovaziva
Kumusha kwangu mufunge ini ndobva kwamusena
Ummm marwadzo aya
Vana madzibaba zvamunenge musingagone taurirai vanhu chokwadi pane kuvapedzera nguva apa vari mudambudziko
Problem vanamadzibaba vongoita zviporofita without approval government ngaivaite approval bcs ma tsotsi aya
Kazhinji varoi ndovasingadi maporofita
Haaaa baba vataura chokwadi kuti vana vake ndeve noise and ndotoriziva boys iroro rinemhepo
Sure? Saka pane nyaya chaiyo
Drewmas munodzifambira
Vana madzibaba vapesanisa mhuri dzakawanda dai vambomiswa kuporofita munyika honai kwazvava kuenda
Vanhu ava ka mungaisa munhu mumba motomusiya iye atemwa temwa kudaro motadza kuendesa munhu kuchipatara
hanzi bamnini Tinashe vakati hapana kwaanoendwa naye sakani baba vakatora decision yekuti kutange kuyenda ava vaviviri iye wozotevera saka vaimhanya kutsvaka mapiritsi veduwe vaitira marwadzo ayite mashoma pakazouya mota ichitakura vana Tinashe i think vanhu ndipo pavakatanga kuendawo kuna Manu
Ndazvishayawo mufunge😢😢
Song 😅iyi ndeyekwamadzibaba vaye here
😂😂😂😂😂😂 ndoona kudaro
mapiritsi haashande kumunhu apondwa baba!
Pamwe vaida pain eeze yemarwadzo munhu achienda kuchipatara
Zvakaoma
Zvinosiririsa Dr mukotsanjera vabetsereivo pane zviripo pamba apo ngozi
Zvakawoma
Sisi mhepo iripo yakasimba💔
Vanamadzibaba ngambomira hawo hapana chinozikanwa Danai sekuru mukotsanjera ndovanozvigona
Vaendesei kwa Dr Mukotsanjera
Haaaaaaa vakomana vekwa Vasko vanemamhepo team racho rototyisa
@@TawandaMatonga so sad vanotoda kubatsirwa nemunhu anerudo zvinopera
Takamirira reply YaTSOKA Kuna madziBaba vadzungu vaye
Zvakaoma hazvo
Mukuru akuratidza kupererwa 😢maporofita musadaro soo zvino kn vanhu vatemana nezita renyu zvinobuda here nhai 💔💔
Vavakidzana vedu kumusha ngavafambe varikufa so scary
Musapedzerwe nguwa nemapostori endayi kwamiracle Paul ,mukotsanjera