Shame..inga hama dzinoshungurudza..ini handina kana one wekwababa anotondida. Saka ini ndakazvigamuchira ndinongosiyawo zvakadaro...hameno ikoko..ndaane vana vangu wo ndega
Woow zvinofadza izvi chokwadi baba Tanya munhu asingawanze mazwi zvake and humbled himself asi varatiza kufara Dai madzimai ose adzidza pamushakabvu Beauty akaita rudo nekusiyira mwana gwara rekuti awane baba vake salute kuna Beauty and MHSRIP
Mai vaTanya mushakabvu ne brother yavo vakarongeka veduwee,, kwete vamwe vakadzi vanosvika pakufa vasingaudze vana kuti baba vavo ndevekupi,, I hope she is also happy in heaven
Thank you DNA team for the support you gave to Tanya , totendawo gogo vakachengeta Tanya , she was well groomed, a big up kumhuri yaawana, they are loving & welcoming, not forgetting Tete 🎉
Mai vemba munerudo garai makadaro mabereka mwana nemufaro muchiratidza kumugamuchira zvisina fake dai maramba makadaro muchazofadzwa nemwana iyeye.Thank you family yekwa Musvota .Hats off to Mr Mugabe God blessu.
I had to rewatch this episode from scratch bcz ndaiona yave pakati when it played live .im happy for this girl .its very painful kusaziva dznza rako .1 day this is gonna be me finding closure
Firstly I want to thank Mr Tinashe ne effort yamakaisa fuel yenyu and all the expenses zvamakashandisa kuti mwana awane baba vake,kuna tete thank you nemoyo wenyu makasimbisa rwendo......mai Tanya you did well kusiya information yekuti mwana asashupike may your soul continue to rest in peace.🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ko vanodiwa nemurume wavo. Zvinongonaka kana murume achida munhu wake. Asi baba muchiuno vanawo baba ava..vane van 5 from 3 different women..haa pakaipa
Thanks @Global DNA, I resonate with Tanya and I am just crying 😢 this family is full of love, may God grant them all their hearts' desires and thank you tete for being a glue to this family❤
Iiiiiiii the Tinashe Mugabe team are so patient fungai nzendo ngani ? pamwe vomboshaya the alleged munhu wacho.... and mhuri iyi ndaichiva kahumwechete kainako soo, speach yatete, baba namai wow, imhuri mfunge...I love this documentary Mwari maita henyu mabatsira Tanya hana yangu yanga ichirohwa nehana...🎉🎉🎉🎉
"Vanhu vari kupi?" | "Bantu vengapi?". Anyone who has ever been a child in Zimbabwe remembers being traumatized by this question. As they live you're thinking, so what are we?
This is great news to Tanya asi Dad was not forthcoming. He never traced back even though he was aware of the kid and also Mom made extra effort to come to Kadoma to show mbuya mwana. Varume so itai mushe. Kundos to tete big sis and amai vemusha, infect all the siblings and their mom were wonderful and welcoming. Dad a bit cold
This case yakafanana neye muline mangu Mwana akabva aroorwa 6k US Baba Wake wakangopihwa $20 yebhazi imwe yese yakadyiwa nana Sekuru....God bless Mr Mugabe
Handina hangu mari asi this tete deserves something big let me pray 🙏 for tete Mwari ndiri mutadzi pamberi penyu asi panguva ino ndinokumbira mundiropafadzerewo tete avo ne family yacho uyezve neteam mugabe amen
Beutiful..kana wafarirawo this episode isa like and the happy ending 😊😊😊😊😊😊
Beauty zorora murugare kwauri ikoko. You did a good thing kusiya crucial info yabatsira mwana wako❤❤❤
Mufunge
God bless ❤❤
Well done Tete nekumira ne mwana uyu ❤❤❤family iyi ine RUDO ndafara nema results.. Well done Beauty hauna kutinyadzisa continue to rest in peace
Amen ❤❤
Mkadzi wemurume is a kind lady varivamwe dai vafundumwara asi vanerudo. Murambe makadaro amai God will bless you.
Thank you i was looking for this comment ❤
The child was conceived before she got there so hazvirwadze. Chinorwadza mwana anoitwa mai varoorwa...haa haatambirike
Never before shed tears on DNA Show, but somehow the moment tete said "huya pano mwana wehanzvadzi dzangu" made me tear up.
Haa takafanana ndachema wangu
I love this family, tete the siblings. The step mum is one on a million
I love the tete she is full of love ❤️
Family ine rudo iyi thank you Tinashe Mugabe and your team
Show yanhasi ndaida kudarika hama dzangu dzekwababa neimwe 1 soo yekwa amai
Hats off to tete, I wish I had one like you❤❤
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 wandinakidza wenaa
Shame..inga hama dzinoshungurudza..ini handina kana one wekwababa anotondida. Saka ini ndakazvigamuchira ndinongosiyawo zvakadaro...hameno ikoko..ndaane vana vangu wo ndega
😂😂😂😂😂😂😂ndafaaa
Me too
🎉
Ndopaunoona vega nyangwe usingamufarire Mukomana vekwaMugabe uyu....kuty akauya kuzotinunura...you are on another level..usamiswe ramba uchifamba
Tete ngavaite vangu wo❤
Rudo rwavo so 🔥
Tete good munhu veduwe. Even mhamha, family inongoyemurika hayo. Glad Tanya found baba vake .
Woow zvinofadza izvi chokwadi baba Tanya munhu asingawanze mazwi zvake and humbled himself asi varatiza kufara
Dai madzimai ose adzidza pamushakabvu Beauty akaita rudo nekusiyira mwana gwara rekuti awane baba vake salute kuna Beauty and MHSRIP
Tete she is very happy 🎉😂
Tete is a gem❤
one of the most interesting episodes that l have never seen before. Mr Mugabe rambai makadaro may God bless you
Tete is a sweetheart.... blessings thank global DNA Zimbabwe
Zikomo kwambiri mr Tinashe Mugabe ❤ murambe muchipiwa mazuva ekurara panyika thank you so much
Vanhu dzidzai kubva Kuna mai vatanya vakasiya information kuti mwana asatambure big up mai Tanya continue to rest in peace
Totally agree with you.
All thanks to the mother of the child you made it easy for ur child. Thank you DNA team for the hard work
Mai vaTanya mushakabvu ne brother yavo vakarongeka veduwee,, kwete vamwe vakadzi vanosvika pakufa vasingaudze vana kuti baba vavo ndevekupi,, I hope she is also happy in heaven
Just strted cuting onions when tete asked mwanasikana kuti huya pano
Apa neniwo ndafara chaizvo. Thus wonderful
l love ma documentary so much, you get to really connect with reality 💥💥
Zvinofadza kuwana bba vako thank you mr mugabe i akafanana na tte vake
It's my first time commenting huh Tete ndovadawo ava❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Tete mwari akuchengetei❤❤
Thank you DNA team for the support you gave to Tanya , totendawo gogo vakachengeta Tanya , she was well groomed, a big up kumhuri yaawana, they are loving & welcoming, not forgetting Tete 🎉
Mai vemba munerudo garai makadaro mabereka mwana nemufaro muchiratidza kumugamuchira zvisina fake dai maramba makadaro muchazofadzwa nemwana iyeye.Thank you family yekwa Musvota .Hats off to Mr Mugabe God blessu.
Mai Tanya (Beauty) may your dear soul continue to rest in peace wakagonera mwana you were so clever and honest ❤❤❤❤
I had to rewatch this episode from scratch bcz ndaiona yave pakati when it played live .im happy for this girl .its very painful kusaziva dznza rako .1 day this is gonna be me finding closure
Firstly I want to thank Mr Tinashe ne effort yamakaisa fuel yenyu and all the expenses zvamakashandisa kuti mwana awane baba vake,kuna tete thank you nemoyo wenyu makasimbisa rwendo......mai Tanya you did well kusiya information yekuti mwana asashupike may your soul continue to rest in peace.🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Amen
Congratulations Tanya, I'm happy for you, unoratidza kt une hunhu
This family is full of love
I love this tete she is full of love and joy.
Tete chaivo kwete zvatiri kuona❤
Mr Tinashe Mugabe, what can we do without you
Tinokudai zvekudaro❤
Life saver
Ndanzwa kufara kunge ndini shuwa
I wish dai ndaziva kuhama dzababa vanguwo
Zvinofadza izvi, thank you the DNA MAN for ur love , mwana afarirwa uyu
This was a great show. Thank you, Global team, for helping Tanya. Ikezvino mwana ava kugara achiziva hama dzake
Well done good work Tete vashoma vane rudo serwenyu and mwana sikana akadzikama zvekuti dhuuu God bless u Mr mugabe
Happy people, I love Tanya tete siblings and mother 🎉 praying for Tanya to settle well in her new family
Thank you DNA team I'm happy Tanya found her family though baba vanenge vasina kunyatsobudisa mufaro wavo
Step mother is so lovely dai ndiripedyo ndaivap yedrink
Ndinotenda Amai nemhuri yenyu mune rudo makadzidzisa vana hunhu hwakanaka ❤❤❤❤❤not forgetting Tete thank you nekumira naTanya❤❤❤
Woww happy for you Tanya❤❤❤❤
RIP mama Beauty❤
Wooow what a happy ending..such a beautiful family..full of happiness ❤❤❤
Please ndipeivo nhamba dzatete avo ndimbovatengera drink
Ndikutodawk # dzatetendivatengere dhiku nezambia
Tete madadisa❤❤❤🇿🇦
Tete is all ❤
Em smiling and also crying ❤❤
Ohhhh I was cutting onions the whole time. Tete God bless you nerudo rwenyu. You are one in a million. Be blessed
Haaaa tete vakadayi vanodikanwa ,,,,munhu anotya mwari❤,
Mhamha ava vane maturity no godo nemwana wemurume
Ko vanodiwa nemurume wavo. Zvinongonaka kana murume achida munhu wake. Asi baba muchiuno vanawo baba ava..vane van 5 from 3 different women..haa pakaipa
Thank you amai matambira mwana neruda nerufaro. May God bless you and your family mafara shuwa magamuchira mwana
I'm so proud of you Tete maratidza rudo kumuzukuru
Thank u Tinashe❤❤❤
Zikomo kwambiri A sir Tinashe Mugabe❤
Tovawanepiko ana tete vakadai nhaimi 😢😢😢
Happy for you Tanya
Haaa tete is one in the millions
Love these documentaries 🎉🎉
Mwana ndiye anga asina kupa mai hug… great show
Thanks @Global DNA, I resonate with Tanya and I am just crying 😢 this family is full of love, may God grant them all their hearts' desires and thank you tete for being a glue to this family❤
Happy times Gal🎉 Congratulations you found your Father and Family.
T8nashe mwari vakuitire zvishuwo zvemoyo, vawedzere ruzivo mauri
Family ine rudo iyo, may God bless you. Ndafara zvisingaite
❤❤❤❤ mazirudo hobho Tete
Ndivo Ana Tete vatinoda vakadai ava
Thank you Mr Mugabe 🙏
Mhuri ngaikombererwe iyi so blessed. Bota family vakirai mhuri iyi musha❤😂
Thank you Mr Tinashe Mugabe and your team for helping this young girl
Sisi vakuru hukuru vanohunzwisisa, "ndini dangwe, ndinimuskana mukuru wepano, ndini first born"😂😂😂
Ndazvionao😂
What a result! Many a time these things never turn out as expected.
Iiiiiiii the Tinashe Mugabe team are so patient fungai nzendo ngani ? pamwe vomboshaya the alleged munhu wacho.... and mhuri iyi ndaichiva kahumwechete kainako soo, speach yatete, baba namai wow, imhuri mfunge...I love this documentary Mwari maita henyu mabatsira Tanya hana yangu yanga ichirohwa nehana...🎉🎉🎉🎉
Zvinofadza izvi keep up the good work vaMugabe ❤❤
"Vanhu vari kupi?" | "Bantu vengapi?". Anyone who has ever been a child in Zimbabwe remembers being traumatized by this question. As they live you're thinking, so what are we?
Kkkkk..ava havasi vanhu. Twuvanhu. Kunenge kuchirebwa vanhu vakuru kkkkkk
Ndouya nemombe dzekutanga hre you are a lovely family
Enda unoroora wangu
Baba vaitotsikatsika but thanks Tete mamira nemwana
What a beautiful episode ..i love happy endings❤❤❤❤
Best episode ever,,,,,wat a loving family ❤,,thank you Mr Mugabe,,,,for closure
This is great news to Tanya asi Dad was not forthcoming. He never traced back even though he was aware of the kid and also Mom made extra effort to come to Kadoma to show mbuya mwana. Varume so itai mushe. Kundos to tete big sis and amai vemusha, infect all the siblings and their mom were wonderful and welcoming. Dad a bit cold
Thank you tete, baba havana hanya
Tete vakagara vazviitira ma intro b4 results 🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤happy ending Tanya anzi na tete andei kuzuda😂😂😂😂bro vakukuda kunorima
🤣🤣😋 Tanya adzungudza mosoro paanzwa zvezuda
Proud of you Tete 🎉❤
ama wala u aunty sesithi, ngu sisi wabo, le DNA ingakenziwa kkk
Thanks mukoma....neniwo ndrimuroad kuuya kwenyu kuzvotsvakawo dzinza rangu
All the best 🫂
Tete close kumuzukuru before results represention God bless this family
Happy family thank you tete ❤ndafara
Beautiful episode this family ine rudo ,, Beauty wakagona hako kusiya information mwana awana hama dzake lm sure you are smiling wherever you are
Ko zvandachema nhaimi . Amai avo vane rudo . The family is a good one . Tete avo . And the kids are very nice .
Great job Tinashe, loved this episode
DNA team work God bless u 💯
Love such cases, where kids and fathers are reunited. The best case ever.
Mwana abatwa garo
😂😂😂😂ndazvionawo 😂😂😂
Ndachitsvaga comment iyi😂😂😂😂ndaiona
Amai vemusha pandangoona muchisekerera ndabva ndaziva kt hamuna godo.keep it up amai idai mwana sewenyu ma blessings anonaya kwamuri
Wow ndachema nerudo rwenyu mama step mother avo l love you shem munerudo zvenyu ndachema zvangu😢
Happy ending 💃🏽💃🏽
So sweet❤
Honestly Tanya akafanana nababa
I’m so happy for you babe girl
Instead yekupa apology kuna tete baba vaakutanga kutenderera nekutenda mwari.
Vamwe vanhu soo..!!
This case yakafanana neye muline mangu Mwana akabva aroorwa 6k US Baba Wake wakangopihwa $20 yebhazi imwe yese yakadyiwa nana Sekuru....God bless Mr Mugabe
😂😂😂😂😂😂😂 musadaro
Handina hangu mari asi this tete deserves something big let me pray 🙏 for tete Mwari ndiri mutadzi pamberi penyu asi panguva ino ndinokumbira mundiropafadzerewo tete avo ne family yacho uyezve neteam mugabe amen
No drama, no fighting, no unnecessary talk, what a happy family, bigop baba!!!
Tete is a sweetheart, Beuty May your soul rest in peace kwauri ikoko
Tete avo ngavaite Tete ve Nyika , vanonamata zve chokwadi ,vanerudo ❤❤❤