Congratulations baba ndimi baba vemwana asi ndati muri dako baba kkkkkkkk.thank u mwanasikana hauna kutinyadxisaba u can move on shaa uchawana wako murume anokuda Congratulations
This guy is something else. Chinguri akabvira kuti anoda kutora mwana ,ndotora mwana. Young lady siyana nemunhu uyu anorova futi ,unodei pamunhu anorova mukadzi.Dont force love musiye aende. This guy needs to grow up, kuda kutora mwana from mum ndiko kuti zvidiiko. ,pfungwa dzacho dzakabhenda. Tete very pretty zvavo plus good advice
Baby girl. I have never been so proud of munhu wandisingazivi like how proud yandaita apa. Matauriro ako you are intelligent and kurongeka kwako kunooneka. Don't force zvinhu. Especially nemunhu ane kahu korokoza mukati. Siyana naye uchine mwana 1. I will get in touch nava mugabe tione udzoke kuchikoro. Zviuya zviri mberi. Nemwana wako one iyeye unono wanikwa ne bhachura rinoona hu empress hwako. Mistakes do happen. Learn from this one.
Mwanasikana siyana nembwa iyi mxm, accept kuti akakushandisa, sorry zvako, move on, the grass is definitely greener on the other side. Uyu haafi akakuda nyangwe zvodii
I hate murume anorova mukadzi nyangwe zvodii mukadzi haarohwe makore ano ndotoshamisika nemurume anodaro.Advice kumwanasikana siyana naye haasi wako God is there for you achakupa wako but mashoko akadaro dont repeat again.Dont force matters.
Mhhh this story is not make sure. It's almost as if this guy just wanted kunhumburisa mai and discard her. I hope he and his family didn't want to use Trinity for something sinister.
Baba connie 😂😂😂😂😂 uri kamukono ketsambarafuta..kuita joke nemarriage marriage is for the strong hearted. Ukwane kubvutirana mwana nemukadzi iweeee ndokudzemura sooo😅..kasongo yeye bonayi nanga kasongo bona wewo 😂😂😂😂
No this guy anoda kusungiswa rape case chaiyo ,haunga tadzisi kuendisa mwana kuchikoro ane under age apa okutakurera mwana wako futi wapedza woti hauchadi
Ndozvinonetsa varume vakaona mukadzi anobuda pachena kuti ndokuda zvekuti anobva azviona kunge ndiye angel Gabriel atori paside paJesu. The guy anozvinzwa zvinorwadza. How l wish musikana adzokere kuchikoro kana zvichibvira odzidza neshungu she can be someone else osiyana nemunhu anomurova shuwa ndarwadzirwa mwana uyu.
I wonder why thiz days vanhu vakungoramba munhu zviri so simple kudaro...ktomitisa mwana wemunhu wongoti ndichachengeta mwana chete mai handina kwandinokwanisa kuenda navo like srsly😮
This girl is so humble.
Mwana anonzi Conference 😮 eeeh then umwe Trinity ririnani asi pane conference
This guy is so full.if himself can't stand his attitude.
Weldone girl you were so genuinely confident
Ngasungiswe for under age abuse
Bota family, please help this abused girl. She needs to go back to school. Akafurirwa nehure remurume iri
Congratulations baba ndimi baba vemwana asi ndati muri dako baba kkkkkkkk.thank u mwanasikana hauna kutinyadxisaba u can move on shaa uchawana wako murume anokuda Congratulations
This guy is something else.
Chinguri akabvira kuti anoda kutora mwana ,ndotora mwana.
Young lady siyana nemunhu uyu anorova futi ,unodei pamunhu anorova mukadzi.Dont force love musiye aende.
This guy needs to grow up, kuda kutora mwana from mum ndiko kuti zvidiiko. ,pfungwa dzacho dzakabhenda.
Tete very pretty zvavo plus good advice
Baby girl. I have never been so proud of munhu wandisingazivi like how proud yandaita apa. Matauriro ako you are intelligent and kurongeka kwako kunooneka. Don't force zvinhu. Especially nemunhu ane kahu korokoza mukati. Siyana naye uchine mwana 1. I will get in touch nava mugabe tione udzoke kuchikoro. Zviuya zviri mberi. Nemwana wako one iyeye unono wanikwa ne bhachura rinoona hu empress hwako. Mistakes do happen. Learn from this one.
💔💔 accept the reality baby girl. God is with you all the way.
Mai Trinity mashoko awo ahaataurwi cher ukatsamwa cy ….thank you baby gal
The gal is still young, siya gomana iro. U are beutiful. Unozotowana munhu kwaye kwete dzoto iro
Yah mukomana uyo hameno kuti problem yake iripai chaipo.
Evening bota family.the show we all have been waiting for is here❤️❤️
Mwanasikana siyana nemunhu haana future
The girl is too young God help her Baba dzorai moyo
Mashoko mashoko ASI proof mwana ndenyu she is so adorable and humble
He is so disappointed kuti mwana ndewake, kambwa kababa nxiii
Well done masisi
Report zibaba iro kwaChief baby girl abvisiswe mombe benzi remurume rakashandisa mwana
Thank you amai.
Mukomana kuzviita kunge arinani mnxxx ngawane mukadzi anomuita azvisungirire zidhodhi remunhu
Bota bota guys ❤
Nxaaa baba ava sure
Saka kutuka mai kwadii neDNA
Baba imboko avo dai wawana help baby girl wabva kuhure iro
Mukomana ihure. Musadaro imi baba
Kushungurudza mwanasikana wevanhu.
Zvemwana parutivi.... This guy must pay.
Mwanasikana siyana nembwa iyi mxm, accept kuti akakushandisa, sorry zvako, move on, the grass is definitely greener on the other side. Uyu haafi akakuda nyangwe zvodii
🎉🎉🎉🎉🎉🎉maruva ako nemwasikana wadadisa ,hanzi mwana akafanana nemunhu akataurwa iwe benzi rume ,
This guy is abusive. Akagara asingade form 3 girl.
You disturbed life ye this guy
Apa roti kurova apa pfungwa dzakadhakwa
Why name children with such names ‘Conference’ heeeeee askana imi. 😮😮😮
Vamwe varume so denga renyu akuna hayi🙌
So far nyaya iri pano ndeyekusanzwanana NOT paternity dispute
Proven right at the end. Mukomana ange achida kuramba musikana nekuti haana chikoro
Tete ava idhongi..... Saka family iyi inototi tete kubvira ivava here
😂😂
Vatadzei tete
I hate murume anorova mukadzi nyangwe zvodii mukadzi haarohwe makore ano ndotoshamisika nemurume anodaro.Advice kumwanasikana siyana naye haasi wako God is there for you achakupa wako but mashoko akadaro dont repeat again.Dont force matters.
Mhhh this story is not make sure. It's almost as if this guy just wanted kunhumburisa mai and discard her. I hope he and his family didn't want to use Trinity for something sinister.
The name conference rikutoudza zvese
Bota family ❤ pano ndopedu atibve zvekumhanya
Dai kamuface kaendeswa kwa Chief Bushu kn Mutasa kombobhadhara 5 dzinotsika
Asikana kaaaaa rudo hatina zera narwo 😅
Let type yalo mfana ngumanithisa edlula lowu dangerous ngesize yakhe so
Tete advice boe zvekuti.Masisii madadisa kana pane mari dzokera kuchikoro usashingirire nemunhu asingakude and akagara asingakude hake.
Hello Bota family 2030 Tinenge tiri tese
People have been pained, she should have never said what she said
Mfana imboko uyo
Yellow yellow guyz
I feel sad for the young mother insisting kuti handiyende, l don't know kuti rudo here kana kuti inhamo.
Lots of background noises.
6mins in and he says he gets home at 11pm because of watching soccer? U can watch bhora at home with your wife 🙄
Baba conference imbudzi chaiyo toomuch abusive fut anoda kusungiswa 17yrs underage
Baba connie 😂😂😂😂😂 uri kamukono ketsambarafuta..kuita joke nemarriage marriage is for the strong hearted. Ukwane kubvutirana mwana nemukadzi iweeee ndokudzemura sooo😅..kasongo yeye bonayi nanga kasongo bona wewo 😂😂😂😂
Bota family ahoyii😅
Kumhuri yemurume hakuna vanhu, inhubu, musikana siyana nemarombe ayo,
Wazvionao kaa tete vacho vakanetao
Thnx Tete itai kuti vana vawirirane😂😂
Mukomana uyo is abusive ,ngavasiyane zvipere,hamuna mufaro mumba macho
Pachokwadi mukomana uyu agara asingade musikana uyu. That's the main issue iri pano.
Mukomana anoda kurohwa. Akatambisa mwana wevanhu
❤❤❤❤❤
Hello bota family
😂😂
Thank u my beautifull girl go back to school you are aclevern abrilliant woman
Simbi yamakoti hauna kwaunoenda garai mese
Usanyengerera kugara nemunhu asingakude mangwana unozochemedzwa gal
Sometimes kuita zvinhu wakagumbuka zvinoputsa zvakawanda
No this guy anoda kusungiswa rape case chaiyo ,haunga tadzisi kuendisa mwana kuchikoro ane under age apa okutakurera mwana wako futi wapedza woti hauchadi
How on earth do u call your baby Conference??? 😂😂😂😂😂😂
Akagadzirwa paConference 🤣🤣🤣
Today...99.99%
Ngaaendeswe kwamambo akujairira apa arikushaina naconference fut ari musango
Conference
Ndozvinonetsa varume vakaona mukadzi anobuda pachena kuti ndokuda zvekuti anobva azviona kunge ndiye angel Gabriel atori paside paJesu. The guy anozvinzwa zvinorwadza. How l wish musikana adzokere kuchikoro kana zvichibvira odzidza neshungu she can be someone else osiyana nemunhu anomurova shuwa ndarwadzirwa mwana uyu.
Vana Tete regayi kuchengeta mkomana uyo arikujairira
Varume vane pamuromo munovawanepiko,kwai mwana akafanana naTanya nxaaa benzi remukomana hauna kana future iwe ukutodada nhema
amai imba yavo varikuida Mwari vatungamirirei baba vavume kugarisana nemudzimai wavo
Bota family
Kutora kurnda kupi mwana anogara namai vake till 18 yrs. Nxaa mai vachirikuda murume but amai accept and move on ndapota plz
Ndovarume vanonhumburisa votiza
Kusiya mwana kumunhu anenge iwe hazvibude nkt muri mkono wetsambarafuta😅
Hello botanation
😂😂😂munonakidza guys
Ende zvakaoma ,,kutadza kungoregerera munhu ,mochengeta mwana pamwechete ,mukomana anotori nemweya wechihure,,, wakamitisa munhu, ukamusiisa chikoro,, nhasi wakumuramba fut,mwana mudiki akadai,,, usadaro ,ucharangwa neshamhu,,, ndatoona senkunge waitira wangu mwana ,,you must pay all the damages,,,, mashoko ekutukana panotaurwa zvakasiyana siyana , ,,,
Turume twune pride twondisvota
Apa anenge asina chaakabvisa ,rombe
The guy should be arrested for domestic violence, anofanira kuripa kuvabereki vake. I hope she should be helped adzokere kuchikoro achiri mudiki
Hanzi mwana anonzi conference kķkkk heedee huriii zvakaoma sekunamata
Aiziva vanhu vaidanana navo akazofunga kumushurudza akanemwana wrong baba conference
How are you vadikani
Zvakaoma yoh
Tongogara nemunyowani wacho😂
😂
Hachade mukadzi chete ndonyaya hombe
Murume ibhinya uyo nxa!
Mwanasikana dai wadzokera kuchikoro ugadzire hupenyu siyana nerombe iro achachembera achingozadza vana musango
Baba ava imboko
Benzi remurume ngaachengete mhuri yake kutambisa mwana wevanhu anonzwisa hasha mhani
Bota family ahoyi
Usamanikidzwa mwanasikana uchirimudiki wanga waita zvakanaka mainini mwana anoda kuchengeta muripamwe chete mufunge anokura zvakanaka
This man should be arrested for domestic violence! I wish the girl helped to go back to school asiyane nemurume anotobvuma paTV kuti ndaimurova!!
Hakuna soko yakadai
Mai makatoita wrong pamakadadza kedha kuti akuperekedzei
Tete tsigirai mhuri uyo ngaabve pamukwasha agare nemhuri yake
Aiwa tibvire iwe dako remunhu wakumuramba waimborarirei naye kambwa kemunhu
Mukomana uyu hadzimo ndiyani unochengeta mwana weumwe
This guy should be arrested for sexually and physically abusing her
Yoyo pamba
Zirume zidofo iri....kuita chagwinyira simbe....mai tiri gara kumba kwenyu zvako nemwan 1...coz benzi iro iii unenge uchaurawa nekurohwa....iye murume akashinga pameso semunhu arikubat madora
I wonder why thiz days vanhu vakungoramba munhu zviri so simple kudaro...ktomitisa mwana wemunhu wongoti ndichachengeta mwana chete mai handina kwandinokwanisa kuenda navo like srsly😮
Zvandibata kana neni,, sure sure hre ,,,kana ndimiwo ,, kushama muromo wekumusoro nekuzasi ,,hanzi mwana ndochengeta,,,, unomuchengeta uri pai nacho chihure ichocho ,,,
Ko tete vakaroorwa here?
Vanomuwanepi vasingagone kutsiura hanzwadzi
Kurebera pasina nxaaa
Gara ipapo mwanasikana ..usajaidze makudo neanokamhina