Chamisa Mourns Gogo VeShanduko Chihera
HTML-код
- Опубликовано: 6 фев 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Thanks mukoma Robert nekutipa zvaitika parufu rwaGogo Chihera. Nyika ichasunguka hayo tichavarangarira seGamba renyika
What a lovely foto you used guys. May His lovely Soul Rest in Power. Gamba reSHANDUKO🎉🎉🎉🎉
It's a her not his hama
Aah gogo vashaya vasati vapinda muparliament. Rest in peace my loving Grany
Thank you so much mukoma Robert for giving us so important news from our nation 😂 rest in peace Gogo
Mweya vaGogo Chihera ngauzorore murugare. Makarwa kurwa kwakanaka. Makatiratidza ushingi Gogo. Makataura mapedza kukanda vote yenyu pamwana wenyu Advocate Nelson Chamisa mukati "Ndavhotera pana Chamisa" kutaura koga ikoko kwaiva kuratidza kuti makashinga uye makanga makamira pashanduko. R.I.P Gogo
❤❤❤❤❤❤ pamberi nemukomana
pamberi yane❤❤❤❤❤❤❤
Change Champion Chibaya, wapinda panyanga pane zvaurikudenha 😊😊
Makarwa kurwa kwakanaka Chihera.. Mweya wenyu ngauzorore murugare 😭😭😭😭😭😭😭 Isu semhuri yekwaHanyani tarasikirwa 💔💔💔💔💔
Ndine hurombo mhuri yekwa hanyani ne mhuri yose tarasikirwa na gogo vedu change champion rest in peace gogo chihera 😭😭😭😭
Ndine hurombo zvirukuru nekurasikirwa naGogo Chihera zveshuwa mukuzvarwa ndeve KwaHanyani asi isu maChange Champion tarasikirwa zvakanyanya ngatichemei netariro
Mukoma Robert mundimhoreserewo vaChamisa navaChibaya, vauya kuzochema gogo 😢😢
Ichakwana Nguva Nero don't give up my President 🔥🔥🔥🔥
Ndavhotera chamisa
Ngaapunde I zvake mukomana
Manzwa hr mafariro aita vanhu panz president vevanhu rest in peace gogo chihera
Aaaah go well gogo ticharamba tichienda mberi nebasa
zororai murugare gogo chihera makarwa kurwa kwakanaka, thank you Zimnews beat TV
So sad veduwe.may her dear soul rest in peace.so painful
Zororai murugare gogo
Ndinoti mweya wave uzorore murugare. Shungu dzenyu gogo maida chose kuti nyika yedu ive neshanduko. Asi mwari vaita kuda kwavo
Gogo RIP makapedzera mapurisa gore riya
Mkomana ngapinde.RIP gogo
Rest ln peace gogo😢
Zororai murugare chihera chashe
Zororai murugare gogo hataigona kumanikidza nguva kuti muone new great Zimbabwe
Rip Gogo ❤❤
Chihelele rest in peace
Chamisa wevanhu. RIP gogo
Zororayi murugare Mbuya.
RIP gogo veshanduko
Rest in peace Chihera😢😢😢
RIP Gogo
Rip gogo vedu😢
Zororai murugare gamba ramagamba
Rest in peace sazita wangu Idah wakarwa kurwa kwakanaka famba murugare watungamira kumusha
Rest in peace gogo
Camera man
Mutipewo part 2 yacho
Rest in peace Gogo
Vaiva gamba
Rest In Peace maiguru Hanyani
Rest in peace Gogo Chihera
Rip gogo
R.l.P gogo Chihera
gogo chihera RlP
R.I.P gogo Chihera
Rip vachihera vedu
RIp
Rest in peace aChihera
Rest in peace gogo
Rest in peace gogo
Rest in peace mhai