DOTITO: Sadombo Aikwirana NeMukadzi Wangu, MuBedroom Mangu Ndakatombomubata Akapfeka Hembe Dzangu
HTML-код
- Опубликовано: 7 фев 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Chief weldone apa munogona henyu kutonga nemakorokota enyu akasimba 👏👏
Best decision for mambo Dotito ever
Mambo dotito ndovamwe vahandsome kkkk😂😂🎉
Baba vanodherera ava plus vane bag rezvivindi zvinenge zvedhodhi rinosiiwa diaspora muridzi waro achienda Zimbabwe 🇿🇼 😂😂😂😂😂
I like this chief he is not greedy .makoni ingadai atoti mombe yedare well done chief
Makoni imbavha
Makoni itsotsi
Mboro inoparadza hupfumi mudare ra Makoni
Tsika madzimai eDotito aiwa, munogona. Potaiwo muchidaro nekuvarume venyu. Ndatenda.
Yaaa magona chief ne 4 mombe ndookuti adzikamise zipi yake damety 😮
Mudzimai wa baba vekuhurirwa haanawo kukwana ungatengesa chipfeko chemurume chaatenga kt apfekewo vanonyepa vakapihwa mahara bhugwa rababa
Bba Melo kuda kutiza nyaya iripachena makatoputsa lmba ye shamwari yenyu bba Melo ku side muri sadombo uuuummmm bba va Melody makaoma
Nyika Bushu chihure chete kkk nyini dzinodyiwa uku
Indururani hurusa mukuru uyo kuparadza musha waneighbour shuwa - manje mozogarisana sei? Pamombe four (4) magona mambo muchinda anga atowomera neshamu yake. Chihure tingaita hedu asi kuzotivo mukadzi wemuvakidzani vakomana - kuvakidza hukama hwakakosha. Vakati muroyi royera kure havapengi; plus mukadzi wemunhu anogara kachinhambwe unogona kutomboudza Dare kuti ndayifunga kuti hana murume rikakunzwa.
Mash central yatora award nenyaya dzechihure
Vanamai kunzwisa tsitsi vari kuona kt varohwa 1:0
Hunhu hwe Dharuweni, handiti mapaona?
Vakadzi vari married vatora mukombe wekuhura 😂🙌
Kusiya murume musvinu uchida 🙈
😂😂😂
Ndofunga ndofunga kudiiko pachinhu chauri kuziwa
😂😂😂😂😂
Magona mambo
Shamwari yangu go for DNA vana avo pane nyaya.
Nhumbu ikuda kubviswa nemukadzi wako ndeyeshamwari Yako
Chihure chashupa
Shamee its sad baba vakurwadziwa avaa
😂😂😂😂😂ndaseka zvangu vanogoti avana chavarikuzivasei iyo nyaya yataurwa zvakajeka zvinonzwisisika baba avo inhubuchaiyo kufugura dress remukadziwemunhu chigarisano 😮😮
Please control the noise
Nyika yese changova chihure ndofunga chinonakidza ndikuda kutombozvizamawo ka1 chete chete ndobva ndarega ndisati ndabatwa😅.
Mwana uyo akati amai murihure haaa pakaipa mugoripa mhosva yemwana wenyu baba since amai vari ngozi chihure chamai hachitaurwe nemwana direct kunamai dai kaiva kamunhu kakuru kaingoenda kwasekuru kunotaura or kungoudza baba then baba vozonotaurira hama dzamai zita remwana risina kupinda mukati zvaibuda zvakanaka.
😂aiwa mirira umbobatwe ndizvo zvinonakidza😂
KuDotito ndokwngu ukuo
Uri mhombwe iwe😂
Mukoma Robert makadii neteam renyu rese reZimnews beat
Hudofo hwedare iri hunonzwisa husimbe
Plas sei vachizoziya zvaringwq mumba mevanhu mmmmmmm baba avoka horyt atiti avadanani saka vanoroya zve vanotumira chidoma kunoteera nyaya dzechigarisano chako
Pasina kubatwa makarara mese but humboo hwakawandisa baba possibility iripo yekudyanana vanhu ava
Mudzimai wa baba vekuhurirwa haanawo kukwana ungatengesa chipfeko chemurume chaatenga kt apfekewo vanonyepa vakapihwa mahara bhugwa rababa