NYACHURU Mukwasha Oramba Tezvara Pakazara Vanhu Havasi Baba VeMukadzi Wake After Abvunzwa Roora
HTML-код
- Опубликовано: 6 фев 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Kujairirana uku. Haungauye kudare kuti undiudze kuti handikupe pfuma nekuti ndakanzwa kuti hausiwe muridzi wemwana. And ure basing on muporofita plus ambuya vakangoudza iwewe chete bva vafa pasinawo umwe audzwa
apa mambo madhakisa zvinhu big time
Mombe headman
There’s no way an old man like baba come kudare kuti vauye kuzonyepa
Vakwasha ngavanosiya mari mudare ramambo simple
Avo vanhu should go and appeal this case kuna mambo and chivanhu chaicho pfuma ikainda kusiko you will pay twice cz zvikazonetsa kuvana vedzinza vachati hamuna kuroora moti takapa avo zvonzi hamuna kuudziwa here? Makabhadharirei ikoko these things will affect kids
DNA first
Mukuwasha apedza maspots
Headman nyaya ichakudzokerai iyi or ichadzokera vana venyu
Mambo matadza
Nyachuru ndi Headman not Chief, why achida ku addreswa as Mambo
That baba vemwana should go for DNA nemwana wake then ozoripwa kana akazvibata kuti mwana ndewavo
Uye iwe murume wavhurwa maziso usarwadziwa nazvo kunyanya enda kuDNA uzvizivire wega chokwadi zvichidaro midzimu yako yaramba kudya zvavatorwa
Mambo akadhakwa uyu.Vanhu ngavaite maDNA
Ndi Headman haazi mambo
Iwe headman not mbudzi imombe iyo plus vanodherera vakwasha avo
Ava mambo idako rekupedzisira in Zimbabwe
😂😂😂😂😂
Ndi Headman not Mambo dako uyu
Anozviziya nyaya mambo anoshura nyachuru haziyi nyaya anotonga zvakanaka mudhara uyu
KO Sei baba vachida kutora pfuma vachinzwa izvi vasingadi kuziva chokwadi kutanga
But haungabhadhare mari kana vanzwa mashoko akadaro. Mkudzvanyirira munhu DNA inodiwa Tinashe can do for free
Panoda DNA test apa simple and klaaaa
Ngavaite zvema DNA ndozvinopedza nharo
True that ndiwe wega munhu ane muono
Panoda DNA test apa simple