GURUVE.... MUDHINDO.....WEKUFA ATENDERERWA NECHAMUPUPURI MHURI YAKE YOPESANA
HTML-код
- Опубликовано: 8 фев 2025
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Ana homie ❤
Very Good quality
Tokuumbirawo ngoma idzi please ❤❤❤❤
Endai kwa Prophet Miracle Paul.
Guruve, kwedu kwana yahwe
Ngavaende n, anga dzisiri dzeguruve kwasekuru nyangatayani glandale
Ini hangu munhu anomwisa mudzepete ka vanonyepa ava
Mudzepete iis never recommended uye mudzepete mushonga saka mapasttor have to explain this ..drewmas media hero basa
Munodzidzisa vana nyaya dzisina maturo, asi kana vana vava kukupomerai kuti ndimi zvikonzero zvenyaya vava kuda kugumbuka nazvo.
Aiwazve, hapana siyano pamapositori ne n'anga. Technology yacho yakangofanana.
Inini Ndinokurudzira chose vanhu vanobhadharisa vamwe mari panyaya dzenhema. Foolishness infanira kudhuriswa chose. Mbudzi 2 dzokubhadhara kuti uudze vanhu nhema is a very good thing. Fools should be made to separate from their money.
Sure ungatenga mvura ine mudzepete wobhadhariswa mbudzi mbiri here. Kana imiwo. Kukunozvicherera mudzepete wako wega FOR FREE, zvinei.
Pastor venhema haiwawo kumwisa vanhu ndokudiii,vanodii kubata muroyi direct pasina kudyisana zvinhu,body solidiers are differ guys vanamudhara vakakurirwa nezvakamwiwa,ini i believe n'anga or muporofita anodonongodza live and direct pasina kunwisa vanhu zvisinganzwisisike
PaChifamba pry kaapo …. Anyway anasekuru vakadhakiswa avo naPastor venyu….. Atete hanzi makajaira zvema against 😂😂😂😂😂
Mudzepete handimbovimba nawo siyai zvikunwa mufzepete muchapiwa cancer
Enda kwa Dr Mukotsajena ku inyanga guys mubatsirike
Drewmas media taking us to another level❤❤❤❤❤
Ngoni was my workmate pakaipa
Varoyi vanorevererana ndapedza
Rovai munhu akakunwisai uyo anokuudzai zvaakaisa mumvura matsotsi anoda mari ayo mukamubata anokuudzai zvese musavenganirane nhema idzo
Nyaya yatensen yava papi
Mudzepete andivimbe nawo zvangu.... Asi sabhuku netete avo andivachenese hangu
Media please batsirai mhuri iyi tumadhara utwo tunoziva zvrikuitika natetez avo varimowo munyaya
Zvemudzepeteka ndezvekunyepa munhu anoburitswa shave rotaura asina kudhakwa zvataurwa nemunhu akadhakwa hazvishande
Ngavarege kuti vakanwa mvura ..vakanwa mushonga...mvura inovava here ????
I miss you drewmas media…taking us to another level ❤
They miss you too ❤
Mmmm ndarwadziwa ne the last person zvaataura mhuri yatopera shuwa arikuzviita shamhu yedenga achaiwana hake. Tete vakaganhira nxaaaa getaway mhani muchiuraya vanhu uko
Hello hello ndafara nhasi murikumusha kwangu
Kana neni ndokwaangu kwaJack jonasi😅🎉
Tsvakai munhu anogona zvemudzepete izvi
@Drewmas nyaya yaTenson yava papi
mudzepete hamusi kuuziva imi 😂🙌
After all this bickering and friction, what was the outcome? Rwangove ruvengo nekukakavadzana. Hama garai pasi muronge zvemberi.
Hallucinations
❤❤❤
Kusvika rinhi nhai mi vanhu muchidyirwa mari nekunwiswa mudzepete.
Zvakaoma
Imii mudxepete ndiwo mutssvairo wepamakuva kana pachivigwa munhu uchibva watoraswa fut paguva ipapo hautoitwi huni pamusha saka imii maiumwiswa panyaya inoti kudini 😮 hezvo hondo nevashakabvu basa budiii mumusha
Manheru akanaka kwamuri mose
Saka mukut mudxepete chifumuro here hama kkkk 😂 vakadxi nwisai varume vabvotomoke kwavanenge vabva finish bhora😊
Majatorerwa mari mahara
Ummm ndarwadziwa shame kunwisa machembere mudzepete makuda kuvapfuudza hre nhai
Munotamba nemu nzepete munhu kana hutano husiri bho anorwara ofizuka
Tete ava vanerudo rwenhema vanoonekwa nekusamedza mate pakutaura ndovakaura mwana wehazvanzi yavo
Ngavaende kwasekuru kanengo
Chenjerai kuvanganiswa zvenyu,munhu waPastor anobhadharisa makazviwanepi
Kuchine mapostor hr ikozvino kkkkkkkk zvongoda mwari vapindure
@mercybakacha hakuchina sure
Kanokuita kuti ubvotomoke unongonzwa kuti waiiti waiti nekuti hapana chaunenge uchiziwa wakarohwa nako unotsika
Kamudhara kevjacket reblu kamuroi hutsinye hwei ngavaende kwasekuru tasvu ava mxm
Pastor itsotsi Timothy dyareva Capetown
Pau hec
Muri rudadiso
Hongu mumusha murikufiwa asi mudzepete varapi ndeve fake ingozi irimumusha umu ngavafambe vanozvibata chikwambo chinouraya pa gore ngozi ndiyo inouraya padiki padiki kudaro ,vanhu varikungonzi vakabatwa awo hazvina chokwadi nekuti nzira yakashandiswa handiyo
Vakadhakiswa nemudzepete miviri haifanani kusimba zvada hapana chavanoziva ava vanhu indai kuZaka uko 4Maira kwaMugiyo munoudzwa chokwadi zvichibviswa futi.nokuty mudzepete unoonesa madzangara dzimu
Mudzepete hauite unokanganisa pfungwa.zvose zvakaitika ifake
Mudzepete unongodhakisa maka vharwa
Baba ava muroyi ndavabata
Tsotsi
Manwe ma pastor kuda mari.mamupq yebhazi ouyq achida zvee 300 asa
Guys mufzepete ndouziwa ndakaumwiswa pakafa hanzvadzi yangu tichinzi tione zvakaitika haka kumira mushe I drug chinhu chiya hapana chandaka ona but ndakatombopenha kwema hours ndiri confused ndichitaura zvinganzwisisike minaona kupmha wanhu pasina
Ko noise hanziiko kuseri uko
Munhu waPastor anodisa mari kudaro ....vakadiii kutaura result ipapo ipapo....fake pastors
Ko zvadziri hama
Zvakaoma dera
Pa roots sahwira
Kanokuita kuti ubvotomoke unongonzwa kuti waiiti waiti nekuti hapana chaunenge uchiziwa wakarohwa nako unotsika
Kanokuita kuti ubvotomoke unongonzwa kuti waiiti waiti nekuti hapana chaunenge uchiziwa wakarohwa nako unotsika