Mkoma Neshamba hatimboendai kwa mambo ari kutaurwa uyu tinzwewo divi rake renyaya. Iri divi rinenge rave rechi4 tichingonzwa bt nothing from another side.
Baba ava havasi kunyeba takainzwa yekutorwa kwemukadz wa teacher ....uyezve barika varikutoita kumusha kwedu Kuna business man ane vakadz vatatu1st ne 2nd masisters
Ivo vana Ishmairi ava vechipositori ava chiiko? This church needs investigating like they did kuLily farm. Off the nasty things they’re doing, my cry is kushungurudzwa kwemadzimai nevanasikana muma church aya echipositori. This abuse cannot be ignored.
Chihuri wakarasika iwe, wabuda mugwara even rasekuru vako vaMigs Wakambovawona riiini vachiita zve Media or social media, vakagara vazviramba, zvaakungoitwa newe because you're hungry of power va Sitebuloni P ndivo vakatsanangirwa kuti ndivo Baba Sangano, ko iwe bhesinayi parakambomiswa mambo Sitebuloni P Vasipo iwe wanga usipo here, urikungotsvaka kunyangadzira Chete asi ndiwe wakabuda munevamwe, ko kana uine Simba ukushaaya Vanhu Sei waakutoita vekutsvaka pa Media
It's because akarohwa and was abused Ztv ikauya handione seamhanya ku media. Same interview yakaitwa mumwe last week. I didn't believe him ndatoona kuti it's a pattern. This is very true it's now criminal we can't keep hiding it . Chipostori chatorasika pakurova vanhu pasowe. 😢
Ndosaka mvana dzirikuwandisa Kumanikidzwa marriage, kuiswa pabarika uri mwana wozo realizer wakura kt no mhani this is not life wobva wabuda mu marriage apa watozvariswa
Sisi vangu vakachi surrender chichurch ichochi now she is in France.Vanhu vanonzi anaIshmael marapist chaiwo church ndobuda dai baba vane mwana akarohwa panew year vaenda kwamambo kuno reporter cz madzimambo vanodzitonga pafair.
Saka murikutadza kurwisa vanhu here kusha munhu one stebron mambo Vani mashaya vanamambo here kusha satanic here ndakatomboipinda ndikaona hakuna mwari isatanist
Neshamba content yake haiperi nekuti ano advertisa vano rombesa. Vanhu voenda kunoromba. Votyora mhiko zvinhu zvivaomera. Andrew oenda futi kuno filma kana zvinhu zvabhenda 😅😅😅😅
Uyu was very close to wimbo chihuri uyu
Mkoma Neshamba hatimboendai kwa mambo ari kutaurwa uyu tinzwewo divi rake renyaya.
Iri divi rinenge rave rechi4 tichingonzwa bt nothing from another side.
Akati haachadi vanhu vasinganamate. But endai nema yellow bone ane mahips anokugamuchirai fast fast 😂😂😂
@preciouslilly1490 ahhh kkkkk
@shingiraitrevormboto2105 nda deepisa here😂😂😂
@@preciouslilly1490 ndabva ndapera strong. Kkkkk!!
@shingiraitrevormboto2105 haaa nyaya ye abuse yevana nevakadzi ini inondivhiringa
Ndimi mungadai muchitungamirira basa resangano. Ndimi mhuri yacho anoda kudya zvisiri zvefamily
Namatai mega🤗
Baba ava havasi kunyeba takainzwa yekutorwa kwemukadz wa teacher ....uyezve barika varikutoita kumusha kwedu Kuna business man ane vakadz vatatu1st ne 2nd masisters
Ingovhurai renyu sowe chii chirikunetsa
Haa nhasi magonavaneshamba Kkķkkk pamati vanamaphosa apo nungu😂😂
Team roimba zvaro iri
Iyi yatova ishumari part 2
Chonetsa muchechi yava dzidzi vakada ku joina politics ndakambo shanya kuchechi kwavo pa Bulawayo apo ndikanzwa vakuti pamberi ne Zanu PF muchechi aaaaaa nekuzoyita vakadzi 2,2 3,3 kunge chechi yekwa Marange haaaaà vadzidzi dzokerayi pamaka siyiwa nava Wimbo imi vano chinja zvinhu pamuchafa muchafa kuraswa nekuti a Wimbo vachano kurambayi kudenga varikunzwa zvese zvamuno pupura vano pupura chokwadi muchandofara kudenga vano pupura nhema muchitsikirira chokwadi muchano chema a Wimbo voku rambayi
Song 👌
Number 2❤❤❤❤🇿🇦
Ivo vana Ishmairi ava vechipositori ava chiiko? This church needs investigating like they did kuLily farm. Off the nasty things they’re doing, my cry is kushungurudzwa kwemadzimai nevanasikana muma church aya echipositori. This abuse cannot be ignored.
Regai Talent chiwenga ataure nezvemapositori
Chikoro ichi boarding here ,zvirikureva kuti vadzidzi vacho vakuru vakuru vanogara muchikoro imomo here .
ehe,these cults are many.Drew mass there are so many churches like that in mash central.pane vainzi mai tepsy vakazvara Jesu lol
😂😂😂😂😂😂kubara Jesu imikaa ityai mwari@@MrBC-san
Ooooh vakazvara ani😂😂@@MrBC-san
@@MrBC-san😂😂😂😂😂imika imika
Kkkkkkkk ummmmmm inga Shumba vane Shamba munotogona kuimba zvokuti. 😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Ko ichiri chexhi here iyi or maakuita zvechi zanu zanu?
Dzokerai kwamadzibaba
Andrew bvunza vanhu awa kuti sei vasiri pamwechete pakunamata nhau ine vese awa ndeye hukuru 😂
Vanhu ngavasiye Stebneg ega. He is bully
Vano ava vanyepi vakuru chaivo.vanorwadziwa ne development yataita musangano redu.tirikuzadzisa kuvaka musha wedu sezvakasiiwa zvataurwa nemukuru vakaenda va MIGS.Iwe unozviti mutori wenhu wakarerekera kuvanhu ivavo pamwe wapiwa tumari
musanyepere vanhu
Chii chamunoti kupanduka mhondi imi newe futi waimboti kupanduka chihuri iwewe tokuzivai makauraisa vnhu ve MDC nguva yavaTsvangirai
Nhasi tozvinzwa zvese😂😂😂
Nhaka yechipostori haisi yenzinza ndosaka vamigs vacho vakabva kumba kwavo vachienda kumasowe iwewe utori nengozi mumaoko ako ayo yava migs yekuvatora mapics vachirwara ndiyo yave kukupa kutambura kudaro dai wakaterera zvawakqudzwa navamigs manje wakato vapandukira Rega tikuyeuchidze zvawakatiudza usati wakuda hukuru kkkkkk wakti vamigs vakakuudza kuti uyu ndiye mukuru wenyu mese ndotoshàmisika kuti wakuti haasi nhasi ende wakaudzwa nawo muri mega wabva watiudza kkk tichiri takabata zvawakatiudza nzira hairasike asi munhu ndiye anorasika zvaune masimba emweya sangano rako riripi kk apa iwewe na GU hamuonane futi nekurwira hukuru dai muri kutaura chokwadi mese daika muchiri kunamata mese kk
Tafadzwa chidarwa heyo nyaya iyo
Chihuri wakarasika iwe, wabuda mugwara even rasekuru vako vaMigs
Wakambovawona riiini vachiita zve Media or social media, vakagara vazviramba, zvaakungoitwa newe because you're hungry of power va Sitebuloni P ndivo vakatsanangirwa kuti ndivo Baba Sangano, ko iwe bhesinayi parakambomiswa mambo Sitebuloni P Vasipo iwe wanga usipo here, urikungotsvaka kunyangadzira Chete asi ndiwe wakabuda munevamwe, ko kana uine Simba ukushaaya Vanhu Sei waakutoita vekutsvaka pa Media
It's because akarohwa and was abused Ztv ikauya handione seamhanya ku media. Same interview yakaitwa mumwe last week. I didn't believe him ndatoona kuti it's a pattern. This is very true it's now criminal we can't keep hiding it . Chipostori chatorasika pakurova vanhu pasowe. 😢
chihurika denga uchaita rekugugula...kunyepa kudaro iwe wakazvipandukira hako
Chero dai akapanduka asi arikutaura hake chokwadi hamuchina chekunamata muye makan'ora muwaya muye
Shumba kutoimbawo ka 😂. Kwaziwai Amai vangu(Shumba 👏🏾)
Kkkkkk it's e singing of vaneshamba for me ko gemenzi renyu masiyepi
Ndosaka mvana dzirikuwandisa
Kumanikidzwa marriage, kuiswa pabarika uri mwana wozo realizer wakura kt no mhani this is not life wobva wabuda mu marriage apa watozvariswa
muchazvirega zvekutenda kuvanhu muchivtadza kutenda Kuna kristu Jesu ,,munoti take take hee vamudzidzi vakasiya vati hee vakasiya vati ,ndiMwari here ??
hakuna zvekuti mweya wechiporofita unoita zvekupiwa neumwe munhu chiProfita chipo chinopiwa munhu naMwari !!
tsvimbo ne muchinjikwa wetsanga zvaakawinga mugomo ndiko kuromba kwachoka ,zvaMwari zvinovamzirwei 🤷🤷
hanzi mutumwa ange achembera kkkk akatumwa kubva kupi ??
Mwazha,Johane Marange, Ezekiel Guti etc vaitiwo takatumwa imi tsvagai Jesu ,
Bible harisi revarungu mweya wakataura kudaro ndewenhema !!
Everisto
Andrew haupererwi😂
Shuwa tagara kumba
Drewmas mukunakirwa nema verse😅😅
Iwe chihuri haunyare kunyepa,tibvire apo kusanyara
Ari kutaura chokwadi chihuri uyu ndomabasa enyu imi mhondi
@AbigalAbigal123 uri mu tatrodhi
@@AbigalAbigal123havagoneke ava wangu nharo 😂
Maswera sei zvenyu
Sekuru Nzou na sekuru Mhofu vakataura nyaya iyi yekurimbeswa
Ko vna vawimbo vanga varipi iwe uchivagezesa nekuvachengeta ikoko ndimi mai pesanisa avimbo nevna vawo imi
Pane chakaipa muzukuru kuchengeta sekuru vake? unongoshawo iwe ndobasa revazukuru manje iroro
Toko ko Akasina makavadzingirei padhukiranai ikoko mhondi imi
Akauraya ani wekumba kwenyu ? Makadyiswa ndosaka muchisapota zvakaora
Iwe ndiwe unosapota zvakaora unosanganisa zvenyika nezvamwari uri pachurch
Kubvuma kuitiswa mazimb ngatidzidze kurambirawo zvimwe zvinoda mukonyo
Siyai kunamata sowe rehuroyi iroro
Apa majekesa mhofu nofunga vanhu vachaita kakunzwisisa
Vanhu varikunamatirwa vachipora nemunhu wamurikushora iyiye vachihuri, zvamakangobuda imimi nevamwe venyu vanhu havana kumbomira kutendeuka vatowandisa futi
Ehe satani anoshandira futi
Wakatosungwa pfungwa iwe
Hant akarombera kunamatira vanhu vopora ipapo chete panevanhu kana wakumba wawega zvodzoka futi
Vanhu vari kutendeuka vapi ivo vanhu vachipera kubuda musanyepera vanhu.kwaiva nevanhu vakawanda pachurch apa ikozvino vavashoma nei
@@cleofay9346imagine nhema dzemupengo
Chadzifambira chikomana Andrew
Chinato ichi kanavamudzidzi valve vakarombo Hapana mweya mutsvene.
Vskaromba kupi
Asi ndimi makavaperekedza here kunoromba kwacho.tipeiwo zvizere
Kovarikubvama vega wani. Kuti kuromba neupombwe zvaparadza
Chokwadi vakasiya rakanaka
Ko kubuda muchurch macho zvinomboita sei. Asi vanhu ava so chiiko.
Zvinonetsa kubuda muchurch yawakakurira nekuda kwemumwe munhu asi nekufamba kwenguva vanozongosiya zvavo asi panorema
Pawe kuda mapurisa apa
Yava yezanu church iyo
Huyai kudoro tikanwa tinodhakwa tomuka tine bhabharazi wimbo wenyu yaiva mboko muchatambura kusvika Mati heki
Iwe hausi mboko sei
Ndi Ishmael Nyabira ngaasungwe
Mapositori haasungwi wena ishimairi zvakstovharana ariko kunyabira
Vanhu ngavadzidze huye kukurumidza kuona mappsitori ndivo vashata vanhu vavakunamata munhu kwete mwari ava mazuva ekupedzisira shuwa
ZveZanu izvi nxcaaaaq
😂😂😂😂 chechi iyoyi inoda zanu zvisingaiteee
Asi chiii nhy kumapositori uku vachazvibisa wose ane gemenzi ini ndakudzoka zvangu kuchiRoma kwamunoita zvose kwt izvi nakirwai henyu netsvimbo dzenyu dzekumasowe ikk ini ndakutosiya zvepositori
Ummm taura zvako gemenzi harisisina chiremerera
Ngaasungwe steburoni
Ivo vana lsimairi ava vanetsa chose kusungurudza vanhu
Ko nyoka ftyu😮😮
Tiripo ISU
Kkkkkk zvivarume zvinonyepa izvi aaaaa ummmmmm chihuri kunyepa zvakadaro here
Anyepa kuti kudii as if iwe unotaura chokwadi
Hapana chanyepwa apa chokwadi chiri pachena
Achinyepa chiiko hapana kana chaanyepa uyu chokwadi chese bvuu.isu taivamowo muchurch umu ndizvo chaizvo zvakaitika nezviri kuitika
Chihuri ataura chokwadi hapana zvambochepa apa,taitova vadzdz isu tikarega😢
Chivadeedzaika VeDrewmas media vacho mutaure chokwadi chacho kana muchiti akunyepa
Ko magemenzi akauita macolours akasiyana sei
Iiiiii ndatoshamisikawo nazvo magemenzi epink mmmmm
@@DeeTaelo-n5v kkkkk vabvudzewo zveshuwa kti vanoda kuita sei nawo magemenzi
Mashowe yava yemadhodhoo
Kwazvasara ndekupi wangu? Chikristu chese its nonsense bt ngano dzacho dzinonakidza kuteerera. Kkkk
anonyepa uyo
@CharityKureva tiudzei chokwadi chacho
@@CharityKurevaanyepa papi titoriwo vadzidzi vacho
Sometimes vanhu vemasowe makapusisa chaiko
Vanozviti makristu vese ndozvavakaita.
Vakapusa.
Ngaivharwe church iyo
Dai vekuchishanu vakasabatwa nedemon rekuvadzidzi rekumanikidza vanhu kuita barika vanasikana vachinzi degree rako rekutanga murume.
No wonder why chihure chirikuwandira kuMash central barika too much vachimbunyikidzwa i think sangano iri ratongofanana neraIshmael weLily farm.Mukuru iyeye akaromba chete,police ine error irikudya nefake prophet.chikoro ichocho ngachimbovharwa cz Wimbo aisadaro.uyu Stemburoni muroyi chaiye.
Ndobva ndazvirega ndonamatira mumba
Ini masowe ndavakumavenga hangu
Vechishanu handiti ndokuna Ishmael here saka kureva zviriko kuchishanu
Kwaane magemenzi epink hr amana😅
Church iyo unofanira kuvharisiwa kana yava kurova vanhu yaipa zvachose
Ndini ndatangawo nhasi
Mazita enyu ndiezvikwambo wani
Pfutseq wako asi unazvo here zvawakapa mazita akadaro
Sisi vangu vakachi surrender chichurch ichochi now she is in France.Vanhu vanonzi anaIshmael marapist chaiwo church ndobuda dai baba vane mwana akarohwa panew year vaenda kwamambo kuno reporter cz madzimambo vanodzitonga pafair.
Pamuchaendako muite iri live chaiyo tichikandawo mibvunzo
Masowe ndochurch yega here iwe usangotauriswa namatira kumba kwakozveee
Saka murikutadza kurwisa vanhu here kusha munhu one stebron mambo Vani mashaya vanamambo here kusha satanic here ndakatomboipinda ndikaona hakuna mwari isatanist
Mukoma Neshamba apoo
Mapostoli ane huroyi chete. There is no true living God here. God and witchcraft is like light and darkness. For one to prevail, one has to go
Ivo vane mazita ekuti ishumairi ava ndiana Satan chaivo
Neshamba content yake haiperi nekuti ano advertisa vano rombesa. Vanhu voenda kunoromba. Votyora mhiko zvinhu zvivaomera. Andrew oenda futi kuno filma kana zvinhu zvabhenda 😅😅😅😅
Kkkkkk ini zii hancu semunhu mukuru kkkkk
Kkkkkk
Endai kuchishanu hama chinodiwa kunamata
Ichochi hachisi chishanu hre ? Chamoti chishanu ndechipi manje
Pamuchaendako muite iri live chaiyo tichikandawo mibvunzo
Chihuri akadzingwa zvinorwadza takakuona pa ztv nevana asi mazvokuda
Vane shamba endai kumhuri ya wimbo munzwe side ravo
@@tapiwagoronga6968mazvokuda ?asi akati ndidzingei kani