I now like this chief. Express service. No vulgar language. And fair judgement, not demeaning women like other chiefs who call women the H word. Fair to woman👌👌
The rule that women cannot have barika needs review. Advances in technology (DNA and condoms, especially) means that zvataityira is no longer relevant. I
Follow this link to join my WhatsApp group: chat.whatsapp.com/G3Nfhd96BSi1hsIHe3YdtS
Ini ndirimukadziwo but apa. aa mukadzi uyu ihure
Cheif these vadzikama vakunyatso teerera nyaya vogadzirisa murudo. Well done.
Makasimba hre chief nyamaropa
Chief nyamaropa ndivo vari kukurudzira chihure munzvimbo mavo Havasi kutonga zviri fair ngavabadharise vakadzi vari kuhura mombe
Taura hako
Vanodzokerana avo even pasina chief
Agara kutonga haagone Mambo uyu,mutemo mutsva Marriage Act hausati woshanda kani
Too much noise in this court room. Don't they have court orderlies?
Noise hapana chiri kunzwika
Munogona Mambo
You are a unifier
mambo wadzokedzanisa 🎉
Haaahhh Chief Nyamaropa .....kubva mati kunyika here purizi 😂😂😂😂😂😂
Gud mambo uyu anoyananisa
Apa mambo vatonga vari sofutazi asi vanonyikawo kani 🙈
Aizve ko ndokwazvatove??
Handaenda
Ko y tezvara vasina respect vanonongedza Mambo kuti zviite sei
Mwana wavo ihure hazvichinje ngavasaite twuhasha twusina basa
Ayiwa mambo musamusekerera mukadzi uyu
Zim quick taura na mambo nenyaya yevana noise irikunyanya
You can't shack up with the devil and expect Jesus to pay the rent 🤣🤣. Siyayi majoki afambe muma streets unattached💪
Welcome Chief Nyamaropa marriage officer 😂😂😂
Chief nyamaropa to the world ainyikawo kkkkk
Vanevana varikuchema ko kubuda panze nhai,kuda nyaya here😂
Noise yakanyanyisa hapana chirikunzwika
Why is the chief not looking at evidence ine murume uyu
Chief Nyamaropa vane basa. Mahure aya ngaabhadhariswewo. Vanyanya vakadzi ava
Ndikungodhingirira hangu asi kana chimwe chandanzwa
Very Poor sound quality
@@RobsonTongogara-c1v aaàaaaah zvazonyanya
Hapana kana chikunzwikwa zvacho
@@shingiraitrevormboto2105 aaah Nhayi hako.
I now like this chief. Express service. No vulgar language. And fair judgement, not demeaning women like other chiefs who call women the H word. Fair to woman👌👌
Hure ihure. There's no sugarcoating it.
@PaloSant why not say the same of men who go out there and sleep with everything in skirts and bring HIV home?? Why isn't the H word used on them?.
Munomboziva kuti kuma courts kunotoshandiswa vulgar .so nyangwe kwashe hakushamisiri uko ngaishandiswe vulgar
Iwe unenge hure iwewe kkkkkkkkkkk
Idare here or idambe kkkkk life so
Uuumm munoshayawo amwe manyorero e hearding hre 😂😂😂
Mambo chii nemi chaizvo
Haaa noise matiregerera pliz
I think vana vadiki should be banned 😮
Noise inonyanya mudare
Kana chimwe chandanzwa
Noise inside the court room can't here
Atezvara ma1 apo kkkkkk
Chief varikuzama kusaver marriage havo but mukadzi asadaro
Noise noise haaaaaa
Ko ivo vevana havabudewo panze here
Mai vacho vanoteerera chii ipapa
Kungati tave kubaby clinic
Ruzha rwanyanya
Makadii mambo
Chief mazuva ano hamuna hasha😅
Hezvoo ko jweee chwee revana hanziiko nhas nhai mambo
Musati potsese nePart 2 sadombo avepo
Noise mudare renyu hapana chatinohwa
Hakuna zvakadaro.Mambo musakurudzire chihure mukadzi uyo akangwarisa
Noise
Vateereri Vane noise avo hatina
Hapana chirikunzwikwa plz
Mukadzi akahura ngaaripiswe kwete kungoti mombe 4 kuvarume chete
Exactly
Ichokwadi
Ndini wekutqnga pano futifuti.😊
Volume engineer
Kutonyika hako usina Butiro
Noise yanyanya
Hameno kuti iii sound or noise hatina chatanzwaa
veduweeeee mambuya arikuita ruzha ayo hapana chatirikunzwa imi mambuya vharai miromo yenyu apa
Hapachina rudo apo
Ruzha mhani hamugone kunyararidza vanhu hre
Chief imwi tsvagai chiremba chinobvisa mweya yechipfambi mudunhu renyu umu!
Dombo wechii rairai mwana wenyu
At least hasha dzave shoma
Sound engineer gadzirisai sound effects
Sound yakadhakwa
Mukadzi kuside kwake ari right cz ndiye akahura,thats wy ari kupfipfinyika,bt kuside kwemurume zviri kurema cz ndiye aka hurirwa,atezvara kusanyara iye mwana wavo riri hure nxaaaaa
But vakadzi vano hura ndivo vanonaka hameno kuti sei unombofunga kumusiya asi ukafunga sugar yaanayo unodzekerana naye
Mishonga iyo
Wakadyiswa nehure rakosha
Uchamama nemamyoka
Hure ihure mface wangu siya masepa ayo
Chief nyamaropa vanhu ava vapei nguva vambonotaura vanodanana havo but mai ngavatendeuke
Vakadzi ngavabhadhariswe mombe 2 kana batwa nemurume wemunhu dzopiwa mukadzi wemurume chinopera chihure
Dzimwe dzimba tangai maongorora musati maroorerako.
The sound is terrible
Poor sound
Nzvimbo ine mahure iyi aaaaa
Ndekupi
Poor sound yoo
Mambo tongai nyaya musamitira hure iro ngari ende unouraiswa naro
Tinotenda hedu mambo nemashoko ekuraira aya
Mambo tibatsirei kunenoise
Noise too much
Tezvara makatsveruka imi. Rongekai. Kusanyara kuti wakazvara hure nxaaaa
Bamboo kupfawa kwenyu munenge machiwa mukedha uyu
Very disappointed too much noise
What is the story
Matambudziko ematunhu anosiya vamwe ndeeminda vamwe ngozi vamwe zvikwambo vamwe ndedzeChihure
Mukadzi uyo ipfambi anotsigirwa nababa hupfambi hakanyari kababa kemukadzi mukosho wako kababa akoo
kkkkkkkkkkkkkk matsamwa
Hazvinzike
Hapana kana chirikunzwika
Varume jealous apa une umwe mukadzi
Toi much noise😮
Vanhu vambotsurwa asiiii iiiiiih
Too much noise hatisi kunzwa
Ndipei number dzehure iro rinenge rine sugar
😂😂😂😂 hezvooo
Vakuru vakati matende mashava kushaisha doro. Mukadzi kutadza kurowa unoba unodada nekutsvuka uyo murambire mudare mwamambo imomo
Kubva zvakarega Nyamaropa kuti Dhemeti dare rake harisisina order. Vana vaakungochema kunge vari pa maternity ward. Hapana anombovaudza kuti budai panze.
Tooo much noise
Baba avo ndovarikupatisa mwana wavo
Varikufurira mwana wavo kuti aite umwe murume kuti vadye pfuma, vatezvara vari wrong avo
Nyararidzai tuvana tukuchema utwo or budai panze
Nyamaropa dare rinokudzvenga mukadzi ihure saka unogadzirisa imba yei ngaende kwaakafanira muiite muchitongawo nevamwe vauya kudare vamwe vanototonga kudarika Mambo , Vema Camera ndinotenda nekuti pakurira zviri kuitika mumatunhu asi teerai Video renyu munzwewo kuti zvinonzwika mushe here kuita sezvinonzi vanhu vacho vari muchigubhu ...
🤣🤣🤣🤣🤣 kwawakaona vanhu vachitaura vari muchigubhu ndekupi
Yea sound yakadhkwa inoda plan
Ndeukoku
The rule that women cannot have barika needs review. Advances in technology (DNA and condoms, especially) means that zvataityira is no longer relevant. I
Ko hanzi mutemo munyuwani murume or mukadzi anogona kuita varume vaviri or vakadzi wani
G
Tezvara z such a bore vari kutipedzera data
Very very very poor sound
Regerera mukadzi iwe ahhh akumbira sorry wani
Budisai vana kunze
Hakuna senator vakapusa Kuda kukurira or kugara kumusha ma1