Mukadzi Wamukoma Wangu Muroyi,Akaroya Mwana Wangu Akafa | Chief Ngezi | Publicsphere

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 дек 2024

Комментарии • 67

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 2 месяца назад +10

    Pakutukana munhu wese anototaura zvakashata kukurwadzisa,iye mainn aitukwa akanyarara hr .baba avo havachadiwo mkadzi vakusapota munin'ina wavo,kutopa bp mkadzi akazvitakura ko akafa akazvitakura kudaro. Thank u mambo help mapenzi evarume kufurirana zvakaipa

  • @PrimroseNekaticomg
    @PrimroseNekaticomg 2 месяца назад +4

    Well-done Chief

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад +5

    Kufambira huroyi hwemwana wevaridzi pasina hama dzake hazvibude.
    Mari yekuripa inotomunetsa angaiwanepi iye achichaya madrum nevana vevanhu vaviri asina kubvisa kana cent 😅basa rekudya bota mahara dhemeti ngaaripe.

  • @Rebhara
    @Rebhara Месяц назад +2

    Zvakaita dhiri nemaporofita zvivanhu izvi, ungati mwana ashayikwa wotovata hope wozotanga kumutsvaga mangwana😂😂😂😂😂

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Месяц назад +4

    Barika moriitirei mapenzi umu moda kudzinga umwe mukadzi. Mapenzi evarume imbwa dzevanhu. Zvidzoro zvakazvimba nezvikwereti.

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf Месяц назад

    Uyu Chief anodadisa zvake

  • @Rebhara
    @Rebhara Месяц назад +1

    Busstop tv makanyanya, maheadline enyu make munhu to want to view the video, picture quality and sound on point

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 Месяц назад

    Thank you Chief 🙏🙏

  • @ShaniMasedi
    @ShaniMasedi 2 месяца назад +1

    Mambo munotonga zvenyu yoooo

  • @IreneJambaya
    @IreneJambaya Месяц назад

    Mambo munotonga🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @masimbamazvidza
    @masimbamazvidza 2 месяца назад +1

    Mambo ngezi ndinofara munotonga nyaya zvechokwadi zvinotiratidza kuti mhuri iyo kungoendawo kumasowe asi humwari hahumo mavari .uye kuita wakadzi 2 urimupostori uuuumm panenyaya

  • @DorcasJambwa-z8w
    @DorcasJambwa-z8w 2 месяца назад +1

    Vanhu ngavafambe vabate chokwadi

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 2 месяца назад +1

    Mukadzi uyo haachadiwe

  • @DescentShala
    @DescentShala Месяц назад

    Mambo kkkkkk paku charger urimambo

  • @SehluleSibanda-st5ln
    @SehluleSibanda-st5ln Месяц назад

    Well said chief

  • @zexmangenamangena8124
    @zexmangenamangena8124 2 месяца назад +4

    Mambo idofo vanhu ngavafambe ko kana chiri chokwadi

    • @KellyUsuwenyu
      @KellyUsuwenyu Месяц назад +1

      Chokwadi nhai varikungotema side 1 chete aah

    • @ThabisoGandari
      @ThabisoGandari Месяц назад

      Dofo ndimi

    • @heatherhunda8424
      @heatherhunda8424 Месяц назад

      Zvinonakidza kutaura kana vasiri mai or sisi vako vapumhiwa uroyi.
      Ivo mainini vaitiwo chii pakutukana

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад +1

    Hanzi mwedzi yese yakapera yakawanda😅

  • @CarolineRukuni
    @CarolineRukuni 2 месяца назад +1

    Mbudzi nehwai ndezvei izvi haa uhu hudyire uyu

  • @SekaiMujuru
    @SekaiMujuru Месяц назад

    Well done

  • @SavaChinyowa-k2u
    @SavaChinyowa-k2u Месяц назад

    Iwe unedambudziko rekuzviita Mambo,Chief Ngezi vachazvikanganisira dare ravo,nyaya yeuroyi kumutemo wechivanhu hapana judgement vanhu vasati vachenesana,waida wakavapa munhu anovachenesa vose kana pazobuda kt amai havasi muroyi then judgement yopiwa,mutemo wechirungu ndiwo unoti tipe proof kt munhu muroyi,pachivanhu chedu varoyi variko,bba matadza kutonga

  • @SavaChinyowa-k2u
    @SavaChinyowa-k2u Месяц назад

    Kudarikwa naHeadman Chigodora,anobhadhara ndeabatwa nenyaya mushure mekucheneswa

  • @elvismagumo3065
    @elvismagumo3065 Месяц назад +1

    Ngavaende kuseri kwechuru ko kana chiri chokwadii kutii varoyii

  • @eddiemudzingwa9532
    @eddiemudzingwa9532 Месяц назад +1

    Magona Mambo. Mazuvano hamusi kudzora tsvimbo. Mapositori misoro yavo vose yakazara kuroiwa

  • @johnmaposa5290
    @johnmaposa5290 Месяц назад +1

    Point of order kana mavakuti munhu haanhongedzwe huroyi vari kutii kuripa mai avo vachiroyiwa havasiriwo varikurwarirwa mambo vari kubata nyaya nepadumbu

  • @lysonmwaranga6904
    @lysonmwaranga6904 2 месяца назад +2

    Kana anangwa huroyi why musikavapi mukana wekufamba becz pamwe ichokwadi kti muroyi

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 2 месяца назад +1

    Ko iye anombozvitaurirei
    Haaana zvimwe zvekutaura here
    Bamukuru dzingai munhu
    Ko ngavambofamba acheneswe

  • @Ngatikurukurei
    @Ngatikurukurei Месяц назад

    Chief vakanyanya uyu

  • @admirari1
    @admirari1 Месяц назад

    Kutuma mukadzi kunotsvaga mwana iwe what where you doing?....

  • @lysonmwaranga6904
    @lysonmwaranga6904 2 месяца назад +2

    Haaaaa akuna mambo wakadai fokof

  • @MollenSigauke-ru8px
    @MollenSigauke-ru8px Месяц назад

    Chokwadii vanotonga zvondifadzaa

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni1677 2 месяца назад

    Sorojena vapedzesera kutaura avo ndazvida zvikuru. Ndatenda Mambo apo matonga.

  • @FabbieRatohwa-p2k
    @FabbieRatohwa-p2k 2 месяца назад +1

    Matadza kutonga ndavafambe

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 месяца назад

      Kufamba vanofamba but kunanga munhu huroyi imhosva.kana vazvara vachafamba ikozvino hazviite bp inokwira akafa zvozonetsa futy.

  • @Gono77
    @Gono77 2 месяца назад +1

    Magona mambo. Varume vairi mukoma nemuni’ina mapenzi. Musha wemapenzi

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 2 месяца назад +2

    Kuunganidza vakadzi barika apa muchichaya mapoto vana 3 pfuma dololo , Jatiwero vave kt mkdzi enda kumusha kwako vamupedza panonaka.

    • @Tatenda-g7d
      @Tatenda-g7d 2 месяца назад

      turume tunofarisa ,tumikono twetsambarafuta nxaa

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад

    Mambo Ngezi vacho chaivo vamboripiko mazuvaano.

    • @paulinegwati8782
      @paulinegwati8782 2 месяца назад

      Ngavagare hawo teresi vaye 😅

    • @angelinaballerina5203
      @angelinaballerina5203 2 месяца назад

      Vaye hatidi kutovaona. Ngavagare ikoko vachidya sadza nemazondo. Vanogara vaine bhabharasi vaye.

    • @NellyMoyo-ik6ex
      @NellyMoyo-ik6ex Месяц назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haa macoments enyu ndaita mabayo nhasi
      Hoo ngavagare zvawo ikoko

  • @DescentShala
    @DescentShala Месяц назад

    Mitongo hanzi zvinouya rinhi

  • @SavaChinyowa-k2u
    @SavaChinyowa-k2u Месяц назад

    Makangoitawo rombo rakanaka kt mapostori havazivi mutemo,vakapusiswa kare nemachurch avo,tipe traditional act yacho yauri kuti pamutemo pamutemo,inoramba kt pachivanhu chedu hakuna uroyi

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 2 месяца назад

    Vanhu kunanga pane nyaya kunovanetsa chokwadi,kuita mary go round shuwa

  • @tariromagwaza
    @tariromagwaza Месяц назад

    Ko drunken master varipiko these days

  • @stanmike1004
    @stanmike1004 Месяц назад

    Mapostori nekuparadzanisa vanhu ma one chaiwo Mweya waMwari unobatanidza vanhu kwete kuparadzanisa we must learn

  • @MariaMlambo-r4g
    @MariaMlambo-r4g 2 месяца назад

    Haaa veduwe sy kuwudza mwana wevanhu huroi passina hama dzake Imbwa dzevanhu

  • @johnmaposa5290
    @johnmaposa5290 Месяц назад

    Vambotarira mubook retradition act here kusiyana kwematunhu ndofunga

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf Месяц назад

    Why complicate the taking of an oath,kutaura ziparagraph rakakurakudaro mopedzisira makuconfuser the complainant and the accused.oath kungosimudza ruoko woti ndopika mwari ngawandibatsire,simple.

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Месяц назад

    Hanti mapaona

  • @MumKagande
    @MumKagande Месяц назад

    KO kanichirikwakwai kuti anoroya dai vafamba pavanikwe chokwadi nokuti mambo vatomupembedza anopfurira mberi achiroya ngavafambe ndokupedza nyaya chokwadi chibude pachena

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni1677 2 месяца назад

    Babamunini havana kukwana kubata mabasa akaipa kudaro. Maiguru ndimai kwete kusweroita zvisina basa. Nyarai babamunini. Iwe murume mukadzi wako haaitwe bhora uyo mukadzi wako mukuru namainini kuwirirana kwavo hakuna kumira mushe, varikutoda kuti gadzinin'ina iro riyende. Musadaro ngaarambane nemurume wake imi babamunini budai mazviri.

    • @NellyMoyo-ik6ex
      @NellyMoyo-ik6ex Месяц назад

      Taura zvako iwe bamnn vanojairira awo,izvezvi muroi atoripo zvake paside

  • @FreethinkerNkomo
    @FreethinkerNkomo Месяц назад

    Munogona zvenyu mambo kutonga sando dzenyu hadzvanzi ngadziuye dzireve pfuma yadzo asiwo vozotarisao hadzvanzi yavoe kt cy ichipomerwa zvakashata panoda kuonekwa ipapo

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d 2 месяца назад

    Hanzi ndopandakaisa pfungwa mumusoro..shame kushaya Mwana kwakaoma

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana 2 месяца назад

    Ķkkkkk. Munombotangirei musindo

  • @BlackSaddam01
    @BlackSaddam01 Месяц назад

    This is one boring court zvimadhara izvi are just outdated unispiring

  • @Chimwoto1
    @Chimwoto1 Месяц назад

    Uhmm.mhuri iyi yashooreka. Kuda kuramba munhu nemaskiri enhando. Mambo sando dzenyu. Munogona imi. Maabata matsotsi aya. Kuda kushandisa madzimai. Zvinoshungurudza vana izvi.

  • @rhodhagweshe1848
    @rhodhagweshe1848 2 месяца назад

    Ndafarira matongero avaita nyaya iyi anatezvare huyai mureve pfuma

  • @Kelvin-tc4jz
    @Kelvin-tc4jz 2 месяца назад

    and yourself, what are you holding, you hypocrite