Chief Mutasa - Murume Otengesa Mudzimai Wake Kuti Aite Mukadzi weChikwambo ChaSekuru Vake.
HTML-код
- Опубликовано: 8 фев 2025
- Ambuya vanounza sekuru wemukwasha wawo kudare raMambo Mutasa mushure mekunge waita mukadzi wemuzukuru wawo,mukadzi wechikwambo.
I truly appreciate madzimambo akadai asina favour anoita nyaya sezvairi,ndafara nekupa mwana na mai kuisa nyaya yavo pachena zvine ungwaru uye zvisina kugadzira.
You are the best chief Mutasa❤
Chokwadi zvinoda kutendwa
Absolutely, I agree. Especially him who is sitting he is throrough and very fairly decisive. So far thats a fair plan. Bring all the crooks in and get them to speak for themselves these greedy and wicked people
Chief Mutasa...a brilliant icon of our customary law, our traditions and culture!!! Horray🎉
This is criminal,Mambo Mtasa please intervene ,they must face the wrath of the traditional law.Kunevanhu vanehutsinye kunze uku😢
Pakaipa. Part 2 coming this Sartuday. Watch this space
Chief tongai nyaya nemazvo mwana akashandisirwa mushonga uyo..musavhundusire mwana
Kutizira uri mwana Musiki wonosangana nazvo. Stay Longer in Sch uri kumba kwenyu Mwanasikana!!!!!. Kusina Mai hakuendwe nepwere mhani.
Chokwadi
Thank you chief ndokumbirawo stand kwenyu Mambo wangu
👏👏👏👏
Ko akafa kukagadzwa mumwe ane dzungu wotamazve hre
Kkkkkkk
Mambo Mutasa ndirikuda kuzoona nyaya iyi kuti inopera sei. Mari ichashandiswa pamuri ipapa Mutasa muchatadza kuitonga nyaya iyoyi. Tongai nyaya senyaya imi aMutasa please musatambire mari mobva mazokonesa nyaya. Hazvishamisi muchatanga kupa mhosva mwana uyo yobva yatoparara nyaya yacho plus muchapomera mai avo mhosva kuti vakaroodza mwana ari mudiki. We are watching
Part 2 coming this Saturday
Chokwadi
Waakufunga nyaya ye Hotera 😂😂😂😂
@@kundaimutangadura4779pahotera mutasa akandibhowa handina kuzoita rudo naye
She is young she didn't understand what yhe old man was upto
Mambo manyama.keep up upholding our traditional values without fear or favor 🙏🙏🙏
👏👏👏👏
Yeeessss thank you Mambo asi mwana uyu haana kunga aziya hake kuti kunei wachimuseenzesa. Ishe tinokumbirawo mutonge justice ndapota. Baba awo warikunyepa
👏👏👏👏
Chief mutasa vakapiwa mari . Or vakagadzirwa naMasese wacho
Chief Mutasa tinokutembai muri baba nyaya iyi yakaoma ipedzei 🎉🎉🎉
👏👏👏👏
Nyaya iyi inondifungisa mugore ra 1993 i was 19 years old apo amai vemukomana wandaidanana naye vakauya kuzonditora kuti ndinoona kumusha kwemukomana apa ndainge ndatove nepamuviri mudzimu yangu yakandirwira zvakasimba panguva iyi ndaisadya nyama ndaiti ndikangoona nyama moyo wangu waisviba ndakaenda kumusha naamai ava ku Wedza tasvika pamusha apa dzainge dzavakuma 6pm apo ndakadaidzwa navamwene ku bedroom kwavo vakavhura wardrobe ndokuburitsa chibag che khaki change chapera sugar vakatora nyama yaiva muchipepa chesurar ichi yange yakaoma vabav vanditi ndipfugame ndakatarisa kuma virazuva ndpavakadakunditambidza nyama iya vachitaura kuti inyama yekusimbisa musha wandainge ndavakutanga ndakangokwanisa kupindura kuti todya pwe nemana wenyu kana achinge auya ndakabva ndatanga kurutsa ipapo zvekuti ndakamhanyiwa neni pa clinic pa garabha ndika pfuudzwa kuendeswa kurusunnzwe hospital ndakabva ndazoendeswa harare ndiko kuyambuka kwandakaita pakudyiswa nyama iyi it's a long story and handina kuzogarisana nemwana wavo
Zvakaoma
😂😢😅
Ummmm zvakaoma
😢 zvakaoma
Zvakaoma zvatinosangana nazvo in the name of marriage
Oh my God! The innocent girl was under a spell uyo.
Dai ari hama yangu, Masese aifanira kufana kufa ega ndisati ndasvika.
Zvakaoma kani
Inga wanonyepa zvinosiririsa baba awo. Hazi tine musikana handi mudzimai wemuzukuru
🤣🤣🤣🤣
Can u update me pleazzzzzzzzz
I am terrified... I would like to see the end of this saga... Some heads must roll... Divine & Masese must be jailed!!!
intelligence dzakakugarai Mambo❤
ini ndave kuda kutamba,Mambo Mutasa ndokumbira kuzogara kwenyu,ndoda kutongwa naMamambo akadai,chivanhu chedu chikuru kwazvo🤝🤝🤝
Thank you so much mambo mutasa mnogona henyu
👏👏👏👏
Haa chief getaway musashungurudza mwana ,tongainyaya zvakanaka apo aaaa muchatibowa
Ita hunhu uwe shiti yako enda otonga iwe benzi
@@tatendashumba2317 Tanga waita hunhu iwewe kwana
Thank you mambo mutasa maigona nyaya iyi ...
Ko avo vanonyora vanoita savaMugabe wani😮
Question murume uyo, kwete kushungurudza mwana aka victimes,,, zvimadare zvenyu zviii zvakadhakwa izviii
🤭
nhai zvako
Ndakaramba kushandiswa kusvika apa veduweee ndakazviitwa na tete vangu hanzvadzi ya baba vangu ndakavarambira muvanhu imomo vakanyara vakatambudzika ndikada kurohwa nevakadzi iavavo .tete vangu vakange vapromiswa kuti next yr mukutenga Comb . Nanhasi varikutamba nhamo veduwee rambai kushandiswa kani . Ini ndakaramba zvose masupa fodya ndakati Kwete handiite izvozvo
Ahhhh sorry about. Tinotenda kuti makakunda kuramba. Mwari vakuitirei zvakanaka🙏
@@ClarahMakusiro-nv9ue Good on you. Vanhu vekare vanga vakajaira kuita zvavanoda. Greed and Evilness was rife that time. Taimboziya here kuti taingoitiswa zvese zvese nevanhu vehukama just bcz of greed
Vakatotanga vafuratidza mwana njere
Zvakaoma
This is sad...vanhu moyo yasviba nekuda mari shuwa. Ngatidzidzei kudya cheziya amana.
Zvakaoma
My favorite King❤🎉
Ndoo anonzi madzimambo aya, big up Mambo Mutasa.
Kna nyangwe zvakaitika hazvo but it's my daddy and I'm proud of him I love you daddy
Zvagara mwana vemuroyi muroyi
Murume wemagirazi akada kufanana napresident mugabe
Waona chaiko😅
Thank you mambo.Kurombesa mwana,Masese haasungwe
Mambo Mutasa tinoziva muchitonga chaizvo Muzukuru uyo akatodyiswa mushonga zvekumanikidzwa paonei mambo
👏👏👏👏👏
Mdara anenge achinyora uyo anorova srs wena,ungati haapo kjjkk 😂😂😂😂😂
Ndaona savaMugabe😅
Mambo mutasa,mwana uyooo hapana chaaikwanisa kuramba coz akanga agadzirwa kare.nezvikanganwa hama zvaakadya.
Zvakaoma
Waona chaizvo ipapo unofana kuita muchinda wamambo
😅@@bonychivon
Saka mbuya ava pacakabva kumusha vakanga vapedza nemuzukuru, Havana kuda kuzoshandirwa nemusikana .
17yrs haisi mhosva. ID ikutorwa pa 16. Apana mhosva apa
ID irikutorwa pa16yrs asi under 18 inosungisa pamutemo
Age of consent is 18 mwana wamai mutemo wenyika,haa 17 kanosungisa
Uuuh zvese izvi zvayitika cy usingaudze mom kumba wakaratidza kupusawo
Mwana uyo akatanga adyiswa mushonga kuti abvume zvese zvirikutaurwa paongororei ipapo mambo plz
🥺🥺🥺🥺
Chief matonga kumama apa chinjai kafungiro pakushandiswa kurikuita mwana please
Haaa munyika makaoma umu,it's so sad
Chief wacho anopengavo uyu ahasi kuwona hre kuti mwana uyo akashandisirwa mushonga.plaz murume wake ndiye benzi rekutanga ungatora mukadzi wako kumuendesa kuvanhu vasiri hama kuti ndohama ndzayo hoyo akuroyewa vosvora mwana uyo saka chief kana muchizwiwonawo sei makuyita mwana uyo ibenzi imi muchizviwonawo gadzirisayi nyaya ito nekukurumidza
Mwana uyu mwana mudiki njere dzake dzange dzisati dzakiziva kuti ndirikushandiswa
Waiting for part 2
Pane vasina kuuya kuDare nhasi saka yanzi svondo rinouya
Imi.mambo murikurasika papi mwana anga atovharwa kare nemishonga ezvivanhu izvi
Fon akatengerwa neaiva murume wake zvekumusha vakauya vakakumbira kune aive murume wake mwana anga amboramba kuenda
Hmmmm chief mutasa vakurasika apa. Because sekuru vanotamba nemuzukuru achinzi mukadzi. Saka chief mutasa vakuda kubuda musaga
Kana usina Mweya Mutsvene unowira vadikani .namatai hama muzive mafambiro
Zvakaoma 🙏
Ummm vanhu ityai Mwari munoshandisirei vana vevanhu kudai
Zvinorwadza kani
I am still interested to know kuti yakazoperera papi nyaya iyi . Anyone knows?
mwanasikana haana kuziva.purizi murume ndiye akamutengesa maybe murume aitobhadharwa plz batsirai mwanasikana
That Sekuru, Mbuya, “muprofita” wenhema nekaDJ ngavasungwe. They abused mwanasikana uyu. Shumba, Sekuru avo should have been arrested on sight. Vese avo vanhu vakuru, saka musashungurudze minor uyo! Waiting for follow up, yasvika November.
Aaaa imi Murume uyo unotengesa machira maRaheem panokwirirwa MaKombi eku Mozambique ..Iiiii zvinotyisa
🤣🤣🤣🤣 mamuziva ka
Aruba machira😂😂😂😂
Ndamuzivawo ummm ndatya
Ndoda kutokwiraa kombi kunoona masese face yake 😂😂
Ko iyewo aishayei zvekunoroorwa ta such a young age.
Vana vamazuvano vave kudawo zvinhu
Vana roorwai makura mava kugona kumira nenjere dzenyu.Mwana uyu akaitiswa svina nekupwereka i feel sorry kuna mai nemwana wavo.Iro zidumbu iro rakatora advantage yemwana.Zvorwadza veduweee
Zvakaoma 🙏
mmmm msadaro sure mwana arimudumbu kunzi chikwambo chamasese here...Mwari vanotsamwa
Ndini nani tikuwirirana kuti baba vemagirazi mwana wava RG mugabe😂😂
😂😂😂😂
Thank you Mambo Mutasa❤
👏👏👏
Thank you Chief
We need a part 2 please
Part inobuda neMugovera ndopairi kupinda muDare. Tinokuvigirai
@nhimbetv if you do that we will trust and follow you 🎉
Kkkkk kwaa bvondo tombi uya, sekuru imbavha yemachira😅
🤣🤣😂😂😂
😂😂😂😂😂 chabvondorwa
Mari dzenyu idzo itai mega.
Shumba rambai makatsika ipapo,Masese akangwarisa
Kutsika chaiko
Ko nhai Chief inga munozova wani kune nyaya dzekuputirwa nemishonga pakudya sadza ranga rine mushonga,
Mambo to the world❤
Chief failed to understand the manipulation used by this man to use this girl in ritual for gomisi being introduced by his uncle to make money in the name of gomise wife,gomisi is aware of everything he must be punished
Mmmmm zirume zidema iro ziroyi chairo mmmmmmm. He deserves to rot in Jail.
But akamanikidzwaka she was manipulated. How could she have refused
🥺
Mambo ndirikuno kumozambique ...tongai mushee Nyaya iyiiii ....zviripachena ... Musiye zveudyire ...zvenyu izvozvoo
Vaita undyire papi apa
Mishonga iri pachena. Varikuti mwana why aisataura munoziva here kuti mishonga inogona kumudzimaidza munhu kuita rema chairo.
Pakaipa kani
Nhimbe tv ndokumbirawo muzotipa part2
Masese akaromba uyoo nemwana haaaaa anoda kumborohwa first
🤭🤣🤣🤣
tinotenda Mambo pakaitika zvese mwana uyo was still a minor masese and squad shld be punished bcz this story is involving an underage .
Mukadzi waMasese uri busy kutengesa maketeni nhais
Mambo Mutasa ,napa kutenda zvangu
👏👏👏👏
Mishonga Iya ndiyo yakaita kuti asarambe Mambo
Wakatizira kusiko mwana ummm zvakaoma
Mwana uyoo achiri mudiki akashandisirwa mushonga
Zvakaoma
Zvimwe zvamakubvunza mwana musadero
Hahaha kutsvaga pakatangira nyaya
Im so sorry for you baby girl 😢😢😢😢
Thank u mambo
Mwari tibatsireiwo se chirikadzi heart 💔
❤️🥰
Mwana uyu mwana mudiki vakatamba nepfungwa dzake😢
Huuhuu; kunyanyavo kuda zvinhu. Ungaudzwa kuti pamachira "angu or anobiwa nemurume wangu" tichaita 50-50 tatengesa tose iwe wotobvuma shuwa? Ko, anoba machira acho anobira chiyi kana imi vari kungotengesa machira amusina kuba mava kutosheyana zvenyu mari yacho yose?
Chief muri kugadzirisa vanhu munzvimbo yenyu zvine umhare
Ko baba vanenge vachinyorei avo veduwee😂😂😂.Ma secretary aChief ngaapihwe ma laptops veduwee
Hahaha maminutes enhau
MaTyping skills pamwe anenge asipo, remember zvemaComputers zvakatanga kuzara munyika not long ago but even vakadaro most rural schools haana IT lessons.
Ummmm akagadzirwa mwana uyo plaz futi mwana uyu anga anga arimwana mudiki pfungwa ndzanga dzisinga kwanisi kufunga senge munhu mukuru akabiridzirwa mwana uyo
mambo mwana uyu haidimhosvayake akatotyiswa zvikanganwa hama kuti akangwanezvese uye abvumirane nezvese zvinengezvataurwa
Pls vakadzi kana muchiitiswa zvamusinga nzwisise garai maramba kana kuudza wekwenyu pachiine nguva manhi
Paakadya sadza nezvikanganwa hama ndopakavhiringidzwa mwana mambo paonei ipapo.
Masese ari wrong fullstop
Well done chief Mutasa
👏👏👏👏
As long as chechi yeMarange ichitora vana vadiki kuita vakadzi hazvipere. Mahumbwe muzere naana manyengavana hamuna zvamunovaita
🤭
Yes akapinda mu nyaya nekushandisirwa mushonga veduwee
Pakaipa
Gomisi mungomuziwa here kana kuti munoita zvekuzwa
Mambo vakubhaiza mazuvaano
Ko vaita sei futi
Ishe ko secretary wenyu haabatsiriki yere akaita zvedictaphone wozoteerera waakunyatsa kunyora.
Tinogutsikana kuti mukakwanisa kuvapa vanoida zvokwadi
Chisekuru icho chimuka chemunh nechimukadzi chake.
Mambo varikutonga pamberi ne basa mombo mutasa
👏👏👏👏
Iro rinonzi Masese rakaromba iro, anhu akaromba havabvume mhiko dzavo dzavanenge vaita, same same ngemuroyi
🤣🤣🤣 chimuregai
Hmmmmmm CHIEF MUTASA VAKURASIKA VANOTYA MASESE
Chokwadi taura hako
batai wanhu shumba ... taking advantages of minors wanhu ngawasungwe ..mambo stand for this girl
👏👏👏
Garai maziva mambo kuti Masese aakashandisa mushonga chero murume we muzukuru naye akagadzirwa na Masese
👏👏👏👏
Mambo mambo nzwirai mwana uyu tsitsi akashandsirwa mushonga mwana mudiki uyu asi mashandsirwawo midzi kani namasosore uyu
Regai tiione musi weMugovera kuti inopera sei
Mambo idako ava nxaaa mwana aishandiswa uyu veduwe
Ko vadii futi?
sei vari kushungurudza mwana instead of kubvudza masese wacho