Yah iyoyo takatoimirira haina kuzofamba mushe isu takamirira chief pawakati ndichauya ne information from econet not zvavakazotonga paya senyika ngapagadziriswe
Varume munozorwadziwa kana munhu aita move on asi kana achirikukuda unenge uchimuona sembwa ini i stand with that lady ngaagare nemunhu wake waarikufadzwa naye
@@HappyHappy-p3y ahura papi hanti vakasiyana pane paungati kana wambobvisirwa gupuro munhu odzoka achikunyengerera ozokuitira minana futi wofanirwa kuramba wakangogarira marara iyayo in the name of marriage she went away then she moved on with her life
Thank mambo mutasa matonga zvinonwisa mvura ,ndiwo matongero aririkudawo panyaya ya cardwell we want Justice Bec nyaya idzi hadzina kunyanya kusiyana more over mukadzi va cardwell akataura ega kuti chikomba chakamupa mwana Ari marriage ndi nhingi
Imiwo mai imi munotaurisa moti dzungu mambopireiko humbowo hwekuti kwakabviswa gupuro heee baba vakati endai mundogara zvakanaka.😂tsano was very smart pakutaura apa manje honai mairasa
Mambo icho chitororo kana vanhu vasingachade madii kungoti vanhu varambane Saka mukadzi akungoenda sesaga rehupfu here kureva kuti vakadzi ndivo vasingabvumirwe kuramba here
Panekamudhara kanotaura kakashoshoma ako kanotaura zvisina musoro ako plus chief vatadza kutonga apo murume anenge achishusha mukadzi saka mukadzi oramba akagarira kunetswa here
Fortune knocks once....Pamwe soulmate inouya uri pa divorce process and you can't wait coz Satan anenge akuita kuti divorce inonoke uzviruze. Pamwe unenge wakaroorwa ne wrong person wako wozouya, hence it will be your choice to grab it or wait for divorce case to be finalized. I opine.
Mambo vatadza kutonga. Panyaya yamufundisi vakati mukadzi ange arambana nemurume apa voti she is still the wife. Likely taking bribes because mutongo must be the same
I guess its important for most of us here to understand our traditional values. This woman in question did not follow the rightful process in separating from the husband. By traditional law if you don't want your partner you have to communicate through aunties and uncles who will guide you. In short tete vedu vane mhosva.
Toda nyaya ya mufundisi mambo kana muchigona kutonga 😢
Yah iyoyo takatoimirira haina kuzofamba mushe isu takamirira chief pawakati ndichauya ne information from econet not zvavakazotonga paya senyika ngapagadziriswe
Still waiting for evidence from Econet tione kuti Mufundisi anga asingadye BOTA here paya
Yakatopera iya mati vachaidzokorora here
That guy haana evidence to prove mufundisi was in that room
Varume munozorwadziwa kana munhu aita move on asi kana achirikukuda unenge uchimuona sembwa ini i stand with that lady ngaagare nemunhu wake waarikufadzwa naye
Move on yeku hura here
@@HappyHappy-p3y ahura papi hanti vakasiyana pane paungati kana wambobvisirwa gupuro munhu odzoka achikunyengerera ozokuitira minana futi wofanirwa kuramba wakangogarira marara iyayo in the name of marriage she went away then she moved on with her life
Thank mambo mutasa matonga zvinonwisa mvura ,ndiwo matongero aririkudawo panyaya ya cardwell we want Justice Bec nyaya idzi hadzina kunyanya kusiyana more over mukadzi va cardwell akataura ega kuti chikomba chakamupa mwana Ari marriage ndi nhingi
True apa vatonga zvakanaka paCardwel pakaitwa huwoori
Kuchaisana mapoto hakusi kuroora ChiHure iwe
God bless Chief Mutasa man of great wisdom 🎉🎉
Imiwo mai imi munotaurisa moti dzungu mambopireiko humbowo hwekuti kwakabviswa gupuro heee baba vakati endai mundogara zvakanaka.😂tsano was very smart pakutaura apa manje honai mairasa
Kungwarira kuripisa vasina mari yekutonyora yaMufundisi makaibikabika matonyorwa kusvika matonga nyaya iya kwazvo hatizi kuzonyarara mambo
Sahwira,uri kunyatsomisa tumananda pamukadzi ari kubuda mune Imwe imba pasina 3months,uchangosiiwawo futi.
Washaya mhandara here,wake up my friend.
Chief mutasa you are the best in the world 🙏🙏
Mukadzi uyu ihure guru
Ko zvikaitwa nemurume hachisi chihure here
Haiwa vakadzi ndosaka muchisiya moti muchaona pamunonzi mukai makarara here
Mambo magona apa varwadziwa nemutongo dzidzayi mutemo. Mai maifanira kuramba murume musati mavhurira umwe murume makumbo😂😂😂😂. Bvisa mombe iwe
Mambo icho chitororo kana vanhu vasingachade madii kungoti vanhu varambane Saka mukadzi akungoenda sesaga rehupfu here kureva kuti vakadzi ndivo vasingabvumirwe kuramba here
Best Chief in Zimbabwe, proud of you Shumba
Kusvika vagadzirisa yaCodwell shumba matoto eZizi
Chief has made and fair judgement. Great wisdom
Mai wane chihure chinosemesa awa
In 6mnths matosiya imba matove muneimwe🙌🙌🙌🤣🤣🤣
Hit and run
Ko vamwe vanovawana sei varume kkkk😅
Yaaah chekumirira hapana iye akurwadziwanei vakadzi vakawanda kunze uko akuzorwadziwa nemunhu aita move on
@@phyllisncube5622kkkkk akanyanya uyu
Move fast like WiFi a
Chikomba icho chirikutambira kunonydza how can u trust mukadzi wauri kubvisa pane mumwe murume
Akabviswa pamurume sei ivo vanga vasiyana haasi chikomba murume uyo akungorwadziwa nekuti mukadzi akaita move on chete
Varume tikakwana tinoruzei?,, kutora mukadzi wawana aripamurume
Mambp murume uyo ngaabuadhare mombe haiwa akadii kutsvaka wake pane woumwe
Murume ana mhosva nekuti wakabvunzwa kuti ndakarambana nemurume wangu saka waida kudini hake tongai mukadzi chete
Panekamudhara kanotaura kakashoshoma ako kanotaura zvisina musoro ako plus chief vatadza kutonga apo murume anenge achishusha mukadzi saka mukadzi oramba akagarira kunetswa here
Thank you chief
Mukadzi asarudza waanoda hapachina chekutonga apa.
Kkkkkkk muchinda wairasa uyo wabhadhariswa 😂
Chief Mutasa 's Secretary is e real version o minding your own business
Nyika yedu izere noudzvanyiriri even vakadzi vachi mbunyikidzwa neVarume
Hakuna unova protector
Vanhu vakupera kutiza munyika neVakuru vasingakoshesi kodzero dzevanhu
Murume uyo haana mhosva nokuti haana kumutora Mumba meuyo akange atova ega mukadzi anga abva akutozvi shandira mambo tongai nyaya zvri fare uyo akurwadziwa eeeh uyo achazo roorawo makabhadharwa imi mambo plus hamupi munhu mukana wekutaura musatonga chitororo munhu akabva akagara ega Awana amuda uyo dzashanje varume munovaziva imi
Dankie chief u are the best in this world
Chief mutasa munondigonera wena
Unonyadziswa mwana sikana ndekwa chief mutasa uko 😂😂😂😂
Yeah very good
Number one chief
Uyo wekutora mkadzi wemunhu anopenga😂😂😂😂😂 hanzi handisi shamwari yake asi aisiirwa vana haaaa shame dzinonyeba idzi😅😅😅
Cameraman keep the camera steady mhani
😂😂😂😂😂matsamwa here
😂😂😂😂😂
Mhukahuru❤
😂😂😂😂😂. Hanzi uku shuka yapera changamire
Kkkkkk shavi rabata rechihure satan anogara pasi achitora ma notes
Kana hachisimbori chihure ndiye anoziva zvaakabvira pamurume uyo she is right ngaagare nemunhu wake waanoda
Murume wekutora mukadzi matuzvi emurume
Zvimatare izvi hazvitonge nyaya kkkk hazvidi kuteerera both sides kkkkk
Mutasa tirikuda nyaya yamufundisi
Fair judgment mambo hucci
Mambo Mutasa mirai ataure 😂😂😂😂😂😂😂😂
Well done Mutasa apa matongawo fair pasi nechihure dai muchiti mombe 5 kune vanohura ,especially pastor wekuputsa imba yaCardewell
Vanhu venyu chief mutasa havape mukana munhu wekutaura vanovhiringidza vanhu
Vanhu avagoni kutaura pane nyaya vanopedza nguva vachingotenderera kkkkkk apo nekutinyepera
Vanhu vamambo vanonakidza mnje havadi kupedzerwa nguva nevanhu vasinga gone kutsanangura
Kutaura chokwadi uyo murume akatanga kudanana nemukadzi weshamwari yake kare akanakirwa nebota rekunze ndizvo zvakasakisa kuti mukadzi uyo arambe murume wake chihure chinenge chakabvira kure
@@giftndawana vanhu wakanakirana zvonetsa uye varume hawadzidze chinonzi love chii because ukawona mukadzi wokuitira chikomba pane chihombe chinoda kugadziriswa asi kurambwa unenge vatodi watorambwa
Yaaa kugadzirisa mahure chaiko😂muchachirega chihure ichi
I think this was unfair. The lady had left him so she was free to start dating. Not sure what this issue of gupuro is so important
Apa magona kutonga chief Mutasa makangotadza yaMufundisi chete
Hanzi mukadzi uyu anoita mutapiriroi 🤣🤣🤣
Mambo mutasa ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Musadadira vakadzi coz kana tomover on moda kuti disturber get away apo siya mukadzi aende nemunhu waanoda
Taura zvako ngavasiye munhu atevere moyo wake hezvoo😅
Kuenda ngaende but hauhure uchiripamurume enda zvakanaka seni handiteere vakdzi hobho munyika vanetrue love
Murume uyo haana mhosva mukadzi uyo ndiye hure plz mukadzi ndiye anofanira kuripa
Zvekuteyana izvo. Imi vakadzi vhurai mazoso. Zvanetsa ipai gupuro.
Chief makatadza kutonga yamufundisi
Asi Mufundisi akakupai chiokomuhomwe mukatsikatsika nyaya hatisi kuzonyarara
Sei vanhu vachimhanya kunext relationship vasati vapedzerana nemunhu wavanenge vainaye.
Nhai zvako
Fortune knocks once....Pamwe soulmate inouya uri pa divorce process and you can't wait coz Satan anenge akuita kuti divorce inonoke uzviruze. Pamwe unenge wakaroorwa ne wrong person wako wozouya, hence it will be your choice to grab it or wait for divorce case to be finalized. I opine.
Hakusi kumhanyira but anenge atove nemumwe munhu paanozosiya munhu waanenge ainaye
Ndicho Chihure chacho zvee ipapa atoveneumwe wechi3
Izvi zvonyadzisa izvi ndakagara ndataura kt kana panenyaya idzi dzonyadzisa handiendi kudare kwacho ummmm
Mambo vatadza kutonga. Panyaya yamufundisi vakati mukadzi ange arambana nemurume apa voti she is still the wife. Likely taking bribes because mutongo must be the same
Yamufundisi haisati yapera
Ya Mufundisi haisati yapera wena
Camera yapihwa gudo😂😂😂
Chief apa kutaura chokwadi murume uyo mamutadzira uyo chokwadi kunyeperwa imhosva here kuti handina murume
😂😂😂😂😂😂😂😂 kutonha muto usirivako😅😅
Well done mambo
Mambo varikushandisa wisdom . Its fair judgement
Best customary court in the land
But the man did not come back kuna ana tezvara kunoti gupuro riya sorry ndakuda mukadzi wangu
Mai Bee ipfambi yemakorokotyo
Nhasi mambo vandifadza dai mukadzi uyu dai abhadhariswa 2 chaidzo pamwe chihure choita chishoma
Mhai wangu mambo Mutasa shumba chikara
Ndokusaka mvana dzichiwanda regai munhu adanane newaanoda murume uyu haadi ukadzi negodo rekungoti awanaanomuda
Hapana chihure apo
I thought as much.. the first husband is just jealous...they had divorced and this wife had moved on simple... varume kusada defeat uko🤣🤣🤣🙌🙌🙌
ndadzwa bambo vachiti akabvisa gupuro akazouya akatsotsa mukadzi akaba vakaenda ana baba havana kuudzwa saka gomba harina mhosva gupuro ndorinozivikanwa nana baba
Mukadzi uyo mambo dai matomuti mombe 3 chaidzo kuitira wamwe wanekahunhu ikako watye kuzviita amborwadziwa nemombe 3
Thanks mambo matonga zvakanaka ❤
Yekumover fast like wifi kkkkkkkkk unonya 😅
Nyaya dzechihure kwidzai muripo mambo
😂😂😂
Exactly kana 5 mombe
Mambo Mutasa pa nyaya ya Mufundisi makapiwa Bribe muka twister nyaya .... Nhasi uno makangwana kuti nyaya dzakafanana idzi
Uyo mkadzi ritori hure nakare uyo magona mambo
Isu ana Shumba tinotonga zvomene
Kkkk mukadzi ndiro tsotsi
Kutonhodzwa kwachauruka
Chibhuku chiya kuseri manje wandifungisa kare
@@ChipoMpofu-hl2ll haaa chinonakidza wena
Mambo mambo taiti munogona but nyaya yamufundisi makapuhwa chiii because hapana kujeka
Uchenjeri wakawandisa hunochinja kuita upenzi hamudi kuoneswa mongotora banga mocheka ndoopamuri kutadza be patient to both side
I guess its important for most of us here to understand our traditional values. This woman in question did not follow the rightful process in separating from the husband. By traditional law if you don't want your partner you have to communicate through aunties and uncles who will guide you. In short tete vedu vane mhosva.
Ko yamufundisi iyee makaikanganisa papiko mambo ... Apa matonga zvakanakisa wani .... Justice for candwell....
Haaya pacharamba pane rudo here ipapa ksna kuti zvadhakwa
Iiii zvadhakwa taura hako
Mambo wedzerwai makore mukomana wekutora mukadzi weumwe mombe mbiri yaa apaagona kutonga zvinodadisa
Aaaah ini andibhadhare ndoramba munondidii
Unomamiswa kwamambo bhadhara uchinyanya kuda beans 😂😂😂😂😂
Iyi yatongwa bho...cheerio
Tinotenda mambo
👏👏👏
Gupuro kurambana ,icho kubana chachihure
KO kana munhu akarambwa nhymwi vashee haachafanirwi kuita move on hre
Mambo murikugona rovai basa pamutasa apo, paDc, pawattle company, pahondevalley turn, Nyanga road. Rambai makadaro
Chief Mutasa munechimuti
Kwamutasa kunemahure seiko chief musingatonge mahure imi
😅😅😅 hanzi unotapirira
Good Mambo
Mambo murume iyo wekutora mukadzi wemunhu aifanira kubhadhra more than
Mutemo mutsva unoti uyo ari kuzi chikomba murume nemukadzi imarriage
Mambo machinda enyu ngaaziwe ethics of communication. We speak one at a time
Kkkkk ku Clema ownership yemukadzi wemunhu.maiwee zvangu
Good chief
Iye murume uyu pa six months anga aripi asingateera mukadzi varume kurwadziwa munhu akaita move on
Saka vana tichavabikira bota here mudzimba umu sezvo zita rekuti bota rakunzi ndiro bonde.
Chikomba chine hasha kkkkk