So nyaya ndeye nhumbu here kana kuroorwa cz mukomana kana asingachadi mukadzi ngaapedze nyaya, uye vana sekuru vacho vari kuziva kuti mkomana haachadi mkadzi .
is it not possible to record video from a distance like ku ground rebhora ma camera man haapinde muground because ma movements ema camera men anoita kuti vamwe vanhu vave uncomfortable especially at close range. The cameramen are all over the show . educate me apa
2 months its 8 weeks munhu anogona kusagezwa chibereko zvinobuda zvose. Ukaitwa scan several weeks later might be normal. But ka story kacho kari dubious zvako preg test haina kuitwa.
Please note that it's raining this side today. We apologize for the rains arikubuda kubackground.
No problem tirikuinzwa asi zvirikunzwika hazvo
Thanks for the heads up,ndandatoshaya kuti ko kakushinyira ndekei.
Some situations are beyond your control, thanks.
Thank you soo much @@gracemupita1801
@@danielpavhu6870Zvakaoma, Motoregererawo nenoise yemvura yanhasi yanga yakanyanya.
Mambo Mutasa munondigonera huchenjeri hwekutonga munhahwo. Long live Shumba 🎉
Pamusoro changamire. Ichokwadi kuti nhumbu dzimwe inobva zvese zvobuda yonzi complete abortion. Incomplete abortion ndiyo inoyendeswa kut chibereko chigezwe. Scan inogona kuitirwa kutswaka kana Paine zvinenge zvakasarira. Mazvita baba
Hanzi haana kumbobvira aita nhumbu apa vari Kuti Ane Mwana vake
Chief Mutasa for the people, musadherere sekuru vapusiswa avo😂😂😂
Imagine being the secretary vanhu vachitenderera soo 😅guys me I will just write judgement 😂
It's okay we need rain
Thank you for the support
Kasekuru ako kakapata 😂😂😂kubhaiza too much apa neskin iriku glower nevaseline
So nyaya ndeye nhumbu here kana kuroorwa cz mukomana kana asingachadi mukadzi ngaapedze nyaya, uye vana sekuru vacho vari kuziva kuti mkomana haachadi mkadzi .
Skru varikubhaiza kudhomoka unoenda cy kunotaura kt tisu tine mwana wenyu usina kubata kna cent 😂😂😂😂
thank you Mambo Mutasa for exposing uwori hwurikuitwa nemadzishe vachishandisa ukama
@@wellz13 i think kumadzishe kunodiwa media kut zvijeke
is it not possible to record video from a distance like ku ground rebhora ma camera man haapinde muground because ma movements ema camera men anoita kuti vamwe vanhu vave uncomfortable especially at close range. The cameramen are all over the show . educate me apa
It also irritates me as well. Those camera people are all over the show
Makadii kuenda kwatete not kuenda kumba kwemukadzi hamuturi mwana wevanhu musina kuzivisa haaa guys ka
🔨🔨🔨 dzenyu chief Mutasa
Mambo wacho haasi we2cents manje taurai chokwadi 😂😂😂😂😂
Hahaha chokwadi
Mambo mutasa vanobata munhu
Msikana uyo itsotsi anonyepesa huhh😂😂😂 criminal chairo
Mukadzi uyo matauriro ake anongoratidza kuti icriminal rakasimba; possibly akatombogara mujere mukadzi uyo. Check my words.
i dont think she was pregnant , anga aita hake plan yake yekubatira mkomana i think panga paita kamainini kakoda kuita take over
MaHindra iripiko vanhu vakufarisa 😅😅😅
Mvura irikunaisa yoooo
Pakaipa haaa nhasi iri kupurana zvekurevesa
Changamire famba naye munhu uyo istosti
Tapiwa is not in good standing with the court if Ishe said endai munogara zvakanaka in his judgment?
very soon mambo vachaisa ceiling saka problem ye noise yemvura will be a thing of the past mudare umu
Kaha Nhimbe, iye Mutasa aimbodii mazuva aye paaitongera panze Iyo mvura ichinaya so?
Vaiitira paChikoro kana kwanaya.
Kana kungoregazve😂😂😂😂
Apa pakasangana Matsotsi between mukadzi ... murume wacho nehama dzake
@@Tatenda684 apa wouya kudare murume pasina
Cz makaenda muchida kunosiya mwana kwete kunozivisa cz maienda sey musina mari makaitiswa khule cz hamubvi pamba musingazivi kut mari irikupi
Ummmm kubva nhumbu worega kuenda muchipatara🤨🥺worega kupihwa ma tablets ekugeza chibereko waenda kuchipatara ummmm.
2 months its 8 weeks munhu anogona kusagezwa chibereko zvinobuda zvose. Ukaitwa scan several weeks later might be normal. But ka story kacho kari dubious zvako preg test haina kuitwa.
You failed the traditional procedure guys
I am confused guys, what is the difference between mambo and Ishe.
Mambo - Chief & Ishe - Headman
@@jenniferkimpiobi8905 mambo mukuru panaIshe wangu king and chief
Ishe ndi Headman ,,,Mambo ndi Chief
Chigodora ndi ishe or headman,Zimunya ndiye Chief or Mambo,so tirikut panotanga sabhuku,kana atadza yoenda Kuna headman then Mambo
Noise hamusi kuinzwa hre muchitadza kugadzirira ndinemubvunzo ishe namambo zvakasiyana papi nhai
Pinned comment yedu yataura kuti kuri kunaya. Togadzirisa mvura iri kunaya here munhuwashe?
Ishe ndiye Headman. Mambo ndiye Chief
Zanu started to create all sorts of roles for votes and easy monitoring of subjects/ villagers. Zvakadhakwa kani.
@@beekays436Kwedu Bikita handisati ndambonzwa anonzi headman, ndongoziva chief chete, pamwe ndakatorasikawo zvangu😂😂😂
Variko nyika yese ma headman hazvigoni kuti Chief atonge ega dunhu iroro zvinomuwandira
Tapiwa is not in good standing with the court if Ishe said endai munogara zvakanaka in his judgment?