Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
quite informative programme totenda chose
Poor old man kudai mwari vakunzwai sekuru mwana wenyu arwisa vose vane chekuita mukutsakatika kwake.
Nyaya iyi neya Chenai its one of most painful death.
Yeah that's very true zvorwadza izvi
True that ya Chenai😢😢😢
Yachenai ndeip iyi
Ikozvino makugona bsa bhudi ❤❤❤
The turkeys got more volume than your program 😢😢😢😢..
VOLUME PLEASE. Hapana zvatanzwa
Volume pls
Mmmmmm volume takuvara
Iii zvokubvunza kuti akaurawa nei munonyeperwa mukavenganiswa torai bhodhoro munorishoresa muone kuti maive musina mushonga here kwete zvokuudzwa nomunhu wemweya vashoma vave kuzvikwanisa sure munopondana maudzwa nhema
Tirikungonzwa matoki chete
Sahwira haasikutaura chokwadi or hapasi kubvunzwa mubvunzo kwayo
Hapana zvatiri kunzwa apa
Volume bhoo ere dear data data,data pavolume apo
Zvorwadza izvi iiiii musazorora fambai muzive kuti chiyi uye mufu rwiswa usazorora kusvika vabuda pachena
Nhau yakatityisa Idi shuwa isusu wagari wokuNyamuzizi .Aiwa tekairai mhuri yekwaGodzi munhu angafeba orowa Idi sohuku .Aiwa akandihwadza inini Fanu yo
Tekairai manji manji
Tiri kudzifambira nyaya dzose kkkk tatobva kwaChenai nekwaskru marigazvuru uko
Volume uuuu yadzakira sumudzai tiswe zvakanaka
bhutsu dzemunhu aurava nazvikara dzinosara dzakaitasei
Kkkk KO blaz weblack label Boe hre
Volume mkoma presenter veduwee
Kaiwai
Sounds not kakaka
Bottle redoro ngariendeswe kunoongororwa kt harina poison here
Or mafingerprints, could give some clues kana achiripo
Muface akazviuraya uyu ,sahwira haana ruoko ,endesai bhodhoro kuma tests
Volume baba
Vayendesei kwaTateguru Ndudzo vanopedza masports
Mkadzi ndiye anechekuita
I think akadyiwa nemhuka dzesango
Mumwe akabata kambwa
Hapana chirikunzwika
Ko vamwe vari kurara bho here
Dai musingabudisi pamhepo ,nokti murikungotaurirana moga
Mudhara achadonhera vanhu nehope
Mukoma taurisai
Tavepo
Ko avo vari kunwa twumbwa seiko vasina hunhu shuwa ungatodeedzera kuti futse*i nepa vanhu hre veduwe.
I think it's suicide
Tavapo