Zvinoyera zvinotyisa zvinoshamisa. Ndakabatwa ndichichereverera mishonga paguva.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 окт 2024

Комментарии • 265

  • @beaulahtaz68taz13
    @beaulahtaz68taz13 2 года назад +14

    Thats quite saddening sekuru vakarwadziswa that generation danga ndiro rairatidza hupfumi asi vanakomana vatadza kuchengeta vabereki here kusvika pakusiira mukuwasha dambudziko remumusha, sekuru did not mean any wrongdoing mombe 20 dzinorwadza kungotsakatika

  • @hipposave2573
    @hipposave2573 2 года назад +8

    Mhiko iripo, yakanzi kachira hakasvike kumba kanosara kusango. Pakusvika kumba nekachira ndopakadhakwa masettings ese.

  • @marlonrusvava9875
    @marlonrusvava9875 2 года назад +3

    Sekuru Tasvu, Kanengo, Ngangatayi vanozvipedza izvi especially sekuru Tasvu

  • @nyaraimangwiro8631
    @nyaraimangwiro8631 2 года назад +10

    Zvakaoma ndozvinonetserawo zvinhu zvemushonga let's hope sekuru vanowana help.

  • @tadiwaxnashe
    @tadiwaxnashe 2 года назад +9

    "Dai ndine mishonga yandakabata ndaizvigadzirisa zvisati zvashata" RIP Soul Jah love

    • @macdeekays9713
      @macdeekays9713 Год назад

      Nhcy uno yangova bata va bata kuti ndikwidze makata

  • @kingsdaughtersaltoftheeart8986
    @kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 года назад +4

    Sekuru msacheme God will reward you. Ini baba vangu vakabiirwa mombe seven kumafuro two dzaive nemazamu. After a year ndokubuirwa six mombe dzaiti wakadzitarisa waiiti ma brama ir mixed breed but no. Vakadofamba but nothing happened. Pamwe vakatozosiya voona kuti vangazopihwa zvinozonetsa family. To cut the story short. Pane mumwe akazobva kujeri akataura kuti aiziva munhu aitora mombe dzababa vangu. Dzekupedzisira dzakanga dzaenda vakazodzisiya kumakoma aripedyo ne nyamombe camp yemasoja after someone avaona then ndokumhanya kumba kwedu, hanzvadzi yangu naye nyakuona ndokuuteera saka vakazongodzisiya votiza. Now vanhu vaiba dzaiva hama dzaamai vangu. Apa vakazobira mumwe murumwe akaenda kwaakaenda now those people are suffering. Pari zvino misha yavo ava matongo. Their life is counting to nothing. So muchaona henyu someone achavagona they will pay.

    • @mzee5533
      @mzee5533 2 года назад

      Kufamba kutambusa nguva kuBotswana gvt plays a big role to stop stock theft and the sentence is tough for the thieves plus hakuna zvemalawyer pasock theft

    • @ellenkatehwe6838
      @ellenkatehwe6838 2 года назад

      Nyamombe camp ndokwedu vamwe vaiba mombe vachiendesa kumozambique

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 2 года назад +12

    Mbavha hadzina tsitsi veduwee 20 mombe kubiwa . Ndanzwa tsitsi ini skru havana mhosva vaidawo kt mombe dzavo dzidzoke. Dai mwari ava batsira zvipere.

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 2 года назад

      Haa zvinosiririsa ngavainde kwa sekuru Tasvu mbabva dzisotwe + dambudziko ravo rinopera

  • @minglee4133
    @minglee4133 2 года назад +5

    Its high time pple learn kut zvinhu zvemhiko hazvisi right, yes sekuru ws in a tough situation asi ukaona wanzi enda unocherera chakati paguva unenge uchiti urikuitei??? Worse guva remutorwa nekutyisa kunoita guva. Madhara haanzwe time time nd kana zvakuvabhomba they cry wolf.

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo7001 2 года назад +9

    Sekuru pamakangonzi endai neka jira mundechicherera paguva remutorwa maifanirwa kuvhunduka.

    • @nyashakuchenga3872
      @nyashakuchenga3872 2 года назад

      Ndochinonzi chikwambo kwete zviya zvino batwa nevemasaramusi. Mishonga inoshanda pamwe nemweya wemutorwa.

    • @minglee4133
      @minglee4133 2 года назад

      Exactly, sekuru vane nyaya yavasiri kutaura, sei vasina kuvhunduka kunochera guva remutorwa.

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 2 года назад +1

      Vaigwadxiwa ne mombe 20 wangu. Mombe idzi dzakawandisa

  • @christinemuchira2426
    @christinemuchira2426 Год назад +2

    This couple made me cry. I hope vakabatsirika kani Mwari 😭😭

  • @sheillasiboli7697
    @sheillasiboli7697 2 года назад +11

    So sad hope God will answer your prayers sekuru na gogo be blessed only God will set you free 🙏🙏💯💯💯

  • @pamelaphilile9226
    @pamelaphilile9226 2 года назад +8

    So sad shame zvinhu zvacho people they are hurtless how can you stole mombe dzese idzo. And vange vachembera zvakanaka.i was very touched when gogo said "torara pakasiyana unongoziva mukuwanana".Marriage is not easy shame

    • @johnsondhemba3206
      @johnsondhemba3206 2 года назад +1

      Heartless & steal
      You are welcome

    • @barbragawaneni3363
      @barbragawaneni3363 2 года назад

      @@johnsondhemba3206 🤣🤣🤣🤣🤣kazen

    • @dionne2213
      @dionne2213 2 года назад

      @@johnsondhemba3206 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 was waiting for this

  • @clarahmandongwe2746
    @clarahmandongwe2746 2 года назад +6

    Chokwadi zvinorwadza Asi vanhu ngavarege kudaro, kushereketa kwacho kwanyanya,KO vaye veMweya batsirai baba vedu

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 2 года назад +8

    Sometimes n'anga dzinoita take advantage of the elderly. Vanoziva kuti vane hanganwa so they won't do mhiko nemazvo. It's sad and heartbreaking 😔

    • @johnwick3710
      @johnwick3710 2 года назад

      Saka wabatikana kuti harahwa hadzisi kunyatsobata mazwi pakupuhwa mhiko dzekuroya nekuuraya vanhu ita mushe iwe wakambourayirwa hama yepedyo ere iwewe

    • @lillycee5054
      @lillycee5054 2 года назад

      @@johnwick3710 kundituka kunobastira chii?? Kokundidzidzisa mune zvakanaka...hatizivani...ndatadzei nokupa opinion yangu veduwe. Why kundidaro?

    • @mandlas.4305
      @mandlas.4305 2 года назад +1

      I partly agree with you. I think things took a horrible turn when he burnt jira iroro. As a Christian, I would never advice anyone to go to a nyanga for anything. My heart goes out to this family

  • @joselinemuza1316
    @joselinemuza1316 2 года назад +3

    Ini ndakaterera zvangu nekudzamisa pfungwa there are some loopholes patsanangudzo dzasekuru I think sekuru vakabata mishonga yekuti zvinhu zvifambe kubasa then vavavekumba bvavatyora mhiko, mombe bvadzadesapear then sekuru bvavaenda kunotsvaga rubatsiro then mishonga wekutanga bvawarwisa wekuda kudzosa mombe saka yava hondo . Ko iko kusarara mumba 1 inogona kuva mhiko futi .

    • @cuthbertm6
      @cuthbertm6 2 года назад

      I agree 💯. Vamboti futi ndakakanganwa ndikauya nacho ndichitora badza. Then pavazobvunzwa kuti mukadzi akabvunza here vavakuti ndakamuti ndachisiya musango. Sekuru vanoziva nyaya yavo hazvisi kubalancer ndiwe one chete akuona zvikuitika

    • @msrosegold7550
      @msrosegold7550 2 года назад

      Yaaaa you might be right ipapo ko iro zipisi rejira iroro ndoringanzi kajira pane nyaya hapo kungoti zvimwe maybe vavakuzeza kureva havo

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 года назад

      No ukashanda unongobhadharwa still you just get paid. Mushonga wanga uri wekuti udzose mombe. Most Old people dont sleep in the same bed coz i used to sleep with granny kumusha in her bed. Sekuru drank alcohol and slept on his own but ndakambonzwa hangu runyerekupe kuti sekuru vaive negirlfriend. Sekuru was 68 and girlfriend was 60 gogo was 65

  • @josephlupiya6626
    @josephlupiya6626 2 года назад +4

    Tete Tilder sekuru avaaa pavakaona kuti kachira kakabuda zvinhu seiii vasina kumhanya nekukadika kwavakaka pihwaaa varikunyeba vane mhiko dzavakapotsa endechokwadi vanacho sekuru avaaa

    • @kellymamoe8729
      @kellymamoe8729 2 года назад

      Saka how do you know kuti kaisafanira kubuda zvinhu,pamwe ndomushonga wacho

    • @kimberleynyasha
      @kimberleynyasha 2 месяца назад

      unopihwa kana ka muti but kana zvakupera do you believe kamudzi ikako kanochinja kuita kana nyoka chaiyo soo eish 😒 n'anga it's some thing like devil agent and it's totally different from MASVIKORO, MHONDORO, MIDZIMU ...
      n'anga muroyi and n'anga can kill death kufa chaiko but MASVIKIRO MIDZIMU NEMHONDORO they don't kill varipo pakuchengetedza Nyika ne
      kubatsira pwere dzakarasika e.t.c ne zvimwewo zvine makwara akanaka chete🌚🌝🌞🌛🌜⭐🌟✨💥

  • @andrewronaldsimango3199
    @andrewronaldsimango3199 2 года назад +11

    So sad sure kubira munhu mombe 20

  • @margaretgotami5900
    @margaretgotami5900 Год назад

    Zvakaoma hazvo, Mwari sununguraiwo vabereki vedu ava vatambudzika. Ndarwadziwa hangu. Let's continue praying for them. Lord hear us.

  • @eunicemaruta6508
    @eunicemaruta6508 2 года назад +4

    Shame..dai makangodzokera musiiwowo sekuru.makazogarawo gore rese.
    Let's hope muchabatsirikana.

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 года назад +19

    I don't know if it's an African thing or just Zim men who think when a woman is old she doesn't need a husband

    • @faithjackson254
      @faithjackson254 2 года назад

      It's zim men

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 2 года назад +1

      @@faithjackson254 Asi zvinoitirwei nhy kkkk

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 года назад +1

      Socialisation. Some of it it's to do with issues of inheritance. If the woman is old chances are she will be in hubby's musha so she can't bring new hubby in. And could she up and go kumusha we murume mutsva. Also at that stage they will be dependent on family so its tricky to bring a hubby into that situation.

    • @barbragawaneni3363
      @barbragawaneni3363 2 года назад

      Sekuru naGogo vangu vakabereka mai vaive kuMalawi vairara futi seperate...maybe kwese ...zvino kwaizoti chibage chakohwewa gogo vobva vati chiisei mubedroom masekuru 🤣🤣 sekuru vanenge vakurara pasofa musitting room ...haa huye kuchembedzana ibasa 🤞🤣

  • @clarahmandongwe2746
    @clarahmandongwe2746 2 года назад +6

    Haaa vanobhadharisa imbomirai mozvitorera shamhu naMwari, regai mugotendwa nevanhu kana vadzoka vachipupura

  • @whasingtonmugova0236
    @whasingtonmugova0236 2 года назад +2

    Ndinovimba muchabatsirwa sekuru na mbuya. Zvamakaitirwa ndizvo zvakakurwadzai nokuti haungangogari kana zvadai .munhu unombomhanya mhanya .asi kana masunungurwa izonamatai .uye vakaba n'ombe taida kuti vadzoke nadzo .

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 2 года назад +3

    Zvinorwadza sure kwewedzerwa dambudziko pamusoro perimwe dambudziko, so sad 😭

  • @immaculatekhumalo5711
    @immaculatekhumalo5711 2 года назад +6

    Anyone noticing what gogo s doing with her tongue scary

  • @daudicool662
    @daudicool662 Год назад

    Yes l hand that story. It's my family member member dzainge dzatorwa nanatezvara zvichinzi mkwasha hahakuroora

  • @fadzosadiki4364
    @fadzosadiki4364 2 года назад +1

    Ndr kudodzidza hangu n'anga 🙌🙌

  • @tatendagatsi8252
    @tatendagatsi8252 2 года назад +4

    I feel sorry for this family. Please Lord have mercy

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 2 года назад +2

    Same case happened kwedu only that i managed to stop n'anga isati yauya pamba pedu. So kwedu kwakabiwa mombe 2 last month then last week boys rakadzoka rikatora 2 futi. So my mum nekurwadziwa vakataura nemwana we bro yavo sekuru vakati vanoziva anosota in a week mbavha inodzoka so aftr ndanzwa nezvekuuya kwa sekuru I told my mum to stop him asi vakati sekuru vaita nharo vakuuya. I was so angry ndikafonera sekuru asked him sekuru muripi vakati onmy way kuenda kwa tete ndikavati dzokerai kwamabva nemunhu wenyu vakati bt tete vatindiuye ndikati imi na tete venyu hamuna right yekuunza n'anga pamusha pedu just go back kwamabva. Vakati ok takudzokera mama vakatsamwa kuti i disrespected hama yavo bt am happy havana kuzosvika pamba pedu

    • @msrosegold7550
      @msrosegold7550 2 года назад

      Yooo inga mbavha dzinehutsinye kutokunda muroi nhai shame

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 года назад

      So hausi kuita botso here nekuti mai vakatsamwa

  • @nomatternhuta3018
    @nomatternhuta3018 2 года назад +3

    Ko Mai vacho varikutsengei nhayi Imi hamadzangu murikuzvionawo here Hama dzangu mirai naMwari chete zvekunopiwa piwa zvinhu izvi siyanani nazvo hl

  • @claytonshirini1390
    @claytonshirini1390 2 года назад +1

    Watch carefully, sekuru nagogo are speaking at the same time but gogo's voice harisi kubuda. Is it technical?

    • @marthangoma5586
      @marthangoma5586 2 года назад

      Ndazvionawo ndatozvishaya ndamboti maybe vakutsenga bubblegum

  • @kennedymsengezi718
    @kennedymsengezi718 Год назад

    Surely the father managed to invest unlike most people. Be blessed old man it shall be well. The beasts may have been stolen using juju.

  • @kudzairoselynaaron3357
    @kudzairoselynaaron3357 2 года назад +2

    this is sad....but dai mwari atibatsire tisawanikwe tichibata mushonga kana paita dambudziko

  • @kelvinmaradzika3964
    @kelvinmaradzika3964 2 года назад

    Is it ok now nasekuru ava...chokwadi Lord should have mercy on him and vana vacho should always know kut mwari akati kudza baba naamai hapana maconditions ekut if vachikugonera...so us as children let's love our parents nomater what....

  • @debympofu8363
    @debympofu8363 2 года назад +2

    Mhondoro ndokumusha kwangu veduwee mombe dzinobiwa haaa nzvimbo iyi ma1

    • @vachihera3823
      @vachihera3823 2 года назад

      Haa kuMhondoro kune mbavha dzemombe asi vazhinji vanhu vekuziva takatombobirwawo yedu asi yakadzoka iine mark yedemo yabendekete tikabva tatoitengesa

  • @edithmashaire102
    @edithmashaire102 2 года назад +1

    Eish ndarwadziwa zvakanyanya nasekuru very sorry zvenyu.please go kwa sekuru Tasvi

  • @eddiebaloy7769
    @eddiebaloy7769 2 года назад +3

    Nyaya yangu iri apa paguva remutorwa ipapo ndosaka zvakabhaizika ...

    • @truthhurts4100
      @truthhurts4100 2 года назад +2

      ichocho ichokwadi mudhara uyu munhu mukuru aifanira kuziva kuti kuisa mushonga paguva remutorwa waiva mushonga wakashata. Asi kune rimwe divi akatanga kutyora mhiko pakupinda nemushonga mumusha so kuzoenda kuguva anga atotyora mhiko kare saka akabatwa asati aisa. Tunhu twakabhururuka tuchinanga mumba maakatanga kupinda kureva kuti haaifanira kupinda nemushonga mumusha kuti mushonga usamudzokere.Kuisa kuguva remutorwa kwaive kugezera kumutorwa iyeye manje akazvigezera.

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 2 года назад

      Ipapo ndipo pane nyaya hongu tinganzwe tsitsi vachitaura ungatende sei kunzi enda paguva remutorwa undocherera kajira kakasungwa pane nyaya sekuru ngavapajekese apo

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 2 года назад +4

      Kudai n'anga iyi yaida kuti mombe dzasekuru dzidzoke ingadai yakanogadzira mudanga maigara mombe not kuguva maporisa haanganotore footage ku powersales iko kwabirwa zvinhu kuri kwa OK.Pafungisisei mombe idzi dzakangodzokera kwadzakabva ivo sekuru vaive vane zvavakabata.

    • @truthhurts4100
      @truthhurts4100 2 года назад +2

      @@frankmoyo7001 well said, I agree iko kubirwa 10, 10 kune nyaya. Dzanga dzakambouya sei

  • @sandrataderera4487
    @sandrataderera4487 2 года назад +3

    Mazimba muchapfidza henyu kubata Bata ndati muchapfidza henyu this is not the full story this I can tell you. Kajira ke red hakasiko katambudza vanhu ava sekuru vane nyaya vakabirwa hongu is sad but mishonga yavakabata havasi kududza zvese.

    • @jasonharlott8860
      @jasonharlott8860 2 года назад

      Exactly kuchera guva remutorwa nekuti wakabirwa,fake mudhara ane nyaya uyu.

    • @brendakusosa936
      @brendakusosa936 2 года назад

      Ehe zvobatana papi nhy zveguva ne mombe

    • @TafadzwaMadume
      @TafadzwaMadume Месяц назад

      Ivo vanogadxira chaiko vanoti munondibhadhara nemombe dzenyu panedzirikudxoka uyo aitoziva kuti hadzidxoki ndosaka akati ndipei mati

  • @josephlupiya6626
    @josephlupiya6626 2 года назад +3

    Sekuru avaaa pane chavari kuziva chakavanzika ngava taure chokwadi vabatsirike

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 2 года назад

      Imi vanhu vanozviita munoziva stereki, tauraika chokwadi chacho Imimi nekuti ndimi munochiziva.

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 2 года назад

      Handione sekudaro.

  • @duduzilesibanda6789
    @duduzilesibanda6789 2 года назад +10

    I think these people when they are about to die they know and they find anyone to give their evil things why is it that everytime situations like this happens they will be dead

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 2 года назад +1

      Ayewa havasi vose vanenge vafa zveshuwa nyaya iripo ndeye kuti zvikwambo hazvidzorerwe baba nyango zvikubetse sei saka vanhu tinozongoti n'anga yakafa to cut the story.

    • @duduzilesibanda6789
      @duduzilesibanda6789 2 года назад

      @@frankmoyo7001 Oooh yeah so sad

    • @S24-x1u
      @S24-x1u 2 года назад

      @@frankmoyo7001 makes sense coz I've always wondered

  • @cuthbertm6
    @cuthbertm6 2 года назад

    Kule kaa i am very sorry but nyaya yenyu haisi kubalancer. Hamuna kubata bata here kule zvikazokupandukirai mombe dzikarova pasi. I know maiva desperate but nekukura kwenyu ikoko makambowanepi mushonga wembavha unoiswa paguva?? Makambowanepi mushonga wembavha unopanduka?? Mamboti hamuna kuudza sabhuku makuti makazomuudzazvw kuti ndakutevera mkadzi hapachagarika. Apa mamboti sabhuku akafa saka makazoudza ani?? I agree 💯. Vamboti futi ndakakanganwa ndikauya nacho ndichitora badza. Then pavazobvunzwa kuti mukadzi akabvunza here vavakuti ndakamuti ndachisiya musango. Kule kule this is very sad but taurai nyaya yenyu mubatsirike kulez

  • @judithsiisii5124
    @judithsiisii5124 2 года назад +1

    So sad. This is cruel, he worked very hard for all these yes.

  • @nomatternhuta3018
    @nomatternhuta3018 2 года назад +2

    Ummmmm hamaweee Mwari wekudenga honayi vanhu venyu voparara nekushaya ruzivo ini ndosaka ndisingadi zvekufamba famba izvi very sad

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo Год назад

    Ndinoon sekut sekur vakatyor muko wekusvik nekajira pamba Pavo ,plus kuzopisa mushonga pamusha Pavo ,zvakuitik pamba Pavo ndozvaifanirwa kunoitika kuvanhu vakaba mombe dzasekuru

  • @teechiz
    @teechiz 5 месяцев назад

    Very sad story. Akaba mombe Mwari awe naye😢

  • @muchanetajarinos759
    @muchanetajarinos759 2 года назад +1

    Sekuru hvana.kna chitadzo chavainacho vnobatsira huyai mubatsire sekuru

  • @DadairaiMamwoyo
    @DadairaiMamwoyo 6 месяцев назад

    Hongu vabereki vakabata havo but vari sweet hanzi hatizi zera rekudaro vana nemukuwasha

  • @ashleighkwari1079
    @ashleighkwari1079 Год назад

    Shame akavabira Mwari vamutonge 😢😢😢 ndanzwa tsitsi😢

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 2 года назад +4

    Mvavha yakawa bira mombe iyo ino shandisawo mushonga

  • @Dalailama3674
    @Dalailama3674 2 года назад +2

    Very sorry oldaman, l can see you are so traumatized. Mwari dai akunzwai dambudziko iri rikagadzirika, munoratidza kuva a man of intergrity

  • @TheresaNyamaropa
    @TheresaNyamaropa 2 года назад +6

    Eish this is beyond sad, I really hope they get the help that they need.

  • @WokeDetection
    @WokeDetection 8 месяцев назад

    Saka Tete Tilda you're trying to tell me kuti hamunakunzwa kuti mhiko ndeyekuti kaJira risapinda pamusha

  • @kayla7511
    @kayla7511 2 года назад

    Aaah shame 😔 sekuru vanogona ava kuchengeta pfuma yavo yenhaka. Sekuru is a hero

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 2 года назад

      Vanonyepa ava vati vaiti vakapihwa Mari pa2 math votenga mombe vaimbopihwa marii sekuru ava vakarombera mombe vakasabhadhara ndosaka mombe dzakatinhwa nechikwambo hadzina kubiwa

  • @nomazulumoyo400
    @nomazulumoyo400 2 года назад +2

    Linjani tete umkhulu lo shuwa ngaze ngamzwela bakithi ngabe unkulunkulu angagenela asintise ebuzibeni shuwa ngoba manje sehlupheka phezu kwe Nkomo zake ezatshotshayo shuwa but unkulunkulu akadakwa shuwa ngaze ngamzwela shuwa

  • @nkonie7177
    @nkonie7177 2 года назад

    Kumakuva chaiko hakusi kunzvimbo yokutambira, kunyangwe zvaoma sei hazvigone uinde kunocherera mishonga kunyanyisa riri guva remutorwa.
    Zvaita zvakanaka hazvina kubudirira nokuti zvaizosarira vana vavo zvose nekuzonetsa va Zukuru muneramangeana.

  • @fildakapikinyu2799
    @fildakapikinyu2799 2 года назад +2

    Shame zvakaoma dai mhuri iyi yawanao rubatsiro haisi nyore mombe 20 gone just like that vanhu vakaba ivao vanotoziva kuti hapana zvavaizoitwa

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 года назад +1

    Sekuru Tasvu, Kanengu or Nyangatayani

  • @MrSeven777
    @MrSeven777 2 года назад +3

    At it 📢

  • @fadzaidaisydodo6556
    @fadzaidaisydodo6556 2 года назад +1

    Ko gogo vakutsengeizve

  • @elizabethchikona5166
    @elizabethchikona5166 2 года назад +1

    Makanonoka kudzokera mun'anga pakapiswa mishonga

  • @angelamujaji5431
    @angelamujaji5431 2 года назад

    Muzukuru anoziva kwakaenda mombe akaita utsinye kuendesa sekuru ava kun'anga

  • @josephlupiya6626
    @josephlupiya6626 2 года назад +2

    Inindine mubvunzo panyaya iyiii sei sekuru avaa musiwazva itika vachizo pisirwa kajiraaka seivasina kumuko endako n,angaiyi ichikoo

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 2 года назад

      Sekuru vane zvavanoziva ,mombe idzodzo dzinogona dzisina kubiwa zvinogona zvaive zvemushonga futi

    • @ernestali5628
      @ernestali5628 2 года назад +1

      @@blessingmurozvi6059 ndiri kuwirirana newe apa, sekuru pane zvavari kuvanza ava, kuenda kwakaita mombe ndiko kwaive kufumuka kwemushonga, mombe hadzina kubiwa but dzakadzokera kwavanga vakaromba , ndobva pachisara matambudziko Aya ehurombwa hwavo,

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 2 года назад

      @@ernestali5628 wataura shaa let's follow zvichabuda chete mushonga vakabata havo kuromba chaiko

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 2 года назад +1

    Dai vakawana anovabatsira obva agadzira mbavha dzakaba

  • @ellentambaoga3121
    @ellentambaoga3121 3 месяца назад

    Mwari ngavakubatsirei sekuru nyika ino yakaoma inevanhu vakashata urikuti urikuda help apa urikutorombeswa

  • @revaimaserwe
    @revaimaserwe 2 года назад

    Eish 20 zvakaoma zvinorwadza ,ko kudzokera kun'anga kwacho vatii

  • @joymafukidze6297
    @joymafukidze6297 2 года назад +1

    Zvakaoma hazvo hongu mombe dzakabiwa asi something fishy behind sekuru 's back .wy kuzoenda ku guva ??zvinei nekuita kwe mbavha dzakavabira uuum dzimwe pfuma sometimes hadzisi dzekushanda dzinouya nemishonga hadzigari mudanga dzinongoenda just like that. Uuum ave ma last days chokwadiii

  • @kudzaimutari9415
    @kudzaimutari9415 2 года назад +1

    Sorry sekuru dai vainda kwaSekuru kanengo

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 2 года назад +1

    Veduwe Ka zvinorwadza na'nga idzi mwari

  • @fdb712
    @fdb712 Год назад

    Ndikuona kunge sekuru vari innocent kungoti vakasangana nazvo vachifunga kut varikugadzirisa prblm.......

  • @lettymawabeni
    @lettymawabeni Год назад

    Bless them l hope they get help

  • @ZimNet24
    @ZimNet24 2 года назад

    Let's hope sekuru ava vari kutaura chokwadi Chavo chese

  • @faithtsunha8497
    @faithtsunha8497 2 года назад +1

    Oti kubirwa oti kupihwa mishonga nhas ndachema ndanzwa tsitsi

  • @mekong7529
    @mekong7529 2 года назад +4

    ngavareurure zvavaiiita vachiri kubasa, mawaniro avaiita lucky pabasa.

    • @Labouroflove167
      @Labouroflove167 Месяц назад

      True chakaita kuti mombe dzakawanda dzi dissappear chii? Ndopakatangira nyaya he knows chakatora mombe hadzisi mbavha .

  • @africa_golden
    @africa_golden 2 года назад +4

    2002 takibirwa mombe 13, upto now no trace.

  • @addymuvingi2194
    @addymuvingi2194 Год назад

    Mudhara uyu akaromba asi haasi kuda kutaura chokwadi,sezvo pfuma yanga yabiwa.

  • @ropamakoni2618
    @ropamakoni2618 2 года назад +4

    Shame this is sad 😔

  • @michellmoyo4498
    @michellmoyo4498 2 года назад +2

    I think ukhulu waphambanisa ngokungena lakho ekhaya lezo zinto zazimele ziyohlupha umuntu owantshontsha inkomo zikakhuku

  • @brightonmakwinja4004
    @brightonmakwinja4004 2 года назад

    But why vanhu vanorombesa vachikurumidza kufa

  • @gracechikwekwete586
    @gracechikwekwete586 2 года назад

    Ngavamboenda kwasekuru Tasvu

  • @mnet2912
    @mnet2912 2 года назад

    Ndosaka.zvichinzi zvimwe zvinhu siira Mwari vatonge vaipi or vanokutadzira

  • @nobuhleurayayi7856
    @nobuhleurayayi7856 2 года назад

    Havana kupinda nako kumba kwasisi vavo hrre sekuru coz pamusha futhi

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 2 года назад

    Mudhara wakanzi unosiya chinhu kunze kwemusha wotora badza but iwewe wakapinda nechitsapo mumusha ndosaka wakabatwa

  • @morganmakanyaire9305
    @morganmakanyaire9305 2 года назад +2

    Ko vadii kuenda kumunhu vashe Prophet Kuda Jose
    Hakusi kuda kwavo satan anokupa marwadzo kuti urasike munzira dzokururama

  • @edithmaradzika2265
    @edithmaradzika2265 2 года назад

    Ummm ndarwadziwa shame so sad ndinovimba vakabatsirwa .vakomana ava vemalawi vanobata zvinotyisa but ini hangu sekuru pavakaona kuti vakanganwa kusiya kunze kwemusha dai vasina kuzotoenda kumakuvanfokutofumuka kwazvazvaita aaa and futi coz noise yavakuzwa ndeyaida kunozwikwa neakaba mombe ndomombe dzukufamba pamusoro pemba .

  • @DadairaiMamwoyo
    @DadairaiMamwoyo 6 месяцев назад

    Cc vangu makagona ipapo pakugara nevabereki

  • @Tapiwanashe-o1q
    @Tapiwanashe-o1q 2 месяца назад

    Ndafarira kuti sekuru vanotaura nemo nemo

  • @emmaculatematambo8537
    @emmaculatematambo8537 2 года назад +1

    aaa shame ,baba vakakanganisa mhiko dzavo ,lets hope vanobatsirwa ,asi mbavha pliz inzwai tsitsi hupenyu hwese munhu achishanda iwe wongotora chete mmmm

    • @msrosegold7550
      @msrosegold7550 2 года назад

      Imagine 20 mombe it's too much kana kunyara mbavha dzacho dzinotoda kusiya dzauraya

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 2 года назад

    Ngavaende kwaKanengo or Tasvu or Nyangatayani

  • @judeluv2474
    @judeluv2474 2 года назад +4

    Shame sorry Sekuru nagogo zvinorwadza izvi

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 2 года назад

    Gore sei futi?? Imwii makabatiwa ipapo ipapo? Kule vanenge vanosanganisa-sanganisa ava

  • @brendashandmade
    @brendashandmade 3 месяца назад

    Munhu akavapa zvikwambo aiziva akutofa aida kuwana wekusira zvinhu zvake....akatovaite kuti vakanganwe vapinde nekajira mumusha first......so sad...pakafamba satan

  • @moreblessingsnyengera9416
    @moreblessingsnyengera9416 2 года назад

    Zvinorwadza izvi chokwadi kuti wobirwa pamusoro pazvo wosara nedambudziko uchiti urikubatsirwa nyika haina rudo Mwari ngavavanzwire tsitsi

  • @sandrataderera4487
    @sandrataderera4487 2 года назад

    Mbuya hanzii rurimi. Maakutityisa kuti pamwe munodya vanhu😂😂😂😂😂😂😂

  • @muchanetajarinos759
    @muchanetajarinos759 2 года назад

    Its so sad vnhu havana tsitsi shuwa kuvhara danga here shuws

  • @roots44
    @roots44 2 года назад

    Sekuru ngavatotenda mwari dai vakanocherera kuma kuva vakatorombeswa chakaitika apa zvinhu zvakabhururuka zviya kubva mukachira aka zvikwambo chirume nechikadzi saka zvakadzokera manje kune n’anga yakavapa iyo n’anga ndokuzvidzosera kunasekuru zvaitova zvikwambo zvake n’anga iyi zvaaishandisa the reason vakanzi vanocherera paguva remutorwa mutorwa uyu paguva ndiye aizonodzosa mombe idzi uyezve trouse ranga rakafeka sekuru mavakaisa kachira ndorakatakura mhepo zvakare asi zvinhu aiwa n’anga iyi yaiva yada kurasirira kunasekuru vakatorwirwa namwari wavo asi inhau hayo inogadzirisika zvinhu zvakabhururuka n’anga ndokuzvidzosera kunasekuru n’anga yakashinha iyi panenhau mbiri apa it’s either zvikwambo or zvivanda ndozvaizovanirwa kushanda nemutorwa wepaguva uyo asi mwari wakaramba otherwise the situation could have been worse sekuru maoko avo akachena hapana chipomerwa pavari n’anga iyi yaitonetswa namishonga ndokurasirira kunasekuru

  • @jadennyamtambo6038
    @jadennyamtambo6038 Год назад

    Shame ...tete Tilda sekuru nagogo ngavambotsvaga prophet kudakwashe Jose vabatsirwe

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh 11 месяцев назад

    Ko mbuya avo chanetsa chiyi nerurimi rwavari kukanya kanya kudaro.

  • @mandlas.4305
    @mandlas.4305 2 года назад

    I'm learning Shona. What does kucherera mean? What does makuva mean?

  • @Sandilembongeni2622
    @Sandilembongeni2622 2 года назад

    Try Sly Media tv ,ask for sekuru Tasvu

  • @S24-x1u
    @S24-x1u 2 года назад +2

    This is very sad. People are evil. How can one steal 20 cattle from such old falk.

  • @rudomubvumbi3909
    @rudomubvumbi3909 2 года назад

    Mombe 20 zvinorwadza sure