Madzinza Zimbabwe: Chief Mutoko Part Two

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 4

  • @EliasNyamakope
    @EliasNyamakope 24 дня назад +1

    Soko rekuti Mapatswe/Mapakwe aive munin'ina waNehoreka harina umwe umbowo hunotsigira izvozvo. Vadzidzi nevakatsvagurudza zvenhoroondo iyi havatauri izvi. Umbowo huzhinji huripo hunotaura kuti Mapatswe/Mapakwe aive mumwanakomana waNehoreka vamwe vanoti aive munin'ina waMakate akatobatsira Nehoreka kuti akunde Makate. Kana mukanzwa tsananguro yaMambo Mutoko varikutobudisa pachena kuti havazive hukama hwavo pavati hamheno hukama hwavo kubva kuMuzambiko ikoko. Its either they have no enough knowledge or there is some deliberate misinformation on this issue

  • @TafadzwaMoyo-cw3gx
    @TafadzwaMoyo-cw3gx 4 месяца назад +1

    Nhoroondodzenyu mofanira kudzirebesa ndochikumbiro changu nekuti nhoroondo idzi toda kudziziva sevana vedzimbabwe

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 месяца назад

    Samaita munobva kwa Gutu papi. Ndiri samaita ndinobva kwa Gutu.

  • @MasimbaMusodza
    @MasimbaMusodza 4 месяца назад

    Can the Chief confirm if the Mukombwe cited as the father of Nehoreka is the same who was a younger son of Munhumutapa Mavhura Mhande?