Woti uri muroora woti kuvaka pa stand yaamwene...imi tibvirei pamastand ana mai kurai mhani...kana uchigina kuitisa mumhu mwana chokitadzisa kushandira stand chii.Marombe
Mhuri iyi yakuda mukadzi vechi2 This evil family I love this woman aramba akanyarara Haapagari apa Every move vanenge vakatarisa Amwene imharadzi varonga kumudzinga vakuda mutswa Muroyi mukuru Muroora vapinda pakaoma Ndirini ndaituta ndikaenda Vanatete ibvai endai kwenyu
Problem pakusanoroora ndimuroora.why kuzvara vana 3 pasina kana cent raenda kumba kwenyu.once wadaro unobatwa kunge nhapwa stand your ground kuti roora first.coz izvozvi unoona achitonoroora kune wechi 2 coz she would have set her demands firmly.zvimwe ukada kunzwisisa unochembedzwa mahara.ukamuka wafuma parufu pako panoita madrama asiri necessary.
Nyaya hainetse iyi amwene push your mwana to go and pay lobola then you can dzosera that muroora kumusha kwake .how can you say hauchada muroora musina kuroora apa makamuzvarisa how can your mwana zvarisa benzi
Iye muroora ngaape ruremekedzo kuna amwene havatukwe kana kupindurwa
maadverts ako ayo emabhero hatiade pakati penya.ona zvimwe zvaungaite
😂😂Asi hamufarire zve business 😂😂kutenga nekutengesa
Advert iyo inorwadza
Kkkk movapa here mari ve bhero vavapa
Amwene nemwanasikana kwanai.Mwari vachakurangai zvenyu!
Problem yevanhu avo ikukonzereswa nemvana dzavo dzirikuuya dzichizogara pamba apo dzichinyeya mroora dzinamai vadzo
Zviri pachena mvana idzo ndoodziri kufurira mai avo kudzinga mroora
Dzakatadza kugarisana nanavamwene dzouya kufurufushawo kumuroora zvimapenzi izvi
Mkadzi uyu hamusi kumuziva mushe mroora can talk manje kkkkkkk musika wese unomuziva
Muroora uyu haaite ngaaripe chaizvo ibenzi muroora uyu
Yaaa pakaipa apo woita pamuromo apo woparikwa vanhu ngatingozvidzorei@@ChristineJaji
Vana Tete avo ndovane dambudziko, ndavagare kwavakaroorwa uko
Mbuya vane moyo wakasindimara ava. She thought by threatening to leave mambo vachati muroora aende. She knows where her son is.
This Chief is very direct & sorting out
Vanakomana siyai kuvakira padhuze navamwene
Ava vanoda mercy weku DNA kķkk ozokumbira apology vamvofenda😅😅
Well done Mambo,,, magona kutonga
Amwene ne mwana sikana vawo hawana kumira mushe.unopedzisira vatuka wo.Kuitwa nhapwa chaiyo.Vachikubata nekudze kwemaoko vachiti nyarara.ungango muka kunotuka Amai .iiiiiiii pakaipa .Amai awo ne mwana vawo musikana, achasangana wo nazvo kwaakaroorwa,kana kumwana vake.ndavaite careful. Mwari anoona.zvichauya kuvazukuru venyu.
Munogara nemwana wevanhu wamusina kubvisira kana cent.
Thanks chief Bushu sando dzenyu
Ambuya avo avachada muroora vakuda mumwe mutsva vakamugarira pasi
Saka ndichiti twumwe twumitemo twe Zanupoof twakanyorwa nekuvhoterwa netwuvanhu twusina pfungwa. ChiVanhu chekupi ichocho chekuti murume wega wega anekodzero yekuroora vakadzi vaanoda pasina kana mamwe ma conditions which he must fulfill?? Kamutemo ikako ndikokarikuparadza dzimba, kachikurudzira kuhura, kachiita kuti zvirwere zviwande tozoona tsika dzedu dzacho tisisina nyika yawora ichinhuhwa kunge dhodhi re cabbage and beans!!! Zvakanga zvakawoma sei kuti mutemo wacho uti murume anogona kuroora mumwe mukadzi kana apedza kuroora wekutanga, etc, etc. Uyezve patsika dzedu mukadzi wekutanga anofanira kuwirirana nazvo kwete zve dictatorship zvatiri kuona. Nxa!!
Woti uri muroora woti kuvaka pa stand yaamwene...imi tibvirei pamastand ana mai kurai mhani...kana uchigina kuitisa mumhu mwana chokitadzisa kushandira stand chii.Marombe
Vamwe añavamwene so🙌🙌ivo vatsvene here amwene avo ndosaka vachizorohwa nevaroora dhemeti.imi return soldier tete itai mushe nxaa makungoda mroora munyowani chete fokoro
Mhuri iyi yakuda mukadzi vechi2
This evil family
I love this woman aramba akanyarara
Haapagari apa
Every move vanenge vakatarisa
Amwene imharadzi varonga kumudzinga vakuda mutswa
Muroyi mukuru
Muroora vapinda pakaoma
Ndirini ndaituta ndikaenda
Vanatete ibvai endai kwenyu
Ini tete avo ndaimbovakacha kacha chete munoda Mercy imi mumbokwapaidzwa.majaira kungotora vana vevanhu muchishandisa moda ķungodzosera pasina chamabvisa kwanatezvara
Problem pakusanoroora ndimuroora.why kuzvara vana 3 pasina kana cent raenda kumba kwenyu.once wadaro unobatwa kunge nhapwa stand your ground kuti roora first.coz izvozvi unoona achitonoroora kune wechi 2 coz she would have set her demands firmly.zvimwe ukada kunzwisisa unochembedzwa mahara.ukamuka wafuma parufu pako panoita madrama asiri necessary.
Amwene vakuda latest arrival. 😊😊
Aaa mai imi kurai se mnhu kurongedza kundepi kumwansikan mnje
Mambo kumberi ❤
Mbuya iyo inodaa gindagoriyaa remuroora anoita kutovakinditsa chaiko ,zimbuya rinoziva kwakaenda mwana waro iro
God bless you Mambo munogona basa
Amai kufurirwa nemadzitete kuti vafutatire uye kuwenga murume
Vamwene ava vavachingoda kuti muroora abve chete.anatete imboko kkkk manje Mambo haana favor
Committe yasabhuku yakadai. Chii chinobuda ipapa? Ndosaka nyaya dzeChibhishu dzichiwanda kwaBushu nekuti vanhu vanobatsira Mambo kutonga havazivi zvavanoita
Aaaa amwene natete namai avo vanenge vakaona kuti akaramba kuroya voda kumudzinga kusada muroora here iiii vabereki musadaro kurambisa mwana nemukadzi wake here.
Amwene natete ava ndivo vakati murume aroore futy mukadz wechi2
Vamwene sei vachiramba kukumbirwa ruregerero ...inga muroora azvininipisa wani akanyarara
Haaa uyo mumvana uyo ngabvepo anotaurei
Ma return solders ndobasa ravo rekushungurudza amwene nxa
Murume wake ngamutswagire wake mushe kana akachenama avangagarisane ngavaende.
Imi mukomana Sly problem yenyu nevanhu ndeyei now takuona sokostina kwaChibanda uko hope hamusi imi problem
Mai vanopenga ava
Mambo bvisai mai ava mucommuttee
Best way vakadzi kana waita mukomana ngaaroore usati wanuvhurira makumbo fullstop.coz unobatwa seusina basa once you compromise
I pfungwa yako yakanaka chose asi bota tiri kudya nhumbu yobata Dai vakadzi vacho vachivhara makumbo vachizoroorwa dziri mhandara
Mai vhayi ne muroora hey inga pakaipa
Kuroorwa hazvirevi kuti shingirira kushushwa Nana Tete navamwene kwete zvausingadi Mira semukadzi aaah kuvamutorwa mumusha haisi mhosva, kuparadza marriage ye mwana ne kuda mukadzi wechipiri aaah
Imi mai imi
Mai natete varoi nayeo muroora kuita vana vatatu murume asingazivi kumusha kwako yooooo
Saka amai manga muchida kurongedza kuenda kumba kwenyu nenyaya yekunonoka kuuya kwembudzi vanga vachifunga kuti mambo vachava favour😂 vamwene vane problem nevanasikana vavo.
Vamwene nemuroora vanowirirana asi mvana yavo ikuvapa pressure
Nyaya hainetse iyi amwene push your mwana to go and pay lobola then you can dzosera that muroora kumusha kwake .how can you say hauchada muroora musina kuroora apa makamuzvarisa how can your mwana zvarisa benzi
Muroora kudza amwene vako.vamwene kutaura itaiwo kushoma.tete dzikamai makatotadza yenyuwo imba mukadzoka mumusha.Mambo magona kutonga maita basa.
Uuuuum mai ava nemwana sikanawavo vabva varonga, kuti muroora abve nhasi chaiye
Mahure amakazvara ayo ndoo problem mumusha
Vanhu vachaurayana ndozvasara
Vamwene vacho kubva vapfeka innocent face mudare vaakumba yaamhuka ...kkkkkk hanzi kumusha kwemuroora handikuzive mungakuzivasey Musina kunoroora
Amwene natete murimatuzvi imbwa dzevanhu
Muroora tsvaga pakoo pekuvaka mese muri 2 amugarisana
This mother in law is so controlling, too much pa marriage yemwana
Vana vatatu sure pasina kana kunodeedzerwa hako mmm zvakaoma vanhu itaiwo serious nevana vevamwe
Akavaonesa haana kuvatuka 😂😂😂😂
mamwe matongero acho nyaya hatianzwisise.munhan'ari ndiye akuripiswa???zviri kumbofamba sey chaizvo
bvisai ka roora nhai amwene
Mai nevana sikana varikuda kukuramba muroora vachida munyowani
Mai avo nevana sikana vavo havadi muroora nenyaya nyekuti mwana wavo haana kuroora saka vakuto akafa
Vana vatatu passina pfuma
Ana tete vanoita kunge ivo havasi vakadzi shuwa
Mambo mongona henyu kutonga
Munhu achimbotukirei amwene ndokushaya hunhu koko
Hakuna anonyatsoziva chokwadi
Dai makaroorwa ini ndakudamburai ose nehazvazi yako dhemeti mno jairira vnhu kuto ganza h
Ko ipai muroora pake