Baba vakauraya mhunhu zvinova zvirikunetsa vana. It's not fair. This man is protecting himself vana vachitambura. Imagine being possessed nemhunhu akafa 42yrs ago
This is the messege l have for all Christians watching Observe the enemy's might and intensions Be familiarized with his ways ,patterns and schemes Don't be afraid but rather watchful and ultimately decisive.
Nhai Mr Neshamba makati kuti mundiise mu group renyu ndofanira kuita screen shot yekuratidza kuti ndaka subscriber..ndakaita saizvozvo but till now handisati ndapinda
Haaa madhara arikuziva Nyaya ayaa coz Vana havangaite gore rese vachiti ngatifambei Vana baba muripo munyerere musingazive kuti mumwe wenyu akavigwa kupi 😢😢😢😢 it's suspicious Vana ngavaripe havo kurova anababa asi ana baba ngavataure chokwadi
Baba vehembe ye orange vanonyepa. Ini vanhu vakudhara handimbovabhilivha , they blackmail people kana vabatwa nemhosva . Havambofa vakabvuma nyaya vanozviramba zvese ,chero zvichiurayisa mhuri . Vanozviramba zvinhu zvavanoziva , ukavananga ..vanoita blackmail. Baba ve hembe ye orange , varikutondipa hasha nemanyepo .
Zimudhara re hembe chena iriririkutaura harina kama charotaura chinemusoro zvakangofanana nemunhu akutaura na ED bcz haa hapana kana chinotaurwa chinemusoro
That guy wants to be seen as a victim. Haasi kuda kutaura nyaya chaiwo. Manje Ngozi yemumusha is very complex. Vachatambura baba ava. Vacharohwa futi sekuuraya kwavakaita mukoma wavo.
@@drewmasmedia3856 ngozi hobho dzinoripwa nyaya dzacho hadzimboende kumapurisa ...42 years its a long time and im sure murder ine statue of limitation muZim .....
Imi baba imimi kana muchiziva nyaya madii kutaura sezvazviri. gadzirisai ngozi muchiri vapenyu nzinza rese richapera zvenyu makaramba muchinzvenga nyaya. Hure rinofa ndimi munotonga here Maaana Mwari here imi.
Mutauro wangu ndouda uyu .Buja special.Tinotenda nekudzitekairirawo kweduyo Drewmas Media
May God bless drewmas media nekudzifambira dzinotyisa,dzinoyera dzinosuwisa you are taking us100% higher and higher till will reach the highest level
Nemwana wacheyo arukarara big up matoko🤜🤛
Ku karara kuita sei?
Kukarara kusvikirwa nemweya wemufi here?
Kukarara kuscreamer in a evil manner according to the narration of this story. It's pretty much manifestation.
Mapfaraka momutauro wedu todakara nawo
Drewmas Media you the best for me wabeshamba bhora mberi
Amai ndivo vatsanangura zvinobatika asi vose ngavasungwe vakarova vana baba
Ko vana avo vadii kusungwa nhai vakomana kunyange zvinhu zvaoma sei mubereki harohwe zviri nani ufambe zvako nenyika vasingazive kuti waendepi ndarwadziwa nebaba avo eish life soo💔💔💔💔💔💔😭
Ndarwadziwa hangu.kurera mwana haisi nyore.mubereki kuchema kudai .chero mubereki wangu akandiroya handirove
@@blessingmurozvi6059 taura hako zvandirwadza
Mubereki anorohwa. Vabereki vamwe vanemisikanzwa. Kufamba kwacho havadi apa iwe semwana unenge uchitotiwo ndiitire vabereki vangu zvinorova Ivo vabereki vacho varivo vakatsika mabrake
Baba vakauraya mhunhu zvinova zvirikunetsa vana. It's not fair. This man is protecting himself vana vachitambura. Imagine being possessed nemhunhu akafa 42yrs ago
Kuedza kugadzirisa ngozi nekupara imwe. Ipapo pangwarirei.
I’m in love with the song hanku
Murume mukuruyo arukarara nevana wache baba wache
This is amazing reporting munogona dhurumasi maenda kumapiripoti
Buja power💪
ichoooooo buja hre kkkkkkkk
Vakomana avo ngavasungwe..vakatora mutemo vakauisa mumaoko avo iyezvino baba avo vatoremara chokwadi mhuri iripanguva yakaoma kani
Sabhuku varamba😂😂😂😂😂😂😂
Sabhuku aka Bleya hake at large - haagoni kutungamirira vanhu uyoo
Ayewa mukadzi wanyakuponda wacho ndiyeka akapondesa mukoma nevani'na
Kkkkkkkkkkk Shona yakasiyana veduwee kkkkkkkkkkk neni ndakundikana kunzwisisa zvimwe asi chokwadi chiripo hazviite mugare musingazive kuti mumwe wenyu arikupi forever
This is the messege l have for all Christians watching
Observe the enemy's might and intensions
Be familiarized with his ways ,patterns and schemes
Don't be afraid but rather watchful and ultimately decisive.
Drewmas tsvagai mukadzi wanyakupondwa kana achiri mupenyu ndiye anechokwadi kana akabatwa achipomba nabamukuru
Inga zvakaoma
Vapondiwo varivaviri
Handikurudziri hangu zvakaitwa nevana kurova vabereki asiwo vakuru ngavasamirira vana kuti vazotanga kufambira dambudziko ravari kuona kt mumusha maita dambudziko ivo sevakuru ngavave ziso remhuri vakatungamira cz vana vakazotanga kusimudza musoro vakuru vakanyarara ndoo panotangira mhere mhere cz zvizhinji zvenge zvichinzi vakuru vanoziva
hahahahaha hanzi baba ava vakaita choupombwee ini drewmas media ndinoida kwazvoo
Song iyi ndiyo chaiyo tadzidza zvakawanda drewmas media
Vana vakomana avo ngavasungwe kushungurudza vabereki apa vakaponda baba vavo
I like the song nmbr 1
This family's love triangles are just too much.....hufeve hwakanyanyisa umu
Murisei pano PaDrewmas....mmmm nhau inotyisa iyi
Thando class, let's go to bulawayo not only Harare
Ok Prince 😊
@@enlighten729 lol Soko mugoenda nekuMasvingo futi 😆
Thot as well y jus mashonaland does it mean byo has no issues
Hey Mtoko isnt harare..its like 350km away from harare
We are lucky tisu vekumudzimundateura kwe njuzu kuya asi taidhigidha tiripo pa Nzuma sec school
Kkkkkkkkkkk vanhu varikukarara mutoko weeee
Vakawanda vanowanikwa vafa nekuzvisungirirwa saka vanenge vaiswapo nevanhu.
Zvimwe zvacho zvikundijamba..bt mhuri iyi dai yabatana vagadzirisa zvinhu..vanoda Help
Shona is diverse shuwa.
Yaa pakaipa, thanks Dreams sando tokupai
Sisi veyellow musiyano wekunge uri mwana mudiki nekunge usati wazvarwa unouziva here kkk.
Munhu anorwadziwa nekuurayiwa asi iye akaiuraya ,uchafa semafiro awakaita munin,'ina wake
kkkkkkk sabhuku vanenge vabreyawo avo kkkkk
Kkkkkk hanzi ukati dzinza rese ririkukarara ini ndirikukarara hre
Mtoko iri mizimbabwe hre , language iyika ma1 kkkk
Variko vakutsvaga vabereki, kunyangwe zvikanz vakatadza zvinengei mubereki haarohwe chero akanzi muroi mubereki havarohwe 😢 Mwari izwai tsitsi muvabereki vanoshunhurudzwa nevana vavakabereka haisi nyore kurohwa nemwana wawakachengete , ndati chero mubereki akatadza zvinengei tauriranai naye hama dzangu please
Haaaaa dipend ipapo kuti mubereki anoda kudya vana vangu toti ngatifambe tobata iye haaaa vanopinda papuroni vabereki ngavasita kunge vakatizvarira nhamo or kutitambidza zvekuzoda kuseva vana veduo vatozvara or iyesu vana vavo hatitodio kudyiwa sehuku haaaaa zvemazuvano zvanyanya izvi
Ngozi ndiyo ikuita varohwe sezvawakaita mumwe its spiritual ndosaka wakarohwa wanofanira kubvuma mhosva dzawo
Taura have Wena ISU vamwe tirikutoshuva Kuti Dai varipo
Ko kana achioma musoro mubereki uyu poitwa sei
Kukarara kudii
Kuchema
It's like mweya veakafa uchibudira pane mupenyu
Sabhuku havasikuda kutaura
Mhuri yekwa gedegede ndoyakauraya vakusaidzira ngozi kumba kusiriko
I think mkoma Andrew ngavamboendako vononzwawo divi rava Gedegede
Unfortunately gedegede passed away
ayewa vanoziva nyaya
Asi sure imi kuramba muri zii sei mumwe asipo kubereka vana venyu mumwe aripi ,,sei musina kubvira manetseka nezvazvo ,,,bcz makore awanda musiri kuziva matadza sei kufamba muzive kune mumwe ,,
ThandoClass anorova ndebele kudarika Ruben Barwe😅
Nhai Mr Neshamba makati kuti mundiise mu group renyu ndofanira kuita screen shot yekuratidza kuti ndaka subscriber..ndakaita saizvozvo but till now handisati ndapinda
Tumira pa 0713394932
Baba kuna Anduru here kkkkkk
Sekuru havasi kunyatsogona kutsanangura
Hanzi vana vacho vari kukarara shona yacho ndaitadza
Deep shona amai mutauro wemandorokwati
Hallucinating kubudirwa
@@kelvinmbiriri387 thanks nen ndanga mdatoshaya kut zvikunzii
Ka song ako bhoo manje shumba kkkkkkkk
Sad level indeed. Mmm ngavaripe ngozi.
Vachapedzana ngavabatane
Haaa madhara arikuziva Nyaya ayaa coz Vana havangaite gore rese vachiti ngatifambei Vana baba muripo munyerere musingazive kuti mumwe wenyu akavigwa kupi 😢😢😢😢 it's suspicious Vana ngavaripe havo kurova anababa asi ana baba ngavataure chokwadi
Muchaiona ngozi, hamusati matanga
Baba vehembe ye orange vanonyepa.
Ini vanhu vakudhara handimbovabhilivha , they blackmail people kana vabatwa nemhosva . Havambofa vakabvuma nyaya vanozviramba zvese ,chero zvichiurayisa mhuri . Vanozviramba zvinhu zvavanoziva , ukavananga ..vanoita blackmail.
Baba ve hembe ye orange , varikutondipa hasha nemanyepo .
I am in love with the song👌💃💃💃💃
Chokwadi nice song
Handifungi kuti kwakahwanda mushakabvu mushure mekubatwa achiita choupobwe ndovakaponda. Tipeiwo audio yakatorwa nevana vachitaura nevanhu vekwaakapotera. Mushakabvu yaivawo razor ndasarenda.
.
Dai vataura nemhepo panenge yauya paya wobvunza kuti wakaiswa kupi titungamirire tino kutora kufunga kwangu
Zimudhara re hembe chena iriririkutaura harina kama charotaura chinemusoro zvakangofanana nemunhu akutaura na ED bcz haa hapana kana chinotaurwa chinemusoro
Varikutozama kusatombova involved munyaya idzi . He is trying to be careful with his words
Kkkkkkk ko shona yacho vakatozungaira avo vashaya wekubvunza
Varikurova ana baba ngavasungwe, endai kun'anga munobetsereka nenyaya iyi
Haaaaa shame inga zvakaoma nhai thank you Drewmas media
Go and interview vari kukarara vacho
ndiri mubujabaini ndirikudombwisisabaini zviri kureketiwazvo zvinooda kuti unatse kutetekera zvirikupandiwazvo.
Kadhara hakagoni kutsanangura nyaya
Yakaoma nhau iyi mukudzifambira zveshuwa
Song 🔥🔥🔥🔥
That guy wants to be seen as a victim. Haasi kuda kutaura nyaya chaiwo. Manje Ngozi yemumusha is very complex. Vachatambura baba ava. Vacharohwa futi sekuuraya kwavakaita mukoma wavo.
Nhau yakaoma pakuda kufamba kuchivanhu semhuri vese vagadzirise ngozi iyi nekunzwa chokwadi kt ndian akauraya
baba ava nanonyepa vanoziva chokwadi
Mkoma vataure chokwadi vari vegavambobvuma kuti munin'ina akauraya ikozvino havabvumi
Musacheme mhanduwe denga irinoziwa
Paumba pache ....pabodzi
Kamhanzi ndizvo manje 😂😂
Baba awa hawana mhosva inga warikutaura zvakanaka wani kuty tinogara pasi tokwira gata...kwete zvekurowa munhu kumanikidza kuty bvuma chte asi asina mhaka..nyangwe wakazviita asi mutongi ndimwari kwete kutora ngozi nekuda kwehasha usina humbowo nazvo.. hazvisi pachishona chedu..hezvo yawangozi wakarowa munhu akarutsa ropa kusvika akafa..munogara pasi mofamba kun'anga zvakanaka kwete kurowa vanhu..
Munhamo irwara neminamato chete chokwadi chichabuda pachena very sorry baba udzai mwari
Thank you Drewmas media makatikoshera mhani.
Yava ngozi ye mumusha asi mutemo mutemo
Ndopatava apa eish saka apa arikurova ndivapi ava
Tonyepana 😂😂😂😂
Zvinhu zvacho soo zvakaoma
Bvunai wechidiki mukoma Andrew
Yoooooo
Paribe wari kurara
Sad story 🙆♂️
Number 2
Nyaya inorwadza iyi
Mutoko ine chimuti mazuva ano
Mutoko 3 coming
Nhasi ravarimwe zuva
This love story is crazyyyy
Ndateverawo kkkkk
Problem hapana ari kubvuma kuti akaponda saka pari trick
Akabvuma ijeri kkkk
@@drewmasmedia3856 ogh oky kkkk
@@drewmasmedia3856 ngozi hobho dzinoripwa nyaya dzacho hadzimboende kumapurisa ...42 years its a long time and im sure murder ine statue of limitation muZim .....
Zvakaoma izvi ndokwandakakurira uko
Can't wait
Nyaya yakaoma iyi
Drewmas media kwakuseri.
Sekuru kutsanangura kunovanetsa
Munhu wese ku Drewmas media
@pstv inzwa apo. Haaa Tokyo ne murehwa kunoitika nyaya dzinonakidza kani
Thank you Shumba, murikugona. Soko makadii henyu?
Siyabonga
Nhas ndin ndatangawo
Zvakaoma zveshuwa