Great work Chihera and Soko. Proud of you smart ladies. Munogona kudzika nekubvunzurudza in search of answers. Tinotenda zvikuru. We love you and your work. Be blessed girls!
Soko na chihera I think maifanirwa kuita mapurisa because mibvunzo haaa munobvudzurudza henyu kana mamwe mapurisa haabvunze mabvunziro enyu kkkkkk I'm proud of you girls rambai makatsika chepakati pamibvunzo.God bless 🙏 you
Mudhara ava vanotamba nenjere dzevanhu vabva kuti ndakamurova mambama vozoti zvee ummm dai ndisina kusimba dai ndiriini ndakafa saka maifa nemambama here mudhara imi musadaro so bvumai nyaya mhuri isunungurwe
These girls have become journalistic. They ask precise questions. Considering their are using a third language , they arfe displaying immense knowledge of the subject matter. Maybe Andrew should now concentragte on the business side of things.
Cancer for over 40 years 😮? Baba Ava vanonyepa zvekuti dhu-u , plus futi varikuziva kwavakaviga Mukoma wavo . What an evil being 42 years munhu usina kusvika kwa Gedegede kunovhunza mukoma wake . Zvonyepa zvima brothers izvi ..
@@cookemoffatt5701 you are arguing from a emotional point without scientific/anatomical basis. Bones do decay, just at a slower rate than other organic material. Depending on the conditions, this process usually takes a few years. Bones are largely a fibrous matrix of collagen fibres, impregnated with calcium phosphate.
@@cdechirume2979 You obviously miss the point too in your excitement to make a contribution. My comment said depending on soil conditions. In even mildly acidic conditions bones become demineralised and lose all the calcium and phosphate to become soft tissue just like skin.
Andrew grooming greatness, good journalism ladies ndichakutengerai ma koko kola
We are waiting ❤😊
Great work Chihera and Soko. Proud of you smart ladies. Munogona kudzika nekubvunzurudza in search of answers. Tinotenda zvikuru. We love you and your work. Be blessed girls!
Thank you ❤
Siyabonga 👏😊❤
Medhiru tokupai ndeye nyu vasikana mukugona basa thank you VANESHAMBA❤❤❤
Song yekuvhurisa chirongwa kuseri manje 😍😍😍
Sokostina i salute you unogona zvako kubvunzurudza
Thank you ❤😊👏
@@enlighten729 you're welcome
Ndokumbirawo Mr Andrew kt mutiudziwo zita remunhu akaimba kasong akakekti mamuona hr Andrew neshamba anedzidziso murwendo rweupenyu
Good journalism from beautiful Chihera and Sokostina keep up the good work ladies I salute u
Thank you 😊❤👏
Muporofita uyu anogona basa chokwadi ari pakutumwa na mwari. Keep up the good work.
Big up ladies, muri kugona basa mese ❤️❤️❤️❤️❤️💃💃💃💃
Thank you 👏
Good job - Drewmas ladies
Hanzi dai ndisina kusimba ndai ndakatofa ini zvichireva kuti ndakamurova akafa
You're taking us to another level live and direct my ❤ beautiful Queens 😂😅of Africa keep shinning and smiling always 🎉
Siyabonga 👏👏❤
I love these my 2 sis...where is another 1 who used to interpret in Ndebele with too much smile 😊
True story baba especially chihehera anosekerera nemazino ake akapesana it's so cool ❤..God bless you guys
To give them pressure, the ladies are trying
Thank you siyabonga 👏😊❤
Baba ava vanonyepa udzai vanhu chokwadii cancer makore ese aya vasiyeyi mavaisa umwe muteuro kana zvamutambudza anonofukunura ega
Makore mangani ne cancer baba vane nhema avo vakarova mukoma akafa vakaviga vari kuramba chete
@@josephined8931 very true akuda kungoiswa hoko anonofukunura ega
Soko na chihera I think maifanirwa kuita mapurisa because mibvunzo haaa munobvudzurudza henyu kana mamwe mapurisa haabvunze mabvunziro enyu kkkkkk I'm proud of you girls rambai makatsika chepakati pamibvunzo.God bless 🙏 you
Thank you ❤
MC kkkk ❤
Mudhara ava vanotamba nenjere dzevanhu vabva kuti ndakamurova mambama vozoti zvee ummm dai ndisina kusimba dai ndiriini ndakafa saka maifa nemambama here mudhara imi musadaro so bvumai nyaya mhuri isunungurwe
These girls have become journalistic. They ask precise questions. Considering their are using a third language , they arfe displaying immense knowledge of the subject matter. Maybe Andrew should now concentragte on the business side of things.
Vakugona hanty😂😂😂
Chihera is now 100% qualified journalists
Thank you
yes 😂 true the girls are doing well.
Siyabonga 👏❤
Well done girls. Keep on going you r not rough and rude. Many thanks x
Bless ❤
Love thando class. U are class indeed
Cde❤❤❤😊👏👏👏
Sokostina i love the hard questions
Thank you ❤👏👏
Chihera are you understanding chitoko language, big up ladies
Maiona here Drewmas media. Toda song iyi Andrew toiwanepi kkkkkkkkk
Vanozivasei kuti akafa kana vasingazivi paakafira. Vanozivasei kuti akavigwa uye akamuviga akakazviita arisani. Panenyaya
+ akaviga acho akaviga ega hre,ko akamutakura nan
Peter uyu ndiye akauraya mkoma Saka apa he is scared of jere coz anotopapinda pa life in prison
Nic interview thanx ladies keep on working hard
Thank ❤
Drewmas media taking you to another level ❤
nice song from shuvai
Anonyepa mudhara uyu ndiye akauraya munhu
Drewmas Media you are the best❤
Kurova munhu chete chete kunotyisa kubvuma kuti ndakamurova here kkkkk kuuraya ndiko kunotyisa kutaura. Chitsotsi muzvidhara izvi.
VANESHAMBA mavapa leave ❤❤❤
Plz hatimbofambira nyaya yabuda ye document Al jzr
That documentary is so touching. Sadly Hapana zvatinovaita😢
Chokwad and ikangonyararwa ndingabatikana
@@fadzosadiki4364 haina kunyararwa asi vanhu vanotya ko tadii kubatana tese taita shutdown
Imì baba mutsai Tapiwa tiķutyei
Havasikuita nyaya ya tapiwa kwanai imi sisi imi
Asi vabereki vaTapiwa vati amutswe
kooo mapfupa emufi akazovanikwa hre kumudzi kwa sabhuku Tirivangani kwaiitwa na madzibba
Uuuuuuum munhu haarowi vakauraya baba ava
😂😂😂😂😂😂"musapururudzire chembere dzichigeza unoripa kasingapere" hey ndaseka zvangu nemubuja biyangu.... taking us to another level for sure😅😅😅
Asi mubuja uyu haana kujeka. Sei arikuziva kuti mweya uchatungamira vanhu kuenda pane mapfupa emufi iye asiri mumweya at the moment.?
@@collinmarufu anenge akatoronda nyaya yacho kudhara
Kkk kubvunzwa na Classy ijere😂
Mashasha❤😊
Haaa mdara gede gede aitotyiwa zvekudaro
Ndazvishaya anenge aipisa munhu nezvibhakera
Cancer for over 40 years 😮? Baba Ava vanonyepa zvekuti dhu-u , plus futi varikuziva kwavakaviga Mukoma wavo . What an evil being 42 years munhu usina kusvika kwa Gedegede kunovhunza mukoma wake . Zvonyepa zvima brothers izvi ..
Zvekwagedegede kwakungotaurawo vakauraya ndivo nxaa,
Chihera unogona zvese nevoice rako rakafita pabasa renhau sezvauri kuita numbe ONE
Vanasikana ava vanogona basa.Soko tisu makudo achoo keep up mwana wababa.Chihera my crush well done
Thomas 😂😂❤
Nyaya iyi its irrelevant. Kurova nekuuraya zvinhu 2 dzakasiyana. Ma remains emufi achawanikwa kupi nekuti nyakurova aahazivi kunema remains acho.
Thank u drewmas media
Vanogona vasikana ava, Andrew anowanza chiramu, anokurumidza kupera njere. Ngaachi retire
yes ngaarege chiramu shuwa Andrew ngaasiye vasikana vashande vari two coz Basa vaakugona iye Andrew oshandawo ega Basa richifamba company ichikura
Kwaaaa
Akauraya munhu uyu hwaiwao
Mudhara peter tsongora ndiye akauraya mukoma wake anoziva chokwadi
Haaa munodzifambira shuwa
MaNcube Thando of Class u r so 👌
Mandla ❤
I think ma brothers vakati vauraya hama yavo vakanoiviga kwa gedegede kuitira kut zvigonzi ndi gedegede akauraya sezvo vachiti aiva nehondo navo
This two brothers knows the truth they have killed their brother they are 👿😈 devils they must get have penult
I like before I watch❤❤❤
❤❤😊
And this Agedegede vakutaurwa ndisekuru vangu baba vaamai vangu pakaipa
But baba avo kumashure vakambo zvitaura before uyo wekurohwa achizofa. Asati afa
KO yakazodii nyaya iyi nhai Drewmasa media ..akazotorwa hre Mufi?
Isu kuno tiri ryt urisei Tinto
baba.ava.varikutaura.kuti.kudai.ndanga.ndisina.kutosimba.kudai.ndirini.ndakafa.zvinorevakuti.ndivo.vakarova.munhu.kusvika.afa.🙊🙊🙈yoooo
Ko ndivo mdhara vekurohwa na Avelage here ava
Chihera momwaya mibvunzo kuita kuikanda miseve😂😂😂😂
😂😂😂😂 tinenge tichida kunzwisisa
Maonero angu Muporofita uyu haana kushandisa miteuro ,akashandisa psychology. Lol ..Anoziva kupinda mumusoro mana Baba Ava .
Ngavasungwe baba avo, he is not even apologetic.
Madzibaba nhema
Eeeeeehhhh
Kikiki kuyabanda lapho e Tokyo
Soko makumberi
❤
Amana we are over 14 so why kuomera like vamwe vanhu vanoomera shuwa
Ko mai vakaurayisa mukoma wevarume avo varipi
Ko vairwireiko Vanhu ivavo????
Mufi akanga adanana nemukadzi wemunhu
Mkoma aidya vakadzi vevapfanha
Kiki aa saka Mufuyo Zvakazoiona ngwarati...hapana justice ipapo he was totally wrong ,Saka vokwake ndivo vatange kuripa futi, infact ngavaripane vose nxaa😳.
Akanyenga mukadzi weumwe
Cancer makore ASA Aya ,muchingorarama kunyepa chaiko
Haaa Chihera na Sokostina big up to you. Mibvunzo ye yenyu soo iri tough. Keep it up
Ko yemombemakazodi nhachihera nasoko
Murikuto gadzirisa nyika ,many thanks guys ❤❤
Mucharipira vana vemushakabvu zvenyu muchiita mafunnies
Peter killed his brother
🥰🥰👏👏
❤
Sekuru zvinotyisa zvamunoita ,🤷
Ko ivo vaGedegede vaiwana simba rekuviga munhu sei vasivo vauraya pari kundi netsa handipanzwisisi
Sokostina
Shillah❤😊
Thando Classy!
I love that girl. I know her kubva achikura and I'm proud kuwona ari muhuJournalism... Love you Thando Klasi
❤❤❤❤❤😊😊 thank you 💓 love you more 👏👏👏👏👏 C and Cathy
Thank you girls
❤😊
Thando can grill for sure
❤😊
Madzibaba naSabhuku vanyepa apa. Mapfupa emunhu anoora depending on soil conditions. Anopera kuti pee
Mapfupa haawore. These are the bones that we see in all excavations.
Haafe akapera zvekudaro
@@cookemoffatt5701 you are arguing from a emotional point without scientific/anatomical basis. Bones do decay, just at a slower rate than other organic material. Depending on the conditions, this process usually takes a few years. Bones are largely a fibrous matrix of collagen fibres, impregnated with calcium phosphate.
King Richard if England was discovered after 400 years. Borns can last more than a million years but in different state hence fossils
@@cdechirume2979 You obviously miss the point too in your excitement to make a contribution. My comment said depending on soil conditions. In even mildly acidic conditions bones become demineralised and lose all the calcium and phosphate to become soft tissue just like skin.
lets solve family disputes amicably
Well done girls. Keep on going you r not rough and rude. Many thanks x
Thank you bless ❤😊