CHAKARI...........AKAURAYA MUNHU APINDIRA ZVIBHAKERA ZVEVANA

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 177

  • @shoraiglmpofu2760
    @shoraiglmpofu2760 Год назад +16

    Wudzayi vanhu ava a way forward, rather than kuramba muchitaura the same thing tell them to go and report their case vabatsirikane

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Год назад +8

    People kana tangoona kuti pane munhu akuwara ngatimhanye kuhospital as soon as possible kwete kumbomirira kuti vanhu vaungane

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Год назад +13

    Akauraya uyu one day is one day.. Mumwe musi zvichakuwana..Hazviperi mushe

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 Год назад +17

    Girls kanakumboti nematambudziko. All you would say is ok after hearing gogo and bombard her with next question. Even when u asked if he was the husband you never said condolences. Take this as constructive criticism

    • @enlighten729
      @enlighten729 Год назад +4

      Tinenge taita kudhara Saka tofanirwa kuramba tichingozviita here kusvika vanhu vakuchema here ,kutozotaura Navo pamhepo tinenge tatanga takutukura Navo Cde❤

    • @enlighten729
      @enlighten729 Год назад +1

      Unless Mati zviri necessary kuti vanhu vese vazvinzwe

    • @PrimaTauz
      @PrimaTauz Год назад +6

      kungodaira mushe kwakwanaka unongoti tataita kudhara tisat tavaisa pamhepo ...he is ryt tho isu seruzhinji atingafembere kut maita kudhara

    • @roots44
      @roots44 Год назад +3

      ​@@enlighten729 unopenga pasina Mari yedu isu ma viewers ungadai uchikwangwaya nenhamo so know how to answer your customers back idiot

    • @pettyhee
      @pettyhee Год назад +5

      ​@@enlighten729 unogona iwe usaterera anaMbwa ava vanongoona chakaipa chete pazvinhu. Keep up the good work. 👍🏾

  • @slydonkachepakomo4099
    @slydonkachepakomo4099 Год назад +8

    Drewmas media taking me to my home ,,, thank you guys ndaona team remuraini mangu pa Blackmorevale apoo. 💗💗💗💗💗💗💗💗 It's so sad

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Год назад +8

    Chihera n Sokostina u are doing a gr8 job.. Nice to see how u are growing evryday.. Even Shumba vakaita 3 months off basa rinosara richitsva.. Keep the fire burning 🙌 ✌️ 🙏 🍀 ☀️ ✨

  • @magret2679
    @magret2679 Год назад +8

    I felt gogo's pain😢. This is so sad..

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Год назад +3

    Soko l salute you makunyatsonzwisisa tsika ne magariro it’s shows in your questioning sando

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Год назад +1

    This Christmas vibe we used to do it at Murambinda Buhera back then everyone happy and villages like Gamanya..Kanongovere...Mombeyarara........Dambe just to mention a few will try and settle trivial grudges and settle scores its sad really now when it ends up in deaths...

  • @princemushayi8836
    @princemushayi8836 Год назад +6

    What a touching story gogo is strong, big up ladies presenters

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Год назад +6

    Mapurisa acho akapusa sei. Munhu angachinja zita but not chiso unless aita plastic surgery

  • @jabulilesikhakhane4242
    @jabulilesikhakhane4242 9 месяцев назад

    Nematambudziko gogo be strong luv u gogo

  • @gracie2world
    @gracie2world Год назад +4

    Ngavatore munhu wese wechirume ane surname iyoyo anodzokerera kukamba kana kana asiriye

  • @MataireMerinah-ef6de
    @MataireMerinah-ef6de Год назад +4

    Haa zvakangooma nyika yedu yakuendepiko veduwee vanhu havachatyi ngozi here

  • @patpateey2414
    @patpateey2414 Год назад +4

    yatova ngozi iyi. gogo mandirwadza moyo

  • @rachelkamulaza7833
    @rachelkamulaza7833 Год назад +3

    Zvakawoma Jose ngaarangwe why akapindira nhau dzisiri dzake kudimburidza hupenyu hwemunhu asina kumutadzira

  • @wadzanaimakobere2424
    @wadzanaimakobere2424 Год назад

    Thank you Drewmas you take me home #B/V

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Год назад +6

    Zvinorwadza gogo 😢😢😢

  • @sandrasetete6849
    @sandrasetete6849 Год назад +3

    I'm in love with song

    • @matchmorekalizi7635
      @matchmorekalizi7635 Год назад

      Nyangwe akatiza asi mhosva hairove ..... zvinorwadza MHSRIP😭😭😭😭

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Год назад +2

    Chihera big up ndazokunzwa keep up the good work

  • @lookout1234
    @lookout1234 Год назад +4

    saka ED anotengera madzimambo mota police dzisna chekufambisa kdai haaa zvonyadzisa guyz gatibvisei mabhinya aya

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Год назад +5

    Keep up the good wrk ,guys❤

  • @lizzykarume9053
    @lizzykarume9053 Год назад +1

    Thnx chihera and sokostina you are doing a great without Shumba welldone.

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +2

    Regai vakadero iye akatiza iyeye arikudzoka gogo and mhuri yose ichapera mirai yenyu muone mhuri yeakauraya irikufunga yakangwara asi varikubatana nazvo chete

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 Год назад +3

    Drewmas media we're proudly of two queen 👑 of Africa

  • @theitguy7138
    @theitguy7138 Год назад

    Makomboni ngaasiye nyaya dzemisindo vanamate Mwariy

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +1

    Sokositina basa sebasa mupfanha wangu nechihera nyaya dzamuri kutipa uuuuu Mmmm Zvakaoma haaa pane zvimwe zvinhu zvaunofunga kuti hazviko asi kana mavepo so muchitiudza unobva watoona Kut zviriko zvesure ndatya

  • @limbermist2904
    @limbermist2904 Год назад +1

    Vakadzi musapindire nyaya dzevanhurume. Hana dzenyu hadzina kunyanya kugadzikana. Kuuraya kwakashata zvachose asi zvinhu zvevarume ngazvingoperera ikoko.

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +1

    Zvinorwadza izvi sorry hama.mufi pfuka uvashungurudze mhuri iyoyo vese naJoseph iyoyo kwaari ikoko zvirwire wega

  • @blessedsimbanai1820
    @blessedsimbanai1820 Год назад +5

    Sorry shuwa gogo zvinorwadza😢

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +2

    Imwe mibvunzo gogo havasikuida chivasiyai kani aaah

  • @user-oz1og2fl9s
    @user-oz1og2fl9s 9 месяцев назад

    Ummm nyika yaoma zvesure

  • @nataliamurambinda1544
    @nataliamurambinda1544 Год назад +4

    Ummm nematambudziko haaa Mazimba mapindwa neyi asi

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 Год назад +6

    Sorry gogo ,, voice ravo rakazara marwadzoo ,, Gogo Mwari akunyaradzei

  • @abednicomauto3616
    @abednicomauto3616 Год назад +1

    Camp yepolice ngaiiswe munzvimbo iyi ; then vaya vajaira kungoita violence vachibhadhariswa fine or kusungwa havazviite futi now kana police iri kure vanoita madiro; if police was nearby muurayi dai akabatwa kare

  • @tawandakororo2756
    @tawandakororo2756 Год назад +1

    Name of the song plz

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 Год назад +4

    Vabereki kupindira nyaya dzevana hazvisi right zviri nane kutora mwana wako hona kwazvawe

    • @monalisakaetano8083
      @monalisakaetano8083 Год назад +1

      Kutakura 9 months not easy shaaa.. Vabereki vanofanira ku Protecta vana vavo in anyways

    • @dadiraimandigo4004
      @dadiraimandigo4004 Год назад

      @@monalisakaetano8083 mai mwana ndati zviri nane kutora mwana wako womubvisa munyatwa pane kut wabereki muite fight mopedzisira makukuwadzana manje

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Год назад +3

    But kana zvichitozikanwa hazvo kuti anonzi John ..... ndozita raanotsvakwa naro ka? Kuda hake anezvitupa zvakawanda wanda - sezvo riri tsotsi

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Год назад +1

    Ndopedzisa mangwana😮

  • @clarajaki9116
    @clarajaki9116 Год назад +2

    muna tauravo nevanhu wechikuru makagara pasi

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 Год назад

    Mota dzekubatsira hapana saka zivai pekuvhotera vanhu wee ngwarai ikoko🤔💛payellow ipapo☝️☝️☝️☝️☝️☝️

  • @admiremakanda371
    @admiremakanda371 4 месяца назад

    heavy matunes

  • @batsiraidanielchitiyo7851
    @batsiraidanielchitiyo7851 Год назад

    saka pakaipa kkkkkk ma journalist edu aya is this how you question and follow up your investigations

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh 7 месяцев назад

    Zvinorwadza hama dzangu

  • @accuratepatrickspartricia7907
    @accuratepatrickspartricia7907 Год назад +1

    This is so sad guys i think mai vekubaiwa nebanga vakanonokerwa next time munhu akakuvara zvinotoda kufonera police nekuendesa munhu kuchipatara shame may her soul rest in peace

  • @mhamhatquadchikwanda6693
    @mhamhatquadchikwanda6693 Год назад

    Hokoyo ngozi iyo

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Год назад +1

    Kune ngozi ñdiko kwana Jose uyu

  • @kayceedate4527
    @kayceedate4527 Год назад +3

    Chihera naSokostina thanks guys u r indeed taking us to another level keep it up drewmas

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +1

    So sad gogo sorry zvenyu

  • @rudavirokaseke-st7br
    @rudavirokaseke-st7br 10 месяцев назад

    Was suppose to call ambulancefirst

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Год назад +1

    Ngavabate John
    Hapana zvinonetsa apa

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 Год назад

    Ndarwadziwa

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea Год назад +1

    Inga zvakaoma veduwe, mmm.

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro2582 Год назад +2

    Zvakaoma💔💔

  • @sakeenasango6564
    @sakeenasango6564 Год назад +2

    Zvinorwadza 😢

  • @natsaizvingana8o7iswas51
    @natsaizvingana8o7iswas51 Год назад +4

    Chihera makadini na nasokositina❤

  • @gracie2world
    @gracie2world Год назад +1

    Haa mota dzakapihwa ma chief kare zvakaoma

  • @user-bs2gv2oo4o
    @user-bs2gv2oo4o 10 месяцев назад

    Ivo vaitsvagei Kuma shops husiku vakadii kuenda kumba nevana

  • @sarunahmakanyisa224
    @sarunahmakanyisa224 Год назад +2

    💔💔💔

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +1

    Why u didn't rush her to the hosp nhy all that tym muchingovasheedza muchibvunza kut chii asi maona kut munhu vabaiwa nebanga mmmm mainn mune kakunonoka so, Makadii kufonera police and ambulance, eish

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Год назад +2

    Ehe ndizvo asi mai vatanga kutaura avo ungaramba uchingobvunza munhu kuti chii iwe waona kuti abaiwa plus munhu akabaiwa nebanga anobuda ropa .uri kuona kuti ropa ririkubuda abaiwa nebanga woramba uchingobvunza kuti chii womutsvagira pekugara ozendama uchingobvunza kuti chii panzvimbo yekumhanya mhanya kutsvaga mota yekuyendesa munhu kuchipatara

    • @enb00025
      @enb00025 Год назад +2

      Panekuti vapinde muchipatara nemunhu for medical help hanzi takabva taenda navo kwaSabhuku. Sabhuku ndivo chipatara here? Ahhh unoshaya kuti chii

    • @virginiachirumbi6032
      @virginiachirumbi6032 Год назад +1

      Panoda kuiswa pressure pabaiwa munhu orara ari level

    • @viratkuntawong7256
      @viratkuntawong7256 Год назад +1

      umm zvinorwadza

    • @kundaimiedzok
      @kundaimiedzok Год назад

      Exactly!!they all really let her down!

  • @prettynyamuda1067
    @prettynyamuda1067 Год назад +1

    Zvakatanga rini zvemapanga vanhu ngozi haina kupera munozoiona zvenyu yakuuya

  • @princemushayi8836
    @princemushayi8836 Год назад +2

    What an intelligent village heard

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Год назад +2

    Mutivanotaura vataurise tigohwawo

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Год назад +3

    So sad this world where we are going with killing

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Год назад +2

    Zvakaoma

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Год назад +2

    😭😭😭

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz Год назад +1

    sorry gogola i feel your pain

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +1

    Vanhu vave nemweya veduwe zvakaoma

  • @tarymajaka7215
    @tarymajaka7215 Год назад

    Drewmas media I LOVE YOU ❤

  • @brilliantmotsi6708
    @brilliantmotsi6708 Год назад

    Nyaradzwai naTenzi gogo😢😢

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e Год назад

    Sorry shuwa ,ndarwadziwa mai vangu.

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Год назад +1

    Gogo sorry 😢henyu nematambudziko

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Год назад +1

    Very sorry gogo eish 😢

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Год назад +3

    Saka yagara iry mhondi chaiyo ungabe birth kwakunotora chitupa sure ichamutewera ngozi iyoyo ndekupi uku kwaitika zvakadai

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад +2

      Uyu yakawanikwa anofanira kunzi life in jail chaiyo chii chakadaro

    • @josephined8931
      @josephined8931 Год назад +1

      Izvozvo zvaakaita kuba birth reumwe imhosva futi munhu uyu anofanira kutswakiwa and mhosva dzakawanda

  • @kimmawire6117
    @kimmawire6117 6 месяцев назад

    Im srry gogo ,zvakaoma veduwe

  • @evengelisterbiyasi5160
    @evengelisterbiyasi5160 Год назад +1

    💔

  • @MercyChirambai
    @MercyChirambai Год назад +1

    zvakaoma hazvo

  • @lizzykarume9053
    @lizzykarume9053 Год назад +1

    Shame sorry gogo 😭😭😭

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 Год назад

    Hama dzemufi changamukai imi fambirai mufi amuke mhuri iyoyo ipere.

  • @MercyChirambai
    @MercyChirambai Год назад +1

    mhuri inobirana zvitupa🥺

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 Год назад +1

    Tine hurombo gogo

  • @beautymuyaka4197
    @beautymuyaka4197 Год назад +1

    Zvinhu zvachooo

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 Год назад

    So sad. The murderer must be brought to book.

  • @mavismasunda7681
    @mavismasunda7681 Год назад +1

    Ngozi inoreva yega mombe dzainoda

  • @margaretgwekwerere3830
    @margaretgwekwerere3830 Год назад +1

    Mwana and 18yrs uyu hasiku manikidzwa muma drugs era.

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo Год назад

    A sad story 😢

  • @rufaromorosi8249
    @rufaromorosi8249 Год назад

    hakuna mhosva isingarove achauya hake

  • @eden.lovesgod
    @eden.lovesgod Год назад

    Some questions that you are asking ladies what 😳 🤔 ???

  • @sithobekilemaipe9783
    @sithobekilemaipe9783 Год назад +1

    Nematambudzo sure

  • @nthabisengmofokeng3725
    @nthabisengmofokeng3725 Год назад +1

    Zvinorema

  • @chipochipo8415
    @chipochipo8415 Год назад +1

    Shem

  • @alicemusarandega
    @alicemusarandega Год назад +1

    Endai kuCiD homicide anobatwa

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Год назад +3

    Sorry gogo zvinorwadza izvi mwari vakunyaredzei

  • @kimberlykanyepi2905
    @kimberlykanyepi2905 Год назад

    Neshamba kune irikupisa kwa Seke kwa Chief seke !! Mwana ari form 1 azviuraya ne pipits redondo!!! Fambridge iyi boss

    • @kundaimiedzok
      @kundaimiedzok Год назад +1

      Hawaende awa.I once asked him to go cover nyaya yababa wangu wakapondwa kwa murehwa.Wakatsika tsika wakati fuel and we asked how much fuel they need they never responded.Up to now my family hasnt gotten any justice,munhu kutoponda okanda munhu mumvura tikazoona munhu skin yakubvaruka.I guess there are others that deserve their attention and some cases dont.Sadly i v been a fan of drewmas kubva pakutangisisa chaipo but they refused to help me

    • @enlighten729
      @enlighten729 Год назад

      Sorry for that Kundai

    • @enlighten729
      @enlighten729 Год назад

      Inbox

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Год назад +3

    Ngavavafambire anodzokaoga

  • @rudavirokaseke-st7br
    @rudavirokaseke-st7br 10 месяцев назад

    Hosp first not stories

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 Год назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @primrosechikadaya297
    @primrosechikadaya297 Год назад

    Sorry gogo you are in pain sorry gogo

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Год назад

    Nhasiwo hamuna kusekenyeka sterek