@@rosemtekesa4966 Magician anokuratidza kuti maoko haana chinhu but the moment yaunobwaira suddenly njiva appears mumaoko. It’s a distraction hama yangu he make you focus in the wrong place.
Regai tiseke zvedu 😂😂😂😂 vanhu vhurai maziso vana tsikamutanda are very good magicians, ukabwaira hapana chaunoona. Clue yechitsotsi chese iri simple. 1. Padaidzirwa kuti huya nemarasha. Ko marasha anga achidiwa azoshanda papi? 🤔 2. Nyoka is real but a snake of that size yakaneta zvayo spine yayo had been dislocated. 3. Inemazino zve shuwa but payaruma hapana kubuda poison yacho 🤔 poison glands removed. Anopindura nhau yemarasha haavharwe ne chitsotsi ichi. Use your brains. Marasha ndo ane success ye game rese. Simple misdirection but very effective.
Asi kuti mudzinza menyu iripo iwe zvako waizogona kuiona here nemaziso ako kkkk vanhu kungoshora shora so dai waipihwa mukombe uyu zvaikundika here waizoita sei
Get away car iri on standby 😂 plus kutyisidzira vanhu vakaurawa brain nezanu kudhara just saying Kari kuita divide and rule kuti iwe newe mauya kuzonzwa nyaya iyi vamwe vonzi mauya kuzonzwa
Matambudziko arimo mu vanhu asi ummmm zvimwe zvacho zvinoda kutarisiswa... So kana munhu asiriye akatsvaga chinhu akaita chekusiirwa nevakafa reason yekumubhadharisa iye ega inenge Iri yei hant chinhu ndeche family hr???
Vanobata zvinhu ava vanouya vari hobho team rake ronokananda nyoka and nyoka yavanenge vakatrainer as a pet iri cool inotovaziva havatombozvinetse nekubata nyoka dzemushonga vanotokusiiirai zvinhu zvenyu zvese vobata nyoka yavo isiri harmful 😂😂😂😂😂😂😂
Vanhu zvagara amuregi kushoora asi apo kuona kwangu zvirikungoitwa wani murudo mnhu wese achiona kaa Chero pakaitwa basa mongoda kuvapo mozouya motiudza kaa kt kwaiva xei kt muzogutsikana
Vanhu varikutii n'anga yenhema murikutiiko imi pakutanga haana here Kuti ndibvise hembe dzese zvakarambwa Misha mingani yapedzwa nezvikwambo zvenyoka idzi hazvisati zvauya mumisha menyu
@@rosemtekesa4966 Magician anokuratidza kuti maoko haana chinhu but the moment yaunobwaira suddenly njiva appears mumaoko. It’s a distraction hama yangu he make you focus in the wrong place.
@@dhavetembo7654 matende atakamboona rimwe Gore kumakuva ekwedu ayine ropa fresh which means ndezvenhema here Hakuna uroyi imagic dzese dzese
@@dhavetembo7654 Ivo vacho ivava mhuri yavo irikupera kufa nei imagic futi chamunofanira kutaura ndechekuti paita kundiso here kubva pabviswa zvinhu tozojaja
Magic at its best 😂
Kkkkkkkk
Tasvu ifair here iyi doctor
Ini ziiii zvangu sechidhakwa
😂😂😂😂😂😂
Ndanzwa voice raEdwell Neshamba
Kkkk kan'anga kenhema aka tibvirwe kutounganidza vanhu kuita kunge karikuita zvisinu aaaa chinofadza ndechekuti mwari varikuona zvavo kudenga kuchanorohwa munhu
Dotito Haina mabasa chokwadi 😅
Murikuonavo hre step ye n,anga dzenhema kkkkkk
😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkkkkkk chete mwari varikuona kkkk imimi ka
Kkkkkkk huye don't mwari mbavha dziya dzatanga
Batai murowe
Kuita kutsondora musoro😂Aaaaaaaa kana ndimiwo kungosvika straight ku wardrobe 😂next kuchabatiwa kamba @@mercymupondiwa9426
Apana humbavha apa asi kuti amugutsikane chete
Vanhu vese murikuti inhema nevari kunyomba mofanira kunonyombera kwa sithole akutumirei vakomana ,coz moda kutenda mangava sa Thomas
Kachoro mhiripiri inovava kutapira ngoma
Thanc u drewmas medea marambe makadaro
Nadha Nadha Nadha kuramba pa chiputukezi.
Tinowina ere tinowinaaaa boysss ranguu tinowina ere
Nemakuriro akaita nyoka iyo asi vanhu kushora hamuregi. Remember inyoka yemushonga chero iri 30cm inoparadza mhuri
Avasati vasangana nazvo mumsha ...kanzera avo nyoka vanoiziva
True😢
Kwedu ariko anogadzira nyoka saka tazvijaira izvi
Vanhu ngationei ku nowira tsvimbo nedohwe gomba ngarivharike
Matsotsi ayo cant believe mbavha idzo😂😂
Kanzera vezanu here
Magic dzake akaenda joza anoita mari
Vari kuti kunyepa Murikuti Nyoka iyo is a paid actor here 😂😂😂😂😂
Nadha nadha nadha kkkkk yoooo
Tinotenda nekudzifambira nyaya dzacho mukoma neshamba
Pabatwa nhema ipapo
Regai tiseke zvedu 😂😂😂😂 vanhu vhurai maziso vana tsikamutanda are very good magicians, ukabwaira hapana chaunoona.
Clue yechitsotsi chese iri simple.
1. Padaidzirwa kuti huya nemarasha. Ko marasha anga achidiwa azoshanda papi? 🤔
2. Nyoka is real but a snake of that size yakaneta zvayo spine yayo had been dislocated.
3. Inemazino zve shuwa but payaruma hapana kubuda poison yacho 🤔 poison glands removed.
Anopindura nhau yemarasha haavharwe ne chitsotsi ichi. Use your brains. Marasha ndo ane success ye game rese. Simple misdirection but very effective.
Exactly pangonzi marasha abva asima nyoka panzvimbo
Inhema idzi nyoka ndeyake
Masaramusi aya
Sekuru havasi kunyepa ava ndezvechokwadii izvii
Masaramusi Aya kana yakasiiwa nemadzibaba avo seyi chisingakure
Shhummbaahhh👏🏻👏🏻👏🏻
Muromo nyarara ziii
Ipa nguva maziso chete ndee
Nadha nadha nadha
Arikuzvitemba.
😂😂😂😂😂😂😂kubira vabereki
Vaneshamba kaa maakuenda kwa nadha 😂😂😂😂 vatove nezita ravo baba vo
😂😂😂 is not make sure
Kkkk kufadza😂 kwazvo hapana zvisina magumo vachazenge votaura vega vachembera kuti tainyepera vanhu tichivatorera pfuma dzavo.hongu N"anga dziriko kwete idzi dzemazuva ano.mombe dzangu 2 neTV zvakaenda ndakatarisa.i can't believe tsikamutanda😂
Ini handiite inhema dzega dzega idzi pfuma inopera ukaita zvekutamba
Ndezvenhema izvi
😂😂😂anobatsira murume uyy zvamwari chaizvo
Makadiiko kuvatsvagira vekwa Tennessean
Ndakutadza kuona tumwe tun.anga utu haaaaa Tsoka vakandibata pfungwa iiiiiii
Vangabata havo zvefake but baba vemagirazi avo vakarema zvavo,pandakavaona nezuro mmmm face yavo haismile
Baba vemagrazi vanoda vanatasvu
Mmmmm nhema idzi
Chikara ndechake
Anonyepa uyu ,
Vanhu sekuru vekutanga vaigona nadha nadha aiudzwa pachikuru ende vakagona kuti pamba pake pane zviripo
Aizve negore rino vanhu vachikungonyepa 😂😂
Nharaunda inovhiringidza munombovakokereiko,vanobva vaita kunge kwavo kwakachena
Iwe mupfanha iwe urikureva here kuti kanyokq aka ndo karikuuraya vanhu mumhuri iyi iko kadiki vakadai Drama chairo
Asi kuti mudzinza menyu iripo iwe zvako waizogona kuiona here nemaziso ako kkkk vanhu kungoshora shora so dai waipihwa mukombe uyu zvaikundika here waizoita sei
Saka yapinda Nani nyoka iyoyo Mumba apinda muchiona Wani musasvore zvichauya kwenyu
Inyoka yavo yavaisa it's a pet yavanotrainer Ichiri diki
@elliotmukozhojaravaza7508 vakaisa riini iwe uchinzwa muridzi wepamba akati hapana akambouya akapinda Mumba Saka nyangwe iripet yotadza kuoneka ichifamba Mumba ASI inomira panzvimbo one Kani
@rosemtekesa4966 mafake n'anga vane maagents avo vanogonakufamba vakasiyana umwe anonokanda nepawindo iyo yoita take cover muporofita anongozotsvaga only
Vakomana sei vanhu muchishora sooo😊
Saka banga richazoshandiswa mumba here
Nzvori😂 muchazodziziva matambura. Money is a root of evil 😈
Kna vanhu makambonyeperwa chero pakauya wechokwadi hamukwanise kuzvibvuma une uchingoti inhema bt nekufamba kwenguva uchizoonao shanduko panezvinenge zvaitwa ndopaunozobliver so garai nemasides enyu iwayo qsi vemumusha ndovachazotiudza kuti ichokwadi or inhema kuburikidza nekuona shanduko
Ko sei vanhu muchingoda kushora kungo tsvaga nhongwa inga apinda asina chaakabata vanhu muchingoona wani,councilor vanoziva nyoka ndivo vakasirwa nana baba hazvibvumike paruzhinji,imimi vanhu murikuzviramba asi mukoma wacouncilor arikupupura wani kuti vaizvibata nyangwe kurara nevana sikana ziso risisa one ndicho chainanzwa vaitozvibata saka murikuda kupikisei manje.dambudziko renyu vanhu munhu 1 akangotanga kushora mese makutotedzera panze pekuti umwe ne umwe ataure mafungiro ake kwete kutedzera zvataurwa nemumwe
Anasekuru Shumba vacho vanganiko nhy veduweee im very lost🤷
😂😂amana kupinda mubucket romwirwa mvura hr kule. Mwari tibatsirei tega tonorasika🙏
Kkkkkkk yaaah zhet mombe dzotoenda kutsvaga Mari nobharwa ukati eke
@@RudazTinman Saka nyoka yapinzwa Nani Mumba Anga akabata ndiani vabva vese uko wani
@@rosemtekesa4966 nyoka yaunzwa nen'anga neteam rake matricks Aya anopedza mombe dzevanhu kana usati vamanzwisisa muchabirwa mukazvirega mosara muchitemana nematemo fake n'anga dzaenda nematemo..... Real nyoka yehurombwa haibatwe easy so and kungoonekwa pacamera after feel seconds
Ko kana sekuru ava vakaona zvese pa soshari media kkkkkkkkkkkk
Izvi ndozviramba kwadu kune mumwe watakakura naye atsikamutadha anototaura kuti handibate kuno kwamunondiziva coz zvinhu vanoita zvekutenga zvinenge zviri muruoko rake mapipi
Get away car iri on standby 😂 plus kutyisidzira vanhu vakaurawa brain nezanu kudhara just saying Kari kuita divide and rule kuti iwe newe mauya kuzonzwa nyaya iyi vamwe vonzi mauya kuzonzwa
Ini ndirimuberere asahwira
Nooka ichokwadii here shumba ndimimuriko
Iiiii mheno ini handisikuzvinzwisisa mheno kti ishuwa here
Marasha munaona kupisa imba yevanhu
Marasha ndiwo akakosha and ndiwo aita kuti nyoka ipinde mu wardrobe 😂😂😂😂 inonzi sleight of hand ukabwaira hapana chaunoona
Maswera sei musandiona kunonoka ndanga ndichiuya
Vakaromba nekuroya ndivo varipamberi kuti ndezvenhema apa varikubatsirwa varikugutsikana
Ahhh speed yen'anga iyi ummmm uyu murevi wenhema uyu
Kkkkkk
Sekuru shumba anoziva basa rawo ,zvaasingagoni anotaira 👏
Guys don't take it personal hanzi comment section unotaura zvaunoda avo vanozotukana for the why
Pakuzongoti harisi ropa here iri,kumoto ichazvongonyoka uuuummm emphasis idzi points to something fishy .
Nadha nadha nadha ndinobeja handina kana nadha
Kungoti munhu anenge asati akambosangana nazvo anoti Hakuna varoyi
Ndaita mubvunzo 1 n'anga yamboti ndarumwa yadii kutiratidza payarumwa pacho ndakuona semovie
Drama iri
At least uyu aita zvirinane uyu
Sekuru muchekaa usadonhe sezvo mati pane nyokaa
Drewmas Drewmas Drewmas where are we going?
ichokwadi here kana kuti masaramusi?
👏👏👏👏👏👏🇿🇦
Vanhu pakaitwa matare nezuro mainge muripi vazhinji mabatira padenga , so kungonzi wataura akubatsire kkkkkkk sorry zvenyu
Matambudziko arimo mu vanhu asi ummmm zvimwe zvacho zvinoda kutarisiswa... So kana munhu asiriye akatsvaga chinhu akaita chekusiirwa nevakafa reason yekumubhadharisa iye ega inenge Iri yei hant chinhu ndeche family hr???
Kanzera munhu asinga bvume hake asi kusiirwa kwaakaitwa nyoka nemashandisirwo ayo anomaziva sekuru ava basa varova basa,takazviona isu zvichibatwa vanhu mune prblm tangirai kwakatanga dare musabatire nyaya padenga ,sekuru ava avasi ve fake vanhu amugutsikane chete sa Nadha
Tipindewo Andrew Neshamba
Ndoanonzi masaramusi aya
Kana musati mazviona mumusha menyu motaura kudaro isu kwedu zvakatibatsira chose
Mukoma Andrew song yekuti tirimusango whennje yakaimbwa nani
Chief Whenje
Vanhu vakadai vanoda kutarisiswa pachiri pedyo mombe dze vanhu dzsat dzapera mu Village.... Kana vazosungwa ndoopavanozotaura chokwadi kut dzaiva magic... Mostly havati ndechako.. Vakaona warambisisa vokut wakasiirwa nevakafa or unoshandiswa na someone kut ubvume kut chibviswe then womupa mombe dzaanoda... Kune dzimwe nzvimbo anouya pa danga pako otonongedza mombe dzaanoda iye then buyer anenge atoripo so ummmm zvinonetsa kupatsanura chokwadi ne nhema... Sei vasingazobatsire vasina mombe or mbudzi
Ko anga ambobvisirei hembe
Get away car iri on standby 😂 plus kutyisidzira vanhu vakaurawa brain nezanu kudhara just saying
Varume vemumusha umu sei vakaneta neta sooo dai moto watonganduka kare
Tunyoka kwacho wonzwa kuti ndo irikushungurudza mhuri nekuuraya diki iyi
Too many people
Zvakaoma mbavha
Zvotyisa
Yoooh
Marasha akumbirwa hapana chayashanda it was a request to disrupt focus hey
Asi sure marasha azoshanda here
Well done marasha ndiyo yanga iri key 🔑 kuti trick ibude. Like what magicians do it’s simple but effective.
Vanobata zvinhu ava vanouya vari hobho team rake ronokananda nyoka and nyoka yavanenge vakatrainer as a pet iri cool inotovaziva havatombozvinetse nekubata nyoka dzemushonga vanotokusiiirai zvinhu zvenyu zvese vobata nyoka yavo isiri harmful 😂😂😂😂😂😂😂
ANDREW NESHAMBA KWETE KUTITARIDZA MANYEPO
Tisu tirikubata here
❤❤
Tisvike wo shumba. Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Veduwee ndashupika live yangu haisikubudisa pekuti comment
Zviri nyore kutaura nekushora zviri kwevamwe, kune vanhu vakaipa kunze uko
Tateera
Macomment kutonaka kupfuura nyaya yacho