Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
DANGEROUS FRIEND 3 Zimbabwean movie 2024
HTML-код
- Опубликовано: 29 май 2024
- The series is about a man who entrusts his friend and tells him that he had been saving some money over the years. His wife is not pleased with him sharing his financial status to his friend. Out of jealousy and envy, the friend takes extreme measures and hires thugs to rob his friend. The friend's sister identifies one of the robbers, she gets shot because the robber will be trying to cover his tracks
Ukaona munhu anot Jamukoko media haigodi batai murove kana musingagwadziwe ne Jamukoko media Siya like rako pano ❤❤❤
Midia here kana media
@@abilitymatopi6654but wazvihwa Wani nhai wancu???
@@abilitymatopi6654But wazvihwa Kut Aida kutii Wani
Yes yes ndokugona kauku, mukapota muchiti 2 to 3 ma episodes ma week. Haaaaah tinoendamberi guys. Tipakuririreyi isu kuwona hatirege nekukutsigirayi.
Marisa kupusiswa kwacho kwakanyanya 😂😂😂😂😂. Zuva rauchanzwa kuti sahwira wako ndiye mharadzi ucharipa tsano...ugotanga kuchema sister yako kuti yauraiswa newawaidya naye mundiro imwe chete. Tete Masie makanyanya ❤❤❤❤
Thanks so much
Maitanya endai kumapurisa munochenesamwana wamai venyu😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Thumbs up mai Tanya,shame on you Marisa ,Jamukoko zvazvinhu,,
Ndonakirwa naMarisa achiti ndiwe unondivhura njere😂😂😂😂
😂Marisa anovharwa nguva dzose
Kkkkkkkkk 😂 😂 kudzungaira last number
Kkkkkkkk yaaah dzovharika
Please rambai makadero ndozvakanaka izvi matitangarirao dai mukaramba muchidero tosvika kumberi yese watching from 🇿🇦Isa like kana uri SA
Marisa 😢😢😢😢 vhura maziso Jackson inyoka😂😂
Bba pee avana kunaka zvachose mai Tanya is right 100/;
Marisa ndonzwa kuda kumubamura kkkkkk
Ja mu ko ko😂😂😂
Jackson ka mai Pee vakati chokwadi chichabuda pachena.
Well done guys . The very best of Jamukoko. ❤❤❤
Kkkkkk Marisa akazungaira chaiko.Mmm Mujeketwa ane munyama veduwe 😔
Mujeketwa anoda kugezwa mugungwa
I'm watching from Botswana munogona guys
Meee tooo
Masie havhunduke zvekumhanya 😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂kana chekutya
Mai pee vanyatsoratidza zvoita vakadzi vave pamaone love you jamukoko
Haaa JACKSON haupererwi yooh vatofunga kuparadza marriage yaMarisa kkkkkkk Amanda maziva ako akuverengwa
Kkkkkkkkkkk musadaro hana iri kurova veduwe 🤣🤣🤣
@@user-jv4rg3fv9k kkkkkkkk haa vana officer ngavaite basa fast mukomana anyure uyo
Marisa wakapusa hko❤❤❤
Rema chairo busy kutongerwa musha neshamwari
Matanya endaikunanga cheroo muporoffita 😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂😂😂
BaPee mukuda kuti mhondi iorere mujeri imi mhondi chaiyo muri kunze😂😂😂😂plus mari yema cabbage iye yagara haisi yenyu 🤣🤣
Kkkkkkkkk Marisa wakavharika uchazopepuka Jackson avemukati kkkkkk
Guys mabva mapusisa Marisa kudaro kkkk
Watching from Botswana ❤
Hanzi naMarisa ndodaidza shamwari yangu ikauya ikakurova panapa😂😂😂😂😂😂
Shamwari ipi kooo Marisa zimbavha riya😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk kwai zvandinonzwa kana neshiri chaidzo,,hanzi chimborongedza uende kumusha kwako,kkkkk
Jackson anoronga hombe mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Marisa Uri dununu
Haaaa Marisa nofungirwa naJeckson kkkk😅😅
Marisa uridutye apa ka apa wataridza kufunga nesure, maiTanya chitosimba you are focused murume wako zombie raJackson😂
Hadzi Mari ye coffin hadisisina uri kudakuuraiwa nemukadzi wako kkkk hope dzacho so
Marisa akapusa veduwe😂😂😂
hah last number chairo😂🚮
Welldone tsano ❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Jekiseni tsotsi kufurira umwee wake ,ramba mukadzi
Bba Tanya vhurikai pliz imi
Marisa ko zvaunosimbonyebera kungwara kkkkkk unoda kudaidza shamwari ikurovere mkadzi futi kkkkkkkkkkk
Ngaiuye ndakamirira
Waiting ngaiuye tione zvakazoitika pana bba Pee❤❤❤
Ndiwe unondivhura njere😂😂😂aagh Marisa why😂😂😂🙌🙌🙌🙌
Dayi taive nemapurisa akaita seayo muZim taienda mberi keep going
I'm still here I'm going anywhere 😂😂😂😂
Marisa soo 😂😂😂 Jakson mhosva hairovi uri kuzopinda mukati
Jekiseni akangwarisa
Marisa idhamu dhamu sure kkkkk
Marisa wakapusa urikunyengedzwa
Shamwari yako Marisa uuuuum yakangwarisa inogara iri ahead pazvinhu zvose kkkkkkkk
Waiting
He who finds a wife finds a good thing,Mai Tanya typical good wife ❤
Song iyo inot seizichiitika kwandir in🎉 inonakidza inouya riin❤
Guys people waiting for episode 4 give me the likes
Guys munogonesa mhani keep it up
Mapurisa vhurikaai njere chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Watching from UAE munogona
Hanzi mari yekutenga rimwe coffin handisisina 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣marisav plz usaramba mukadzi iwe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Marisa unozarurwa njere kupi 🤣🤣🤣🤣
Gd guys keep going
Mapurisa ayo,they are stars in the making
Thank you
Munogona team jamukoko❤❤❤❤
Officer manyama well done ✅
Well done guys makanyanya
Rambayi muchitipa mazuva ose tirambe tichinakirwa
Wagona usa nonoke mukomana ngadziuye unogonesa
Waiting kare hokoyo hondo maitangireimusindo we'll done guys pamberi ne basa watching from UK ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Ko ndezve malocation hr iwe shir..wapedz hr kuita hwucarer
Pafair makagonesa kugadzira drama IRI 🎉🎉
Kkkk ba peeee ko kudzikama
Good mai pee mataura chokwadi
Haaaa ndikunzwira Jackson tsitsi ini
Hukama iwe unemartiyake ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Haa jackson une utsinye wskufurira marisa kuti ramba mukadzi shuwa
Marisa hawuna kukwana chaiko ,unonditisa hasha shm uuu😢😢😢😢
OFFICER muskana ngavataure havo ne shona. Musazviomesere Veduwe.
Anyway tiri kunakirwa.
😂😂this is the comment l have been looking for..huh English yake is not giving 😅😅..
Chirungu hachisi kubuda shuwa
😂😂😂 marisa Kaaa 😂😂😂
Aiwa makanyanya 🔥🔥🔥🔥🔥🔥💪💪💪
Yes yes tamirira cctv footage ❤😂 mukurova basa guys rambai makadero ❤
Hanzi taurai shona😂
Keep it up guys
Yaaaaa pane nyaya chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
This is a masterpiece 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Masie anogona shame😂😂😂😂😂😂❤
Thanks so much my love
Im hear for Marisa
Me too
Watching from Burundi 😂😂😂😅
Hmmmm today am starting with you Marisa......what is happening to you. Musoro wako unonyatsofunga here😂😂😂😂 zvauri kuitwa chitoy naJackson, nhai veduwee. Hausat wamuka nanhasi..... sleeping on duty kkkkkkk. URI kurumwa nenyoka you can't even feel the pain Marisa! Nyoka iri kunyatsopora kukuti ngaa yofuridzira, yoti ngaa again ichifuridzira zvekutoti you don't feel anything 😂😂😂😂😂😂. Kuzungaira here nhai Marisa. How can you be told kut ramba mukadzi wako befriend, who is he to you to tell you that iye agere nemukadzi wake kumba. Marisa plz wake up you don't have to be saying yes on everything that Jackson says. Your wife is a very good lady anomira newe bt you are telling the friend to bit your wife. What is all this.....zviriko here. Jackson wako Ari kutokuona wakapusa kkkkk HOKOYO NENYOKA MARISA!. Jackson " The pretender" behaving like you know nothing about the money yakabiwa iwe URI iwe muparazvingo. Kumhanya mhaya kwamuri kuita kuvhara nyaya kuita kuburitsa maziso. Kufurirwa URI number 1 chaiyo ummmmm. " Ndakarota voice richiti mwanangu enda unoyambira mumwe wako anofa". Wakanyanya Jackson aaaah ndiwe wakuudza Marisa kuti Mai Tanya nebrother yavo vakaba mari 😂😂😂😂ko kudzidzisa mapurisa zvekuita iiiiiiiiiiiiiiii mwana waMoses bodo haaaa URI kushanda running to each and every corner kuvhara dhiri kana kumbonzwawo tsitsi. Are you not feeling something that is not right in you? Uchadzidza chidzidzo mhosva hairovi and you are going to feel the pain. Ko if Marisa get to know that you are the who stole the money how are you going to handle this? Tete Massy ndachema chema nemi chaizvo, madisa bag sure zvekurasa unhu hwenyu 😂😂😂😂😂😂 Tete musadaro kungochunja nhai kupinda mumadhiri this not how I know you. Plz Tete unhu hwenyu hunodadisa ngaudzoke zvemadhiri throw it away. Mai Pee dzikamai zvenyu pamuchaziva kut murume wenyu ndiye akaba Mari ye friend akatoshandisa parufu kunge Mari yake muchaita SEI. BaPee havaite kani Mai Pee kkkkkkk murume wenyu inyoka. Mai Tanya you are such a good person murume wenyu ndipo pasna am feeling for you that you hubby listens too much to the friend more than you.....he is a yes man to Jackson kkkkkkkkkkk. Tsano sorry zvenyu kusungurwa zvisnei nemi bt don't worry muchabuda zvenyu.Mapurisa itai basa mbavha ibatwe.JAMUKOKO FANTASTIC ❤❤❤❤
Kkkkkk its ok love will do so
@@ophylliajakwi2953 plz do kkkkk
Komukabatwa mamuraya futi😂
Jakisen kaaa mwari ariko hnzii kuita zvakashata kuzviitira kuita chakanaka kuzviitira futi marisa shamwari yako inyoka chaiyo odakutokurambanisa nsmaitanya iye achiziva nyaya dzake
This time makasira ndopakati JM zvee
Well done guys
I love it also nesong yeyoung boys ngaibude
Mujeketwa une munyama jkkkkkk
Jackson itsotsiiii 😅marisa hvura zisooo
4 yacho pluz Jackson na masline musazouraye wangu gyz
Kkkkkk ok
Guys munotigonera 💕
Haaa mopedza amana ❤
Imagine mubereki achiti ndine vana 2 vari joni ,apa vese imbavha zvadzoo 😂😂😂
Tsano vasungirwa Mahara Marisa vhirika iweeeee
Yes haaa booo mukugona
Nyazviende mberi Jamukoko media mukutigonera
Kasmile kaitwa nalady officer Jackson wanyura iweee kkkkkkkkkk
Tikuida rimwe fast fast
Next movie Marisa ramba kuita shamwari yababa Pee vakukuvadzisa pakawanda wangu 😂😂😂
Mmmmm bapee mopanyura apa
Pakamazoisa tete vedu apa kaaa but vakanyanya manje pese vanokwana.Marisa uchachema manje coz maziso acho autorina
Thanks so much my love really appreciate u