Jackson you have to listen from both sides, Shamie and your wife. You have to sit down with Shamie and counsel her in such a way that she understands things.If Natasha showed her the where the food was she should have cooked her food and eat not to wait muroora to come and cook for her. Shamie mupengo zvawo ndiPorongi anoporonga zvose. She has no patience kkkkkk. Natasha chisalad too much on you. Why don't you do your duties as the wife. Mimba yako ikagoita kunge iri mumaoko. Iwe natete vako Pari kushaya anodzora mumwe iwe URI kut handinzwarwo, Shamie Ari handinzwarwo. Pane nyaya apa . Mazosvika pakurovana yooooo. JAMUKOKO TO THE FULLEST❤❤❤
Shamie is excellent in her role. Five star performance.
Thank you♥️♥️
@@shamiso0Are you guys based in SA or in Zimbabwe? You have become a staple of mine I look forward to any material that is released on this channel.
@@Kyrgzstrr SA😊
😂😂 ini tete ava havana muti usingakwirwe ndokwatura handina zvoyera kana vakambopenga ngavaende kunogara mapenzi uko ndorova munhu akaiti twasa
@@shamiso0 nhai Shamie uripi? We miss your performances veduwe.
Shami ndomuda hangu zvekudaro anogona mwana uyu keep it up girl
I love you more and more♥️♥️♥️🫂
Dldfkotirufjfyirutiri❤❤😂😂😂😂😂😂😂😂@@shamiso0
Qyatar6ydyeutuxhfj😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Im here for Natasha...her acting skills are just👌
Nhai baba mocheme muri imi makonzeresa😂😂 well done guys ❤
Guys you are so natural. Keep it up
Sou teu fã bons trabalho
Marisa kuramba zvevasikana iwewe chaiye kuita munhu wamwari😅😅
Hnzi naMarisa ndaidyiwa kkkkkkk abvumaaa kkkkkkkk
Ichoooo chakandwa chirah....haaaaa muri kubvira guys...i love you alll❤
Shamie keep it up you are really a good actor
Aaaayaas makanyanya guys chokwadi 😂😂😂😂❤❤❤
Kkkkkk Jackson haubatsiri iwe hakuna hanzvadzi inopindira kumukadzi wako seizvi hona manje
Love the colours of your 🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
I love Natasha❤ you nailed this character girl...
Yaaaa point thanks
Kkkk Marisa aramba kuhliwa hanzi nemadhuriro anoita iphone 😂😂😂😂
Shamiso ane moto wena 🔥🔥🔥🔥
Vatete shamii kaaa
Haaaa zvakaoma sure
Marisa haaa munondigonera
Marisa ayende kochengetwa mapenzi😅
Shamie kukanganisa lov yevanh dzoker kumusha
Natasha you nailled it keep it up my dear
Maaan, Natasha you made it real. You upped the game. Shami uri mupengo zveshuwa. Jackson you too soft.
Ahh😢😢😂😂😂
Thanks bbes
Jamkoko haaa makubvira imi vanhu imi ❤❤❤
😂 l love you gyz munogon
Shamwari yangu ndijesu ndakadanwa
Muparadzi ndiShami na bhudhi vake yu aer dowing good yu people keep it up
Well done guyz kip it up
Haaaaa Shami ngaadzokere ku roots ...hanzi nakhule ndatorobwa zvee inii ...iye kurova inii sekuru😂😂😂haaa shamii itori problem ..mukamutomurovesa mabude akananga paroots memusina kumbokanganisa😂 ...Anyways 2 yacho ngaichiwuya hayoo
Kkkkkkkkk shamie warova sekuru kkkkk iwewe ka
Mujeketwa ukumwa tea hr 😂😂😂number
Shami just like Marisa,never disapoints
Patiently waiting ❤
Big up to you Shami i like you
Hondo chakachaya mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas Aaaayaas 😂😂😂😂❤❤❤❤
Marisa 😂😂😂😂kwai ndakadamwa ndakuita zvekunamata
Munopisa guyz muri moto unobvira🔥🔥🔥🔥🔥🔥💥😍
Marisa Shamwari yangu ndijesu
Ukaona zita rotumidzwa pamombe riri zita ratete yobva yanorooreswa muroora haaya muroora iyeye aripaChipare chevarume
Slimmie, Marisa, comic elder, four seasons.... Full set
Kk nzara nzara shamika
Natasha ❤❤
Thanks bbes
❤ shami ka
😂😂❤❤
Nyc project ko wadiii kupedza ana mari yemushonga
Ikuuya Friday episode 10
I'm here for Shami❤❤❤
❤❤❤ guys munopedza masport
Hoo ndazviona ,Shamy akambopenga kkkkk, musamudaro veduwee kani
Handina kumbopenga ini🤣🤣🤣
Shamu uyu anyatsogona variko vanatete vanoita sekuti ndivo vakatriner character iyi yaShamie.apinda namo namo
I highly recommend the movie..it's portraying real life situations!
❤❤❤ mondigonera gzy
💪💪💪💪💪👏👏 @Mjeketwa ndabvuma pa tea 🍵 apo
Kusvodza cos of hembe here chokwadi? Vanity of vanities!
So Sad😢😢
Kkkk mukadzi oramba kuenda kumusha 😂 shami sham 😢😢
Zvakaoma🤣🤣🤣🤣
Loved this one
Kkkkkk Jayson naMarisa
Apostle Sean her
Yes
Shamiso iwe uri munhukadzi nhy newe Jeckson mutorwa anotoda support yakowo kumudzivirira kbva kuhama dzako
Mamonya e tea😂
Shami haugoni ku actar yar murikubowa
😂😂😂😂😂😂😂😂 bho hre Jackson kuzochema
Chiheti sechaShabanhu😂😂Shami huya hako
Shamiso wangu kani kkkkk 😂😂😂😂
Marisa kkkk vnoda vakaipa semwi
Shamie vs naiza boom Blackie who is the best
Apostle Marisa😂😂😂❤
Marisa to the world even ndichiri pa 3 mins😅
You're doing good
zichikonzerwawo newe Jamukoko unotunhidza kamwana kaAmai vako. fokoro saka unochemei ipapa. hanti ndozvamaiida muchinetsa Natasha
Ma symptoms enzara kkkkk ummmmm hanzi anger
Hasha🤣🤣🤣
Boa here shamie watosvika nomusindo
Always on 👌👌👌
More love to Jackson n marisa
Shamiso itori problem hombe chaiyo aaaaa hapana pano actor ari tete vane dzakakwana kungoita mupengo akuda kumborohwa 😂😂😂😂😂
Always on point
Haaa Shamie ndokufarira but zvimwe zvacho zvinobhohwa Aiwa bikawo ungamirire munhu asipo Aiwa kwaunoenda usiku
😂😂😂😂😂😂😂 shamika usadaro
😭🤣🤣🤣😫
Pakuzotisiisa yogati manje😂😂😂
U never dissapoint❤
Kkkkkkkk marisa marisa
Marisa ano actor
Shami has mental issues 😂😂😂
When your husband is not seeing what's happening and just think blood is thicker than water 😢
Shami muparadzi shuwa kkkk ungatadza kubika here
Haa uyo anonz shamie ma1
Jackson you have to listen from both sides, Shamie and your wife. You have to sit down with Shamie and counsel her in such a way that she understands things.If Natasha showed her the where the food was she should have cooked her food and eat not to wait muroora to come and cook for her. Shamie mupengo zvawo ndiPorongi anoporonga zvose. She has no patience kkkkkk. Natasha chisalad too much on you. Why don't you do your duties as the wife. Mimba yako ikagoita kunge iri mumaoko. Iwe natete vako Pari kushaya anodzora mumwe iwe URI kut handinzwarwo, Shamie Ari handinzwarwo. Pane nyaya apa . Mazosvika pakurovana yooooo. JAMUKOKO TO THE FULLEST❤❤❤
Shami nemuroora musapa jekiseni stress please
Hoyo guys makaipa
Shami usadaro uro favorite yang bt nhas zvavaita zvanga zvichibhohwa hakun tete vakadaro 😂😂
Marisa hnzi ndakadanwa
Good job
Haaaaa ichi manyama Jamukoko nawanadem chikuenderera mberi hr rambai makadaro gyz nawanadem
Next please
Shamie wandinakidza nhasi 😂😂😂😂ndaseka nhasi
Aiwa izvi zvazvinhu team manyama
marisa funs let's gather🎉
Obvious MARISA power
Yeah team yese zvayo inogonesesa iyi
Shami kushota shamhu chaikooo
Gyz maita Sei futy pedzisaika muparadzi 😢😢😢
Keep it up guys❤❤❤
Provision or provisional, one of them is correct. A job well done.
Asi shami kaaa ummm hakuna tete vakadai
Kk Shamiso pamuromo
😂😂😂❤
Shami urimukadzi iwe bika hawuna kunyimwa chikafu chizere hanzi bika
Tiripo musatityira
You are really 🔥 🔥 🔥